Passion yes bhegi inaro hako asi mkomana Rockie ari kuzhamba kuti hauna kumupa muripo unoenderana nebasa raishanda ku record label yenyu plus hanzi benz iya yamakamutengera iri kungogara yakafa dayi mamupawo kana one Lamborghini kana kumutengera Benz isingafefe kunge dzakatengerwa ana JP na Sir Wicknell Chivharo I mean sir Wicknell Chigaro 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ndinofunga kuti Mwari vanokuwedzerayi ma blessings 🙌.
Sir Wiknel Chivayo ndiyo mbinga yemu Africa akatumwa naMwari kuzogova hupfumi ndinoti rambai makatsika gear repakati mbinga yedu kubva kare hapana akambozviita but Sir number ONE CHIBABA CHEDU NDINOKUNAMATIRAI KUTI MWARI VAWEDZERE PAMATAPUDZA. SIR
Fix the roads in Zimbabwe, where are you going to drive those expensive cars because your roads in Zimbabwe have got potholes which can stand a giraffe and you see it's head protruding
Java i like u i wish to meet you i like u like the way i like my mom your honest on my side not redumbu iro raka zvimba dumbu nezvinyoka zvaka zara dumbu😂😂😂😂😂
@@websterjani asingade chakanaka isasikamu chairo. Dzegwa remandiriri Definitely we can never compare Passion na wicknell. Never.. Age wise.you can see
Mese muri mbinga tazviona but Masiyiwa ndibaba venyu mese.
Hmmmm wauya nenyaya yakanaka hazvipere mushe😂😂
Passion yes bhegi inaro hako asi mkomana Rockie ari kuzhamba kuti hauna kumupa muripo unoenderana nebasa raishanda ku record label yenyu plus hanzi benz iya yamakamutengera iri kungogara yakafa dayi mamupawo kana one Lamborghini kana kumutengera Benz isingafefe kunge dzakatengerwa ana JP na Sir Wicknell Chivharo I mean sir Wicknell Chigaro 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ndinofunga kuti Mwari vanokuwedzerayi ma blessings 🙌.
Vanoremerwa nehobho including strive Philip chiyangwa , makandiwa and many more cause this guys havapinde mu top 10
Usatambe nechokwadi
Wataura.chokwadi😂😂
Java anozoita kakushaina Chivayo ndimi King ndimi murikurira motor dzamapa vanhu so far murikuseri ndaisa like kunamadzibaba chivayo
Wicknell ma1 👑 🔥🔥🔥
Rip Boss G 💔
Hoyooo
All is vanity my brother,seek God before your days on earth are over.
💪
Amen zvichapera izvi
Yes true,amen
Saka cei urikutsvaga mari yet uchiziva kuti zvichapera shandai kwete kungohukura@@user-kh9ei9oe4g
Sir Wiknel Chivayo ndiyo mbinga yemu Africa akatumwa naMwari kuzogova hupfumi ndinoti rambai makatsika gear repakati mbinga yedu kubva kare hapana akambozviita but Sir number ONE CHIBABA CHEDU NDINOKUNAMATIRAI KUTI MWARI VAWEDZERE PAMATAPUDZA. SIR
Mari ya masiyiwa ndeye ziya
Rolls Royce my dream car. But passion is my best character . Charismatic and funny
Pakashataaa
Don't compere one will die.Gava vs. Boss G. Now, where is Boss G. 2 yrs to come Sir Chivaro gud bye.
Haaaaa taura hako
Kufa nei? Guys ka kkkk
😂😂😂😂
I like soo much java because he speaking like a comedy but also More encouragement 🙏🙏🙏🔥
Munotadza kubatsira vanotambura vakaita sesu sk hapana zvamwari apa satanic yega yega
Fix the roads in Zimbabwe, where are you going to drive those expensive cars because your roads in Zimbabwe have got potholes which can stand a giraffe and you see it's head protruding
Muchinjiko twenyu vaChivhayo hawusiwo
😂😂😂😂 vakakanda mujagwa
Sir wicknell chibaba,ana java vana kwaari,I remember pama worriors akaomerwa panguva yachiyangwa akamira navo,chibaba icho ndimadzibaba futi
Madzibaba hoyooo💪🔥🔥
Chivayo is more blessed because he shares his worth with others & he doesn't show off.Chibaba Chivayo.God bless him more.Although vose vari mbinga
Well said give and you shall receive 👏
wadomoka Chivayo ane show off don't lie, the prob is you read him on news papers you don't follow him on social media
Glorifying thieves, surely nyika ya guma
Kupa vanhu vekunze asingapi hama dzake dzichitambura chii ichocho
Hausi kuziva zvautaura
Nhamo inotoita kuti tiswerere izvo
😂😂😂😂😂😂
Uchaitawo bag pne day baba
@@everythingzimofficial thanks ndiri kutsvagaso
Hanzi dzakagadzirwa dziri 10 kkkkkk company ipi inoita bussines rekugadzira mota Shoma kkkkkk
😂😂😂 Anopenga uyooo chivhayoo zvaizvezvi anechimuti
@@everythingzimofficialmakutiwo futi imi?
@@DilanjairossePreso-hz7ehwicknell akupisa baba
I'm just watching this because I love cars.
Even me wena
🔥 thanks for watching boss
Hoyooo thank you fam much appreciated
wickinell ndaambokura mwana mutokotoko kuna Java ndaambovhaka imba kuStates first
Ma1
So this guy is now at level of Ginimbi anga asati asvika panechibaba..
Haa wicknell abaya 🔥🔥🔥🔥🔥 akurema
Passion azoti ziiiii manje aifunga kuti ndiye ega akaromba
😂😂😂😂 ahhh
Takarasima kutenga mota zhinji kodzofambirepi nemaporthole gadzirisai road mhani vana Gwavha kk
chivhayo wickinell Sir manyama uyo mwana javha
Ehekaaa wakutaura manje 💪🔥
Ndezvekwenyu uko nemari dzenyu saka isu munotiratidzirei
Yoweeee😂😂😂
Java kumberi
Zvaani??😂😂
Java chimbobuditsa mapaper tione kuti zvinhu zvako kuno kuzimbabwe tanzwa nekutsvaga victor big chibaba anoziva kudya mari nevamwe
Manga muchiziva here kuita mbinga kune imwe streeess so it's your time
🔥🔥🔥🔥🔥🔥
I love java coz he is funny 😂😂😂
😂😂😂😂😂 he is
Java he is my best ,i like his character, ari funny
Hoyoo
Kutiratidza mota dzemunhu ari America idrama toziva sei kuti ndedzake plus hadzina duty
Wakuda kutotanga drama ndiwe 😂
@@everythingzimofficial mota dzeku America hadzina dhiri idzi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Chivhayo imbinga so far motor dzaapa vanhu dzavanda kupfura mari yaJava
Ane bag mdara 🔥🔥🔥🔥🔥 akurema
Chivayo dzake dzine duty chibaba .java hunza one zvayita kuno kana wakapenga
😂😂😂😂
MuZanu hamubhadharwe duty sha. Hameno povo.
Passion is Small, Wicknell is Small, Scott is King 🤴
😂😂😂😂😂 gava imota dzekuhire kuAmerica you can hire a car Musa believers nagava
😂😂😂 ha fair mari haana zvake kana tazogara asi madzibaba siyanai naye
Java vanonyepa chivayo vahombe
Wicknell is king
Mwari ngandiite ndive mbinga ndiite savaChivhayo
Mota idzi dzikaita mambara dzakuzim dzinogadzirwa kupi i mean maparts acho
Vanhu vane bag ava chivhayo anoidzosera ku rolls royce
Tichadzipfimbikira mazhanje
but pana Sir dzikamai muudzei mega Sir
Wicknell anopisaaa hake 💪🔥🔥
Chivayo number 1.
Anorema uyooo
Prophet Passion!
🔥🔥🔥
Rolls royce🔥🔥
Ma horrror
Nyc
Java imbinga guyz.fit body.chivhayo isaga rezviyo
Hahah ko pa mula????
you 😂are too much lol
Two dzaChivhayo dzinopisa 5 cars dzaJava😂
😂😂😂😂 Maya iri one iyo Spectre inopedza
Ko maronda paruoko hanziiko ndizvo here zvandakanzwa
Chirega kudaro😂😂😂 takazvibzwawo
Apa vakunzi vajavha manje mbinga
They are playing date game these guys life is too short to them
Ma1
Mota dza Chivayo dzine Zimbabwean number plate
Zvinoreva Kuti dzinodira petrol mu Zimbabwe
.Java nyarara zvako ikoko Kuno kune varume
Chivhayo ma elders🔥🔥🔥
Chivhayo 🔥🔥🔥
Ma1 🔥🔥🔥
Java i like u i wish to meet you i like u like the way i like my mom your honest on my side not redumbu iro raka zvimba dumbu nezvinyoka zvaka zara dumbu😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Ndokuti cash zve it's cash my friend
Scott ndi king kunge Pharo
Scott ma1
@@everythingzimofficial ukuziva
Passion is my best
Team Java 🔥🔥🔥
Masatanist ose Aya havambotorwi Nehama dzavo asi kungoda kushamisira kwatiri
Pakashata
Wicknell ndibaba
I would say Passion hank
🔥
We cant comment these guys mbingà team, yes bling bling iritiii but if u shine without kids and wife u are nothing . 😂
😂😂😂😂😂😂😂 who doesn't have kids ? Wick or passion ?
Chivhayo is a big hero pakuti Chivhayo ndimadzibaba zvese tongoti HAMEN
Hoyoo😂🔥🔥
Haa apa ndomira na Java wandiziva kut mari arikuiwa kupi
Haaaaa izvo zvemu chinjikwa 50 ndezve ku mama😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 motor haifambe isina
Vanity upon vanity
😅😅😅😅😅
Sir Wicknel buy also Java a car
😂😂😂😂😂🔥🔥
Why Masiyiwa asingaite izvi nhai asi ane mari ft why why
Ha masiwa ma1 🔥 makuruwani vaye
hondo yembinga 😂😂😂
Pakashata😂😂😂 pane aremaa
Java for life
🔥🔥🔥
Musaenzanisa madzibaba nezvinhu zvisina basa
😂😂😂
Hapana mari iripo apo masiiwa wakambomuona achiratidza vanhu Mari yake even jacket raakapfeka
Java panobbhatsira hataure,,Ini akandipa 3k to start a business
Oh nice waka start business ripi?? We're can we follow you
Java the champion
🔥
Chivhayo anopedza navo
Chivhayo muhombe🔥🔥🔥
Java he's a small boy as compared to Sir Wicknell
🔥💪🐐 reipapo
Chivhayo chibaba
😂😂😂😂
Chivayo wicknell chiuhdara
Java dai isiri ZANU uri rombe unofunga hatizivi kuti wasimuka nekuda kwezanu
😂😂
Ginimbi akafa nekuda zvinhu
Kukomborerwa
Haunyepi🔥🔥🔥🔥
Java hatichataura.
Level rake I even wish to be like him.
Uncomfortable.
Vakuru avo.
Big up my bro
Passion
Hoyooo u will make it one day
Hezvooo ko zvaurirombe nhai
@@websterjani asingade chakanaka isasikamu chairo.
Dzegwa remandiriri
Definitely we can never compare Passion na wicknell.
Never..
Age wise.you can see
1:57
Horror
Java no1
🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Yu can't pliz both God and mammon
Ma1
visit carwow quickly 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
@@everythingzimofficial 😂😂the car is juc no match for the lambo
Mese hamuna marii mular
😂😂😂😂😂😂
Zvaa zvinhu Chivhayo vadhara
Java is better cs aatuki vanhu vahombe sevinoitwa nere dumbu
😅😅😅😅
Java ma1
🔥
Ginimbi aive neskiri pamota hake chero vatedzere sei
Boss ginimbi rip
No number plates ???
Satan kunamata mota
😂😂😂
Java ndibaba chivhayo muzukuru
🔥😂😂
kkkkk
Mahwambi😂😂😂
Java laies too much
🤣🤣🤣🤣🤣 fair haana chainacho uyooo
Java ndiwe wagadxira video iyi wakaoma wese aitambiri wakatsomana naye kkk kungoti ndoyacho Sir wicknell is more realistic than you you sound fake
True haaa ko panganai munongoona mega kuti hadzisi dzake hant mongoonawo mega luti hapana kana inenge ine plate
Ko ndaaa Java futiiii😂😂😂😂
Sir Wicknell anorema
@@everythingzimofficial hauna kunzwisisa kkkk hant pakabatanodza mavideos here apo nhai kkkkk
#thembinga_family
@36 🎉😢
Takarasima kutenga mota zhinji kodzofambirepi nemaporthole gadzirisai road mhani vana Gwavha kk
😂😂😂😂 ma road hapana hapoo
Ndozvaanoda kushandisa mari yake ini yangu ndobadhara rent