MANHENGA AMA 2K VAKAROMBA VAIENDA KUNOTORA MARI KUMAKUVA DUMWA RONETSA ROTAURA KUTI RANE NZARA
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 5 ก.พ. 2025
- Join this channel to get access to perks:
/ @zimquiktv
makandiwa #uebertangel #theclosurednashow # #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #trending #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi # #mhosvatv #mamavee #comielder #jahprayzah #fyi #viral #foryou #africa #zimsocial #trending #love #zimnchamisaews #harmonize
Kuona kwangu mabiyeenyu uyu wekukutungamidzai kun'anga uyu anogona ariiyeka aitora zvinhu nekuti mati makaisa mari mukanzi chibvaipo mukazofonerwa kunzi chihuyai meaning kuti there is a chance maiitiswa maiisa mari paine some1 akahwanda kare pasangopo pamunosuduruka otora mari monzi dzokai 😢😢😢😢😢😢
Ndozvandaonawo, hapana mishonga apa i scam iyi 😂😂
Vakarohwa scam vafana ava😂😂😂😂
N'anga yeku temu 😂😂😂😂
Chief wangu Itai action nenzvimbo yedu zvanyanya izvi
😂😂😂😂😂hapana kuromba apa kubirwa mari zvri pachena chaipo
Haaa vafana vakangwarisA 😂😂😂😂😂
Muchenjere kudyirwa mari mahara bcz sei pamakafona phn yakaramba ikazobvuma pave nemukomana uyo ...pane kachitsotsi apa
They were scammed
I don't think in'nga it's jus a scam munhu arikuti siyai chakati mumboenda anenge akakutarisai pamunobva iye owuya achitora..iscam iyi. Munhu atori padhize ndiye akuuya achitora izvi other wise haisi n'nga iscam iyi
Mungatengere munhu motor imi musinakumboiwana😢😢😢
Kanotofamba kanhu ikako
Vana vadamari zvakaipa vava yoo
where can we get intro song
Inyaya ye nyika yatongwa nemabhinya nembavha nyika haichina matyira kare vana vaisambodai
Kushaya mabasa chokwadi nhamo chaiyo
They were scammed by their friend. Havana nyaya apa. Vayi siya ma bag vonzi ibvai vozonzi chidzokai vowona pane ka gubhu kemvura 😂 vachi tyiswa lol 😂
Scammers scammers
Chinhu chinonzi mari ndakutya hangu haaaaaaaa unoita mashura muvanhu mariweeee😢😢😢
Mukoma nana uyo ndiye aiidzokera kumhararano kunotora mabag plus phone yacho is it a zim line or Mozambican line anogona atori svake muraini imomo munhu wacho nyaya inotoda police
Vakomana vemadhiri😂😂😂😂😂
Mkoma Clayton dzikai muende kwaDengu primary school kune munhu akarumwa nenyoka akafa Plz
Ending kwaChidawa mbavha ibatwe iyo
Kikikikikiki saka vafanha ava vaida kuita mari ne$50....hakuna pfuma yakapfava kudaro.#Hazviko
Endai kumapurisa munosungisa mukomana wekukuperekedzai kun'anga imbavha ndostyle yekubirwa. 2 days dzichatopera hapana chinoitika
Murikuti inhema nekuti makaona karere hako ko kana kaine nguva yakanoita hako zvinhu zvakene zvinoonekwaka neakachipuwaka chingaonekwa nemunhu wese here kachiita mabasa😢😢😢😢😢
Ndezvekunyepa izvi chigame chitozivikanwa
Endai Mozambique kt muone kt mubate chokwadi kt in'anga yeshuwa hre or 🤔
Kkkk muchadyirwa mari nekuda zvemahara dzidzai kuzvishandira
Chiriporipocho means immediately.... Use it in the right context.
Chiyitireyi weti chofumuka
Kubirwa maskati machena ko ivo sekuru ngavangozviitira mari yavo vega votenga mota vega
Ko vakomana wacho varipi varondedzera vega
Hakuna sekuru variko matsotsi aya
Dhiri yaah
Vakaziva sei kuti n'anga iri Moza??
Makarohwa padagu kkkkkk
Kusaziva kufa vanhu ava vakamboenda ku school here, vachapedzisira vave mbavha nekuda mari
Chenjerai, munopera.
Zvakaoma kumusha kwedu 🇿🇦
Newe uchenjere cz kujoni ndokwakazara hurombwa futi
LV kkkkkkkk ndikoko
Kurohwa chadonha chaicho
maporofitA anoporofita zvaari kuziwa munofanira kutsvaga ekure
Scam 😂😂😂😂
They were scammed
I think i heard this from bhozhongora.
Yes it's true also heard it from bhozhongora also
😂😂😂😂😂 fake n'anga
Scamer kkkkkk
Scamer kkkkkkkkkkk