Kingman humusi kuonawo u not doing justice ukutora video reku album launch vs albulm reku kabhawa....sound quality yablit haisi kunyatsokubuda asi hamufarire guri giri grenade
Pamawona pakanzi Blot vs Silent Killer ndepapi apa kingman. I just posted a random video ra Giri Giri risitorinei neCup clash that's why sound is a different from others coz they're different events with different PA system n sound Engineers
Hoyooo gree gree grenerd fire fire🔥🔥🔥🔥
Respect Blot
Ngwere sit down uyu mafana chibaba
Blot💥
Hoyooooo aka wakanyanya
Daddy Blot magetsi
Mogona mukoma blot natural talent
🔥🔥🔥
Blot grenade chibaba
Giriiigiriiiiiiiiiii🎶🔊👏💥💥🎵🎵🎵🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Ma1 giri
Hoyo 🎉🎉🎉
Ini hangu vapfanha ava handiterere bt uyu munhu mkuru
Say no to drugs
Chero muka taurisa blot muchango munzwa musinade muchida kurira hamboo tadzii zvirinanii kut blot anoyimba hataure king grenade
Chibaba icho
Akomana mic iyo zviriko here
FambàGirii
❤
Blot anogona but kugeza kurikuita kushoma
Pandakaona kuti Blot hapana chinozivikanwa paakati silent killer anotaura music i poetry so talking poetry
𝙈𝙪𝙣𝙚 𝙜𝙤𝙙𝙤
I don't blame you
Poetry is poetry music is music
@@020brands empty vessels make most noise do the research
Poems are poetry, saka iwe nekugona kwako you didn't know Kuti silent killer anotaura pa beat kwete kuimba???
Kingman humusi kuonawo u not doing justice ukutora video reku album launch vs albulm reku kabhawa....sound quality yablit haisi kunyatsokubuda asi hamufarire guri giri grenade
Pamawona pakanzi Blot vs Silent Killer ndepapi apa kingman. I just posted a random video ra Giri Giri risitorinei neCup clash that's why sound is a different from others coz they're different events with different PA system n sound Engineers
Haakunde ngwere anotedzera Soul jah love
𝙈𝙪𝙣𝙚 𝙜𝙤𝙙𝙤
@@KennybMushayi haudi kunzwa chokwadi
He is still unfinished product poor live performance
Do your own style like silent killer he is unique because he is not copying anyone
𝙈𝙪𝙣𝙚 𝙜𝙤𝙙𝙤
Chokwadi chinorwadza
Unotongwa nemasald
@@020brands nditori musalad
Uyo muhombe kudarika Silent