I like it when pple are saying he is singing like Charamba. This means he has that class to match the big names in music. Love your songs Trymore. Keep unleashing those hits.
Ichokwadi song iyi taitoiridza tisati taroora asi kunamata Mwari kwakange kusati kwavepo asi nhasi ndave kunzwisisa chese chakaimbiwa apa,good msg chaiyo how I wish dai ndakaziva Mwari panguva iyi
Always remember yu Kuma youth conferences kuRufaro,,, keep it up my brother munogona. Smart voice,,,,, even vanhu vakati u kutevedzera Charamba hazvina basa. Unogona
Jelous down saka oriwanepi rimwe voice iye ane rakafana neracharamba,orega here chipo chake nokuti voice rakafana naCharamba, but nziyo ndedzake wani,its just his voice mavoice anofana, even handwriting chaiyo inofana I remember kusch I had the same handwriting as my other friend,vanhu vaitoona semunhu one anyora,
Angave mukadzi mukadzi akanaka arimo kuyimba ya Mwari , Amen 🙏
2024 still here🎉
I like it when pple are saying he is singing like Charamba. This means he has that class to match the big names in music. Love your songs Trymore. Keep unleashing those hits.
Ndini nani makare ose taifunga kuti song iyi yakaimbwa na Baba Charamba ?
Ayiwa Mkoma song iyi inoreva zvaka Wanda mu hupenyu hwangu 👏🙏
To us who always hear this song muma bhazi when travelling
Hamunyepe chibaba iiiii
Eish have been revived and reformed by this music....Amen
Muna Mwari mune zvese powerful
U are talented my brother
Good husband comes from God ,,also in the house of the LORD amen bro, ,dats true nyc music GOD bless you....
I love the song , everybit of it. You are talented man. I also like that charamba tune. Keep on singing like charamba we like it
Amen Amen 🙏 zvose ndozviona muimba ya Mwari.
Amen and amen apo zvirimo zveshuwa huyai mutore mumba mababa
Amen
Ten years ago Mai Hanna was playing this song, zveshuwa zvese ndakazviwana muimba yaMwari 🙏
2024 tiri pano tichikurudzirwa kunamata...aChimwene endorses.
you have a lovely voice Trymore Bande
NYC song ,zvose ndozviwana muimba yaMwari
Ichokwadi song iyi taitoiridza tisati taroora asi kunamata Mwari kwakange kusati kwavepo asi nhasi ndave kunzwisisa chese chakaimbiwa apa,good msg chaiyo how I wish dai ndakaziva Mwari panguva iyi
God bless you Trymore!!!!
great evangelism trymore ,a good wife,job or anything gud z in the house of the lord an 2023 playing it from zambia
nice song....perfect voice.....the song is well written and the video is well presented keep it up.
I always remember yu at our conference at AFM God Bless Yu by preaching his word
beautiful art hey, keep up the nice work, neat voice, you got a talent bro
Hallelujah amen, keep it up! I love your music.
woow powerful god bless you brother trymore
poweeeeerfull. keep the glorious presentation,I like it
wow so nice rambai makadaro mr Bande
Nice one. Zvose zvangu zvirimo muimba yamwari
Nice one....chero vanhu vakakuti ukuimba saCharamba hazvina basa coz ivo vanhu ivawo vari kutokoperawo kupfeka kwarihanna vamwe ndivo vari kuda kurarama sadj Khaled vamwewo ndivo vanotodawo kudya saKim Kardashian ko iwe ndiwe wadii....ndolyfe yacho..
Charity Sithole. Nhai veduwee vanhu vanodeiko ko kana riri iro chairo voice raakapihwa naMwari oregera kuimbiraMwari nekuti zvichazonzi nevanhu arikukopa..grow up people and learn dzidzai ndapota kufarira tarenda riripo nemessage irikuimbwa
Ndoritori voice rake vangu vanorwadzihwa chete hako iwe,ndomuziva
Vanhu*Vangu*
Rambai makadero pese pane chakanaka hapashaiwi chipomerwa mavoice evanhu anofanana saka musatsikira chipo chenyu
Thanks for you voices guys may God bless you all.
Blessed voice,tongoda DNA between you and Charamba🤪🤪.keep shining young man.
Kkkkkkk amana ka
If the voice is like Charamba then that's excellent. Keep on shining brother
Kkkkkkkkk Kuti pane zvakaitika here
What a voice mmmmm . Let the fire burns bro
Have made this my ringing tone coz I am continually reminded of the source of everything all the time the phone rings.
It is well made song
Wow
Ane izwi raCharamba God bless you Trymore Bande
2023 still here he's really blessed.
thanks my brother yr song keeps me going ndinonzwa kuitirwa zvakanaka chokwadi hutano hupenyu hwangy zvirimo muimba ya Mwari
we stand up and give you all the respect you need job well done love it bro
The love that i hav for your songs . big up
Sunday 18 July 2024 @16:40 I have played this track... listening on M1 towards Sheffield from Leeds
Ungave murume ...murume akanaka aripo muimba yaMwari .....Go forward my brother and preach e word of God..Amen
Waaaal dats nice ....zvekwamwari hazvina basa nekukopera ..kukopera ndiko kunotodiwa chaiko parwendo rwekutenda ......chatinoda imharidzo yaunoimba vanhu vaporeswe tiende kumusha
Amen baba
Song iyi it's a very good song inondikurudzira kunamata
forward ever nice music
ndakaita long time ndichiti ndicharamba ndakazoziva ndaona video
but the song is nice i like it
you have a talent brother, great song
Kuyimba zvaka dzikama wish you all the best ❤much appreciated sir
Always remember yu Kuma youth conferences kuRufaro,,, keep it up my brother munogona. Smart voice,,,,, even vanhu vakati u kutevedzera Charamba hazvina basa. Unogona
Amen 🙏 keep up the good work Pastor Bande😊
This song ndoida zvisingaite, well done Mkoma Bande
Hallelujah zvrmo muimba yaMwari
This is one of my inspiration..thank you Mr T.Bande
sounds like Charles Charamba. Nice one!
There is room for every voice, well done Keep singing..The Lord will open more doors for you. Bless
55
55
2023 and this song is on repeat
Zvese zvirimo muimba yaMwari
nice melody bro..keep it up,d'ont mind criticism ...its only there to make you strong ...GOD BLESS
Keep it up guiz i lik zim gospel #Neo sibata. .ki mu sioni nn👍
well done kip it up my brother God bless you,,yhooo am blessed with your songs Mwari varambe vachikushandisa.
AFRICA THE MOUNTAIN OF THE LORD MOZAMBIQUE ZIMBABWE PEACE KEEPERS
vanhu musacompare cause vese vanoshumira shoko raMwari through singing zvamwari hazvicompewe.Ndipo panobvira kucompare kuparidza kwemapastor mozopedzisira makutama machurch enyu.handiti chamurikuda kunzwa shoko ririkumbwa saka kucompare kunopinda papi
Zvose zvangu muimba yMwari Amen
up up my bra kip it up zvese zvangu zvirino uimba yamwari
Hutano hangu hurimo muimba yamwari Amen
wonderful , lyrics bro just keep this standard ....
God bless you ....
l enjoyed keep the fire burning
voice kuita charamba chaiye but thats wonderful coz its spreading the word oh God
nice bro ndanga ndati ndicharamba ini nice voice
cant resist to say greaaattttt staffffff
Ndovoice rake iroro iye charamba vacjo akarinanepi mose murikuti akuimba sacharamba imnai tione mukazvigona zvaanoita charamba wacho
Lyk de song,,CNT stop playing ova n ova again,,,,lekker
Glory be to God , keep it up
wakaipa hawoooo wabande
2024 am here
Nyc munhu waMwari,,yo voice is lyk Charamba's nyc song.
Lorraine Gwazeni yes that’s his voice
zvirimo muimba ya Mwari Amen
Nice, asi murondatsimba chaiwo
gud one my bro keep up the good work
I believe zvangu zvese zvirimo mumba yaMwari it's only the matter of time
Lockdown level 4 because of covid 19...still listening to this jam
keep it up man..ndokugona uku
Mkoma vanoimba zvinotipa tariro l love song
Jelous down saka oriwanepi rimwe voice iye ane rakafana neracharamba,orega here chipo chake nokuti voice rakafana naCharamba, but nziyo ndedzake wani,its just his voice mavoice anofana, even handwriting chaiyo inofana I remember kusch I had the same handwriting as my other friend,vanhu vaitoona semunhu one anyora,
Wakagona hako nice voice n video i lyk t
This is nice young man God bless you
Chokwadi ichi ,zvirimo muimba yaMwari
Always play this song every morning wen I wake
ingave mari yandisati ndawana irimo muimba yamwari n hakuna mumwe waungachemera kunze kwaJehova
Well organized song keep on the standard brother. Release some music
Zvose zvirimo muimba yaMwari
Psalm 105:1-4
For ever Yours my Lord
Thanks baba T.Bande. song yenyu ndoyakapa nditange kuenda kuchurch
thats gud my bra may god raise up up
ndanga ndati ndichramba
kkkk woow nic1 ndiikuti ndicharamba
wow sounds good nice mudhara
you're soo good l love your music
kufanana kwema voice hakuna basa chero muchiziva kt haasi charamba.
song iyi inondirwadzisa ndobva ndafunga sisi vangu vanedambudziko iri rikutaurwa
well done my brother kufanana kwemavoice hais mhosva so long muri kukudza musiki
nice
Love this song zvangu
iz true mukadzi akanaka arimo muimba ya mwari
good singing bro Trymore...
everything is for Charamba only the video is for this unknown guy, thanks Charles Charamba
Elvis Rivaldo urkutii do u mean even e clothes he's wearing are Charamba's unopenga
Chipo Mupamhadzi ,when am saying a video do you understand exactly what I mean? ?,go back to school if possible
Elvis Rivaldo you are totally wrong, mavoices otadza kufanana ? Ochinja voice rake because rakafanana neraCharamba?
Ndoda Ngoma ndiyo ndiyo
mukadzi akanaka arimo, muimba yaMwari...