Thank you so much Chaplin. Financial nemarriage desperation is deceiving people kunze uko ene vanhu vari kushaya canceling nguva richipo uye single ladies feel like ndiyani achandida ndikaramba izvi nevasikana vanoiya makore achiwanda kusvika vakomana vezera vakunetsa or velevel ravo rekudzidza vakunetsa vongozowira pavanhu vasingavadi n regret later
Amen i am learning a lot and the song ndotsvaga imi moga powerful
Thank you so much Chaplin. Financial nemarriage desperation is deceiving people kunze uko ene vanhu vari kushaya canceling nguva richipo uye single ladies feel like ndiyani achandida ndikaramba izvi nevasikana vanoiya makore achiwanda kusvika vakomana vezera vakunetsa or velevel ravo rekudzidza vakunetsa vongozowira pavanhu vasingavadi n regret later
Amen i like the song ndotsvaga imi moga moyo wangu unodisa
Thank you tiri kudzidza
Kudzungaira chaiko
Thank you !Nadzidza God bless
Amen Chaplin mweya we desperation ngaubude uyendeeee ugoendaaaa
Ishuwa chaiyo tiri kurarama nazvo
Mashoko makukutu chaiwo amataura mose.Tinotenda.
Chokwadi kuita zvinhu Uri desperate unozodemba mune ramangwana ....
Mataura chokwadi chaplin hama adziuyi pedyo newe kana uripanguva yakaoma
Good morning Chaplain.
Mashoko akanaka Chaplin .idzidziso yakakosha tine rinse dambudziko rTiinaro Chaplin kana uri single mother ukada kuona vanabamnini kanavanabamkuru panerimwezve dambudziko rekutihama dzinotivakudavarumevavo
Chokwadi mufundisi motaura chikwadi
Mrnng Chaplain