Whenever am listening to these wonderful songs,I have faith and hope kuti everything will be ok, thank you for the wonderful songs,God bless you all 👏👏👏
I liked Mambo Dhuterere the first time l played his songs and this album kept me going coz l was in a bad space .His songs were always on repeat and they gave me hope until l conquered my situation.Nadah Pachiputukezi
Chero zvikaminama ndichadzikisa munyengetero ndigone kunyengetera mambo Dhuterere God bless u man of wisdom ,itirwai zvakanaka nemudzimai wenyu uyo. Wamakapiwa namwari uye rambai muchidanana nekuti mukasadaro zvinodzima mwenje bring more songs we are waitingf❤❤❤
Apa Mambo makabata u never disappoint munoziva when I'm listening to this song ndofunga all the troubles and tribulation I've been thru bt Mwari Vanomira neni mazuva ose
Hanzi”ndakauya ndisina chinhu,ndichaenda ndisina chinhu” asi zvekurarama ndisina chinhu NADAH PaChiputukezi! 😅😅❤❤
Verse yacho yakanyanya kani❤
Ndandiri muhedheni asi ndakuenda kuchurch may god bless Mamno 🎉
That's my favourite part❤
kana uri mupositori siya like
Mafanzi amambo huyai mese tiise munyengerero🔥🔥🔥
one munhu anozviitira, asingaitiswe
This truth is truly a blessing, what a Mighty God we serve. Dhuterere, thank you for prophetic boldness by the grace of God.
I'm from Malawi 🇲🇼 and i don't understand Zim language but i love ❤️ his songs keep fire 🔥 burning
How are you my friend?
@Professor Matandabantu Good and how are you doing there?
From Zambia. I don't understand but love his songs. like praying in tongues just believing something is happening though in the back ground
Ndaridza ngoma iri ndichibva kuChegutu kuenda kuHarare,ndanakidzwa zvekuvarairwa iko zvino ndakutopinda kuMasvingo apa mota yakupera fuel.Ndatotenga maearphones ndonzwa futy ndichidzokera hangu netsoka ndichizipirwa nengoma
😂😂😂😂😂😂
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
😂😂and distance hauzomboinzwa
Thus what we call singing, not just connecting meaningless words. May God bless this man and his family
😂😂😂 jeso we nazareta
Best song on the album 🔥🔥 Haaa hondooo yavo baba dai maandiruka neshinda dai vakatondirudunura
Am feeling overwhelmed by Dhuterere right now
Who else is crazy about this song ?? i listen to it like a million times a day on repeat. Ndangoti ndiuye ndiise like Bab vedu never disappoints
Hongu ndoenda ndisina chinhu
Ndakabarwa ndisina chinhu
Asi kurarama ndisina chinhu nadha pachiputukezi !
Mai Dhuterere she the light of this video,its good to see you together like always
famba mwana wamutumwa Sendi JONA
Handigone nemi ndingatotadze nemi❤❤❤❤
Mambo dhuterere Miri mugoni chaizvo
Hama ku nyangwe zvikaminama usarege kunyengetera .... nyika yakubvunza wakakunda sei wongoti munyengetero.... vachauya nemubvunzo wakapinda sei ingoti kunyengetera
Mambo pa gospel muri level ra winky dee
Whenever am listening to these wonderful songs,I have faith and hope kuti everything will be ok, thank you for the wonderful songs,God bless you all 👏👏👏
True that ..Amen
Amen
Amen🙏🙏
🙏🙏🙏Amen
❤
My favorite gospel artist in Zimbabwe
Kurarama ndisina chinhu nadha pachiputukezi
Ngatitendei Mwari vanokugonesai munogonga imi❤
Yaaaah ukanyatsoteerera song iyi unoita bho
Makandigonera mambo. Rambai makadaro komborerwai nashe
DZIKISA MUNYENGETERO ine mashoko akadzama. Hanzi ndoenda ndisina chinhu, ndakazvarwa ndisina chinhu asi kurarama ndisina Chinhu Nadah pachiputukezi❤!! Mambo Dhuterere vahombe!!!
Ndinokombererwa hangu ne masongs amambo namai dhuterere God bless u
I liked Mambo Dhuterere the first time l played his songs and this album kept me going coz l was in a bad space .His songs were always on repeat and they gave me hope until l conquered my situation.Nadah Pachiputukezi
Mambo dhuterere munondisimudzira mwari wekudenga akubvudzei mberi nekuita Basa Ravo🙏🙏
Ini hangu nguva dzose ndisati ndapfugama ndinototi ndiridze song yenyu imwe chete pawayiresi.ini hangu mambo munondiitira
Yes ndakazvarwa ndisina chinhu ,,, asi kurarama ndisina chinhu nadha pachiputukezi🙏
Uyu ndomuda uyu💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕🙏
I wish this particualr sing can be heard worldwide because wow ....
My God I love you so very much thank you for of tiwns ❤❤
Mambo munodambura ngoma nehosho
Chirikupisa mudhara ko bhururu wangu Save haulage andina kumuona anga ari kupi
mambo dhuts chibaba
Dzikisa munyengetero wakanga kujerusarema kuno declare .can't wait
This one approved
The love he showers his wife wooooow ....it's priceless , keep it up mambo dhuterere!!!
Nyangwe zvikaminama andirege kunyengetera 🙏
Murume anotoparidza jesu mupenyu.Shona yacho iri deep
mambo dhuterere mambo dhuterere musadzore tsimbo nyangwe rikabata kumeso regedzerai tsimbo rambai muchirova panhongonya ipapo , Ndinonzwa kutya mazvienyu akaurungana anezvirevo nezvibereko , album renyu rine 4 tracks but kududzira rine ......... zvakanaka zvakadaro uku hakuchisiri kuimba asi kutumwa❤❤❤❤❤❤
I lost count on how many times I watched this video munogona ndosaka muri mambo
Chero zvikaminama ndichadzikisa munyengetero ndigone kunyengetera mambo Dhuterere God bless u man of wisdom ,itirwai zvakanaka nemudzimai wenyu uyo. Wamakapiwa namwari uye rambai muchidanana nekuti mukasadaro zvinodzima mwenje bring more songs we are waitingf❤❤❤
Mudara haaaaaaa urikupisa.
Nada pá shiputukezi.
Amen Mambo🙏🙏
This song deserved 100 million
Haaaa King Duts makaipaaa!
The hit maker
Vachauya nemubvunzo wakakunda sei chingoti munyengetero💓
Big up my broo mentor Mambo Dhuterere ambassador for real
Uuu this lady Mai dhuterere wife meterial very humble and smart wish u long life ❤
When l hear Mambos voice l get the feeling that God still uses his voice through music
A
Great job
Ambassador!
Haaaa aya ndomagetsi manje🔥🔥🔥🔥
Mambo Dhuterere the Psalmist,kip on the gud wrk mambo dhutso
From me SPJ, this is the best song on this album. Thumbs up
Let's gather here guys freeway to millions
nice
Mukadzi akanaka anobva kunamwari true
Hama nyangwe zvikaminama usarege kunyengetera .. powerful line there Mambo
"hongu ndoenda ndisina chinhu, ndakabarwa ndisina chinhu, asi kurarama ndisina chinhu - NADA PACHIPUTUKEZI!
chakaipa ichi!
Munyengetero munyengetero ndiyo answer. Perfect
One mupostori ane skill Mambo Dhuts 🔥🔥🔥
FINALLY!!!!
Bhamu rakaròhwa haro jealous down nice MAMBO DHUTERERE
Mambo,mambo,mambo👏👏💃💃
Great work king Dhute Nwari wakupgudzei mberi I'm proud of you
Kasmile kamai Dhuterere ndekemunhu akatengerwa quantum chete❤❤❤. I love this song and it's on repeat mode
Ndekemunhu abva mukudzikisa munyengetero.
Mambo ndimi, mapedza bhora bro!!!!
Pavanouya nemivhunzo chingoti munyengetero dxidziso hombe
Fambai henyu mambo fambai
Dzikisa minyengetero ugone kunyengetera
Powerful
Hanzi muchatondipumha heroyi mumondisvitsa kure mambo komborerwayi
In life there are only two times to pray 1) when you feel like praying. 2) when you don't feel like praying.
The man doesn't disappoint, he is indeed a generational hit maker .
🙏🙏
Nadah pachiputuquezi😂😂😂😂😂
❤❤❤❤❤
I'm for Egypt 🇪🇬 I don't understand Shona but Mambo makapedza henyu
🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk its wa winner kwacho
🤣🤣
Apa Mambo makabata u never disappoint munoziva when I'm listening to this song ndofunga all the troubles and tribulation I've been thru bt Mwari Vanomira neni mazuva ose
Who else with me 2023 this man he is talented his words are strong
Zvamanje this year 2023 ndoBest song thank God this man ini song iyi inondisimudzira
@Mambo ndimambo bhama ririkupisa muma streets tongoti manuwero ngaatendwe
I like that smile always and forever maidhuterere one mukadzi asingazvide i love you mom❤❤❤❤
Well done Mambo, you continue to stand tall
My fav song this🔥🔥🔥
Nadah pachiputukezi kurarama ndisina chinhu, Dzikisa minyengetero,you never disappoint
shuwa i chokwadi mambo dhuterere
kana miidzo yawanda yemuvengi satan
panodiwa kudzikisa munyengetero
kuti satan ashaiwe chokuita.
Amen
Haaaaaaaaa mre blssngs n mre ngoma masong manyama❤
Ichoo chinopedza nhamo
Chobva chaburutsa nyasha... 🔥🔥🔥
For me the best song ever and hurts alot because these things happens on front of us😢😢😢Everytime when i play this song my tears foll down
Amen 🙏 me too
Don't even understand Shona but I love your songs mdala
This is great let us give credit to Mambo Dhuterere wadadisa
🔥🔥🔥🔥 on behalf of vanaMandebvu vese we approved this video ......ma1 aya
We must vote for this guy end of the year he must win
Nyika igobvunza ahhhh Mambo Duts we are still here ♥️
St john🙏🙏🙏🙏
This man is a genius .....l love your music soo touching
Thumbs up Mambo ❤chero zvikaoma musarege kunyengetera❤
Team Dhutsi let's like this vedio, baba ava vanokwalpaidza
haaa chibab ichi salute dhuts
Ndokonzi kugona ka uku mambo
Haewa pakabatwa basa🎉
Aiwa makabata basa hombesa.... Enjoying each and every song❤️❤️❤️❤️❤️keep up the good work👏👏👏