MWARI HAVANYADZISE: REV CHIVAVIRO 2018

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 1 ต.ค. 2024
  • MWARI HAVANYADZISE: REV CHIVAVIRO 2018
    Album MATISHAMISA JIREH!
    Whatsapp Rev 0027789199381

ความคิดเห็น • 53

  • @sallyouattara8390
    @sallyouattara8390 5 ปีที่แล้ว +1

    33. Kubva kuzvizvarwa nezvizvarwa, Chokwadi chaive chiripo nemuporofita mutumwa mupenyu mumwechete pasi pano. Ndiye iye mumwe ane chizaruro cheHumambo; Iye ndiye uyo anova nzira, chokwadi uye hupenyu munguva yake. Uye kana mukazarura Bhaibheri, munoona Isaya, Jeremia, Amosi, Ezekieri, nezvakadaro. Ivo mazita evaporofita. Chokwadi, chinongova nemuporofita mutumwa, uye kwete mukereke. Asi iwe uri kuitei naizvozvo neBhaibheri iri mumaoko ako? Kana zvisina kudaro, kuenda kwaunoita kukereke ndekweruponeso here? Uye zvakadaro, kana Mwari achiponesa muBaptisti, muPentekositi, nhengo yekereke yemumamishinari kana kereke yavanamwari, Anogona sei kupa mhosva vaFarisi, Judhasi naKaini?

  • @yaobleestelle2513
    @yaobleestelle2513 5 ปีที่แล้ว +1

    12. And if God saves a Catholic, a Protestant, an evangelical, a Branhamist or one member of those missions and ministries, God must remove hell and everyone will go to the Paradise, even Satan. [Ed: The congregation says, “Amen!”]. How can someone reject the living prophet of his time and go to the Paradise? How can someone be saved from the Flood while he has rejected Noah? When the Lord Jesus Christ was on earth, how could someone reject Him and be saved? The whole earth is in the abyss because of these churches.

    • @noelnyakuba2367
      @noelnyakuba2367 4 ปีที่แล้ว

      Thank you man of God so touching

  • @ephiassmazety9105
    @ephiassmazety9105 6 ปีที่แล้ว

    Thank u rev chivaviro manzwi amunoimba anodzamisa moyo wangu amen . Kna pane vane grup ra rev chivaviro ndipinzeiwo my app number +263784261424

  • @ephiassmazety9105
    @ephiassmazety9105 6 ปีที่แล้ว

    Thank u rev chivaviro manzwi amunoimba anodzamisa moyo wangu amen . Kna pane vane grup ra rev chivaviro ndipinzeiwo my app number +263784261424

  • @MrMadzikanga
    @MrMadzikanga 6 ปีที่แล้ว +2

    Amen Rev Chivaviro. This is a deep song. Song took me back to my days at Pakame High School when The Lord was preparing us for a future world we then did not comprehend or imagine.

  • @docsize7436
    @docsize7436 6 ปีที่แล้ว +4

    Misodzi yangu yaerera .....havanyadzise Mwari ava

  • @mamoyoT
    @mamoyoT 3 ปีที่แล้ว

    Was a kinda an OK song kusvika vonyepa havo kutaura nendimi.

  • @cypriannyamasvisva645
    @cypriannyamasvisva645 6 ปีที่แล้ว +1

    Munondiitira hangu munhu vaMwari.indeed havanyadzise

  • @annabelshansaw5987
    @annabelshansaw5987 6 ปีที่แล้ว +1

    Mwari havanyadzise vanotaura chokwadi ....kandibata bata kusvika ndadonhedza misodzi

  • @mosesjobo8389
    @mosesjobo8389 6 ปีที่แล้ว +1

    kangoma kakachaiwa nge njira yepadera,,kanokwenzedza pasinde na Marure

  • @nontokozondlovu4795
    @nontokozondlovu4795 11 หลายเดือนก่อน

    Oh Yes he fails not

  • @nestermaturure2262
    @nestermaturure2262 6 ปีที่แล้ว +1

    Hallelujar ..havanyadzise Mwari

  • @yolandasiyawareva4100
    @yolandasiyawareva4100 6 ปีที่แล้ว +1

    Mwari havanyadzise vanotaura chokwadi amen amen Baba,

  • @ritamoyo8470
    @ritamoyo8470 6 ปีที่แล้ว +2

    Amen...This old hymn reminds of my grandmother.Rest in peace mbuya

  • @yolandasiyawareva4100
    @yolandasiyawareva4100 6 ปีที่แล้ว +1

    Amen powerful and uplifting song

  • @janenetsaizivepi5728
    @janenetsaizivepi5728 ปีที่แล้ว

    Amen

  • @GodfreyRubacha
    @GodfreyRubacha ปีที่แล้ว

    Loop

  • @Chamunorwa
    @Chamunorwa 6 ปีที่แล้ว +2

    Mwari havanyadzisi vanotaura chokwadi!

  • @paidamoyokaturura7873
    @paidamoyokaturura7873 6 ปีที่แล้ว +1

    Amen

  • @bongiwetshuma8357
    @bongiwetshuma8357 6 ปีที่แล้ว +1

    Am blessed by this song, am touched it revives me spritually

  • @annahvimbai568
    @annahvimbai568 6 ปีที่แล้ว +1

    Amen.tererai Mwari Ava vanotaura chokwadi..thank you father more grace

    • @yaobleestelle2513
      @yaobleestelle2513 5 ปีที่แล้ว +1

      12. And if God saves a Catholic, a Protestant, an evangelical, a Branhamist or one member of those missions and ministries, God must remove hell and everyone will go to the Paradise, even Satan. [Ed: The congregation says, “Amen!”]. How can someone reject the living prophet of his time and go to the Paradise? How can someone be saved from the Flood while he has rejected Noah? When the Lord Jesus Christ was on earth, how could someone reject Him and be saved? The whole earth is in the abyss because of these churches.

  • @tamaryjena3834
    @tamaryjena3834 6 ปีที่แล้ว +2

    Amen

  • @fredricknkomo3238
    @fredricknkomo3238 6 ปีที่แล้ว +1

    Amen

  • @chiedzajanasi2634
    @chiedzajanasi2634 6 ปีที่แล้ว +1

    AMEN AMEN PWFUL

  • @melodymuremba2916
    @melodymuremba2916 6 ปีที่แล้ว +2

    Uumm powerful Mwari hanyadzisi chokwadi

    • @yaobleestelle2513
      @yaobleestelle2513 6 ปีที่แล้ว +1

      Melody Muremba Nhasi, iwe uri vaKristu, kwete nokuti iwe unofamba maererano neBhaibheri asi nokuti unofamba maererano neMuporofita Kacou Philippe!

  • @jonathanmupomi6093
    @jonathanmupomi6093 6 ปีที่แล้ว +1

    powerfully

  • @kudzaimakoni1141
    @kudzaimakoni1141 6 ปีที่แล้ว +1

    Baba makaipa makaipa pamberi nekushumira Tenzi

  • @ashleighappel4429
    @ashleighappel4429 6 ปีที่แล้ว +2

    Amen and Amen hanyadzise

  • @sharonmusamba4367
    @sharonmusamba4367 6 ปีที่แล้ว +1

    so touching ummm thank u Rev

  • @amonmapfurira7586
    @amonmapfurira7586 6 ปีที่แล้ว +1

    amen amen.........

  • @siryoungphinias4907
    @siryoungphinias4907 6 ปีที่แล้ว +1

    Apa makasota amen

  • @annabelshansaw5987
    @annabelshansaw5987 6 ปีที่แล้ว +1

    So touching..

  • @siryoungphinias4907
    @siryoungphinias4907 6 ปีที่แล้ว +1

    Mwari havanyadzise chokwadi

  • @takunhondo7543
    @takunhondo7543 6 ปีที่แล้ว +1

    👍

  • @ephiassmazety9105
    @ephiassmazety9105 6 ปีที่แล้ว

    Thank u rev chivaviro manzwi amunoimba anodzamisa moyo wangu amen . Kna pane vane grup ra rev chivaviro ndipinzeiwo my app number

  • @ephiassmazety9105
    @ephiassmazety9105 6 ปีที่แล้ว

    Thank u rev chivaviro manzwi amunoimba anodzamisa moyo wangu amen . Kna pane vane grup ra rev chivaviro ndipinzeiwo my app number

  • @veebridgette9128
    @veebridgette9128 6 ปีที่แล้ว +1

    Amen Mwari havanyadzise

  • @cawielenterprises7828
    @cawielenterprises7828 6 ปีที่แล้ว +1

    Powerful thank you man of God

  • @angelamupfumi3195
    @angelamupfumi3195 6 ปีที่แล้ว +1

    Great papa

  • @connienystafirenyika4429
    @connienystafirenyika4429 5 ปีที่แล้ว

    Amen Mwari havanyadzise vanotaura chokwadii.

  • @nolinjymu4841
    @nolinjymu4841 6 ปีที่แล้ว +1

    my mom's favourite❤❤❤

  • @talentelvismachokoto2327
    @talentelvismachokoto2327 6 ปีที่แล้ว +1

    powerful...AMEN

  • @phillipkaseke8802
    @phillipkaseke8802 6 ปีที่แล้ว

    I chokwadi pane vanomirira jehova havanyadzise

  • @stephannamangwende6747
    @stephannamangwende6747 6 ปีที่แล้ว +1

    Amen

  • @rachelchiwa9128
    @rachelchiwa9128 6 ปีที่แล้ว +1

    Amen

  • @clarac2396
    @clarac2396 6 ปีที่แล้ว +1

    Amen

  • @mufaronekati6923
    @mufaronekati6923 4 ปีที่แล้ว

    My favourite song thnks Rev

  • @sally9686
    @sally9686 5 ปีที่แล้ว

    Amen

  • @panamudiwa8028
    @panamudiwa8028 6 ปีที่แล้ว +1

    Amen
    Mwari havanyadzisi

    • @nouratana6463
      @nouratana6463 6 ปีที่แล้ว

      Pana Mudiwa Zvinofanira kuti unova muKirisitu uchitevera muporofita uyo akatumwa naIshe Jesu Kirisitu wenguva yako kana kuti unoramba zvako uri kumba. Haugoni kuva muKirisitu nhasi kunze kwekunge watevera Kacou Philippe, muporofita akatumwa naMwari panguva yako. [Mup: ungano inoti , "Ameni!"]. Sepanguva yaNowa, hazvaigona kuti uve muKirisitu kunze kwekunge watevera Nowa muporofita akatumwa naMwari wenguva yako. Munoona? Mira kuva muKatorike, Purotesitendi, evhangerike nemu Bhuranamisiti. Mira kutevera dhiyabhorosi uuye kuna Mwari kupfurikidza nemuporofita mupenyu Wake. Nokuti Johane 6:28 inoti basa raMwari kutenda uyo Waakatuma.
      goo. gl/ s1X3WY