Haaa its very hard to be in love for money ,its also difficult to fall in love with someone who is dippressed and bitter .tikukuonai kuti maneta necamera but hakuna chemahara sesi .you are hardly trying to be number one🤣🤣🤣
Hello Friday zvino Lulu uya akunge mkadzi wechi kwa kwe kwi Eeee zvakaoma chokwadi ega ega zvake pamhomho yevarume, Mkadz asvika pa kudumbirwa kuzarirwa chaiko nekubhowekana vemasowe are not for the faint hearted. Soso refused this masowe because of love he respected her manje ava vanoda kunzi vanoterera dzedzi nana tete uzokunya 😅😅😅😅 Dai vangotsvaga havo akazvarirwa kuPostora zvekumanikidzana izvi uuuum 🤣🤣🤣🤣🤣 Chinamato chacho chinoda zvehupombwe ,humbavha,wotoshaya kuti zvinombofamba sei. Sonja is real and I'm sure she's happier kwaari achinamata hake zviri normal kuna Mwari wake DEPRESSION !! Mskana ahaskufara hake she misses her old life🤣🤣🤣🤣 Hello Friday hello Friday hello Friday 😂
Now you understand why sanity is better than money!
Sonja is classier than money !
Lulu sorry
It's giving Gabhurona vibes..
Sonja anotaura chirungu haaitirwe izvozvo kuunzirwa maDisciples
At first i was happy for her 🤣, now im sorry for her yhoo 🤣, unoidya nemuseredzero.... ndofunga ndizvo zvakarambwa naSoso izvi.....
Zvinhu zvekuromba ma1
Mumwe mushonga munhu anenge akakanzi haurare Mumba mako life ndeye kutenderera
Apa woti bonde haurione futi...umm mari yacho hainake pakadai...
If men can humble themselves for another rich man ,surely women can do it also ,if the money ends Chivayo won't see these back up singers
True
Zvozonyanyawo apa ndiye 1 mukadzi Mundelein yakazara varume.
Munenge muchida ku enjoya jet ne food muridzi we jet otanga zvake kuimba 😅 hamuchazive kuti momira kudya here kana mombotsedura ka chorus
😂😂😂😂😂 Kwana iwew😂😂😂😂
Wazovanyanyira navo vachinyanya kuda zviro regai vaimbiswe kuitiswa varume vakuru
Zvazonyanya izvi
Sir Wicknell ndi employei ndigare ndichienda ne mudzimai wenyu ku masowe ndichitakura ma bag ekuchechi
Haaa its very hard to be in love for money ,its also difficult to fall in love with someone who is dippressed and bitter .tikukuonai kuti maneta necamera but hakuna chemahara sesi .you are hardly trying to be number one🤣🤣🤣
Ndiyani akaudzwa kuti Lulu ahafarire ndega ndiyani asingade kukwira ndege regai mwana azvidyire mari dze murume wake
😂😂😂 imika
I would be bored too yhooooo, now I feel sorry for her, aakungogarira mabenefits hake
Haaa waakunyepa wnk ndizvo zvaakataur heeere
Hello Friday zvino Lulu uya akunge mkadzi wechi kwa kwe kwi Eeee zvakaoma chokwadi ega ega zvake pamhomho yevarume,
Mkadz asvika pa kudumbirwa kuzarirwa chaiko nekubhowekana vemasowe are not for the faint hearted.
Soso refused this masowe because of love he respected her manje ava vanoda kunzi vanoterera dzedzi nana tete uzokunya 😅😅😅😅
Dai vangotsvaga havo akazvarirwa kuPostora zvekumanikidzana izvi uuuum 🤣🤣🤣🤣🤣
Chinamato chacho chinoda zvehupombwe ,humbavha,wotoshaya kuti zvinombofamba sei.
Sonja is real and I'm sure she's happier kwaari achinamata hake zviri normal kuna Mwari wake
DEPRESSION !!
Mskana ahaskufara hake she misses her old life🤣🤣🤣🤣
Hello Friday hello Friday hello Friday 😂
Ko kusara kumba hake osiya baba neteam yavo coz she looks uncomfortable
Pane munhu aneta nekugara arimuPrivate jet neshamwari dzemurume😂😂😂😂kana mufaro pachiso chake hapachina😭
Zvavanenge iye ega mukadzi munenge macho
Lullu akufunga kuti kuprivate jet ya Davido it will be really cool nd apo she knows zvanagabhironi manyepo just a cover up
Money na money go drive you nuts😂😂😂
Iyo yekuda kurooriwa iyi😂
Hanzi money buys happiness, imika 🤣🤣🤣 with all that money to be a back up singer
😂😂😂😂😂😂😂
Lulu you are a msid for Wicknel go snd have funss eith other married women you lii you are his waiter
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂