This guy ari kutotaura zvine musoro but comment section is disappointing. Ukaona mukaita vanhu vari bold like this 10 chaivo revolution inotanga. Look at the Mozambicans. Avo vari kuti kutaura chete pasina action, vanoda action yacho inotorwa nani. Its time for a revolution, not zvema verses from bible
Problem ndeye kuti Ari kutaura uyu tikamuti ngatifambei na Chamisa aka hwina ma elections two terms vano ramba. Zvaari kutaura neni ndino bvumirana naye. Dai tabatana tese vana veZimbabwe tabvisa Garwe NE vanhu vake vari kuba hupfumi hwenyika
If we continue believing all this rubbish that we educate our children to get jobs were doomed. We should educate our kids to create firms, produce for export, kuvaka nyika nekuendesa vana kuchikoro kuzotsvaga basa kuma foreign organization ,,,,,kufa brain,,,This curriculum was created by west to keep as servants and slaves...Degree rekutsvaga basa zvakadhakwa...mufunge,,,,
Ndiye munhu aparadza vupenyu, munhu anonyarara kunge chidzoi vanhu vachitaumbra munyika
2030 yekumama iyo.vana mai vedu varikufa nezvirwere mishonga hapana.
Handei tione vana ve Zimbabwe❤❤❤❤
That's why tongogara vakamupfuudza coz zvaakarwira munyika hapana
Tell him to bring back gold that he hide to unknown country,,wemust fix hospitals
Not even 2028 he must not reach because he didn't win. He forced himself
Let it be our lovely bro..Forward ever backwards nooo
Totenda dzamwa
Tinongoda vashoma vanehushingi uhu, tinenge tapedza masports
Wese Ane chekuita neZanu yacho, hatichada
Papilinawe 🎉❤
Wazvimbirwa😂😂😂
Ndovanzi varumume ka avo.
Amen 🙌❤
Haaaa ndedzemudanga idzi.
Mavhunduka ma zanu
We have this for years no Action but talking talking talking no Action
Hadzisi nyaya dzepasi pamuti here uye urikutaura urikupi
He he he
This guy ari kutotaura zvine musoro but comment section is disappointing.
Ukaona mukaita vanhu vari bold like this 10 chaivo revolution inotanga.
Look at the Mozambicans.
Avo vari kuti kutaura chete pasina action, vanoda action yacho inotorwa nani.
Its time for a revolution, not zvema verses from bible
Very true
Problem ndeye kuti Ari kutaura uyu tikamuti ngatifambei na Chamisa aka hwina ma elections two terms vano ramba. Zvaari kutaura neni ndino bvumirana naye. Dai tabatana tese vana veZimbabwe tabvisa Garwe NE vanhu vake vari kuba hupfumi hwenyika
Useless talk talk talk, this is nonsense 🙄
Mataura mashoko andibata zvikuru tirikupihwa mazita musouth Africa Makwerekwere nepamusaka pa garwe
As long pasina action takapusa taneta nemashoko isu
Please give people way forward. Not tell what we know
Mwana wangu ataura chokwadi chino rwadza. 2030 kupenga. Mnangagwa na Mthuli Ncube must fall NOW
Paitwa popotology apo.
kare takanzwa izvi but action yacho haizoitwe
Munoda kuitira nani manje
Vaudze
Kkkkkkk sure
Empty talk.Iwe Nani it hauna kupusa kwete kutaurira vanhu.Rubbish!
Iwe uri kutaura chienda uno sunga mnangarwa wacho kutaura chete uku
If we continue believing all this rubbish that we educate our children to get jobs were doomed. We should educate our kids to create firms, produce for export, kuvaka nyika nekuendesa vana kuchikoro kuzotsvaga basa kuma foreign organization ,,,,,kufa brain,,,This curriculum was created by west to keep as servants and slaves...Degree rekutsvaga basa zvakadhakwa...mufunge,,,,
Beautiful nonsense from a wandering spirit🙄