You should balance adverts and some good skits takutoziva kuti uri wema advert u myt lose viewers if you dont mix but unogona hako will keep supporting
Gringo you are talented but you lack consistency in film production. Unobuditsa after 2 months and vanhu vanenge vatokanganwa story line and soon you will be forgotten 2)Every skit rako ndere gillfun steel, it becomes boring and this will limit your skills in creativity. In as much uchiita ma advert try kuitawo mamwe ma skits asinei ne gillfun still
@@pwaaaakaskitsgringojnr kanda ka one zvaka tevedzana not after 4months basa rekungo advtiser Gillfun steel vakupe mari ye data uise ma works ako not avo chete
@@GiftMhangos-y6h taura hako,taneta nekumirira ,gilfun yacho haina all steel products.phoned them ndakutotaura neumwewo ex employee,they should update their website
Advert takaiona kasinģaperi, you guys have very much potential for the better
Wero done🎉
You should balance adverts and some good skits takutoziva kuti uri wema advert u myt lose viewers if you dont mix but unogona hako will keep supporting
Ma advert aya ndoanoita kuti series rirembe richibuda and u have to knw tht kuti ma actors anoda kubhadharwa
ndozvinomupa mari ka
Kana akangogona kusanganisa skit ne advert zvikanakidza bhoo zvekuti
Kamudhara chatikobo pane basa. Well done guys😅
Kanyaya aka ke gillfun still kagarisa mudariro guys, we already received the message well from the first acting yenyu,
😂😂😂😂😂 maone aya
Griiiiingo😂
Zvaku bhohwa izvi kupedza gore munhu achingo ita chinhu chimwe honai zvinoita vana Naiza boom nevamwevo ndosaka mdara wako anga akurambidza zve acting anga aona kuti unozo kanganisa zita rake
Kkkkkk bp ndeyeyi nhai nhai mukuru
zvinoda mari mukuru vapei muone kuti vanomira here
Iwe Gift mhango usataure mashoko akashata ngatikurudzirei ma artists edu,chakurwadza chii paku acter kwavaita uku.
Enda ka ku Naiza boom iwe mbiti
Chikwata ichi chakadhakwa 5 months vachibudisa episode imwe
❤❤❤❤😂😂😂🎉🎉
MaAdvert ako ava kubhowa
Oky
Gringo jnr rega kuita zvehu jnr pano naiza boom yave kumberi zvakanyanya iye zvino tave kutokanganwa storyline ya the return of Gringo, 50k views unotodziwana after 1 week or 2 weeks. Naiza boom 50k views pa 2 hours, tsvaga adviser akarongeka
Ma advert aya ndoanoita kuti series rirembe richibuda and u have to knw tht kuti ma actors anoda kubhadharwa
Gringo you are talented but you lack consistency in film production. Unobuditsa after 2 months and vanhu vanenge vatokanganwa story line and soon you will be forgotten
2)Every skit rako ndere gillfun steel, it becomes boring and this will limit your skills in creativity. In as much uchiita ma advert try kuitawo mamwe ma skits asinei ne gillfun still
Ma advert aya ndoanoita kuti series rirembe richibuda and u have to knw tht kuti ma actors anoda kubhadharwa
No guys improvement is needed on the return of giringo taneta nekumirira takuzoramwa manje
Episode 8 yakabuda wani
@@pwaaaakaskitsgringojnr kanda ka one zvaka tevedzana not after 4months basa rekungo advtiser Gillfun steel vakupe mari ye data uise ma works ako not avo chete
@@GiftMhangos-y6h taura hako,taneta nekumirira ,gilfun yacho haina all steel products.phoned them ndakutotaura neumwewo ex employee,they should update their website
itai kuti ndakuzoramwa isu tiri pano for him zvinoda sponsoship anoita zvinounzawo mari
@@nyarie1997TH-cam inobhadHarare kudarika gillfun
Unogona mufana Taurai prblm kunonoka ..maadvts too much pls toda malong stories
Haaa improve taakutoziya kuti at the end. It's advert
Handitika