Profound. Kana pakava ne1 media house iri responsible for videography zvinoita order uye zvinonakidza. Panhu panaMambo hapadi vhengechere yakadaro so, panoda order chaiyo. Then as you said, vanhu veSecurity should be trained well. In as much as vachida kuisa order, ngavazive kuti tiri muimba yaMwari haisi kuRally yekunyika. Saka imwe language neamwe maitiro haana uMwari mukati. Also remember vanhu vatori excited kutoonawo mambo wavo, saka be gentle please vanhu veSecurity Ndapota. Hatisi kunyika. Tiri muSvondo. Advisory board should consider these things pese panofamba Bishop. Ndatenda hangu Munangi weZaka, paBenzi
Mambo ngavararame ndatenda my Archbishop
ZvekwaMasuka ndazvikonewa ko vanhu vakagoneiko aaaaaah Zion harimbofi zvokwadi
Ndatenda mambo ngavararame🎉🎉🎉🎉
Seeing the bishop am really blessed
Amen
Tipeiwo mharidzo dzaMambo please
Mambo ngavararame
❤❤❤❤❤❤❤❤
Mambo Fele tinavo hedu ❤❤
Ndatenda hangu uye chose Basa rakanaka, mambo ngavararame
Guta guru reZimbabwe mune svina yokugona mhani aaaah ndabvuma ini
Ngavararame mambo
Mambo ngavararame
Tafirenyika ndopavari apo ndatenda hangu Zion
mambo vararame
Bishop vakabuda vanhu munotanga kushaiwa order and inotokonzereswa nemapurisa eorder ayo nyaya nekutuka vanhu ko vanhu vanogonzi ndokurovayi muchurch here.
2. Bvisai barn vanhu vese vezvimaitel avo vanotora mavideo iwewe Masunga utore mavideo neDrone wozouploader paTH-cam nefb tomawanira ikoko
Profound. Kana pakava ne1 media house iri responsible for videography zvinoita order uye zvinonakidza. Panhu panaMambo hapadi vhengechere yakadaro so, panoda order chaiyo.
Then as you said, vanhu veSecurity should be trained well. In as much as vachida kuisa order, ngavazive kuti tiri muimba yaMwari haisi kuRally yekunyika. Saka imwe language neamwe maitiro haana uMwari mukati. Also remember vanhu vatori excited kutoonawo mambo wavo, saka be gentle please vanhu veSecurity Ndapota. Hatisi kunyika. Tiri muSvondo. Advisory board should consider these things pese panofamba Bishop.
Ndatenda hangu
Munangi weZaka, paBenzi
Kutivaona vachidzana samambo Tafirenyika ndaita kukomborerwa
Kunge ivo chaivo
Mambo ngavararame
Mambo ngavararame
Mambo ngavararame
Mambo ngavararamee
Vakakomborerwa mai vakakuberekai
Mambo ngavararame
Mambo ngaararame