Kkkkk Ruru watanga , ECD graduations are the best and I understand sometimes why parents are dramatic , pamwe you went through a lot before you had the child 😅
Keep it up. But next time try to Google the title yaurikuda kuisa usati waiisa. Imagine uri diaspora oyi rega ndimboona exclusive area in Harare munhu ooda madororo ega ega. Ndiko kwandaka kurira pama flats now it's just madororo
Saw this one late 🎉🎉🎉kumaraini kwangu
Kkk chero mazoona thank you for watching
thnak you so much 🤩🤩tatoona ghetto
You are welcome ayiwa ndakazono kuona ku spaceman finally lol
Paive ne play ground, muzerere, mutserendende nezvima blocks.
Oooh thank you so much , zvanga zvichindinetsa all along
Kkkkk Ruru watanga , ECD graduations are the best and I understand sometimes why parents are dramatic , pamwe you went through a lot before you had the child 😅
Kkkk zvinongofadza kutoona kuti kamunhu aka kari kutokura ndakatarisa kkk
Spaceman was named after council bar then it was popular.during early 80 to 90.
Oh thank you so much👏👏
Nguva yeva rungu kwaiva ne maruva mu road now marara hurwere hauperi
It's no longer the same, tsvina netumusika pese pese. Kare zvaisabvumirwa.
Hiii serious zvanga zvisiko kare? Hey! Kkk yeah ma1
Keep it up. But next time try to Google the title yaurikuda kuisa usati waiisa.
Imagine uri diaspora oyi rega ndimboona exclusive area in Harare munhu ooda madororo ega ega.
Ndiko kwandaka kurira pama flats now it's just madororo
I googled mufunge I do that everytime
But thank you
@Ruru.Chisamba aaa bho😅😅😅🤣🤣🤣
I think that it's kusiyana kwe understanding
Ko shamuyarira super market ichopo here,?
Ah didn't see anyshop with that name or maybe andin kupfura nepo ameno
Takangonzwa na Madokwane kuti endai kwa Magumbo Spaceman shops that’s why tatoona
Ooooh okay thank you👏👏
Murungu anafunga veduwee fist thing anovaka ma toilets kudzinga sickness away from people
hanzi kagraduation 😂
😂😂😂
Ndiko kwandakakurira tichitamba, wota, rhaka rhaka, dunhu remagaba, then madhaka kuzadza mu milk bottle reDMB .
Aaaw nice iii ndiko kumaraini kwenyu shuwa yoh
Farirai ma public toilets hutsanana pamberi
Ko kumabvuku ruru tomboona chikoro chedu institute of higher learning mabvuku high.
I will go there , video coming soon
tsvina kudaro
😂 ma1
Exclusive 😂 in someone's eyes
@chihelele5242 yes😄
Imimi vatori ve nhawu you need to talk to people kuti vataure ku hurumende about the toilet
Maghetto ane kakufanana wena
Kkk akatofanana aya
Shame on you TV 📺 vatori venhawu marara .kurudzirai vanhu vataure ne city council to build ma bin and public toilets for people