ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Long live Mukanya,the legacy will live on gudo.Like father like son Yahweeh mwana wegandanga igandanga.
I like this vana vanokopa dhoiri rakanaka revabereki
Yahwee #mwana weGandanga hatna zera newe Mukanya famba #chimurengamusic
Young Mkanya is good par excellency and Chimurenga music is in good hands
God bless you kurai mwana we ghandanga I ghandanga shuhwa
Zviri mutsinga izvi❤❤❤
Iye mudhara achiuya ku Guruve every Christmas achiridzirwa mbira tiko zvedu kwa Katanda varidzi ve Guruve ❤
Mukanya tinotenda kusimudzira isu vekwa wafawanaka fara chaizvo ❤
Promoting our legendary cultural mucis. The legacy lives on!!
Kunge Baba vake ...hoyoooo!
Haa kufana bambo kani.haa dzegandanga hadzife shuwa
Aaah wapedzaa wangu , let the legacy of the elder leave 😂😂 respect king
Handvadzi ya Ma Amai zvangasirime Bereka bereavement Gora Muranga
Mwana wegandanga igandanga mwana wenyoka inyoka weshumba ishumba ndatenda hangu ❤
Kkkk chero kuno wangu🙌
Ko makore uyu ndiyr mapfumo here ,ndinofarira yaakaimba( midzimu inorwa hondo)
Mukanya chaiye yoooo ❤❤❤
Aywaa tazviona mkanyaaa toti endai mberi nekusimbsa gwara redu repasi chgare
The legacy lives on,its sad we lost Tuku's son to carry his father's torch
Do you mean his daughters ain’t doing it?
Why is it that munhu akaita serious ne basa rake moti abudirwa
Ndozvatiri ma Zimba...kuzungaira chete
Apa makazvibereka Mukanya well done ndatenda hanzvadzi ...
mwana we muningina wake
Mwana wemukoma wa mapfumo
😂😂Am a true Zimbabwean
Gandanga for life
Hello musataure manyepo Kurai haasi mwana waMukanya mwana Dominic Makore mwana wababa mudiki vaMukanya vaChiwanza ndoo sekuru vaKurai
Asi ropa imwechetezve, hamusi maakungogwadziwawo here nhai Changamire, step father vanongonzi baba wani
Mapfumo akakuona anenge achizviona hake😂
Pamberi Nenyika Yedu Pachimurenga
yah zvavari vamapfumo chaivo mwanauyu.nhayi veduwe..nemaimbiro vamapfuma chaivo😂
Spirit behind the music manifestingEven Beyonce was bold enough to say Sasha enters me
❤😢😢😢😢
Wow Kurai Mukanya chaiye
Tonya kumashow
Murikutsika pakatsika remberi Yahwe
Yahweeee ❤️❤️❤️
Kurai Makore and black lions
Vakadzi tambai zvine energy mkaty don't be lazy
Team Soko ❤
dai varamba uchigona kudaro
mufanha iwe uchaenda kuresa
Wakanyanya kurai
Kurai haasi mwana waBaba Harare here?
Volume yakadhakwa zvimwe zvese bho zvekuti
Ma1 ayo
Kurai Mukanya
Dzinouya apo😅
Mwana waThomas Mapfumo wekupi uyu?
His father and Thomas are brothers
Anonzi ani nhai
Is this guy Mukanya’s biological son?
Mwana we blood brother ya Mukanya
No mwana wablaz wa mukanya
@@SaulThomas-zz5bs yes you are right. I know Mudhara is related to the Makore’s. So that makes sense. You can actually see a little resemblance.
The mukanya never dies
Haaa mutamba tazvionahedu
Mukanya🎸
Mukanya❤❤DUPLICATE CHAIYO❤❤
Famba Soko
Like father like son😂
Mwana we muningina waMkanya but uuu regai tidedze Tinashe Mugabe
kkkk
Saka anoshandisa yaamai here
Apo
❤❤❤
Chirombo musango
This guy is not Mukanya,s child get your facts right
Long live Mukanya,the legacy will live on gudo.Like father like son Yahweeh mwana wegandanga igandanga.
I like this vana vanokopa dhoiri rakanaka revabereki
Yahwee #mwana weGandanga hatna zera newe Mukanya famba #chimurengamusic
Young Mkanya is good par excellency and Chimurenga music is in good hands
God bless you kurai mwana we ghandanga I ghandanga shuhwa
Zviri mutsinga izvi❤❤❤
Iye mudhara achiuya ku Guruve every Christmas achiridzirwa mbira tiko zvedu kwa Katanda varidzi ve Guruve ❤
Mukanya tinotenda kusimudzira isu vekwa wafawanaka fara chaizvo ❤
Promoting our legendary cultural mucis. The legacy lives on!!
Kunge Baba vake ...hoyoooo!
Haa kufana bambo kani.haa dzegandanga hadzife shuwa
Aaah wapedzaa wangu , let the legacy of the elder leave 😂😂 respect king
Handvadzi ya Ma Amai zvangasirime Bereka bereavement Gora Muranga
Mwana wegandanga igandanga mwana wenyoka inyoka weshumba ishumba ndatenda hangu ❤
Kkkk chero kuno wangu🙌
Ko makore uyu ndiyr mapfumo here ,ndinofarira yaakaimba
( midzimu inorwa hondo)
Mukanya chaiye yoooo ❤❤❤
Aywaa tazviona mkanyaaa toti endai mberi nekusimbsa gwara redu repasi chgare
The legacy lives on,its sad we lost Tuku's son to carry his father's torch
Do you mean his daughters ain’t doing it?
Why is it that munhu akaita serious ne basa rake moti abudirwa
Ndozvatiri ma Zimba...kuzungaira chete
Apa makazvibereka Mukanya well done ndatenda hanzvadzi ...
mwana we muningina wake
Mwana wemukoma wa mapfumo
😂😂Am a true Zimbabwean
Gandanga for life
Hello musataure manyepo Kurai haasi mwana waMukanya mwana Dominic Makore mwana wababa mudiki vaMukanya vaChiwanza ndoo sekuru vaKurai
Asi ropa imwechetezve, hamusi maakungogwadziwawo here nhai Changamire, step father vanongonzi baba wani
Mapfumo akakuona anenge achizviona hake😂
Pamberi Nenyika Yedu Pachimurenga
yah zvavari vamapfumo chaivo mwanauyu.nhayi veduwe..nemaimbiro vamapfuma chaivo😂
Spirit behind the music manifesting
Even Beyonce was bold enough to say Sasha enters me