ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Proudly DACR choir Siyabonga inkosi uJesu ngomusa ongaka Tayidziwanepi nyasha dzakadai🎉🎉🎉
Amen ruoko rwaMwari ndiri kuriona muupenyu hwangu nemhuri ndotenda nekuve paDivine thank you choir nekuimba nekutamba zvinodakadza
Mufaro munaShe Jesu Christu
Totenda mambo Jesu nemufaro watinawo totenda Apostle
Ha kufara mumba maMwari shuwa. Kupombonoka, kurudunuka.asi Munhu waMwari murikutidzidzisa zvinhu zvakavanzika shuwa. Takanga tisingazivi kuti kugara wakafara kunotodzinga madhimoni uyezve kutosununguka ikoku ngirozi dzemudenga dzinotoburuka dzichifara !! Ha komborerwai vanhu vaMwari. Shoko ngariende mberi
Tambira Mwari mwana we Divine
Choir Manyama , Dancing 🕺 🎶 and Singing @ it's best
Varikudana Jehova ngativafarirey nemoyo yedu yesu zvimwe tikanzwirwa nyasha tikawana mugove nezuva rekupedzisira
Zvakanaka kuvapaDevine, ngakudzwe Mwari wokudenga
Mwari ngavakudzwe mufaro wega wega kwa Jeso
Tomutenda mambo Jesu
Tirikuona ruoko rwaMwari. Mufaro bedzi bedzi. Tinovatenda mambo Jesu
Tinotenda Mwari nemufaro watikupiwa muyimba yaJehovaa ...kutamba kwakadayi kunodakadzaa
Tambira Mwari wakooooo iweeeee
Mufaro nekusununguka kwakadi muimba yaMnari tinotenda Mwari wa Apostle
Makuda tipindiwo mu choir here kufarira Mwari zvinodadisa.
Kufara kwakadai kunodiwa mumba maMwari.tinotenda nyasha dzedenga
Ruwoko rwaMwari chairwo😂🎉🎉
Anonzi double double maropafadzo.. kuimba vanoimba , kutamba vanotamba .. tomutenda mambo Jesu..handidzokere kumba kana church yanakidza soo