ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Who else is here for ka laugh kamandebvu😂
Kalaugh kanopedza masports
Kanonzwisa hasha wes 😂😂😂
Even his voice rinoita ndipere simba
😂🙋🏾🙋🏾...haaa kalaugh kaMandebvu infectious kikkk
anondispaka kkkk
It’s the way Gamu quickly switches from 😡 to 😁 in seconds 😂😂😂for me
Pano ekitwa kani 😂😂😂
That's sounds like a real Zimbabwean wife🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
especially with nijo 😂she always does that
@@mrpeeone3378 hanzi tererai baba vachitaura
The guy with a hat on his super hilarious, keep using him please. He blends in really well in your team
Mandebvu is in a league of his own 😀😁
Awesome actor
🤣🤣🤣🤣apa unenge wafara waona munhu aine kabag,woti mari yauya wozonzwa dzava nhoroondo 🤣🤣🤣🤣
Ko kuvhura kwakutobuditsa ka sanitizer 😂😂😂
@@asHewills2012 kkkkkkkkkk kana ndiwe vo
Gamu wapedzwa strong yekuayina naMandebvu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
kkkkkk Mandebvu always makes my day
You guys behave like real husband and wife 😅😅 Mandebvu anobva avharisa
"Simba racho unoriwanepi shuwa" HAhahhahaa
That did it for me...kkkkk
Kwete kuti mungatono totaura navo imi.. haaa Mandebvu to the world
Haaàa wamunoti Gamu uyooooo iiiiiiiiii shz super talented
Mandebvu ne sanitizer 😂😂
kkkkkk Gamu wapedzwa strong naMandebvu😁😁😁😁
Comic vakachena guys
😂😂😂hanzi apa apasikuda minamato pakuda mari
Kkkkkkk the switch inorohwa naGamu from kupopota to kusekerera soo kaaa kuseri kkkkkkk vamandebvu vanogonesa
Mandebvu: Munotaura, zvamunotaura ndizvo zvamunotaura....Blaz idzi so ka😂😂😂😂
Mandebvu always say "Aiwaaaaaa aaah"
"Ndizvozvo"😂
😂😂😂😂😂Always
Mandevu with his hand sanitiser😍World Remit is so reliable💯Keep it up guys
😂😂😂 team iri rakaipa mhani. Sando dzenyu. Mandebvu to the world
🤣🤣🤣🤣🤣🤣nyararai baba vachitaura ....haaaa masasi acho
My pple Gamu kuchinja mood from kupopota to kufara kwako kunondisekesa
Kkkkk gap iroro ndorigona kkkk ndobva ndangofona kuti sha mari yako bhoo but ndinenge ndisina plan
Ko iro tirauzi raMandebvu plus kunyepera kudzungaira🤣
Tirauzi here nhai askana 😂
Comic nagamu munongogara muchipopota
nyararai kana baba vachitaura haa gamu soo kkkkkk
Nyararai kana Baba vachitaura😂😂😂
😂😂😂apa hapasi kuda munamato i felt that 🤣🤣🤣
Pakuda marii😂
Kwanz nyararai baba kana vachitaura uku mandebvu ndibabawo kwake kkkk
"Ko munhu wako kana achinge adhumwa nemota?" "Aiwa tinenge tisingashuvire zvakaipa."😂😂😂
Mai God... conversation eskalated to near violence
Hanzi naGamu nyararai baba vachitaura 😆😂😆
ko nhai Ngoni wakazosvika uku sei....i remember ticihiri ku ekita tese uri pa yard apahaa like it baba keep on ...tikuzvifarira
nyararai kana baba wachitaura kkkkkk
😂🤣🤣🤣 hai no guys ngi'yasurrender 😂😂😂 ndini ndega ndatyira Mandebvu here paswedera Comic padhuze? 🤭😁 iko kupinda nekutsiura Amai kuti vasapopota
Kkkkkk dzawana effort yekutakura sanitizer mubag dzisina mari
Ndebvu about to take over the industry😂😂😂😂
I’m here for Mandebvu, he hilarious 😂 kaLaugh ako kane nharo 🤣🤣
Taura hako😂🤣🤣🤣🤣
Gamu zvava zvinhu.....😘😘😘😘
Gamu ...kunemagetsi here ukuaina usina bhutsu ,zesa haiide izvozvo ..welldone comic ,nice piece of advert
😃😃😃...nyararai baba vachitaura.
KKKK hapadiwi munamato panodiwa mari crazy talents
Mandebvu to the world!!!
Tererai baba...
Pastor , Gamu navaMandebvu please take a bow munogonesa you had me in stitches😂😂👏👏
Nyararai baba vachitaura
Mandebvuka 😀😀😀😀😀 ndazviziva Kuti zvichagumira mukusanitaiza 😂😂😂
vaMandebvu vanogona keep it up
Ka statement kekunzi nyararai baba vachitaura ndokanondispaka manje
Tanga tati tingo sanitizer kaaaa😹😹😹😹apa u be expecting money kwakubuda dettol 🙀
Sanitizer kkkkk
Ndakakuziviswa nemunin'ina wangu... Nigel
Mandebvu, maiGamu haiwawo😂😂😂❤
Kkkkkk shame kwai murikupindura murimi mune chikwereti
😂😂😂Zim got talent
U guys munondiitira mhani apa comic kuzonyatso shatirwa kkkkk vaMandebvu sooo l surrender kkkk
Hanzi Hasha dzangu dzakawanda kudarika dzenyu🤣🤣🤣🤣🤣
Mandebvu sanitoto 🙌🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Regedzayi ndingouye ndikusiyireyi minamato kkkkkk lol
Saka begi rauya ne sanitizer chete kkkk
Mandebvu kkkkk kuita semunhu wekwa mwazha kkkkk
Aaaah kkkkkkkk mandebvu ma1..nyc
Ichi chisahwira chenyu chakanyanya. I'm just loving his style lol amandebvu.
Mavhiriro ayita mandebvu bag so ndafunga kuti dzikuda kuburitsa Mari kkkkkkk
You should have seen my smile pandaona vaMandebvu :)
Nyararai baba wachitaura 😂😁😅
tinenge tisingafunge zvakashata hahahahahahaha mandebvu akaoma
Mandebvu wanenge wachirevesa here
Kkkkkk Mandebvu akaipa
Apa hapasikuda minamato parikudiwa mari vamandebvu😂😂😂😂😂😂
kkkkk mandebvu anogona
Mandebvu dzine nharo 😂😂😂
Bhurukwa raMandebvu. Kwaaaaaks
Sanitizer companies should let vaMandebvu do the advertising for them.Havaomere zvayo paku share
Taura hako 🤣🤣🤣🤣🤣
Nhai vamandebvu chitaurai nababa kkkk
Mandebvu for President
😂 😂 Kana simba racho ndori wanepi shuwa
Vamandebvu sure mungavhure bag kuburitsa sanitizer here ndiri kutoti imarizve
Eeeh eeeh nyararai baba vachitaura muteerere ... Kkkkkk Gamu ndimai chaivo
Gamu kkkkk nyararai baba vachitaura kkkkk
🤣🤣🤣🤣Haaa mandebvu ma1
Mandebvu neSanitizer veduweee👐l can't deal 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mandebvu hanzi amai mabva mato rega ku aina🤣😅 uno pedzera
Baba vatsamwa😂😂😂
Kkkkkkkkk Vamandebvu nyararai baba vataure
Kana simba racho unoriwanepi hahahaha
I always first like ndisati ndaona😂😂...kkkkk inhema hasha dzacomic ndidzo dzakawanda😂😂
Kupinda mubank munotonhorera kkkk
Mandebvu haasi wekusiya nemari... Tirikuda episode 2 kana 3 kusvika mari iyoyo yauya😜
Va Mandebvu vari kumberi kwekumberi ndaseka zvangu
Rambai uchiita collabo namabdebvu pastor
mandebvu ane purazi here kkkkkkkkkkk
I have to laugh first before watching 😅😅😅😅😅😅 Mandebvu sooooNdauya kuzosiya minamato 😅😅😅
VaMandebvu naNigel gadziraiwo mazip ematrousers enyu maElder angu kkkkkkkkkkkk
Mandebvu🤣🤣 haikona kudaro😂😂
Uyu muface uyu mungwarirei
Comic kuita kunge vashatirwa zvechokwadi
Mandebvu kkkkkkk unopedza masports kkkkkkk
Yea unodzipwa mandebvu Gamuuuu
Kikikikiki kushatirwa kunoita comerere kunondipedza kikikikiki
Ndimufonere ndimufonere ndimufonere 😂😂😂😂 mandebvu anorwarwa chete
Who else is here for ka laugh kamandebvu😂
Kalaugh kanopedza masports
Kanonzwisa hasha wes 😂😂😂
Even his voice rinoita ndipere simba
😂🙋🏾🙋🏾...haaa kalaugh kaMandebvu infectious kikkk
anondispaka kkkk
It’s the way Gamu quickly switches from 😡 to 😁 in seconds 😂😂😂for me
Pano ekitwa kani 😂😂😂
That's sounds like a real Zimbabwean wife🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
especially with nijo 😂she always does that
@@mrpeeone3378 hanzi tererai baba vachitaura
The guy with a hat on his super hilarious, keep using him please. He blends in really well in your team
Mandebvu is in a league of his own 😀😁
Awesome actor
🤣🤣🤣🤣apa unenge wafara waona munhu aine kabag,woti mari yauya wozonzwa dzava nhoroondo 🤣🤣🤣🤣
Ko kuvhura kwakutobuditsa ka sanitizer 😂😂😂
@@asHewills2012 kkkkkkkkkk kana ndiwe vo
Gamu wapedzwa strong yekuayina naMandebvu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
kkkkkk Mandebvu always makes my day
You guys behave like real husband and wife 😅😅 Mandebvu anobva avharisa
"Simba racho unoriwanepi shuwa" HAhahhahaa
That did it for me...kkkkk
Kwete kuti mungatono totaura navo imi.. haaa Mandebvu to the world
Haaàa wamunoti Gamu uyooooo iiiiiiiiii shz super talented
Mandebvu ne sanitizer 😂😂
kkkkkk Gamu wapedzwa strong naMandebvu😁😁😁😁
Comic vakachena guys
😂😂😂hanzi apa apasikuda minamato pakuda mari
Kkkkkkk the switch inorohwa naGamu from kupopota to kusekerera soo kaaa kuseri kkkkkkk vamandebvu vanogonesa
Mandebvu: Munotaura, zvamunotaura ndizvo zvamunotaura....Blaz idzi so ka😂😂😂😂
Mandebvu always say "Aiwaaaaaa aaah"
"Ndizvozvo"😂
😂😂😂😂😂Always
Mandevu with his hand sanitiser😍
World Remit is so reliable💯
Keep it up guys
😂😂😂 team iri rakaipa mhani. Sando dzenyu. Mandebvu to the world
🤣🤣🤣🤣🤣🤣nyararai baba vachitaura ....haaaa masasi acho
My pple Gamu kuchinja mood from kupopota to kufara kwako kunondisekesa
Kkkkk gap iroro ndorigona kkkk ndobva ndangofona kuti sha mari yako bhoo but ndinenge ndisina plan
Ko iro tirauzi raMandebvu plus kunyepera kudzungaira🤣
Tirauzi here nhai askana 😂
Comic nagamu munongogara muchipopota
nyararai kana baba vachitaura haa gamu soo kkkkkk
Nyararai kana Baba vachitaura😂😂😂
😂😂😂apa hapasi kuda munamato i felt that 🤣🤣🤣
Pakuda marii😂
Kwanz nyararai baba kana vachitaura uku mandebvu ndibabawo kwake kkkk
"Ko munhu wako kana achinge adhumwa nemota?" "Aiwa tinenge tisingashuvire zvakaipa."😂😂😂
Mai God... conversation eskalated to near violence
Hanzi naGamu nyararai baba vachitaura 😆😂😆
ko nhai Ngoni wakazosvika uku sei....i remember ticihiri ku ekita tese uri pa yard apa
haa like it baba keep on ...tikuzvifarira
nyararai kana baba wachitaura kkkkkk
😂🤣🤣🤣 hai no guys ngi'yasurrender 😂😂😂 ndini ndega ndatyira Mandebvu here paswedera Comic padhuze? 🤭😁 iko kupinda nekutsiura Amai kuti vasapopota
Kkkkkk dzawana effort yekutakura sanitizer mubag dzisina mari
Ndebvu about to take over the industry😂😂😂😂
I’m here for Mandebvu, he hilarious 😂 kaLaugh ako kane nharo 🤣🤣
Taura hako😂🤣🤣🤣🤣
Gamu zvava zvinhu.....😘😘😘😘
Gamu ...kunemagetsi here ukuaina usina bhutsu ,zesa haiide izvozvo
..welldone comic ,nice piece of advert
😃😃😃...nyararai baba vachitaura.
KKKK hapadiwi munamato panodiwa mari crazy talents
Mandebvu to the world!!!
Tererai baba...
Pastor , Gamu navaMandebvu please take a bow munogonesa you had me in stitches😂😂👏👏
Nyararai baba vachitaura
Mandebvuka 😀😀😀😀😀 ndazviziva Kuti zvichagumira mukusanitaiza 😂😂😂
vaMandebvu vanogona keep it up
Ka statement kekunzi nyararai baba vachitaura ndokanondispaka manje
Tanga tati tingo sanitizer kaaaa😹😹😹😹apa u be expecting money kwakubuda dettol 🙀
Sanitizer kkkkk
Ndakakuziviswa nemunin'ina wangu... Nigel
Mandebvu, maiGamu haiwawo😂😂😂❤
Kkkkkk shame kwai murikupindura murimi mune chikwereti
😂😂😂Zim got talent
U guys munondiitira mhani apa comic kuzonyatso shatirwa kkkkk vaMandebvu sooo l surrender kkkk
Hanzi Hasha dzangu dzakawanda kudarika dzenyu🤣🤣🤣🤣🤣
Mandebvu sanitoto 🙌🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Regedzayi ndingouye ndikusiyireyi minamato kkkkkk lol
Saka begi rauya ne sanitizer chete kkkk
Mandebvu kkkkk kuita semunhu wekwa mwazha kkkkk
Aaaah kkkkkkkk mandebvu ma1..nyc
Ichi chisahwira chenyu chakanyanya. I'm just loving his style lol amandebvu.
Mavhiriro ayita mandebvu bag so ndafunga kuti dzikuda kuburitsa Mari kkkkkkk
You should have seen my smile pandaona vaMandebvu :)
Nyararai baba wachitaura 😂😁😅
tinenge tisingafunge zvakashata hahahahahahaha mandebvu akaoma
Mandebvu wanenge wachirevesa here
Kkkkkk Mandebvu akaipa
Apa hapasikuda minamato parikudiwa mari vamandebvu😂😂😂😂😂😂
kkkkk mandebvu anogona
Mandebvu dzine nharo 😂😂😂
Bhurukwa raMandebvu. Kwaaaaaks
Sanitizer companies should let vaMandebvu do the advertising for them.Havaomere zvayo paku share
Taura hako 🤣🤣🤣🤣🤣
Nhai vamandebvu chitaurai nababa kkkk
Mandebvu for President
😂 😂 Kana simba racho ndori wanepi shuwa
Vamandebvu sure mungavhure bag kuburitsa sanitizer here ndiri kutoti imarizve
Eeeh eeeh nyararai baba vachitaura muteerere ... Kkkkkk Gamu ndimai chaivo
Gamu kkkkk nyararai baba vachitaura kkkkk
🤣🤣🤣🤣Haaa mandebvu ma1
Mandebvu neSanitizer veduweee👐l can't deal 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mandebvu hanzi amai mabva mato rega ku aina🤣😅 uno pedzera
Baba vatsamwa😂😂😂
Kkkkkkkkk Vamandebvu nyararai baba vataure
Kana simba racho unoriwanepi hahahaha
I always first like ndisati ndaona😂😂...kkkkk inhema hasha dzacomic ndidzo dzakawanda😂😂
Kupinda mubank munotonhorera kkkk
Mandebvu haasi wekusiya nemari... Tirikuda episode 2 kana 3 kusvika mari iyoyo yauya😜
Va Mandebvu vari kumberi kwekumberi ndaseka zvangu
Rambai uchiita collabo namabdebvu pastor
mandebvu ane purazi here kkkkkkkkkkk
I have to laugh first before watching 😅😅😅😅😅😅 Mandebvu soooo
Ndauya kuzosiya minamato 😅😅😅