ไม่สามารถเล่นวิดีโอนี้
ขออภัยในความไม่สะดวก

ZVINOITA BARIKA PART 3 FINAL(ZIM LOCAL DRAMA)latest 2022|based on a true story

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 3 ก.ย. 2022
  • subscribe like and share

ความคิดเห็น • 32

  • @chelseagumede3196
    @chelseagumede3196 ปีที่แล้ว +2

    Dai ndiri mai tambu nhaizvisiya ngazvitevere mai cephas, usadyira uroyi mukunyara ngavatsvage mai cephas shitti

  • @shonakingofficial7828
    @shonakingofficial7828 ปีที่แล้ว +2

    Keep t up tambu

  • @PanashePhiri-ne2yx
    @PanashePhiri-ne2yx 10 หลายเดือนก่อน +1

    Hanzi kushata kunge kunze kuri kunaya 😂😂😂😂

  • @Lydia-hi7mk
    @Lydia-hi7mk ปีที่แล้ว

    Good lesen

  • @prospershunert9989
    @prospershunert9989 ปีที่แล้ว

    Good lesson guys keep it up

  • @neliarubacha4056
    @neliarubacha4056 ปีที่แล้ว +3

    Rambai makadzvanya munondigonera henyu

  • @calvinchikumba1018
    @calvinchikumba1018 ปีที่แล้ว +1

    Scar unogona keep it up

  • @lastonjoaomadzikanda1176
    @lastonjoaomadzikanda1176 ปีที่แล้ว

    Chawana nzako chapita, mawa chilikwaiwe. Roorai vazhinji mudyewo hurwere.

  • @isabelchihwayi5527
    @isabelchihwayi5527 ปีที่แล้ว +1

    😂😂😂 hanzi kushata kunge kumbare kuri kunaya 🤣🤣

  • @believechithope4048
    @believechithope4048 ปีที่แล้ว +4

    Kkkkk kwakurwara kauku kkkkk musarasa tariro vanhu vamwari

  • @zanelemadhlamini2178
    @zanelemadhlamini2178 ปีที่แล้ว +2

    Izvi ndozvirikuraramikauwanano dzakawanda asi lungoti mwari avakapa vanamai moyo mirefu murikugona hama dzangu vanemeso vanoona vanenzeve vachanzwisisa kukosha kwakaita mukanzi wakwe kutadza tndokwakawanda mudzimba ASI chinodiwa rudo ukaona urimurume uchidya chausina kushandira cusungazivi kuti chawnikwasei upenyu wako huriparumananzombe

  • @jaynetambo
    @jaynetambo ปีที่แล้ว

    😅hanzi aidyaka tusaussage 😢rova mavege baba sii 😅😅😅

  • @ZaneleMadlamini-on2er
    @ZaneleMadlamini-on2er ปีที่แล้ว

    Kkkkk munogonesa keep it up guys never disappoint you

  • @Aaron-hl8gs
    @Aaron-hl8gs ปีที่แล้ว

    Munogona vanhu weeee murambe makadero isai mamwe

  • @denisetagarira8396
    @denisetagarira8396 ปีที่แล้ว

    Kkkkk mazai ka ayas

  • @chariemakaripe4850
    @chariemakaripe4850 ปีที่แล้ว +1

    life lessons.. but people learn way too late

  • @monicamuzungu8022
    @monicamuzungu8022 ปีที่แล้ว

    Kkkkkkkkk. Kushata kunge kumbare kuri kunaya

  • @benjaminmapingire5627
    @benjaminmapingire5627 ปีที่แล้ว +1

    Chibab chekujaidziwa ichi

  • @janehangaika8298
    @janehangaika8298 ปีที่แล้ว +1

    Life lessons varume vacho havanzwe ava

  • @hoto31
    @hoto31 ปีที่แล้ว

    bana mainini ndevama1 unofira mahara

  • @chidongwarai4017
    @chidongwarai4017 ปีที่แล้ว +1

    Tiri kudzidza

  • @ministermikudmusic
    @ministermikudmusic ปีที่แล้ว

    Kushata kunge kumbare kukunaya😂😂😂

  • @douglassithole9760
    @douglassithole9760 ปีที่แล้ว

    Kkkk sinyoro ma1

  • @benjaminmapingire5627
    @benjaminmapingire5627 ปีที่แล้ว

    Regai chife tachida ona zvakazoitika mberi van vakura vakushanda

  • @fmatsveru
    @fmatsveru ปีที่แล้ว +2

    Mazai kutoita hake masomersault kuback 🤣

  • @sharmainematsangura2930
    @sharmainematsangura2930 ปีที่แล้ว +1

    Gyz munondisekesa

  • @chipomarimo2608
    @chipomarimo2608 ปีที่แล้ว

    Mazai akutodya hake chikafu chemurwere 😂😂😂😂

  • @fradreckjavangwe4326
    @fradreckjavangwe4326 ปีที่แล้ว

    Ko yatova final

  • @memoryncube8391
    @memoryncube8391 ปีที่แล้ว

    Kkk soja 1

  • @lovemasendeke3943
    @lovemasendeke3943 ปีที่แล้ว

    Munogona

  • @charmainemedzai3593
    @charmainemedzai3593 ปีที่แล้ว +2

    Baba Ava bodo

  • @ruvarashetaganda7692
    @ruvarashetaganda7692 ปีที่แล้ว

    😂😂😂