Usanyepe hama dzenyu tiriko asi makanga makuvhaira nemari saka manga musinga fambire hama nekuda kwetumari now mari yapera wakunyepa kuti hamuna hama dzizere kuGoromonzi.
Ve Dremas Media havana kutipa zvakabuda ku divi raana baba.Mhinduro yevaka mhanyara nyaya haina kubuda. Ko inga Ben Mucheche muera Shumba Nyamuzihwa nehoreka. Ko mwana we SHUMBA NYAMUZIHWA anoteura mbuya Charwe Nehanda akamira saani?
Ava mai ava vakatoti nhamo dzangu dzaperera pano tande kuEstate kwaNehanda kunohohwa zvavasina kurima worse part of it uri chizukuru chemwana sikana hameno generation yechingani. Woda kunohohwa zvinhu zvaMbuya vaivewo nemusha wavo, ko vana vavo mati vadii, ko madzibaba ambuya Nehanda vakasiya zvakadaro munoti anopenga here. Mai yemagirazi iyi iri kutipedzera nguva aaah tikada kuteedzera nyaya dzema group tosvikepi. Apa kunyepera kunge vane mudzimu waNehanda 😂😂😂😂😂 l surrender zvangu ini aaah
This woman is cray cray. Haasi right right. The name dropping is serious yooo, Kkkk Mucheche, Goche, Mudede, Mutsambiwa etc kkk ari kuita name drop kuti nyaya yake iite weight.
Zveku register Estate can be done nemuzukuru mwana wemwanasikana, seDunzvi. So huDunzvi on behalf of Charwe hunofanira kuitwa nevazukuru vake, vana vevanasikana vake.
Hanzi ndaka feeler kt ndiri hama yaNehanda 😂😂😂😂😂 dai ndirini vana baba vana Nehanda ndaikwatura ndaitozo fambira kunoripa kwaMambo. Vanotaura nonsense mai ava
@@pearlmambinge451 hanzi nyaya yambuya nehanda it's sensitive munhu akapondwa ndiyani asingazive rufu rwambuya nehanda but she is not working alone ane prominent person
Mukadzi uyo anoda kushandisa chitsottsi..zvaakaziva kuti muzukuru akadii kuchitanga atsvaga vamwe vazukuru then vochitsvaga vana sekuru vari pamwe chete
😂😂😂😂😂😂 Handizivi ini hangu chivindi chacho sarendi
Hamusi kuda camera Bec urikunyepa uri tsotsi iwe
Dzirimo hr mukadzi uyu ummmm Kana Uri Hama wakujamba vamwe vese aya wakuenda wega sei
Ko.amai ava vanoda pfuma yekwambuya vasiri vavo.zvambuya vavo vapedza.Charwe ane vake vaxukuru vanoonei
Usanyepe hama dzenyu tiriko asi makanga makuvhaira nemari saka manga musinga fambire hama nekuda kwetumari now mari yapera wakunyepa kuti hamuna hama dzizere kuGoromonzi.
Kutadza kusevenza takarasima nemisha yevanhu, regai mbuya neHanda vazorore pawo vakapedza???
Mai avo itsotsi chairo pane vakavaitira nyaya vachifunga kuti zvinobudirira ndosaka vaida kuona mambo parutivi kuti vavape mari nyaya yotsikwa tsikwa vane huwori chaihwo
Drewmas media taking us to another level Andrew Neshamba Shumba
Part 3 please
Ummm ndovanozonzi to be seen by 5 doctors avo😂😂😂😂tese tese zvizukuru zvekwaHwata tikada kuno claimer hukama nana Charwe zvobuda here😂😂😂
Taking me to another level
Part 3 please mhai ava ???
Ve Dremas Media havana kutipa zvakabuda ku divi raana baba.Mhinduro yevaka mhanyara nyaya haina kubuda. Ko inga Ben Mucheche muera Shumba Nyamuzihwa nehoreka. Ko mwana we SHUMBA NYAMUZIHWA anoteura mbuya Charwe Nehanda akamira saani?
Haa, havasi vakunyepera kutaika here amai ava.. dzadambuka apa
Mai varikurwara ava and zvinonyadza zvokuti
Ava mai ava vakatoti nhamo dzangu dzaperera pano tande kuEstate kwaNehanda kunohohwa zvavasina kurima worse part of it uri chizukuru chemwana sikana hameno generation yechingani. Woda kunohohwa zvinhu zvaMbuya vaivewo nemusha wavo, ko vana vavo mati vadii, ko madzibaba ambuya Nehanda vakasiya zvakadaro munoti anopenga here. Mai yemagirazi iyi iri kutipedzera nguva aaah tikada kuteedzera nyaya dzema group tosvikepi. Apa kunyepera kunge vane mudzimu waNehanda 😂😂😂😂😂 l surrender zvangu ini aaah
Nazo❤😂
Mai imi mukwane mukawana nguva
Boo here pfungwa dzamai ava
Vakahakira nhau dzemakuhwa
Kkkk taura hako kkkkkk
Ummm uyu mukadzi arikurwara njere, kana asingarware chenjerai varikunzi vana Mudede avo ndovaida kumutungamidza mberi vachida kudya zvinhu zvevanhu avo nehwutsotsi
Ko response yema complainant haipo wani
Mai varikurwara njere 😂
Mai vari kutorwara nepfungwa ava varikuchemei ipapa
Nhai mhai kutiudza nyaya ye WhatsApp group remusha wenyu nxa. Mbuya Nehanda havasi vekutamba navo. Munhu anoremekedzwa muDzimbahwe ngano dzenyu idzo garai pasi. Siyai estate yavo yakadaro kuhama dzavo. Sei musina kunge makataura nehama dzavo musati maenda kwaMaster of High court. Mbuya Nehanda havasi secret period. Kutaura zvema gallery eku England zvinei. Pamusiiwa tinopaziva. Muri tsotsi chete ZRP hero basa. Njere dziri kurasika zvekunyepera. Imi muri kutaura nyaya yedzinza ramai venyu zvichireva kuti imi hapana chenyu pfuma yenyu iri kwababa venyu. Kuda kuita kuti muti pesanise pfungwa.
Mambo don’t let that woman waste tym yedare haana nyaya akuda kushandisa prominent people to kudya zvevarombo,nyaya yake haina msoro mixed up
This woman is cray cray. Haasi right right. The name dropping is serious yooo, Kkkk Mucheche, Goche, Mudede, Mutsambiwa etc kkk ari kuita name drop kuti nyaya yake iite weight.
Is she normal normal mukadzi uyu
Imi varikupenga avaa
Amai ava bhoo here kokushanda zvako nhaimi
Mukadzi uyu arikurwara jere asi zvichamusungisa
Mupei chief Nyamaropa vamupedzere mbavha hozana
😂😂😂😂
Asi pange pasina mapurisa kani kusiya mbavha ichienda
Zveku register Estate can be done nemuzukuru mwana wemwanasikana, seDunzvi. So huDunzvi on behalf of Charwe hunofanira kuitwa nevazukuru vake, vana vevanasikana vake.
Ndaona bhutsu yabuda apo pa suite yakaita kunge pink ini zii hangu
Am confused
Hanzi ndaka feeler kt ndiri hama yaNehanda 😂😂😂😂😂 dai ndirini vana baba vana Nehanda ndaikwatura ndaitozo fambira kunoripa kwaMambo. Vanotaura nonsense mai ava
Mbuya nehanda kufa vachitaura sure
Mukadzi uyu arikutsvenga mubvunzo chitsotsi kuda zvinhu zvisiri zvake muzukuru pachii ibvapa
Mai varikurwara nenjere ava
Ndoo anonzi mhepo +mhepo =mamhepo zvinhu zvacho zvene dare
uyu anorwara njere uyu
Vasikana vemaNjuza vakuda kuparadza Mbuya Nehanda
🤣🤣🤣🤣 sisi you are too young for this story
Maranda yapindira
Iyo it's fraud seyi achiti akaona pic yambuya nehanda oti it's photo yambuya vake iwoma pics akangozara mumabhuku
Taura zvako munhu akazvarwa music Uno. Ndaseka zvangu
@@pearlmambinge451 hanzi nyaya yambuya nehanda it's sensitive munhu akapondwa ndiyani asingazive rufu rwambuya nehanda but she is not working alone ane prominent person
I think this lady is crazy mmmm vanhu vavanoziva bodo
Iyo imbavha yatumwane prominent person her story is baseless
This mambo tolarate nonsense
Fraud
Scammer!!