ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Amen ngatiparidzei kukosha kweshoko iri hama, titendeuko pamifungo isakarurama tigare nashe wedu Jesu Kristu mazuva ose eupenyu hwedu
This video is about Nyika ino ichatongwa - Olivien 2015Basa rakafanira kuitwa, kuparidza kukosha kwezita raJesu! #PaulMwazha #TheAfricanApostolicChurch
TheAfrican ApostolicChurch
nyika ino ichatongwa amen amen .....basa rakafanirwa kuitwa kuparidza kukosha kwezita ra jesu
amazing gospel, kutapira munzeve zvekuti shuuuuu. hahada Mwari wapauro batsirai vasingazive kukosha kwezita rajesu vamwe todya pfodooo
basa ramwari ngaribatwe nguva dzose kuti tizowana pekurangarirwa napo naIshe wedu Jesu
Ummm haa ndanakirwa,,,Mwari waAbrahama nyika ino ichatongwa
udzai hama neshamwari kuti ivhangeri iyi inotapira munzeve kuti shuu ngavauye vose nokuti nyika ichatongwa ngavauye vose nzvimbo ichiripo nokut ichazonzi haipo [izvokwadi iyi ichatongwa nyika]
Thank you for such an inspiring song. Keep up the good work.
we want more comment about this church kumwe kwese ungaenda hako asi kwaunonyanya kudiwa kumanicalent
gud stuff, kip the fire burning
Mwari ngaavongwe
Evhangeri yaJesu kumarudzi
Amen Judah
Amen
''AKAWUYA MUTONGI''*+
ngatitendeuke titende kuevhangeri
chokwadi zvichabuda zvininipisei mese musina kutendeka
That's the anthem.
ngatitendeuke titende kuevhangeri iyi
Amen and Amen
''HONDOHWE YAVE KUFAMBA PANYIKA''*+
Hondowe zvinorevei
Is this young man late tracymwazhas son helpme
@@faithlinah806 l
The church that preaches repentence AAC.
No
Chokwadi
amen
Amen ngatiparidzei kukosha kweshoko iri hama, titendeuko pamifungo isakarurama tigare nashe wedu Jesu Kristu mazuva ose eupenyu hwedu
This video is about Nyika ino ichatongwa - Olivien 2015
Basa rakafanira kuitwa, kuparidza kukosha kwezita raJesu! #PaulMwazha #TheAfricanApostolicChurch