ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
uri muhombe
Calaz musiyei🙌 anozvigonera
ndini ndega ndonzwa ropa kumhanya here ndichinzwa tawanda
✅yalla nation 😊
Haa ihot property iyooo amana
Tawanda muhombe hapadi nharo#mabhandt#takaipfuura#siyainaye tawanda#Jeri remari
Icho chomamira ngirozi ikasara ichinhuwa buwe
Smiley akati musadaro Tawanda muhombe hapadi nharo ishasha yedu siyanai nayoyo
Hoyoooo Yalah
Silent killer tinomutyora,tomupedza career
Siyana nevapfanha vari Kuda kutsvaka mbiri newe like silent killer kaenda Kuna mad vipper ndolevel rake kkkkkkk
Ndiye calaz wandoziva uyu ma1 Aya. ..........pruuuuuuuuuu pah😅😅😅😅
Vakauya mave mujeri reMari here Yala😂,,chakaipa ichi
Luck enough mava ambassador daikurikare maundura matsaga
Ummmmmm nyambe mukaimba nymba sei I'm here for you mabhadhitii....ngwere yaita mwana kwamuri
Banditi rangu
Vari kushanda overtime...... ndibatei ndabva kuchechi svondo
Ngwere yakasvika takuita zvekutsvaga mari kwete kuhwina sting kana cup clash
What if seh calaz achiiina Moira muchaita sei
icho ishasha yedu iyo
Musandimatchesa madhiri asina mari as the year ends 🎉 ...one thing l like about seh calaz he motivates me kuita bag even ndisina mari😂💥
Kare haagare ari asi Kare ndiye akaita kuve nhas bruuu baaam
Msandimatchesa pamadhiri asina mari 2024 slogan
Like enough ndava ambassador
Apa bhanditi rakaita kurikita mangoma ❤❤
Ndamuona anoda kutanga adenhwa kuti arowe mangongongo. We miss the old Tawanda . Bhanditi to d fullest . Pliz we need more .......
ANOGONAAAAAA MUNHU UYU ,
🎉🎉🎉isu takutoshandisa calaz kutumira mari kuno boz ndiye mukuru
Calaz ndiuye artist achaimba pawedding panguKunyange musingademusingade
andi attend wedding yakapusa
yes yes uyu muhombe Silent Killer anoenda kumortuary
Uyu ndiye King of Zim dancall kwete mashura atiri kuona
Yaaaa wauya hot bhandity ndakuku believe as long uchiyeuka jarlove
Uyo anenge huriri anovava ukaona akadzikama unenge usinakuubata
mabhandiiiiitiiiiiiiiiiiiiiiiiii
Makaipa bhandtiii
Mukuru wengoma
Mudhara makaipa 🎉 havanga mise kubuda kwezuva
Muhombe uyu
Ndiri kushandira nhiri yangu🎉🎉🎉🎉🎉
❤🤜🤜🤜🤜🤜🤜🤜🤜🤜🤜🤜dai ngwere yakauya kudhara yainosarira ku mochari Calaz muhombe siyai ayende
Tawanda muhombe uyoo
Ngweree inomama this tyme ❤ akabata magetsi
Yhaa mahorror aya
Bantity iBanyity imi nhyka,,,, ding ding ❤.
Rova goma bhanditii vanovenga amenoo uri bhuru #Jeriremarii
Calaz andipa manyemwe uyu❤❤❤❤
Bhandit haasi mafanis mheni you killed it
U never disappoint my best zimdancehall artist
Big tune king of Zim Dancehall
Chakaipa Ichi ko how far diss rekwasilent killer mureplier umupedzere anosaiza❤❤
Fambai baba
Tawnda muhombe
Jeri reCash❤
Boss boss 🎉❤
ICHOOOOOO
Maturity music Thanks I’m sure anodzoka ava sober mutsiurei asati afa nawo mutoriro anogona but mutoriro unomuuraya
Banger 🔥🔥🔥🔥
U never disappoint, Mr. Seven Voices
Uyu anogona zvake ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
I luv yu ❤❤❤❤boss yallah again
hooyooo
Simba Bhanditi cheq cheq cheq 👊👊👊👊
King wemangoma bhanditi vamwe vana vamdiki ava
Baddest tune
Big tune boss💥
Iri ingoma iri ❤
This Artist is on fire 🔥 fire 🔥🔥🔥🔥👊🏽👊🏽👊🏽
Mukuru we Raggae
bhandit ibhanditi boyzzzz jeri remari on repeat
Tawanda siyanayi naye amana🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
King makapedza 💥💥💥💥💥
Big tune
I salute this one
Bring your Ngwere😂 Calaz is magic
TELL THEM AGAIN💥💥💥🤏
Check check ✅
calaz is lyrically fit, dai kari kare kake atyora matsaga but zvamanje manja atotyora matsaga futi
Calaz mubhanditi ari mujeri remari
Boss yala with a hit
Tawanda ndezvechipo plus this guy is one munhu akarongeka mamwe ma artist including Gwere haaa too much kusarongeka
Boss Yala to the fullest
Baba ndibaba
💚💛🧡❤💙🖤🤍💜💯💯💯💯💯Hoyo respect kumubhandity
He deserves his flower 💐
Bandit bandit boyz❤
On behalf of all jehovah witnesses we approve this masterpiece 👏 calaz killed it icharira muParadhiso 💥💥👌👌👌
Tawanda muhombe hapadi nharo
I respect this track ❤❤❤
Tawanda anogona uyo musiiyei
cheq cheq ndokutemba Tawanda
I shasha yedu Tawanda
Tawanda urichibaba wangu unopedza basa
undeniable talent uyu anoterereka
Hooyoo bhanditi to the world
Chibaba ichi muhombe uyu
Harisi Diss zvaro but ngwere yaudzwa chokwadi apa 😂😂😂😂😂 makasvika Tawanda ava mujeri remari @silentkiller
ndakazviziva kuti chakutobaya ku studio
Boss YaLa 🎉
Ngwere inoenda paruzevha chete
Op op mi bredda
Siyanai naye tawanda
Tawanda muhombe uyu Siyanayi naye uyu big up bhanditi
uri muhombe
Calaz musiyei🙌 anozvigonera
ndini ndega ndonzwa ropa kumhanya here ndichinzwa tawanda
✅yalla nation 😊
Haa ihot property iyooo amana
Tawanda muhombe hapadi nharo#mabhandt#takaipfuura#siyainaye tawanda#Jeri remari
Icho chomamira ngirozi ikasara ichinhuwa buwe
Smiley akati musadaro Tawanda muhombe hapadi nharo ishasha yedu siyanai nayoyo
Hoyoooo Yalah
Silent killer tinomutyora,tomupedza career
Siyana nevapfanha vari Kuda kutsvaka mbiri newe like silent killer kaenda Kuna mad vipper ndolevel rake kkkkkkk
Ndiye calaz wandoziva uyu ma1 Aya. ..........pruuuuuuuuuu pah😅😅😅😅
Vakauya mave mujeri reMari here Yala😂,,chakaipa ichi
Luck enough mava ambassador daikurikare maundura matsaga
Ummmmmm nyambe mukaimba nymba sei I'm here for you mabhadhitii....ngwere yaita mwana kwamuri
Banditi rangu
Vari kushanda overtime...... ndibatei ndabva kuchechi svondo
Ngwere yakasvika takuita zvekutsvaga mari kwete kuhwina sting kana cup clash
What if seh calaz achiiina Moira muchaita sei
icho ishasha yedu iyo
Musandimatchesa madhiri asina mari as the year ends 🎉 ...one thing l like about seh calaz he motivates me kuita bag even ndisina mari😂💥
Kare haagare ari asi Kare ndiye akaita kuve nhas bruuu baaam
Msandimatchesa pamadhiri asina mari 2024 slogan
Like enough ndava ambassador
Apa bhanditi rakaita kurikita mangoma ❤❤
Ndamuona anoda kutanga adenhwa kuti arowe mangongongo. We miss the old Tawanda . Bhanditi to d fullest . Pliz we need more .......
ANOGONAAAAAA MUNHU UYU ,
🎉🎉🎉isu takutoshandisa calaz kutumira mari kuno boz ndiye mukuru
Calaz ndiuye artist achaimba pawedding pangu
Kunyange musingademusingade
andi attend wedding yakapusa
yes yes uyu muhombe Silent Killer anoenda kumortuary
Uyu ndiye King of Zim dancall kwete mashura atiri kuona
Yaaaa wauya hot bhandity ndakuku believe as long uchiyeuka jarlove
Uyo anenge huriri anovava ukaona akadzikama unenge usinakuubata
mabhandiiiiitiiiiiiiiiiiiiiiiiii
Makaipa bhandtiii
Mukuru wengoma
Mudhara makaipa 🎉 havanga mise kubuda kwezuva
Muhombe uyu
Ndiri kushandira nhiri yangu🎉🎉🎉🎉🎉
❤🤜🤜🤜🤜🤜🤜🤜🤜🤜🤜🤜dai ngwere yakauya kudhara yainosarira ku mochari Calaz muhombe siyai ayende
Tawanda muhombe uyoo
Ngweree inomama this tyme ❤ akabata magetsi
Yhaa mahorror aya
Bantity iBanyity imi nhyka,,,, ding ding ❤.
Rova goma bhanditii vanovenga amenoo uri bhuru #Jeriremarii
Calaz andipa manyemwe uyu❤❤❤❤
Bhandit haasi mafanis mheni you killed it
U never disappoint my best zimdancehall artist
Big tune king of Zim Dancehall
Chakaipa Ichi ko how far diss rekwasilent killer mureplier umupedzere anosaiza❤❤
Fambai baba
Tawnda muhombe
Jeri reCash❤
Boss boss 🎉❤
ICHOOOOOO
Maturity music
Thanks I’m sure anodzoka ava sober mutsiurei asati afa nawo mutoriro anogona but mutoriro unomuuraya