I am not judging you madam. I am single mom i made a sacrifice that if i am to get married is after my son has finished college. I dont want anyone to derive my child of happiness nekuti ini hazvina kundifambira zvakanaka. Zvemunhu anoda kuita baba kumwana wangu ndakaona zvisingandiitire. Because i cld see the red flags from my friends. Uye zvekuunza boyfriend kumwana wangu its a Big NO. It worked for me guys. So mama i cant judge you but i am very angry with you. We lost a future because of yr wrong choices.
Very good advice . She is very uncaring for her children . Loves to go and watch football all day leaving 3 children 12 years and under without supervision . And It looks like it was the norm . The 12 year old took mum ,s role . Unfortunately when something terrible like this happens people will judge and come up with their conclusions . That is a fact of life.
Hatizi Mwari hedu kujudger vanhu asi amai hunhuyi hwekuda bhora kudarika vana vadiki 9husiku pwere masiya nebf. Tochingoti vana vaenda ka vaikuvhiringidzai kuenda kubhora mochisuppoter zvekunorarako😢😢😢😢 Its so sad kuti vana varikufira zvivi zvedu
this is so sad, but chimwe chandirwadza is; mwana ane 12 years musikana akarara pasi neane 8 years whilst mom's boyfriend is on the bed in the same room. Vana amai ngatichengetedzei vana
Vamwe vakadzi vakasimba naMwari kudai ..2 days after mwana achekwa huro vatove kuRadio hai im very weak saka ..ini by now dai ndakafenda ndirimukona ndisingakqanise kana kunwa mvura ..naivo vakwekweredza mukadzi uyu kuRadio muri right right here chaizvo ..2 days here amana ..2 days haaaa guys ka
@ministerashleytalent1476 yes deserves,be honest dai uriwe waiitirwa same ne this lady achitora your hubby n your kids vachi suffer waitii? Put your self in same situation as mukadzi iyeye be fair
May the good Lord comfort you dear n help you seal through this difficult moment you are in loosing a child is not easy worse of it through boyfriend 's act. May God heal Andile. To those who are not in the situation let's not judge kufirwa nemwana nemurume kunorwadza kuenda kustudio kutsvaga help from Zimbabweans kuti mwana arapwe. Kugara panhamo zvinenge zvakanaka zvisina ndiwe unosimuka kuifambira nekuti inhamo yako the family all need counseling to help heal fast
Rip. Little one. But ava Mai ava havasi serious. Being a single mother hazvireve kuti chiita neglect vana vako coz of soccer. As if you were the one playing. That 12 yr old girl has been playing a role of a mother while you were away.
This is wrong madii kumbosiya Mai vachema nokuviga mwana wavo first .May the little one's soul rest in peace. Kune akasara she must be traumatized nezvakaitika Dai Mwari apindira
Unfortunately this the age of social media and people get to know full information , so it’s allowed to make comments , good or bad , as long as they use acceptable language. If she didn’t want people to comment she shouldn’t have gone to social media .
Boyfriend haiwunze mumba mune vana apa une mwana musikana unobuda mumba uchienda kubhora zvekudzoka kumba kuma 9pm ? Uri small house uri benzi unosiya vana kutendera boyfriend at late night kusara nevana ? Unzenza hunouraisa ipapa wairara sei nemurume iyeye mu 1 room pane vana .
People judge too much..kana munhu nyangwe akasauyiswa pamba kana arimhondi imhondi chete do you think baba ava havaizotadza kuziva kogara mai avaa ivo vaifambidzana for 2 years.. he who has no sin let him or her throw the forst stone.. Either kudzinza revana ava kune ngozi iriko and kune arikusundira kumhuri iyii nekuti haina mutariri ..ukaziva zvemhepo unonzwisisa ..dai zvaigoneka nyangwe dai mai ava vakadzoka na 5 pm vaingourawa vese nevana vavo nekuti uyuu mirume aida zveropa .. Mwana dont rest huant dzinza rababa ava kusvika kukasvava chaiko vazive kuti hazviitwe.. Vaya varikuti mkadzi akaita dangerous prayer inhema hakuna dangerous prayer inoti uraya vana vasina mhosva kana kuti repa vana vasina chavanoziva ..dai maigona dangerous peayer baba ava vakadzoka kumhuri yavo vakasiya small house iyii ..ama just saying hupenyu hauna fomula kana ndakangwara zvinotiwana pakasiya uyee zvakasiyana . May they get the help they need in time ..God comfort the family 🙏🏾
Very correct, Kumba kwe Mai Andile kumusha kwacho kune Ngozi yeropa, remember baba vacho was killed. I agree with u boss,very spiritual,even Mai vacho was present she was going to meet death also ,kana mweya weropa waiswa kwauri hama haupukunyike. Munhu wese ane boyfriend or girlfriend it's one way or the other unotoziva kunogara umwe wako nevana vacho.
Sorry you lost your child mai Andile, that was extreme and unjustified. Asi pafeya you’re a very negligent mother. Mairega chikomba chenyu chichisvika kumba kune mwanasikana ane 12 years husika nechikomba chenyu apa muchitonzwa achipromiser violence. Mwana haasati atombonhora matove paradio entertaining Zimbabwe. For someone grieving muri kutosekekerera pari kunzi maive small house. Call me Judge Judy all you want but you know this is wrong
I feel sorry for these 3kids,their mother puts men and football mberi.A true mother puts her children first.Am sorry this might sound harsh but mai Andile failed her kids.Worse still murume wemunhu.Mai Andile learn kukoshesa your remaining kids,mombomira zvebhora mbichana nevarume vevanhu siyayi.You never know pamwe the wife vakakusundirayi mhepo.Tsvagai Mwari askana
Zvakaoma.ndarwadziwa.amai mwana akafira imimi zvekuti Dai musina kuenda kubhora Dai murimi makauraiwa. Life in prison for that man. Mwari vakunyaradzei
I’m this case , Dynamos must step up and assist her because she loves them more . It’s not enough to accompany her to Tilder, to beg for money from the public. I know people grieve in different ways but where does she get the Energy to hop from channel to channel relating her story , all this while her baby has been gruesomely killed and is still in the mortuary and the other one is recovering from wounds which could have killed him . No tears in sight , it’s like she is talking about someone’s plight . I feel sorry for those kids . The 12 year old has had to grow up fast so she can care for her siblings . I’m sorry , she is an unfit mother with a chaotic lifestyle.
I was 1st to write that comment but I deleted it ndafunga vanhu munozoti handina moyo. Simba ravo mai avoka randityisa. Zvivindi zvacho kuti mwana ari mu mortuary ivo avo speed kuradio interview. Ndatyawo nazvo
@@GladysRumbidzoshe is in pain guys. She need some help that's WY auya ku studio. Loosing a child is not a child's play. I know how she feels I've been there but kana Uchida rubatsiro u have to be strong.Misodzi inotombomira kubuda guys.. only people who have been in her shoes will understand it... let's not judge we don't know kuti tmor yedu yakamira sei... RIP baby girl
@@nickiemackaya6838 I am not judging her hangu but hama tarisa kuti munhu rudzii anopinza boyfriend kurara nayo mumba mune vana 3 the eldest being an 11yrs old girl. She is in pain but apa anotoda counseling kunyanya is her daughter akaona zvese. Avo mai avo iiii hameno shuwa asi dei vambogara pasi vachema mwana. Ndaona sevakasika ini kubuda kuvanhu. Maonero angu
Saka murikuti misodzi yamai Alice ndoyaita murume aparire vana ngozi here....mamwe macomments haana musoro...mhondi imhondi whether married or not even baba vemwana kana zvavabata vanoponda mwana wavo wani.....manje misodzi yenyu Mai Alice haina zvayashanda asi kuunza maproblems kuvana venyu...kana murume asisakude murege aende,not kuchemera zvisina basa..kuchemera ngozi
Ko baba alice vanga vakanganwa here kuti vane mukadzi pavainyenga mai andile chero mai andile dai vakaramba baba alice ba alice vaisa tadza kuita girlfriend learn to identify munhu ane problem rambai muchihurirwa kusvika madzidza kudealer ne akukonzeresa (ur husbands)ma small house acharamba aripo
RIP little princess but yaaah imwe life yatinoda kurarama sema single mother veduwee ka woenda kubhora kubva na 1 masikati wochairwa na 8 uchingovako ko vana wasiya nani makauraisa mwana mai Andile nekuda mafaro kusina chamaiwana
Murume uyu anga ane hasha akamirira mai Andile, so pavakanonoka kudzoka he thought of kuvakaurisira pavana. Even if ma Andile vakadzoka ndivo vaigona kutouraiwa. Pane one anga achatofa chete even mai Andile dai vanga varipo. Baba Alice vari evil
Amai looks strong for someone who lost a child nenzira yakadai. Tete Tilder looks shaken more than the mother. Ane 12 years anemutoro wekusara akachengeta vaningna vake mai vachinoSupporter dynamos.
Inyaya yekutora murume wemunhu here yakaurayisa nyaya ,nyaya iyi hai hai ,saka kana iriyo nyaya mkadzi wababa ava ndiye aifanira kuurayaka nkt akatorerwa karume
Im so sorry my sister. May the little boy rest in peace. God will comfort you dear. It's not and it will neverbe your fault. Even married pple go kubhora and come even tomorrow. So remember you are not God to stop death. You were just unfortunate my sister. Ngaagare kujail
I feel for the child but imi Mai hamuna hunhu and I don't like vanhu vanotora varume vevanhu many homes are destroyed cz of pple like you (mine included) it's a lesson to others as well
His wife was on H Metro. Good looking and well groomed . She says she tried to stop them and at one point exchanged words and had a physical fight with this woman. Kungoti murume kana aenda kuhure hauchamugone. I can imagine how this woman used to behave towards the wife
Thank you nemashoko Ako ekunyaradza munoziva vanhu varikuchengeta vana nemujolo kunze kwakaoma uku tsaona kana yaitika yaitikawo amai Havana mhosva vaitonotsvagira mhuri kurarama pada vaiwana Mari kubhora ikoko I feel sorry
Amai ava zvakavaomera. Shuwa shuwa simba reku enda kuradio variwanepi weduwe. Vane hushingi, hushingi hwakavapa kusiya vana kusvika kuma9 knowingly very well chikomva chavo chinisvika kumba ikoko anytime apa vane mwana msikana. Ko Dai vakareperwa mwana nhai. Haaaa amai ava vanodisa mafaro Kumunda vana. And team ramuperekedza iro vakadzi avo vanhu vemafaro vakango ita mahure hure soooooo. Apa mumwe mwana vabuda kuchipatara nhasi ivo vari kuradio. Vadii kuti Tete Tilda vauye kumba kwake vaitire interview ikoko. Amai ava sooo Kah Zvakaoma.
there is no one to blame here we should blame the one who killed the child no one is wrong here why would he kill a innocent child over bhebhi Mai Andile sorry for ur loss God will surely come ur side on day l can see everyone in the comment is blaming u no thats not true hapana chamaiziva imi sorry 😢😢
Sorry about your loss may our good Lord comfort you.People in Zimbabwe always put a blaming game on women vafirwa kunyangwe arwara chaiye.Hapana chavakatadza zvako you issue can happen to anyone.
How do you leave your kids with a toxic partner muchikoshesa zvenyu bhora...lots of negligence on the mom's part too but that doesn't justify murder, hope he faces the law for this. Also, too much attention from the media, it's not necessary to be honest.
Im not judging hangu but i want to say some facts here Firstly she knows that man kuti he's violent pamwe mukuru wacho ayito rapiwa because mai awa wane kahu bishu mukadzi wemurume wati wakambomuti siyana nababa awa but akaramba because ayifunga kuti ndiye ane yese now mwana afa people blaming baba awa this woman shes careless kana wafunga kuhura enda unohurira kure not kuunza chikomba pane vana especially uyo ane 12yrs oswero tedzera zvebhora kusvika husiku mai vanoda kurohwawo futi or vana wayendeswe ku social welfare period both has to be blamed apa not only murume
@@nelliamute15 nda judger aniko imi ibvai apa I have kids wanzwa and I put my kids first kana ari wrong ari wrong simple ungade life yekutedzana nebhora she's careless period
@@nelliamute15 vanhu tinotofanira kudzidza chakaipa chakaipa tochitaura even ndiri ini chokwadi hachiputse hukama ndokudzidza kwacho we must learn to be critical of bad thing I do not condone such behaviour esp from a mother kusiya vana vachirarisana vega usiri pamba bodo, better dai ainge aenda kuwork shift ndaimunzwira tsitsi
@@gibsontoringepi9365 well said my dear imagine 12yr old kutoita mai kune vamwe vana plus kutobikira chikomba chamai even if chikomba chikabata mwana uyo mwana will suffer only because of mai vasingafunge ndarwadziwa kuswero tewera bhora vana warikumba vega
Ehee vakashinga havo nekuti dai arimumwe munhu achitorwara chaiko but zvekutongera munhu kuti hure hure zvakashata mungazvitaura kana kufamily kwenyu mese muri perfect pasina kana akarambwa kana kuramba so musangotuka munhu
Zvemakuhwa ayo is a lesser sin . The big issue apo ndeyekuti akasiya vana vadiki vega. Nhai imi saka kubhora kwacho kunenge kuchine Kudzi here uchiziva kuti wasiya vana varivega haina kutimbovabikira. I think women have children for different reasons chokwadi
Saka Star FM could not allow this lady a normal grieving or mourning period. You just had to get the scoop. Ende hamuna moyo shem. Very very heartless and inhumane of you. Shocking! Can't even watch this right now.
So sad. But amai makasimba, ini handifunge kuti kana kutsanangura sezvamuri kuita handikwanise. Pamuri kurondedzera muviri wangu urikuita kudedera nekurwadziwa
Vasikana musadaro mukadzi anotofanira kuzvishingisa coz arikuda rubatsiro mwana kuti avigwe, arikuchipatara arikuda help saka pakaoma hama dzadiwa situation iyi iri tough 😢😢😢😢😢let's stand with her than to say things
Nobody knows what will happen even to know the heart of man she has always been living her children safely let's not be judgemental children doesn't stop someone to live normal life that is humanly
@destinygrace8077 i am too paranoid to leave my children with just anyone. Let alone a boyfriend. Abuse is at an all time high and she should have made steps to ensure that her kids are in safe hands providing the history of abuse she has explained. As a mother hana yako inofanhirwa kurova leaving her children with such. This is very negligent. Nobody said she shouldn't live her life however her children's safety should be priority 🙄
Haaaa Mama muri wrong henyu ini handimboda kurova imbwa ndakaviga mupinyu. Dai vana vakakanganiswa maenda henyu kunoshava zviri nani, shua nemacases ekuAbuswa kwevana awandisa kudai mosiya vana vega muchienda kumafaro? Worst part of it pane munhu wamuri kunetsana naye ane access kuvana venyu? These days zviri pachena kuti chero hama chaiyo ahungaitembe pavana vako what more Chikomba? I’m very angry nemi Amai, apa makabhaiza zvenyu apa😒
This is why I appreciate the UK system, children under 16 are not left alone.
Inhema
The uk does not have a law regarding what age you can leave kids alone, however young children should not be left unsupervised.
@@munmad1550 Spot on.
@@munmad1550I don’t think @ user said there is a law. Perhaps you can then tell what happens if children are left alone in UK
@@munmad1550Amy Child under 18 can be taken from you if you leave them unsupervised musazonyebera vanhu
I am not judging you madam. I am single mom i made a sacrifice that if i am to get married is after my son has finished college. I dont want anyone to derive my child of happiness nekuti ini hazvina kundifambira zvakanaka. Zvemunhu anoda kuita baba kumwana wangu ndakaona zvisingandiitire. Because i cld see the red flags from my friends. Uye zvekuunza boyfriend kumwana wangu its a Big NO. It worked for me guys. So mama i cant judge you but i am very angry with you. We lost a future because of yr wrong choices.
Very good advice . She is very uncaring for her children . Loves to go and watch football all day leaving 3 children 12 years and under without supervision . And It looks like it was the norm . The 12 year old took mum ,s role . Unfortunately when something terrible like this happens people will judge and come up with their conclusions . That is a fact of life.
Apa ukadaro woshorwa futi
Can u pliz relisten to this story mai avo havan kuwanikwa but they were dating
@@Sandramkunyade266may be ndiwe hako usina kunzwa sense yezvandareva. Please verenga zvakate. Thanl you
@@kingsdaughtersaltoftheeart5194 mai ava vanga vasina kuwanikwa ,,asi kut vaidanana
Hatizi Mwari hedu kujudger vanhu asi amai hunhuyi hwekuda bhora kudarika vana vadiki 9husiku pwere masiya nebf.
Tochingoti vana vaenda ka vaikuvhiringidzai kuenda kubhora mochisuppoter zvekunorarako😢😢😢😢
Its so sad kuti vana varikufira zvivi zvedu
Point ☝️
Taura zvako ipapo
Ihure zveee kkkk
Tilder musanzvenga nyaya ava ndivamuhure...team Mufombi
Ndofunga makaroorwaa nesimbi uyee mrume anoroora madzimai anodaa kana 1000
this is so sad, but chimwe chandirwadza is; mwana ane 12 years musikana akarara pasi neane 8 years whilst mom's boyfriend is on the bed in the same room. Vana amai ngatichengetedzei vana
Apa mai vasipo.Zvimwe ndezvimwe hazvo vasikana.Apa there is a girl child.Ko akarepewa nhy imi
Amai ava is very careless shame😒
Nhai nhai kodai akabata mwana sikana uyo iwe mai urikubhora 😢
Imagine aaah
Iiii zvakaoma
Vamwe vakadzi vakasimba naMwari kudai ..2 days after mwana achekwa huro vatove kuRadio hai im very weak saka ..ini by now dai ndakafenda ndirimukona ndisingakqanise kana kunwa mvura ..naivo vakwekweredza mukadzi uyu kuRadio muri right right here chaizvo ..2 days here amana ..2 days haaaa guys ka
I'm also shocked
Ko mwana akatovigwa here I'm shook 😮
Vamwe vanhu havachaziva zviri acceptable or not . Kushaya mature guidance
Vanhu vacho vakango ita kunge mahure hure soooooo. Chikwata.
@@lorrainemudhara8140yah iteam bad team
Siya chiHure ...RIP MWANA asina mhozva
Hezvo kungoti hazvisi zvako a 32 year old deserves to be sexual intimate 😢
@ministerashleytalent1476 yes deserves,be honest dai uriwe waiitirwa same ne this lady achitora your hubby n your kids vachi suffer waitii? Put your self in same situation as mukadzi iyeye be fair
@ministerashleytalent1476 only feel srry to innocent soul yakauraiwa cz of stupidity yamai
Hapana mnhu asngade mwana wake gys kufa hakuna kuti wakangwara or kuchengetedza zvinowanikwa stp judge ths lady agare asna boyfriend haas mnhu hre...... nway Rest in Peace Andile
Ngaaite boyfriend isina mukadzi dear
Thou shall not commit adultery....chakaipa chakaipa tisa nyeperane...the child is definitely in heaven..mhdsrip...
May the good Lord comfort you dear n help you seal through this difficult moment you are in loosing a child is not easy worse of it through boyfriend 's act. May God heal Andile. To those who are not in the situation let's not judge kufirwa nemwana nemurume kunorwadza kuenda kustudio kutsvaga help from Zimbabweans kuti mwana arapwe. Kugara panhamo zvinenge zvakanaka zvisina ndiwe unosimuka kuifambira nekuti inhamo yako the family all need counseling to help heal fast
Rip. Little one. But ava Mai ava havasi serious. Being a single mother hazvireve kuti chiita neglect vana vako coz of soccer. As if you were the one playing. That 12 yr old girl has been playing a role of a mother while you were away.
Imagine mwana ndiye akubikira chikomba chavo, even kusiya vana sleeping in same room nechikomba, she doesn’t care honestly.
I feel for the little girl who has witnessed all this. Sorry hake
This is wrong madii kumbosiya Mai vachema nokuviga mwana wavo first .May the little one's soul rest in peace. Kune akasara she must be traumatized nezvakaitika Dai Mwari apindira
Varikuratidza kurwadziwa here ava
Unfortunately this the age of social media and people get to know full information , so it’s allowed to make comments , good or bad , as long as they use acceptable language. If she didn’t want people to comment she shouldn’t have gone to social media .
Mwana musikana anosiiwa mumba nechikomba kusvika na 9 husiku chirudzii nhai? This is sad ngatitarisei vana pleased.
wataura zvandatya kutaura
The boyfriend was not even supposed to be there vakataura wani mai andile kutipanosiya vana boyfriend ine isipo inouya only wen shez there
@@tafadzwatashaya6602achimbowirirei mu 1 room imomo angoriwo careless mkadzi uyu
Vakadzi muchaziva kuti murume wemunhu i mvura yemuchemba chero ikachena sei hainwiwe
This is only an innocent child, may we kindly safe our words when commenting
ummmmm mira tsotsi
Mwari ngandiregerere ne comment yangu chihure chinourayisa I'm😢 rest in peace mwana
Boyfriend haiwunze mumba mune vana apa une mwana musikana unobuda mumba uchienda kubhora zvekudzoka kumba kuma 9pm ? Uri small house uri benzi unosiya vana kutendera boyfriend at late night kusara nevana ? Unzenza hunouraisa ipapa wairara sei nemurume iyeye mu 1 room pane vana .
Iwe dzikama iwe,unomu judger iwe uri Mwari here?
Mai ava NHy panemwanamisikana vounza chikomba vana ava vasiri safe zvachose ko aibatirwa mwana chibharo
Mataura chokwadi
😂😂😂😂😂😂😂tete tilder hanzi wanga uri small house😂😂😂😂😂
Ivo tete Tilda I big house here
Ana Judge Judy siyai kuita basa ramusina kuendera kuschool , zvekuenda kubhora zvinei nekufa kwemwana kana zvinhu zvichida kuitika zvinongoitika
True
Chokwadi nhayi kuenda kubhora havana kana chavakatadza coz its not her first time kuenda kubhora
Taura hako vanhu varikuzviwanza
nyaya iri pakusiya vana vega. Kuno kuUK imhosva iyoyo
Kwanzi ana judge judy🤣🤣🤣👐
People judge too much..kana munhu nyangwe akasauyiswa pamba kana arimhondi imhondi chete do you think baba ava havaizotadza kuziva kogara mai avaa ivo vaifambidzana for 2 years.. he who has no sin let him or her throw the forst stone..
Either kudzinza revana ava kune ngozi iriko and kune arikusundira kumhuri iyii nekuti haina mutariri ..ukaziva zvemhepo unonzwisisa ..dai zvaigoneka nyangwe dai mai ava vakadzoka na 5 pm vaingourawa vese nevana vavo nekuti uyuu mirume aida zveropa ..
Mwana dont rest huant dzinza rababa ava kusvika kukasvava chaiko vazive kuti hazviitwe..
Vaya varikuti mkadzi akaita dangerous prayer inhema hakuna dangerous prayer inoti uraya vana vasina mhosva kana kuti repa vana vasina chavanoziva ..dai maigona dangerous peayer baba ava vakadzoka kumhuri yavo vakasiya small house iyii ..ama just saying hupenyu hauna fomula kana ndakangwara zvinotiwana pakasiya uyee zvakasiyana .
May they get the help they need in time ..God comfort the family 🙏🏾
Thanks ndizvo chaizvo
Thank you vanhu we judge too much
Very correct, Kumba kwe Mai Andile kumusha kwacho kune Ngozi yeropa, remember baba vacho was killed. I agree with u boss,very spiritual,even Mai vacho was present she was going to meet death also ,kana mweya weropa waiswa kwauri hama haupukunyike. Munhu wese ane boyfriend or girlfriend it's one way or the other unotoziva kunogara umwe wako nevana vacho.
Mataura chokwadi Mwari vanoona
Shem very sorry eish kudanana nemhondi,,, we thank ZRP for doing gud job mhondi iyo ngayipihwe mutongo wakaomarara
Sorry you lost your child mai Andile, that was extreme and unjustified. Asi pafeya you’re a very negligent mother. Mairega chikomba chenyu chichisvika kumba kune mwanasikana ane 12 years husika nechikomba chenyu apa muchitonzwa achipromiser violence. Mwana haasati atombonhora matove paradio entertaining Zimbabwe. For someone grieving muri kutosekekerera pari kunzi maive small house. Call me Judge Judy all you want but you know this is wrong
Aaaa zvakaoma kana simba rekuita ma interview varikuriwanepi munhu afirwa nemwana zuro uno.
How do you rate mourning yemunhu
Masingle mother ngatichengetei vana
Ndiro team rekuti munhu ndewa mwari kairi
Masingle mother ngatichengetei vna tega unobvei ukagra usina boyfriend apa mouraisa mwana asina mhosva it's so sad
Ko lula lula
@@nomatamanyanga1967😂😂😂😂😂bo here
@@nomatamanyanga1967ku lodge not mu 1room mune vana
Ende hapana chaunobva....regai zvema boyfriend muchengete vana
Panot bota apa😢😢😢😢
I feel sorry for these 3kids,their mother puts men and football mberi.A true mother puts her children first.Am sorry this might sound harsh but mai Andile failed her kids.Worse still murume wemunhu.Mai Andile learn kukoshesa your remaining kids,mombomira zvebhora mbichana nevarume vevanhu siyayi.You never know pamwe the wife vakakusundirayi mhepo.Tsvagai Mwari askana
Ichokwqdi hanzi iriko mishonga yeshaisano
Mwana 12 years kubikira chikomba chamai murikubhora?Amai gadzirisai hunhu hwenyu apo . Sorry for the loss of that innocent child.
Nhaimi kodai mwana aka repwa
Umm nhaimi ko kusatya kuti mwana anogona kubatwa chibharo .
@@rumbiechidawaya ndamboz fungawo kut kuri kuti mwanasikana angarara musame room neboyfriend yamai here
May aitoda kurepa mwana pakupedzisira
Hmmm ndatya nazvo kusiya a girl child mu 1 room ne boyfriend yoooh
Mumy kuita kunge mukutsanangura nyaya yakaitika kunextdoor kudai ,musarange vana vangu nemhosva dzangu 💔💔💔
Zvakaoma.ndarwadziwa.amai mwana akafira imimi zvekuti Dai musina kuenda kubhora Dai murimi makauraiwa. Life in prison for that man. Mwari vakunyaradzei
Aitouraya Nevana vacho zvekare ..imhondi murume uyuu
Mwana akafira chilehu chaamai vake
We can't afford to lose an innocent soul coz maenda kunossuportet Dembare imi muchiziva nyaya dzenyu 😭😭😭aewa zvikurwadza RIP Andile
I’m this case , Dynamos must step up and assist her because she loves them more . It’s not enough to accompany her to Tilder, to beg for money from the public. I know people grieve in different ways but where does she get the Energy to hop from channel to channel relating her story , all this while her baby has been gruesomely killed and is still in the mortuary and the other one is recovering from wounds which could have killed him . No tears in sight , it’s like she is talking about someone’s plight . I feel sorry for those kids . The 12 year old has had to grow up fast so she can care for her siblings . I’m sorry , she is an unfit mother with a chaotic lifestyle.
Saka munhu akafirwa a few day ago atone energy yema interview? Imi mai imi kwanai
I was 1st to write that comment but I deleted it ndafunga vanhu munozoti handina moyo. Simba ravo mai avoka randityisa. Zvivindi zvacho kuti mwana ari mu mortuary ivo avo speed kuradio interview. Ndatyawo nazvo
We react to situations differently dont judge
@@GladysRumbidzoshe is in pain guys. She need some help that's WY auya ku studio. Loosing a child is not a child's play. I know how she feels I've been there but kana Uchida rubatsiro u have to be strong.Misodzi inotombomira kubuda guys.. only people who have been in her shoes will understand it... let's not judge we don't know kuti tmor yedu yakamira sei... RIP baby girl
@@nickiemackaya6838 I am not judging her hangu but hama tarisa kuti munhu rudzii anopinza boyfriend kurara nayo mumba mune vana 3 the eldest being an 11yrs old girl. She is in pain but apa anotoda counseling kunyanya is her daughter akaona zvese. Avo mai avo iiii hameno shuwa asi dei vambogara pasi vachema mwana. Ndaona sevakasika ini kubuda kuvanhu. Maonero angu
@@GladysRumbidzo ayewa wanga watotaura chokwadi. Chivindi chavo chandivhundutsa, it's as if she was waiting for this opportunity.
Amai ava vanga vatoshinga zvekuuya ku interview ..she is strong
Ndatoshamisikawo nazvo...vakashinga chokwadi
Mahure are strong guys
Ndatotyawo hushingi hwavo
Vanhu vanochema zvakasiyana.
Ummmm vakasimba ava
If you are a single mother, go for single man.
Rest in peace little one ,sarudzo dzedu vana mama honai kwadzotisvitsa
God have mercy. May the soul of this innocent being rest in power.
2 years uchiziva unodanana nemurume wemunhu and kazhinji munoganza madzimai imi muchizviita makapenga maiti misodzi yamai Alice inoyendera mahara here. Pedzezvo wokoshesha bhora uchisiya vana vega knowing unodanana nemhondi. Please vanhu musasvitse zvikomba pamba endai kuma lodge don't expose vana kumhondi idzi. Rest in peace innocent soul
Saka murikuti misodzi yamai Alice ndoyaita murume aparire vana ngozi here....mamwe macomments haana musoro...mhondi imhondi whether married or not even baba vemwana kana zvavabata vanoponda mwana wavo wani.....manje misodzi yenyu Mai Alice haina zvayashanda asi kuunza maproblems kuvana venyu...kana murume asisakude murege aende,not kuchemera zvisina basa..kuchemera ngozi
Zvinorwadza kuti semukadzi unodanana nemunhu uchiziva kuti ane mhuri yake kudii ikoko unofunga kuti wake mukadzi aisarwadziwa.mai ava ihure plus vakakoshesa chikomba kuuya pamba nekuda bhora kudarika vana.
Ko baba alice vanga vakanganwa here kuti vane mukadzi pavainyenga mai andile chero mai andile dai vakaramba baba alice ba alice vaisa tadza kuita girlfriend learn to identify munhu ane problem rambai muchihurirwa kusvika madzidza kudealer ne akukonzeresa (ur husbands)ma small house acharamba aripo
@@leeSB-jn8pxmusodzi wemunhu uri dangerous munhu washe kana musingazvizive
Saka murume zvaava mujeri ngozi mumba mavo misodzi yavo mai Andile vacho haichabudi here
Asi makashinga.... kutuyenda ku studio nd explain like dis...yowee
Taura hko iii ndavatya kutoita kunge game nxaaa apa mwana afira mahara
Amai ava is very irresponsible! Kuita mbiri yekusapota Dynamos instead of taking care of your kids.
Tete maisafanira kuenda kunba kwavo here since vana vasati vavigwa.
Ivo mai ava matosimba zvekutienda kustudio imi muri pakuchena
RIP little princess but yaaah imwe life yatinoda kurarama sema single mother veduwee ka woenda kubhora kubva na 1 masikati wochairwa na 8 uchingovako ko vana wasiya nani makauraisa mwana mai Andile nekuda mafaro kusina chamaiwana
😢the kid is probably going to live traumatised for the rest of her life 😢😢 hakuna munhu anovenga vana anopinda mudenga dzvene😢 this is sad
Murume uyu anga ane hasha akamirira mai Andile, so pavakanonoka kudzoka he thought of kuvakaurisira pavana. Even if ma Andile vakadzoka ndivo vaigona kutouraiwa. Pane one anga achatofa chete even mai Andile dai vanga varipo. Baba Alice vari evil
Mwarii tiyitireyi nyasha tirege kuparadzwa... Nhayi mwarii weee menge muripi wakayipi acidayii😢😢
Amai looks strong for someone who lost a child nenzira yakadai. Tete Tilder looks shaken more than the mother. Ane 12 years anemutoro wekusara akachengeta vaningna vake mai vachinoSupporter dynamos.
Imagine
Zvinotoratidza kuti ndomagariro vana amai ngatichengetei vana waita chikomba itira Kure kwete kuchiunza pamba panevana
Tilda the video had glitches how did you upload video with that error
These interviews l don't think they are necessary for now if someone is morning and heartbroken,
Well she is the one who went to Tilder,s studio
Musatore varume vevanhu, vakaita mistake Mai avo, makasumudzirwa mhepo Mai vemwana wekufa mese naThomas, Mai Alice varikufara nekuchema kwenyu
Hoo agh kana varikufara inga havo. Vasina zvivi
TEARS of a scorned woman
Asi vana vamai Alice vatovavo nengozi
Inyaya yekutora murume wemunhu here yakaurayisa nyaya ,nyaya iyi hai hai ,saka kana iriyo nyaya mkadzi wababa ava ndiye aifanira kuurayaka nkt akatorerwa karume
Vana vatove nengozi apana chakanakira chimwe
Kutowana Simba rekutaura kudaro nhai amai uuu ndarwadziwa mufunge kutora Innocent soul😢
Saka mukuda Kuti afewo here tibvirei
Im so sorry my sister. May the little boy rest in peace. God will comfort you dear. It's not and it will neverbe your fault. Even married pple go kubhora and come even tomorrow. So remember you are not God to stop death. You were just unfortunate my sister. Ngaagare kujail
So sorry mama
I feel for the child but imi Mai hamuna hunhu and I don't like vanhu vanotora varume vevanhu many homes are destroyed cz of pple like you (mine included) it's a lesson to others as well
Apa mu 1 room nemwana akura kudaro
His wife was on H Metro. Good looking and well groomed . She says she tried to stop them and at one point exchanged words and had a physical fight with this woman. Kungoti murume kana aenda kuhure hauchamugone. I can imagine how this woman used to behave towards the wife
Imagine the trauma kune vana vakaona zvichiitika vasara vacho😭💔
Haa interview iyi makaikurumidza,nxt time munombosiya vanhu vavige hama dzavo mozovaunza mustudio
Aaah very sorry hey, ndine urombo hangu chaizvo mufunge 😢😢😢
Ini ndikuda hangu kuziva kt vaisafanha varikuchema mwana kumba here or akatovigwa mwana vacho??
Taura hko kutadza kugara kusvika mwana avigwa vozoenda zvavo kuinterview
Yaaaa unoshaya kuti simba racho rekutaura rabvepi 🤷♀️🤷♀️🤷♀️kuda kubuda pacamera🤦♀️🙄🙄
Oh my God ndarwadziwa kani
Mwari vakunyaradzei mai Andile😢
Thank you nemashoko Ako ekunyaradza munoziva vanhu varikuchengeta vana nemujolo kunze kwakaoma uku tsaona kana yaitika yaitikawo amai Havana mhosva vaitonotsvagira mhuri kurarama pada vaiwana Mari kubhora ikoko I feel sorry
Nyaya iyi yakaoma veduwee vakuti hee hure kusiya vama vegaa uchienda kubhora zvinenge zvichida kuitika zvinhu izvii mwna chero unaye anofaa chero ana baba vake anofa dont judge ndisingle mother vakafirwaa nemurume vakati regai nditvsagewo murume ndokuwana murume wemunhu ,murume wemunhu akasiyawo mhuri yake mai andile nekuda kuchengetwawo vakati murume ndamuwana izvoo vawana mhondi 😢 zvakaoma rest in peace our boy 😢
mwana haasiwe asia vakuru hakusi kumusha, kuharare vanhu vanorohwa nemutoriro anything can happen work kusia vana uchinoona bhora anoda kurohwa mukadzi uyu dzungairwa
Boyfriend haufanire kuva comfortable zvekudaro
Noooooo mhani, how can you go to the extent of sharing a room with your kids ne boyfriend mhan 😢😢😢😢😢
This is so traumatic
Amai ava zvakavaomera. Shuwa shuwa simba reku enda kuradio variwanepi weduwe. Vane hushingi, hushingi hwakavapa kusiya vana kusvika kuma9 knowingly very well chikomva chavo chinisvika kumba ikoko anytime apa vane mwana msikana. Ko Dai vakareperwa mwana nhai. Haaaa amai ava vanodisa mafaro Kumunda vana. And team ramuperekedza iro vakadzi avo vanhu vemafaro vakango ita mahure hure soooooo. Apa mumwe mwana vabuda kuchipatara nhasi ivo vari kuradio. Vadii kuti Tete Tilda vauye kumba kwake vaitire interview ikoko. Amai ava sooo Kah Zvakaoma.
Saka mucharamba muchienda kumaDembare here nhai Mhoms?
Sorry you lost your kid.,zvakaoma kufirwa nemwana...but you were reckless. Makaparadza imba yemunhu amai.
Who is bringing up these kinda men, vari kubarwa naaniko vanhu ava😢😢😢
She is very strong
Vamwe vana mai vakashinga chokwadi ini ndirini hangu handigone kutsanagura sa mai Andile coz moyo wangu mutete 😢😢 misodzi ndiyo inotaura
there is no one to blame here we should blame the one who killed the child no one is wrong here why would he kill a innocent child over bhebhi Mai Andile sorry for ur loss God will surely come ur side on day l can see everyone in the comment is blaming u no thats not true hapana chamaiziva imi sorry 😢😢
Sorry about your loss may our good Lord comfort you.People in Zimbabwe always put a blaming game on women vafirwa kunyangwe arwara chaiye.Hapana chavakatadza zvako you issue can happen to anyone.
@@JenniferMurapa yes that's very true my dear kunyangwe vari wrong but still hapana ari supposed kuuraya mumwe munhu shaa
Akafa ndi manu or andile?
Ndi Manu dear
tinokuudzai siyanai nevarume vevanhu imi muchiti no vanhu ndevaMWARI. hanzi murume ibage tinogurirana,,,,,,,,,zvino chichadyika mwana achekwa sehuku kudaro...... rip little one
Chokwadi. Vakadzi havanzwe im sure baba ava vanga vakadyiswa futi
Vanhu muno judger imi muri kuita zvitsvene hre
Ngatichengetedxei vana pliz ndapota andile wafa pamusana pamai wako
How do you leave your kids with a toxic partner muchikoshesa zvenyu bhora...lots of negligence on the mom's part too but that doesn't justify murder, hope he faces the law for this. Also, too much attention from the media, it's not necessary to be honest.
Im not judging hangu but i want to say some facts here
Firstly she knows that man kuti he's violent pamwe mukuru wacho ayito rapiwa because mai awa wane kahu bishu mukadzi wemurume wati wakambomuti siyana nababa awa but akaramba because ayifunga kuti ndiye ane yese now mwana afa people blaming baba awa this woman shes careless kana wafunga kuhura enda unohurira kure not kuunza chikomba pane vana especially uyo ane 12yrs oswero tedzera zvebhora kusvika husiku mai vanoda kurohwawo futi or vana wayendeswe ku social welfare period both has to be blamed apa not only murume
taura hako nhai kurara mukaroom ikako kakasviba nekachikomba pane vana haanyare
Don't be judgemental my dear. Mangwana ndiwe. Never say nevee😢
@@nelliamute15 nda judger aniko imi ibvai apa I have kids wanzwa and I put my kids first kana ari wrong ari wrong simple ungade life yekutedzana nebhora she's careless period
@@nelliamute15 vanhu tinotofanira kudzidza chakaipa chakaipa tochitaura even ndiri ini chokwadi hachiputse hukama ndokudzidza kwacho we must learn to be critical of bad thing I do not condone such behaviour esp from a mother kusiya vana vachirarisana vega usiri pamba bodo, better dai ainge aenda kuwork shift ndaimunzwira tsitsi
@@gibsontoringepi9365 well said my dear imagine 12yr old kutoita mai kune vamwe vana plus kutobikira chikomba chamai even if chikomba chikabata mwana uyo mwana will suffer only because of mai vasingafunge ndarwadziwa kuswero tewera bhora vana warikumba vega
Yaah Zvakaoma
Mavoice evakadzi 2 avo akazhazhira ndeevanhu vanonwa hwahwa, hunhuiko kusiya vana vega pamba uchindoswera kubhora munhu wemukadzi, zvinorwadza mhani 😢😢 but muchinda uyo ngafire mujere imomo kuuraya mwana mudiki asina mhosva
Ehee vakashinga havo nekuti dai arimumwe munhu achitorwara chaiko but zvekutongera munhu kuti hure hure zvakashata mungazvitaura kana kufamily kwenyu mese muri perfect pasina kana akarambwa kana kuramba so musangotuka munhu
But Mai ava face yavo ikurwadziwa here?
Hasi akurumidza here kuuya pa radio
No woman deserves to go through this pain its like labour number two😢
Sure none stop labour pain😢
😢Haaa murume akabaya manyama nhete uyu
very sorry my sister......may God comfort you
Ndakazvitaura kut mukutamba umu pane shamwari yakakwenyera kut aenda ne boyfriend kubhora asikana tisadaro wawanei mwana wemumwe wako afa😢
Mhandu yemunhu munhu hako hama yangu.Unofunga kuti muri kuita zvinhu zvimwe chete yet mafungiro edu akasiyana wena
Zvemakuhwa ayo is a lesser sin . The big issue apo ndeyekuti akasiya vana vadiki vega. Nhai imi saka kubhora kwacho kunenge kuchine Kudzi here uchiziva kuti wasiya vana varivega haina kutimbovabikira. I think women have children for different reasons chokwadi
Saka aitoda kuuraya vana vese vakarara dai uyo asina kuchema ummmm moyo ainge akaisepiko murume uyu😭
Dembare as a family kindly assist your fan please
Saka imi vatori venhau hamupi here mai ava nguwa yekuchema mwana wavo here?
Mwana akafa zvinorwadza but mai andie makakonewa 😢😢😢
Saka Star FM could not allow this lady a normal grieving or mourning period. You just had to get the scoop. Ende hamuna moyo shem. Very very heartless and inhumane of you. Shocking! Can't even watch this right now.
Inhumane just want to make news nonsense at its best, mother grieving whilst they are enjoying making news
So sad. But amai makasimba, ini handifunge kuti kana kutsanangura sezvamuri kuita handikwanise. Pamuri kurondedzera muviri wangu urikuita kudedera nekurwadziwa
Taura hako...kana iro simba rekuuya kuradio😢
I think inyaya yekuti wazotsvagawo rubatsiro pamwana arikuchipatara
Every situation yakuwira unosimba vangani vakafirwa
Its trauma .weusingazvi bhilivhe so in talking abt it weuchitraya kubatanidza kut wat cld i hv done to fix this and all .
Vasikana musadaro mukadzi anotofanira kuzvishingisa coz arikuda rubatsiro mwana kuti avigwe, arikuchipatara arikuda help saka pakaoma hama dzadiwa situation iyi iri tough 😢😢😢😢😢let's stand with her than to say things
Asi she is a professional fan? Vaibhadharwa here kusupporter? Zvekusiya vana kusvika 9pm veduwe
Ummmm Tilder wakaoma vanga vachema nguvai mwana wavo
Already she in the studio. Sunday nhasi watomu studio. Matoviga nekuchema mwana😮
Sorry Mai Andile zvinowanikwa vari kutaura zvakaipa Kwauri mama Andile vasiye vakadaro mangwana ndiwe
The man is a coward and very cruel. HE should have waited fo mai Anfile
Bhora at the expense of vana plus murume womunhu kusiya mwanasikana ne boyfriend
Ndinotyira mwana kuti ko ko Dai akabatwa chibharo ngaazorore murugare baby boy
Nobody knows what will happen even to know the heart of man she has always been living her children safely let's not be judgemental children doesn't stop someone to live normal life that is humanly
@@destinygrace8077if those are your views as a mother , I feel sorry for your kids .
@destinygrace8077 i am too paranoid to leave my children with just anyone. Let alone a boyfriend. Abuse is at an all time high and she should have made steps to ensure that her kids are in safe hands providing the history of abuse she has explained. As a mother hana yako inofanhirwa kurova leaving her children with such. This is very negligent. Nobody said she shouldn't live her life however her children's safety should be priority 🙄
@grace judgemental my foot we all entitled to our opinion as mothers we must fight for our children protect sick pple like this man
Vakadzi kana vachiita zvevarume vevanhu they think varikushaina bt at the end one anokuvara. Sadly mwana akafirq mahara
Haaaa Mama muri wrong henyu ini handimboda kurova imbwa ndakaviga mupinyu. Dai vana vakakanganiswa maenda henyu kunoshava zviri nani, shua nemacases ekuAbuswa kwevana awandisa kudai mosiya vana vega muchienda kumafaro? Worst part of it pane munhu wamuri kunetsana naye ane access kuvana venyu? These days zviri pachena kuti chero hama chaiyo ahungaitembe pavana vako what more Chikomba? I’m very angry nemi Amai, apa makabhaiza zvenyu apa😒
Kudai nwana uyu akamuka chipoko achikubvunza kuti why nhamha makatusiya nechikomba chenyu kusvika 9pm mai ava imbwa yemunhu mhani vanoda kusungwa for careless.
I tink mai awa .....wakanga wati ndoda 2 rooms nenyaya ye avana one room haiite ......munhu atsvaga imba bvawati andichada
Veduwe humbwa hwayi sure kurara mu 1 room ne boyfriend munevana noooo mhani noooooo😢😢😢😢😢
Na9 usiku vana vane boyfriend imi muri kubhora really may the kid's soul rest in peace but you to blame takecare of kid's what is bhora pavana vako
Hooo Thomas akazobatwa? Better please they must bring him to the people vambomuita designs mbichana
Mwari ngavakunyaradzei amai Andle
Hushingi hwa mai awa kana kutsanangura kwacho .....makaoma amai
Yoohh poor sound hapana chatichanzwa