SOUL JAH LOVE'S GIRLFRIEND SPEAKS =FEB 2021

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 380

  • @cybberfab
    @cybberfab 3 ปีที่แล้ว +57

    Ndaita hasha haikona. Inzenza yepi ko iyi. Ndozvinoita munhu afirwa? Ko kushanyarika shanyarika kusagona kumirizika...

    • @ammijamanda1122
      @ammijamanda1122 3 ปีที่แล้ว

      Imagine 🤦🏾‍♀️

    • @claratayisi885
      @claratayisi885 3 ปีที่แล้ว +5

      Tunonyeba utwuuu , twuri kuda mbiri vaivepi chibaba chichigaya Lisa

    • @bridgetchitoro7776
      @bridgetchitoro7776 3 ปีที่แล้ว +2

      Imajeni

    • @patiechigs7
      @patiechigs7 3 ปีที่แล้ว +2

      Angadai ari kuzviwisira pasi nekurwadziwa .ka bomboclat kemunhu ako

    • @shingiraimboto3755
      @shingiraimboto3755 3 ปีที่แล้ว

      @@claratayisi885 mbiri yei ipapa nhai veduwe!?

  • @spencerdondo3893
    @spencerdondo3893 3 ปีที่แล้ว +43

    Nhema, wani Sauro akasiya akuudzai kuti zvimwe zvamuchaudzwa Aiwa manyepo

  • @blessingmakore3693
    @blessingmakore3693 3 ปีที่แล้ว +96

    Ndopaya painzi zvimwe zvamuchaudzwa aive manyebo

    • @mainyakudirwa5494
      @mainyakudirwa5494 3 ปีที่แล้ว +1

      Tsura hako pasara kuuya another ndine mwana vaSauro

    • @debragava5296
      @debragava5296 3 ปีที่แล้ว +1

      Zviri kuuya one by one nhaka kkkkk

    • @leilasaide4544
      @leilasaide4544 3 ปีที่แล้ว +1

      Malies aya

    • @shingiraimboto3755
      @shingiraimboto3755 3 ปีที่แล้ว +3

      Lyric iroro haripinde apa maonera angu. Akati zvamaiudzwa aive manyepo not zvamuchaudzwa aive manyepo. Thus past tense. Asi dai akati zvamuchaudzwa manyepo. Pamwe zvaipindirana. Not zvaakaimba chaizvo iye omene tisati taakumuimbira isusu.

    • @takue_dx_w_akapare1899
      @takue_dx_w_akapare1899 3 ปีที่แล้ว

      @@shingiraimboto3755 nhy

  • @middien7141
    @middien7141 3 ปีที่แล้ว +28

    kana ndafa ndapinda muguva zwinwe zvamuchauudzwa aiwa manyepo nhema dzega dzega idzi

  • @alliahtinotenda5332
    @alliahtinotenda5332 3 ปีที่แล้ว +2

    Koiko kusadzikama kutadza kumira achingoseka seka ndozviita mnhu afirwa here ummmm🙌 ndopakushanda song iya kna ndafa ndapinda muguva rest in peace Chibaba

  • @makonifaithnyasha4412
    @makonifaithnyasha4412 3 ปีที่แล้ว

    Saka akusekei APA akutadza mumira mushe ndokushaya confidence nezvinhu zvaakutaura ikoko siya zvakanzi zvimwe zvamuchaudzwa aiwa manyepo ityai Mwari imi

  • @sharifuddin5741
    @sharifuddin5741 3 ปีที่แล้ว +9

    Nyasha itya Mwari iwe, R.I.P my Hero I will always love your songs❤🖤💥💔💔

    • @rojamillerover
      @rojamillerover 3 ปีที่แล้ว

      Nhai zvako nyasha ngaatyr Mwari

  • @sibahlesibahle7907
    @sibahlesibahle7907 3 ปีที่แล้ว

    Dzidzai kuzvishandira ana nyasha siyanai nechihure nxaaaaaa dzokonoko wopiwa imba

  • @chiedzamapiravana3950
    @chiedzamapiravana3950 3 ปีที่แล้ว +4

    Hokoso minding sisi ,,nyarai vanhu ,,we r still mourning Sauro 😭😭 please we can't deal with you for now,,sisi kana mazogara please listen to Kana ndafa by Souljah Love 🎵🎤🎶🔈🔊🎵🎤

  • @sheltonbenny8367
    @sheltonbenny8367 3 ปีที่แล้ว

    asi ndivo futi vatumira mamhepo ....vavengi ndati vavengi..kana wakazvarwa changosara kufa ..mozovaudza kuti chinowagona chibasa ichi 🔊🔊🔊🔊

  • @ruvimbomunyorovi6471
    @ruvimbomunyorovi6471 3 ปีที่แล้ว +3

    Musikana here uyo .. asingagone kumira straight ..soul jah love akati my wife bounty lisa moved on bt i will not coz i still love my wife ava sisi ava varikuita pose pa camera sure mudiwa wako afa ungadai ... rohwai nehana vakoma

  • @mildredmangwanya9907
    @mildredmangwanya9907 3 ปีที่แล้ว +1

    Imii mbuya imii kwanai isu mafans takachema imi busy kuseka asi muri nzenza, look how Bounty was after some yrs of separation, mukwane manzwa munoda kukwapaidzwa chaizvo haikona

  • @felistaskwenda5163
    @felistaskwenda5163 3 ปีที่แล้ว +33

    nhema😂😂🤣😂Jah love muka urowe munhu gwati akunyepa lol

  • @skhathelencube235
    @skhathelencube235 3 ปีที่แล้ว +4

    Nyasha I heard what u said , all l can say is may your soul find peace Chibabaaaaaaaaaaaaaa my family loves your music 💙💙💙

  • @bridgetchitoro7776
    @bridgetchitoro7776 3 ปีที่แล้ว +7

    Ricardo ndiye watinoziva aive wife yaChibaba kwete iwe Nyasha.Ricardo ndiye aibika,kupa Chibaba matablets ndiye watiri kuziva

    • @phill0209
      @phill0209 3 ปีที่แล้ว

      Nhasi wandipedza simba kkkkkk

    • @blicahable
      @blicahable 3 ปีที่แล้ว

      HhHhah @bridget ka 🤣🤣🤣

  • @tatendavengesai1767
    @tatendavengesai1767 3 ปีที่แล้ว

    RIP ,,,Eishie kana ndafa ndapinda muguva ndoda mugoziva ndapinda muguva ,,,,,zvimwe.zvamaiunzwa aive manyebo

  • @marthakuwana3105
    @marthakuwana3105 3 ปีที่แล้ว +13

    Why is she laughing ?Ukwane muskana .BoundLisa arikurwadziwa after 3 years of separation iwe busy kuseka.tibvire usatipedzere bundle

  • @nakaiwangu4101
    @nakaiwangu4101 3 ปีที่แล้ว +7

    Sisi imi hamusirimi vekutaurwa ku PowerFm Interview kunzi no I'm not in a relationship but "She's in a relationship with me" kkkiki kamusekero kamuukiita aka ndozvinota munhu ashaikirwa anga arimu relationship here 🤔 I just wonder hangu.

    • @rojamillerover
      @rojamillerover 3 ปีที่แล้ว

      No ndi Geraldine,akanyorawo kuti lv lost my Soul mate iye Geraldine iyeye 🤣🤣🤣

    • @nakaiwangu4101
      @nakaiwangu4101 3 ปีที่แล้ว

      Eeer 😅😅saka ava tomboti relationship yavo yaive new

  • @winnetnyaraitapfumaneyi3767
    @winnetnyaraitapfumaneyi3767 3 ปีที่แล้ว +1

    Aaaah Soul Jah love akaimba wani akati zvimwe zvamaudzwa aiwa manyepo.

  • @MsTshaa
    @MsTshaa 3 ปีที่แล้ว +2

    I feel like a lot of people are now twisting the lyrics to fit what’s happening now especially under people’s interview cause you know he says “zvimwe zvamai udzwa aiva manyepo” referring to things that were said about him already probably when he was alive were lies , he doesn’t actually say “zvimwe zvamuchaudzwa achave machepo “talking about the things that will be said about him will be lies in the future. It’s just my thought correct me if I’m wrong.

  • @makatendekajoanne8793
    @makatendekajoanne8793 3 ปีที่แล้ว +23

    You were not in love with this guy zvako ....if you were you wouldn't be able to talk ......iih hameno

  • @nyashazulu5353
    @nyashazulu5353 3 ปีที่แล้ว

    Mmmmmm hayasi ko iko kambudzi#aiva manyebo

  • @audreymakaure2078
    @audreymakaure2078 3 ปีที่แล้ว +7

    Those movements she is acting and enjoying the skirt😭..hanzi wen I came back from SA ooh mbuya seat down just tell us January or November.."kana ndafa "#RIP Chibababa

    • @mamaosie3945
      @mamaosie3945 3 ปีที่แล้ว +1

      😂😂😂😂

    • @debragava5296
      @debragava5296 3 ปีที่แล้ว

      Wandikutura move movements kana ari kunyengwa ndiye angadaro

    • @nasonmachiri5049
      @nasonmachiri5049 3 ปีที่แล้ว

      Kkkkkkk Haana kukwana uyo

  • @natashaangel1105
    @natashaangel1105 3 ปีที่แล้ว +10

    Kana musodzi hawo kana 1, rirashenishipi yacho yayakadii, plus tone ma picture

    • @beulahnhema4893
      @beulahnhema4893 3 ปีที่แล้ว

      Uyu ndoanonyepesa

    • @irvinemereta8996
      @irvinemereta8996 3 ปีที่แล้ว +1

      Haaa ita mushe iwe haunyare kunyepa waivepi munhu achifa Ari ega ukutaura rubbish ibvapo.lisa ndochimhamha anga asingabve pamuromo paSauro

    • @shingiraimboto3755
      @shingiraimboto3755 3 ปีที่แล้ว

      Akakuudzai.kut there are fotos in every relationship ndiani? Ko.kana aisada kut zvibude?

  • @sylviamoyana3575
    @sylviamoyana3575 3 ปีที่แล้ว +20

    But guys tell me after Bounty, so how was he supposed to live iye Sauro? Just because these other women were not in the limelight or not working with Sauro zvaiitwa naBounty moti vanonyepa. 🤔

    • @gladysmakirimira3855
      @gladysmakirimira3855 3 ปีที่แล้ว +4

      Nhai zvako iwe vanhu hobho havafunge ndazozvionawo . Vanofunga kuti zvaiimbwa zvese ndezve chokwadi kujaira kuti macelebs aise maprivacy avo pasocial......inga akati mind your turusi wani . Amwe masongs aibata bata bt hazvirevi ndizvo zvayiitika. Akaimba song achiti shamwari dzese dzandirasa but takadziona wani hapana waanga akasiya kutamba naye. Matactics ekuti mumhanzi ufaye awane zvekuimbawo ka . Vamwe vanouya nemisodzi yega achiimba motoita emotional makuto judger kuti ha arikutambudzika but ndo way yake yekutsvaga cash

    • @kanyekanyetonderai3334
      @kanyekanyetonderai3334 3 ปีที่แล้ว +1

      I can't argue with you 🤣. Let me subscribe to your account. I liked your song that you uploaded four weeks ago.

    • @rehab7439
      @rehab7439 3 ปีที่แล้ว

      vanhu vanopenga

    • @middien7141
      @middien7141 3 ปีที่แล้ว

      go and watch the interview he had ku power FM he said that Bounty Lisa has his heart and that he is still married to her even if shez married

    • @sylviamoyana3575
      @sylviamoyana3575 3 ปีที่แล้ว +2

      Aww we can't keep talking about this, anyway it is normal for him to have said that. Your first love/husband /wife you bond. But it doesn't mean if they go separate ways they don't fall in love again.

  • @norahkapita1941
    @norahkapita1941 3 ปีที่แล้ว

    Matauriro ako aya ndeemunhu arikurwadziwa here nhaiwe Nyasha

  • @tmubele
    @tmubele 3 ปีที่แล้ว +12

    Dai mambo tirega please...dai mazobuda panyaradzo because we can’t deal right now.😫😭😭

  • @godsfavoritenonoe825
    @godsfavoritenonoe825 3 ปีที่แล้ว

    Nxaaah munhu uyu akwane mhani chembere mhenzi

  • @tynashemubaiwa2926
    @tynashemubaiwa2926 3 ปีที่แล้ว

    Anonyepa uyu .....ko arikunyarei iko ngaaasatisembura

  • @petronellahpetty7933
    @petronellahpetty7933 3 ปีที่แล้ว +1

    Aaaaah imi cc imi kaa manyepo mazomawanza siyai munhu azorore

  • @momomankosi3548
    @momomankosi3548 3 ปีที่แล้ว

    ko kuzonyaririra nekusekaseka mhnnnnnn muchatinyepera, makangonzi Yesi Babe mukati "we inlove"!naaaaaa

  • @michellenelson5514
    @michellenelson5514 3 ปีที่แล้ว +29

    My question is wre wre you when he spent 3daes without taking his meds later alone you directly knew he had a condition which needs monitoring from time to time

    • @shingiraimboto3755
      @shingiraimboto3755 3 ปีที่แล้ว +2

      May be she was commited elsewhere. Is it not possible?

    • @artwellkamanga3318
      @artwellkamanga3318 3 ปีที่แล้ว +8

      She was a girlfriend not a wife meaning she couldn't be with him 24/7.

    • @shingiraimboto3755
      @shingiraimboto3755 3 ปีที่แล้ว +1

      @@artwellkamanga3318 very true

    • @emmelysibanda1719
      @emmelysibanda1719 3 ปีที่แล้ว

      Taura hko wank nhema chaidzo dziri kutaurwa namy ccta avo

  • @beautyngwenya588
    @beautyngwenya588 3 ปีที่แล้ว +16

    Uchanzwa umwe oti ndanemwana musadaro guys,tipe ma pics enyu tione

  • @fainessmoyowachena6168
    @fainessmoyowachena6168 3 ปีที่แล้ว +6

    Kupenga chaiko munhu kuita 3 days ari serious achirwara vaivepi kupenga chaiko ngavatibvire apa

    • @Missroniel
      @Missroniel 3 ปีที่แล้ว

      Bvunzawo😏😏😏

  • @keishangaru3094
    @keishangaru3094 3 ปีที่แล้ว

    Ainyareiko kunge arikutoona sauro wacho

  • @amandajofisi4218
    @amandajofisi4218 3 ปีที่แล้ว

    Aaah Nyasha ndakushayira mashoko🙌

  • @babyhuey1656
    @babyhuey1656 3 ปีที่แล้ว

    pakadai handibude ndaiziva kt boutny ndiye aidiwa achitoimbwa pwaaa

  • @fidelianyika6233
    @fidelianyika6233 3 ปีที่แล้ว

    Zvokusvikwa pakukanganwa zuva ramakanyengana,plus mirai mushe muchitaura kkk

  • @daisychibvuri4291
    @daisychibvuri4291 3 ปีที่แล้ว

    Nyasha jus say ndandiriwekudya bag chete not to claim to be e late's girlfriend,plus vakatosiya vatiudza makuruwani kt zvimwe zvamuchaunzwa aiwa manyepo😜 ndimi chaivo

  • @abelshambare3710
    @abelshambare3710 3 ปีที่แล้ว +7

    Zvimwe zvamuchaudzwa aiwa manyepo

  • @lorrainerutendo4443
    @lorrainerutendo4443 3 ปีที่แล้ว

    Ndatadza kunzwisisa kuti kuzvida here kukuita sisi ava kana kutichii kushinyira kwacho yowee

  • @fadzosadiki4364
    @fadzosadiki4364 3 ปีที่แล้ว

    Zvavo zvr kufamba majenalisit iwe uchitsenga tsenga mashoko mhomho yaramba izvo ...where were you Dai wadoti pamalast days we were no longer tgthr taibva takunzwisisa

  • @memomemo7101
    @memomemo7101 3 ปีที่แล้ว +4

    kkkkk gogo ivava here weduwe ah

  • @timothykamuswapu7899
    @timothykamuswapu7899 3 ปีที่แล้ว +10

    Ndoda mugozivaa, zvimwe zvamaiudzwa, aiva manyepo...Ndapedza nemi

  • @lindamarimomutambirwa9114
    @lindamarimomutambirwa9114 3 ปีที่แล้ว +1

    Toziva hedu Bounty ava makonzo airehwa kuti ndichavafirita and vakasiya vafiritwa vakuti takudanana 😂...RIP Ngwendeza

  • @rehab7439
    @rehab7439 3 ปีที่แล้ว +16

    people be judging this lady souljah luv was never serious with his life chances are high he ended up dating gals who are also not serious with their lives

  • @nyashachigumira7438
    @nyashachigumira7438 3 ปีที่แล้ว +17

    Munoti mukanyepa muchapihwa imba yake here mbiti dzevanhu

    • @shingiraimboto3755
      @shingiraimboto3755 3 ปีที่แล้ว +1

      Saka mukuti here soul aasina munhu waaidanana naye?

  • @emilynjomboro4408
    @emilynjomboro4408 3 ปีที่แล้ว

    Iih ndiko kutaura kwemunhu afirwa newaaidisisa hre uku

  • @nnyarry
    @nnyarry 3 ปีที่แล้ว +1

    Iyi inzenza iyi,manyepo aya

  • @denniszimbovora7829
    @denniszimbovora7829 3 ปีที่แล้ว +4

    Kana ndafa ndoda mugoziva...zvimwe zvamaiudzwa aive manyepo...apa ndivo futi vaitumira mamhepo...

    • @shingiraimboto3755
      @shingiraimboto3755 3 ปีที่แล้ว

      Paitaurwa zvakapfuura not zviripo. Zviripo hazvigone kutaurwa in past tense.

    • @denniszimbovora7829
      @denniszimbovora7829 3 ปีที่แล้ว

      Chaive chishuwo chemukomana....uchazvinzwisisawo later

  • @fearless-lioness7124
    @fearless-lioness7124 3 ปีที่แล้ว

    Enough!!!!!! What about the other girl Geraldine who said she was up all night, back and forth from the hospital with Souljah. Their love story was heart breaking. NOW this Nyasha girl who doesn't look like she is grieving at all!!! Girl pls stop it!! Saura sang the truth some of these stories, ayiva manyepo!

  • @mberigumbo7980
    @mberigumbo7980 3 ปีที่แล้ว +1

    RIP CHIBABA , MAKURUWANI. YOU WERE A GREAT MUSICIAN

  • @nokuthulansukwini9602
    @nokuthulansukwini9602 3 ปีที่แล้ว +1

    Pidigu dhiiiii. Nyasha unondikuvadzisa nokuseka neyawatanga iyi

  • @jeminamatiya3414
    @jeminamatiya3414 3 ปีที่แล้ว

    Mukuda kukurumbira nerufu rwake. Dai makapinda mulife yake angadai akatokanda kasong. There is no man who can give up on life whilst alive kana ari murudo. He has that he doesnt see anything to live for. He told us all his life in songs. Zvamakutotaura izvozvo akazvitaura kuti muchatinyebera futi kana afa. Akapedzisa last chapter yelife by concluding zvichaitika afa. You were not part of his life n you will never be part of his history. However if you ever appeared in his life, you failed as a woman to bring hope to this man.

  • @masbaekatanda6987
    @masbaekatanda6987 3 ปีที่แล้ว +1

    Ndongoziva kuti akati zvimwe zvamuchaudzwa manyepo akarwara seu three days asina anobikira muripo imika

    • @nasonmachiri5049
      @nasonmachiri5049 3 ปีที่แล้ว

      Haaaa zvinonzwisa tsitsi three days munhu achirwara arimumba no chikafu

    • @masbaekatanda6987
      @masbaekatanda6987 3 ปีที่แล้ว +1

      @@nasonmachiri5049 ufunge wozoda kuti ndaive simbi yachibaba yekupi munhu akafa nenzara achibikirwa nanaboys achirwara

  • @tsitsimuparadzi7516
    @tsitsimuparadzi7516 3 ปีที่แล้ว

    Ko kuzekenyeka ndokudiiko nhai.

  • @bianpanashe811
    @bianpanashe811 3 ปีที่แล้ว

    Nyasha gara pasi

  • @kudaelaine8354
    @kudaelaine8354 3 ปีที่แล้ว

    Sisi tigarirei pasi cz Dai maive in live naye zveshuwa Twese tuma poz twamurikutiitira utwo haiwawo hatwusi twemunhu akarwadziwa plus time yacho u not evn sure pamakadanana wati Jan wakuti Nov zvino toziva zvipi,,, pengerekai henyu bt bounty lisa ndicho chimhamha chema chokwadi vamwe vese avo AIVA MANYEPO

  • @mukundiduri5482
    @mukundiduri5482 3 ปีที่แล้ว +3

    The body language says otherwise but hameno Pamwe ichokwadi. Ndezve vanhu 2 😅😅

  • @plaxedesgowero3040
    @plaxedesgowero3040 3 ปีที่แล้ว

    Song yake iya yakuchishanda zvimwe zvamuchaudzwa manyepo ndiwo aya

  • @venantvenant5536
    @venantvenant5536 ปีที่แล้ว

    uyu mnhu imbwa uyu

  • @annachamunorwa4724
    @annachamunorwa4724 3 ปีที่แล้ว +2

    Maidyirwa musaga just keep queit nekuti haasisipo mukuti ndandiri girlfriend my foot ndimi makaibwa kunzi muchataura manyepo ndisisipo

  • @rebeccakavele4646
    @rebeccakavele4646 3 ปีที่แล้ว +2

    Kkk kubika nyaya dzemnhema

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 3 ปีที่แล้ว

      Mabvunzirwe acho otoona kuti gist ikutsvagwa.

  • @middien7141
    @middien7141 3 ปีที่แล้ว +12

    First of all why are you laughing what is funny???????

    • @85339
      @85339 3 ปีที่แล้ว +1

      Imi ka paaive ega for three days asingabaiwe injection maivepi.🤷imi ka itai mushe

  • @sandranqwababa7943
    @sandranqwababa7943 3 ปีที่แล้ว +2

    Haaaaa zvinonzwisa tsitsi sisi ava soooo ndatovanyarira ini

  • @peacehungwe3097
    @peacehungwe3097 3 ปีที่แล้ว +6

    I never met Soul but the way I cried n sobbed ko iwe ,..were u in a relationship mami ..u need help

    • @fungayikarumazondo6451
      @fungayikarumazondo6451 3 ปีที่แล้ว

      I dont know why but I cried for Saul also and ive never met him

    • @nyashanyamukonda1271
      @nyashanyamukonda1271 3 ปีที่แล้ว

      Akutooneka kuti ihure hure

    • @peacehungwe3097
      @peacehungwe3097 3 ปีที่แล้ว

      @@nyashanyamukonda1271 taura hako Nyasha joki joki Kuda kuinda pa sosho media nekunyepa.tsvina yemunhu ngaasiye Sauro

  • @deeasmr7401
    @deeasmr7401 3 ปีที่แล้ว

    Vanhu Mukut ari kunyepa maive hama dza soul jah luv here imi asi ndimi maipfimbira here zvamot arikunyepa nhai🙄

    • @racheljackson7146
      @racheljackson7146 3 ปีที่แล้ว

      Anoriwanepi simba rekutaura iwe wakaona bounty here she was in pain but aizvishingisa ava vakatoti bhaa pameso

  • @candicemimmie5419
    @candicemimmie5419 3 ปีที่แล้ว

    Asi anopenga?? Chirikusekesa chii ipapa?

  • @lizzyharts2438
    @lizzyharts2438 3 ปีที่แล้ว

    Haiwawo zvimaslay queen zvekunyepera

  • @jambs12
    @jambs12 3 ปีที่แล้ว

    Atidi zvekunyeperwa isu ,dzangova nhema idzo

  • @mercymushonga1841
    @mercymushonga1841 3 ปีที่แล้ว

    Munhu mukuru kusagarisika iko kushanyarika seapindwa nemajuru mudress... Ndiyeee afirwa hre uyuu

  • @melodywadzanai4399
    @melodywadzanai4399 3 ปีที่แล้ว

    Nyasha iwe siya sauro azorore kunyepa

  • @lindamutanda1721
    @lindamutanda1721 3 ปีที่แล้ว

    Nzenza iyo#kana ndafa zivai kut zvimwe zvamuchaudzwa manyepo

  • @oliviazinyoni422
    @oliviazinyoni422 3 ปีที่แล้ว

    Ko zvaurikutofara ndozvinoita munhu siirwa here iwe ita mushe

  • @tanakamlams4743
    @tanakamlams4743 3 ปีที่แล้ว +1

    So nyasha and Geraldine??

  • @majestympofu5851
    @majestympofu5851 3 ปีที่แล้ว +4

    Rasta Nyasha apa manyepa ummmm ko kutozokanganwa nekuti makatanga rinhi kudanana namakuriwani ,....sister ityai imi you cant even stand still wotaura nyaya yako zvakanaka ..imika imi🤔

    • @shingiraimboto3755
      @shingiraimboto3755 3 ปีที่แล้ว

      Am married to.my wife. We are now about 17 yrs into the marriage bt i dont know kut takadanana riini. I judge the period by the age of my first son bt i cant actually say we agreed to be in a relationship on this or that day. Is that of any importance? I dont see any bt wst matters is family happiness. So m not surprised here by this girl.

    • @majestympofu5851
      @majestympofu5851 3 ปีที่แล้ว

      @@shingiraimboto3755 it doesn't necessarily mean you have to know the date but you can know the month saka it doesn't add up plus the relationship was too fresh for her to forget kuri they first dated in November 🤣🤣🤣iwe you are married for 17 we can understand if you can say you forgot and you can actually say the year because it's been long you see ,it's three months but haachazive it doesn't make sense dear.

    • @majestympofu5851
      @majestympofu5851 3 ปีที่แล้ว

      @@shingiraimboto3755 and no one said it's important to know the date the thing is November to February but atova confused haaaaaa kkkkkk inhema idzo

    • @shingiraimboto3755
      @shingiraimboto3755 3 ปีที่แล้ว

      @@majestympofu5851 it happens. M always reminded my own bitlrthday by my mother. I jus dont care about it no.matter how people say happy birthday. It jus doesnt make any sense at all!! Kkkkk

    • @majestympofu5851
      @majestympofu5851 3 ปีที่แล้ว

      @@shingiraimboto3755 I got you dear✌️

  • @tatemutsvanga8805
    @tatemutsvanga8805 3 ปีที่แล้ว

    Hezvo zvakarikungoseka seka

  • @admiremazani
    @admiremazani 3 ปีที่แล้ว +6

    Problem vanhu mukatsotswa zvema2min makuita chiname hanzi munhu wangu. Iwe haunyare here ipapo nxaah

    • @molleooewasodwtoindepi2260
      @molleooewasodwtoindepi2260 3 ปีที่แล้ว +1

      Taura hako

    • @christinamadyauta6099
      @christinamadyauta6099 3 ปีที่แล้ว +1

      Haaa sekuru Admire matsamwa kkkkkk

    • @admiremazani
      @admiremazani 3 ปีที่แล้ว

      @@christinamadyauta6099 hapana kana selfie 1 ane chibaba, yes anogona akarohwa heinz coz boys dzetonaz hadzife nenyota makumbo ari mumvura ka 🤣🤣🤣🤣. Relationship mirira kuintroduswa not kungozvigadza humambokadzi lol

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 3 ปีที่แล้ว

    Ukutaura seiko nhaiwe Nyasha

  • @kudzanayigwanzura694
    @kudzanayigwanzura694 3 ปีที่แล้ว

    Pamberi neZanu PF yakativigira Sauro

  • @traceybomba6903
    @traceybomba6903 3 ปีที่แล้ว +13

    imi vakadzi imi kaimi tichakurovai nenhema dzenyu get away imimi

    • @carlotabecca1723
      @carlotabecca1723 3 ปีที่แล้ว +3

      Vanoda kurohwa gwati chaiyo

    • @tsitsimuchineripi9774
      @tsitsimuchineripi9774 3 ปีที่แล้ว +3

      Munhu asiri kana kuratidzwa kurwadziwa ndomanyepo aye akaimbwa neour Hero

    • @shingiraimboto3755
      @shingiraimboto3755 3 ปีที่แล้ว

      How do u judge she is lying?

    • @traceybomba6903
      @traceybomba6903 3 ปีที่แล้ว

      @@shingiraimboto3755 from his previous interviews check them here on youtube he talked about this lady in SA who believs she is in love with him and another anonzi geraldine he denied having a relatioship with both of them he was not over bounty lisa until he died

    • @traceybomba6903
      @traceybomba6903 3 ปีที่แล้ว

      @@carlotabecca1723 nhai zvako iwe

  • @joymafukidze6297
    @joymafukidze6297 3 ปีที่แล้ว

    Uum vamwe vanhuu sokaa ,!!!vanopa hashaa ari ku actor here or haiwaooo mukadzi uyo ngaatiitire mushee (nxaaa !!ndidzo type dzinongoda Bag remunhu not tru love !****

  • @clemmieruguwa4487
    @clemmieruguwa4487 3 ปีที่แล้ว

    Dzikama muskana stand stil nhai ndiri kuchema ini

  • @norahmujuru8978
    @norahmujuru8978 ปีที่แล้ว

    Itya mwari nyasha

  • @okimberley3822
    @okimberley3822 3 ปีที่แล้ว

    Kutopwanyika kuseka?

  • @morrisbanda9357
    @morrisbanda9357 3 ปีที่แล้ว +2

    Uri duzvi usanyepere vanhu hure lwe sei tatisingakuzive ndosaka akaimba aireva lwe kuti zvimwe zvamuchaudzwa manyepo

    • @shingiraimboto3755
      @shingiraimboto3755 3 ปีที่แล้ว

      Ko venyu vamodanana navo tovaziva here?

    • @lovelynkiwane7825
      @lovelynkiwane7825 3 ปีที่แล้ว

      Chibaba Akarwadziwa kunyangwe kasiyana NaLisa hake ndozvaito poster Ava vanomira voga nekut Sauro hakusina hindava unepamuromo iwe mkadzi ungat ndimai kana mchembere Uri Babe iwe kwaari munotyisa

  • @pildasapurango7794
    @pildasapurango7794 3 ปีที่แล้ว

    🤣🤣🤣 mmm akawo aka akanyare kunyepera mufi...inda unofawo ft iwewe sauro hona vanhu vaye zvavave kuita🤣🤣

  • @Anna-nr6ry
    @Anna-nr6ry 3 ปีที่แล้ว

    Ko Gera aiti ndiye aripanyanga wani.

  • @franciscahdangaiso8343
    @franciscahdangaiso8343 3 ปีที่แล้ว

    Vanonyepa mbuya ava....chosekesa chii ipapa

  • @jotinamapfumo6377
    @jotinamapfumo6377 3 ปีที่แล้ว

    Avamanyepo pamwendiwe watumira mamhepo

  • @mannersmakasi3538
    @mannersmakasi3538 3 ปีที่แล้ว

    Kunyepa kwega kwega kuda zvinhu zvamhofu kusanyara kwako nyasha

  • @maseratipoe8938
    @maseratipoe8938 3 ปีที่แล้ว

    I’m sorry but ndaseka. Ndiwo manyepo akaimbwa naSauro.

  • @marciachauke2048
    @marciachauke2048 3 ปีที่แล้ว +13

    Saka maivepi munh achirwara kasi maingoda mari yake toziva Lisa chete

    • @gladysmakirimira3855
      @gladysmakirimira3855 3 ปีที่แล้ว

      Amwe maquestions so 🤣🤣🤣🤣 unotopera power. Aiva mukadzi wake here or girlfriend???

    • @shingiraimboto3755
      @shingiraimboto3755 3 ปีที่แล้ว

      @@gladysmakirimira3855 bvunzawo hako. Unoshaya kuti reasoning ya saspendwa here? Kkkkk

    • @sharonreigns6847
      @sharonreigns6847 3 ปีที่แล้ว

      @@gladysmakirimira3855 shaaa if you luv munhu wako uchiziva kut Hana mkadz n uchiziva condition yake awungazoregi kumbonomupepawo

    • @marciachauke2048
      @marciachauke2048 3 ปีที่แล้ว

      Chokwadi kuzoda budikira afaa

    • @gladysmakirimira3855
      @gladysmakirimira3855 3 ปีที่แล้ว

      @@sharonreigns6847 iweka zvinoitwa nevari up to something izvozvo . Unofunga kuti marelationship ese anopinda vanhu anosvika pakuita kunge baba namai here. Iko kurwara kwacho hamuna kana kuudzwa hama futi semurume aingoti mafia rangu riripo. Aipepwa kuti aizviitira kana wet here . And munhu anogona achigara nema parents ake otodzingwa kumba nekuti mface ada kuchengetwa kuti anga akamu roora here kana kuzikanwa kuhama

  • @vinsovicky817
    @vinsovicky817 3 ปีที่แล้ว

    zvimwe zvamaiudzwa aiwe manyepo

  • @kanyekanyetonderai3334
    @kanyekanyetonderai3334 3 ปีที่แล้ว +11

    Bounty Lisa ndicho chimhamha come rain come thunder ⛈️⚡

  • @mugovewashemaketiwa9308
    @mugovewashemaketiwa9308 3 ปีที่แล้ว

    Wanyepa.

  • @nyashamukarakate7576
    @nyashamukarakate7576 3 ปีที่แล้ว +1

    Wakadii kunogara naye sezvo ayirwara kwana

  • @portiasemwayo4220
    @portiasemwayo4220 3 ปีที่แล้ว +1

    Mahure anonetsa nxaaaa tibvire uko iwe sorobhangu paaive mupenyu waivepi

  • @Patchiweshe
    @Patchiweshe 3 ปีที่แล้ว

    Kana ndafa shuwa

  • @learnmorefunyura1592
    @learnmorefunyura1592 3 ปีที่แล้ว

    munhu arasikirwa nemunhu wake anongoseka zvisina order kudaro haiwa ibvapo malabish kunge dzisina kukwana why can't you stand nicely 🤗