Haa, shamwari zvimwe bvumavo wena; kana zviri mugwara. Kwaitika apa, ndokunonzi kutongaka!. Look, the guy himself anga achitoti "mukadzi wangu": I agreeing kuti vaishanda towards wanano kunyangwe anga asati aroora zvake - meaning vanga vasingaiti zvechihure vanhu ava @ least from the lady's side, iye hake pamwe ndiye aiti nhema dzinobhadhara. Then wozotunira zvisikana zvake or even mukadzi wake kuti vatukirire the lady he lied to; sure? Aiwa vanhu havafaniri kungwara nhema zvakadaro. Mambo vatonga zvazviri.
Looks like mukadzi uyo akatopawo dare resee, why er they defending munhu aidanana unemurume we munhu, after all they er not giving murume tym to explain, mukutomutyisidzira, whyy Mambo murikukurudzira chihure,
Madhara ayo ari right, ndazonyatsoteerera yese vari kuti the focus must be on what mumhan'ari is complaining about. Pa 2 months dzawakatambisira munhu ukamutukirira unotiyi.
I disagree with this ruling. Murume akadanana nemukadzi wemunhu anonzi ripa but apa mukadzi uyu akarara nemurume wemunhu and she gets paid for transgressions…unfair
Mambo Ava nemakurukota avo ngavapote vachipa munhu nguva yekutaura kwete kt munobvunza munhu momushaisa mukana wekupindura ska munenge muchimubvunzirei apa makutokurudzira chihure mukadzi uyu ihure iri cz aitoziva hake kt munhu uyu ane mukadzi wake
Mambo matadza kutonga imi why makurudzira chipfambi kudaro mombe mbiri ndedzei idzo plus Kana muchitonga tarisai maside ose mutoona Kuti vaviri Ava mahure Vose hindava matonga sekuti Uyo musikana uyezve maifanira kuona Kuti pa ten days Anga akutorarwa nemumwe haaa ihure Mai avo matonga zvandirwadza
The judgement is a bit too harsh for this innocent boy I think Mambo dai vangodzorawo moyo uye chokwadi ndechekuti vachirikudanana dai vangovaenzanisa chete not kumutema mombe mbiri haaaa no panyanya plus momz avo vanotemesa futi haaa no hapasi fair apa Mambo
Supporting chihure nxa, zvimwe Sly ita uchidaira sha, nhaka pfambi dzichapfumaka
good one hakuna munhu anofanira kungodya bota uchiitisa mumwe ,justice served
No chief avo is actually a criminal and abusive...that guy should appeal the judgement.....this was consensual and pachivanhu vakusupporter chihure
Asika mahure anobhadharwa handiti ibasawo kwavari here.Saka ngaabhadhare
Madhara aya ngaambozorore havagone kuenzanisa vanhu
Haa, shamwari zvimwe bvumavo wena; kana zviri mugwara. Kwaitika apa, ndokunonzi kutongaka!. Look, the guy himself anga achitoti "mukadzi wangu": I agreeing kuti vaishanda towards wanano kunyangwe anga asati aroora zvake - meaning vanga vasingaiti zvechihure vanhu ava @ least from the lady's side, iye hake pamwe ndiye aiti nhema dzinobhadhara. Then wozotunira zvisikana zvake or even mukadzi wake kuti vatukirire the lady he lied to; sure? Aiwa vanhu havafaniri kungwara nhema zvakadaro. Mambo vatonga zvazviri.
mibvunzo yemadhara aya ine hu dzamu. Great wisdom indeed. Bhoki kwava kungo vevedza se chikwambo.
hapana great wisdom kukurudzira chihure muraini
Mwedzi miiri achimuenzera kana ndimiwo kkkkk.
@@tsitsimutombo2216hauenzere mahara😂
Dare rinotonga zviripo kwete zvisipo kazhinji munhu anokwindza nyaya kudare ndiye ane advantange, panyaya, ko iye zvaida chembere ainge asingazvione here
Looks like mukadzi uyo akatopawo dare resee, why er they defending munhu aidanana unemurume we munhu, after all they er not giving murume tym to explain, mukutomutyisidzira, whyy Mambo murikukurudzira chihure,
Mukadzi wake akamupa mvumo yekuroora mumwe mukadzi.But looks like aimbochinja pfungwa kkk
In Zimbabwe a man can have as many wives as he wants. Barika ronobvumirwa muZimbabwe
Chief Madziva vanondinakidza kubata havo shaya vakatarisa vachiteerera.
Madhara ayo ari right, ndazonyatsoteerera yese vari kuti the focus must be on what mumhan'ari is complaining about. Pa 2 months dzawakatambisira munhu ukamutukirira unotiyi.
Madhara aya anotonga nhema😂😂
Aaaaaa mukanditi bvuru bvuru ndonyarara.. tht guy was supposed to keep quite until they finish talking
Uchirikumuda here solo bangu
Haaa anamambo mboko sometimes
Plus learning kureporter kana wabata hure rako nemunhu coz will end up uriwe wawrong
Mambo makurukota enyu ayo anokuvhiringai....senge baba vane zuda avo muchauraiyirwa dare havape munhu nguva yekutaura sei
I disagree with this ruling. Murume akadanana nemukadzi wemunhu anonzi ripa but apa mukadzi uyu akarara nemurume wemunhu and she gets paid for transgressions…unfair
He didn't force her it was with consent and akura mkadzi uyo.
I actually miss Madziva wekudhara nezvikomana zviviri izvi
Mambo Ava nemakurukota avo ngavapote vachipa munhu nguva yekutaura kwete kt munobvunza munhu momushaisa mukana wekupindura ska munenge muchimubvunzirei apa makutokurudzira chihure mukadzi uyu ihure iri cz aitoziva hake kt munhu uyu ane mukadzi wake
Mambo murikukurudzira chihure hamugone kutonga.iyo mbuya iyoyo inoti yakatambisirwa nguva yaida kundopururudzirwa here kunzi muroora auya.apa achitoziva kuti munhu ane mukadzi vake
How can I take my case to this court pplse
Taurahako
Nhai zvako
Haaa mombe pa 4 months here? Dai wangoti ndaikecha,,,, varume kuti kuzviona izvo be careful hokoyo kkkk
Nice pic and sound, itaiwo the same nekwa bushu, uye apa maitora 📸 zvakanaka
A iyo mbuya iyi ngaisiye mwana plz
Achimbonyengerei chambered ndomubairo
Inga atomboti anoida wani chembere iyoyo
Chinhu chinouitisa rombe nekubiritsisa pfuma Mumba I mboro mboro
🤠
Wasiya chirwere futi sti ne aids
Kkkk haurewe nhema
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Dare iri harigoni kubata nyaya plus riri kukurudzira chipfambi . Mukadzi uyo aiziva kuti munhu uyu akaroora saka aidei pane munhu ane mukadzi wake , kusvika pakushandisa mari kumhuri yemurume achida kutsvaka kufarirwa .
Ini ndakamboshandiswawo nevamwe baba vanonzi madzibaba petros wekuguruve uku zvorwadza zvenyu...vanozviona kunge vakagwara vanhu ivava
Muchinda uyo auya kuDare achifunga kuti hapana nyaya, hanzi ukakwira bhazi rakazara haubhadhare here? Zvikanzi kana wadawo Huchi unotorumwa neNyuchi kureva mukadzi hiweeee,,,, zivai wekupedzera nguva Mombe yaenda iyo.
MaChiefs awoo akadhakwaa Chief Bushu ndiyee anopedzaaa
i listerned todremas media
Ngaabhadhare chete, nekuda kushandisa vana vevanhu
Haaaa mukore uno uchiri wekuitiswa here makura kudaro mai imi?
Mupfidze chihure varume muchisiya vakadzi venyu kumba zvino mombe yakuenda 😂😂😂
Mambo Siyai zvechihure izvi munotemeswa musoro
mazipedzi amadzimambo aya kugara dare rechihure mombe mbiri dzei dzekupa hure rakatora murume wemunhu , munhu adzokera kumba kwake dai zvichinzi akabatwa chibharo zvee,rakashandiswa chii ipapa hure iro ndiro raitoshandisa murume wemunhu ,mambo imi dautau remunhu tsekii
Mai Ava inure ngavaxvionere haisi mhamdara vanohura mambo makuridzira chihure vari kudei chihure chakaipa
Haiwawo iwe handi wainakidzwawo here nebonde racho and iwe unemhosva yekutora murume wemunhu kwanai mai imi
Mai ine dakoo iyi
Havagone kutonga madhara aya
Iye mkadzi uyu inhengera mumba murume wemunhu unomudii ,mambo pakurai zviri fair
Matare akutonga mjolo inga zvachipa muzim
Iro dhara iro ravakutoita sa chief varume ava havagone kutonga asikutyisidzira munhu kwanzi ndirikukuona panyama nemweya
😂😂😂😂😂😂
Touch line iri better pane zvekudanana izvi kkkkk. Ukangobhadhara ipapo zvavharana. Kudanana pachihure zvinogumisira zvave pa level iri kkkkkk
Mambo matadza kutonga imi why makurudzira chipfambi kudaro mombe mbiri ndedzei idzo plus Kana muchitonga tarisai maside ose mutoona Kuti vaviri Ava mahure Vose hindava matonga sekuti Uyo musikana uyezve maifanira kuona Kuti pa ten days Anga akutorarwa nemumwe haaa ihure Mai avo matonga zvandirwadza
Uuuummm zimurume iro ibenzi ngabhadhare hure hure rekudii airidii hure racho pakamuda aisaziva kuti ihure muchinyanya varume kuradzikira pese pese ngabhadhare kana akatonzi 7 mombe ngabhadhare
Mambo mogona kutonga nyaya because varume vanojaira kushandisa vana vevanhu ngabhadhare kurara kwakaita namai avo
Navo cc avo vane chuhule hule murume kungosauya musi 2weeks wakutonyengwa
Plz makurukota ipai munhu nguya yekutaura plz
Mkadzi iyewo ihure futy takadzika saka kubatsirana apo coz uyuwo mkadzi ane zvake murume anezvakewo
Nxaaa disappointed nedare iri...
Kamudhara aka ka labishi kemunhu bhurati shiti karikutoita kunge ndiko mambo kuenda kumberi kachisapota chihure chehure
Mukadzi uyu ihure ramambo. Kutukwa nemukadzi waunoziva kuti ndewake woinda kwamambo. Mukadzi wake ngaauye aripote hure rakapinda mumba make. Idare remapenzi iri
Punishment plus good move
Guys it all boils down kuti munhu wakashandisa...
Iri dare rakashoreka kutonga nekuripisa nyaya dzechihure.
Mambo ava ngavambotarisawo nyaya dzinotongwa neamwe matare
Ko ndezvekutyiswa here kutonga
Regai kushandisa vanhu vevanhu varume dzidzai kugara nemudzimai waunenge wakaroora bhadhara
Madzimai ngwarai pamwe pacho varume vanoku shandisai vasinga kuroorei
Ukutaura chokwadi.
There is no need yekutonga chihure mudare nonsense
Dai ati mombe nhatu. A chief must show displeasure in bad behaviour.
The judgement is a bit too harsh for this innocent boy I think Mambo dai vangodzorawo moyo uye chokwadi ndechekuti vachirikudanana dai vangovaenzanisa chete not kumutema mombe mbiri haaaa no panyanya plus momz avo vanotemesa futi haaa no hapasi fair apa Mambo
How innocent
Nyaya yakanetsa ndeya Monalisa musikana waiye Gift uyu saka vese vanotemesawo futi big time.
Zvimadhara zvamazivano kkk zvinokurudzira kuti zvakadhakwa
Kutonga rudzii kwekuvhundusira munhu nxiii. Rudo rwe 2 months ndirwo rwungatotongerwa munhu here? Hezvo.
mambo Bushu ndivo vega vaigona kutonga apo haikona avo mhani vane side
Haaa mdara uyo ari ku right side haagone kuyenzanisa nyaya
Madhara imi ipai mukana munhu ataure waita chihure chete wachinakirana iyo chembere dzidza kusavhurira vanhu makumbo muri hure kushandiswa mokuziwa hre kwanai dare risina odar bvuma kurambiwa benzi remukadzi musaite udyire kuhurana wainakirana
Haaah ini type idz hadzinditonge caz tinopedzisira tatonongedzana
@@gozos1552 kkkkkk wanokisai chain,bt mambo wakadhakwa kubhadharisa mombe vanhu waiita chihure sure zichembere kusada kurambiwa hure chairo
Murume uyu inonsense ,Muchihure munobhadharwa, uchida
Barika unoroora whichever way murume u pay mukadzi haangoshandiswe
Ummmm mukomana uyu murikumutsikirira kohanditi vanhu kanamuchidanana handiti kudzidzana hre kana zvaramba morambana zvingada dare hre izvozvo
dare iri roratidza kuti pane wavapa mhosva mativi ese asati apedza kurondedzera , vakungochikidzkira munhu
Mambo vasapotaa chiPfambi apoo
Book takariverenga kuti vasikana ngwarai
Ini handina tsitsi na accused coz anogodora hee ndaikushandisa!
Anotsvinya zvisingaite,kana dai akazonyengetedza hake ndiri seni handidi kkk
Word rekuti ndaikushandisa harijairiki
Musadzvanyirire murume. Ihure iro
Ndokunonzi kukurudzira hunhunzva tunzva uku
Promoting chihure tumadhara tunenge tunokechawo mbuya iyo
Kkkkkkk its waitofanira kukirenga ugoziva kuti wakubhadharira mombe zviripo kkk
This is nonsense the woman should cut her losses move on lesson leant
Kuenzera kuenzera bamdiki ngava bhadhare.Ndokuti adzidze kudzikama.
Maenzerero acho ndiwo anosiyana😂
mambo ava avagone kutonga mahure anonetsa aya
ndiye ishe madziwa wenyaya dzawo
Dzipi cuz taura tinzwe kkk
Ukakwira mazarura rakazara haubhadhari here ?
Eheka aida kukushandisai nekuti makapusa.kushaya murume zera renyu iroro
Anoshaikwa wani dear,shungu dzekuroorwa anadzo ndosaka anga avavarira hake pachipiri asi anodawo kubvisirwa something.Kungoti chete akasangana negevha.
Asi mukadzi uyu ihama yamambo
Umhhh mukadzi uyu anozopedza varume vevanhu achingorisa mombe ka🤷♀️🤷♀️🤷♀️
Ayewa,kana vachitomuenzera chete vozomutuka ngavaripe.Zvikavarwadza vanozvirega
Iyi court haipe the accused nguva yekutaurawo aaah
Nhai zvako
@@lillianassan1872 busy kungoti munhu abvume asina kunzwawo side rake
Zvima chief izvi isvina
Mudhara uyo ngasadzvanyirire muguys uyo panga pachitaura mukadzi vanga vasinga dai
Nhai hako zvinobhowa shame
Mambo hamugoni kutonga imii sei muchidzvanyirira kudaro imiii kururai bhachi reumambo musirei vanogona kutonga imiii madhara ayo ngaagare kumba
Dare ipaiwo murume nguva yekutaura kwete kutora divi yooh udzvanyiriri too much.
Vamwe varume vanotsvinya vanonyepera kuda munhu ivo vachingoda mari nekushandisa mwana wevanhu.
Mukomana haana kupihwa mukana wakakwana. Machinda aChangamire anotaurisa. Poor conduct
Kutonga nhema
Ignorance of law is not defense..pachirungu inonzi SUE..varume hobho vanozviita izvi but kusabatwa chete..lesson to men
Cy vakadzi vachiti varikushandiswa hnditi kuita bonde kunakirana ....
Kana iri hanzvadzi yako irikuyenzerwa mayenzerero anga ichiita uyu, wainzwa sei??? 😂😂 chimdara Icho chakapenga
Y musingapewo nguva yekutaura kumusungwa vamadziva tumapazi twenyu utwo twuri biased
Why woman they use sex to glue themselves to some toxic relationship
Hunhu nesex zvinhu 2 zvakatosiyana
Ini nezvidhara zvakadai tinopedzisira tamamisana hazvigone kutonga
Kkkkkkk ndaseka
No matadza kutonga vakuru
Tanga tavasuwa mambo
Iwe hure usanyengwa nevarume vevanhu,mhunzamusha.iwe Madziva usatonga chihure chakapusa futsek
taura hako imboko mambo uyo kukurudzira chihure mudunhu rake
Kutonga chirudzii kusina cross examination. Guy is not allowed to defend himself zvakaoma. You promoting chihure
Havagoni kutonga avooo
varume vanuvhunza zvavo avo
2 mbudzi boe coz aisadya bota mahara ka uyo
Aidya mahara uyo,vanin'ina vake zvese vachiitirwa pamusoro pazvo omutsvinyira futi.Ko zvaakamunyenga anga asingaone huchembere here.
Ndezvekumama zvimaface izvoo