Padare hapana zvinyadzi Karanganda usa tiratidza ma picture mifananidzo iri blurred otherwise kudare hakuna chiremerera kana ishe ari kutaura nemo nemo unoti iwe uri ani
hapana nyaya apa Umwe munhu arikuda kutomeka mombe pana abiya ako waunotengesa naye .Tenga mombe wega iwe haunyari. Wese ngavangoti dzauya ngeno full stop Takudzwa work hars and buy your own cows goats cats sheep
The word kus*ira has been said by almost everyone who contributed in this case.
Vanemagirazi avo hanziikoo😂😂😂
😂😂😂😂 mambo murinhubu imi kuzoramba muchishedzera zvenyadzi
Nhaimi Changamire ko maitwa sei kuramba muchidzokorora iapapo chete 🙌
😂😂😂😂😂
Vanonyatsonzwa kut ndini kana vachitaura zvinyadzi
Karanganda TV tinokudai everyday potai muchitipa nyaya from Chief Saurombe .Chief Mutasa .Chief Chiduku na Chief Makoni
Ndozvavari avo
Thanks baba Taps for deleting the vulgar language.Chiefs need have to enforce the use of more responsible language please!It is really sickening!
Hapana nyaya iyi
Mandara aya ane hunjire kushaya munuori wechidiki nokuda kuguta. Masoro bhangu evanhu
Word iri zvarakungotaurwa nyore nyore
Padare hapana zvinyadzi Karanganda usa tiratidza ma picture mifananidzo iri blurred otherwise kudare hakuna chiremerera kana ishe ari kutaura nemo nemo unoti iwe uri ani
Uyo murume ari kutambisira dare nguva apa akataura
Chief Makoni anoda zvinyadzi anobvaa afaraa😂
😂😂😂😂😂 Kuita kupombonoka
So true 😂😂😂
Murume uyu kuramba zviri pachena ngaaripiswe nharo dzake,plus kusvibisa Zita remkadzi uyo plus kumunyadzisa muArea
Chief anodzidziso kuti azive kuti nyaya dzinotongwa pamhepo, dzinonzi nevanhu vese nyangwe vana vadiiki. Dai magona kutaura shona iri nane, zvinyadzi itai zvishoma
Thank u Ba Taps Karanganda for blocking the vulgar word
Chief Makoni urimbwa yemunhu.Kusanyara here munhu wamambo?
I dare iri munotarwa izvi ,,,,,,,,,,Makoni isimbi idzi kubvira kare ,,,,
Language ndatenda hangu🤣🤣
Ndini ndakatanga kusvika waivepo hr
Mambo avavo mukutaura zvinyadzi
Mudhara uyo arrikupomerwa mhosva. Munhu aninzwisisa kuona kwangu
Dare iriwo fut Kuda zvinyadzi ah 😂
Urikureva Parvati kusvira here
@ziso_ad 😂😂😂 iwewo futi
Abvuma hake mbichana mbichana akatadza 😂😂😂😂
Kumbira ruregerero kwavakaita arukuda peace hassi Kuda zvenoise
Exactly plus mnhu muhombe akaona kut zvekunetsana nemwana hazvite
Mbambo kawabvise huku mbiri kudare rekunyanya kuti kusvira kusvira kudarika muridzi wemhosva
Apa hapana nyaya apa
hapana nyaya apa
Umwe munhu arikuda kutomeka mombe pana abiya ako waunotengesa naye .Tenga mombe wega iwe haunyari.
Wese ngavangoti dzauya ngeno full stop
Takudzwa work hars and buy your own cows goats cats sheep
Vanhu varipo vese brain hapana
KO vanhu zvavakuramba kudanana imi matoti unoda kuriowa nei chii ichi....dramma here ?
Hapana nyaya kutukana kwavakaita kutukana
Zvaendwa yafa mari
Madzimambo ese ndozvaanoita and its right kutaura izvozvo ndokuti nyaya ibude kana wauya kwamambo unofanira kutaura sezvazviri ...hapana chavatadza mutemo wedare ndowanotevedzera chero Bushu vazhinji ndozvazviri
Uri buruuru remunhu kukurudzira tsvina iyoyo!