Powerful word man of God..l like that one about divine helpers kuti its not about rich people helping but it can be poor people seeking help..l think one of the days you must teach us more about that
Asi ndezvakare here izvi coz ndanzwa vachimhoresa mhuri yavo 2 daughters and a son Devine but vakambotaura kuti akashaya some years back, handizivi someone andiatsirewo
2 Kings 16:4 " And he sacrificed and made offerings on the high places and on the hills and under every green tree" Galations 6:7-9 "Be not deceived; God is not mocked: for whatsoever a man soweth, that shall he also reap." Thank God for Jesus
Thank you man of God powerful word ...please kune avo vasinganzwi Bible rechirungu ingoverengaika reshona monyatsonzwisisa inga vanoparidza neshona wani
Ivava Mr Muparinga vakombotaura kuti Apostle Paul vakanyora tsamba to Roman Catholic Church. Izvo kwete , the book of Romans rakanyorerwa believers/saints vaigara muRome.[Rom 1:7...To all that be in Rome, beloved of God, called to be saints: Grace to you and peace from God our Father, and the Lord Jesus Christ.].. Saka vanotora Mr Muparinga serious munoitongawo sei nyaya iyi?
powerful sermon maseva mufundisi,,,,, asi pakuzotakura sofa re high table kugomo haaaaa vanhu vanhu vanhu. ini ndofunga kuti gomo kubva mune zvatakajaira like kunamatira tiri mu worldly comfort uyezve gomo inzvimbo inoera yatosangana navatumwa but kana tane vanotakura office munzvimbo dzakadai hmmmm ndanzwa kutya.
@@hardliferusemo5352 mukoma azvidaro kana tava kumakomo. David aienda kuno umburuka mumadota muvhu kugomo asi he was rich. Aiziwa kuti pane nguva yekumbozvideredza panguva yakadai
Hey hey I'm touched,, may God continue using you Evangelist
Powerful word man of God..l like that one about divine helpers kuti its not about rich people helping but it can be poor people seeking help..l think one of the days you must teach us more about that
Amen and thank you for the message in Jesus Christ Name Amen. Stay blessed
Amen 🔥 🙏 🔥 DZ gomo reminana, thank you, man of God nekushanyira maEsthers
Ndirikukura pakunamata munhuwashe komborerwai
Amen ndr kuropofadzwa
Amen , ishoko rinobaya thank you man of God ❤
Asi ndezvakare here izvi coz ndanzwa vachimhoresa mhuri yavo 2 daughters and a son Devine but vakambotaura kuti akashaya some years back, handizivi someone andiatsirewo
Ooh God help me to encourage myself in the LORD
What a powerful sermon man of God😭😭
Ameeen i needed this
L
Thank yu evangelist for such a massage at my prophetess mountain
2 Kings 16:4
" And he sacrificed and made offerings on the high places and on the hills and under every green tree"
Galations 6:7-9
"Be not deceived; God is not mocked: for whatsoever a man soweth, that shall he also reap."
Thank God for Jesus
Amen and Amen man of god
Powerful word 🙌
Ameen
Powerful man of God
Go deeper man of God 🙏🙏🙏🔥
Powerful, man of God.
Powerful message 🙏🙏
This sermon waz too short mhan bt powerful
Courigeous Ester woyeeee🙏
Mwari ari side renyu ari kukushandisai.ndatenda hangu
Powerful sermon
Thank you man of God powerful word ...please kune avo vasinganzwi Bible rechirungu ingoverengaika reshona monyatsonzwisisa inga vanoparidza neshona wani
Ivava Mr Muparinga vakombotaura kuti Apostle Paul vakanyora tsamba to Roman Catholic Church. Izvo kwete , the book of Romans rakanyorerwa believers/saints vaigara muRome.[Rom 1:7...To all that be in Rome, beloved of God, called to be saints: Grace to you and peace from God our Father, and the Lord Jesus Christ.].. Saka vanotora Mr Muparinga serious munoitongawo sei nyaya iyi?
The sermon at Laughing Lake Mountain (Dzivarasekwa)
Amen 🙏 power full words,,,,,, hallelujah 🙌
Amen kushoko potai muchibuda patube kudai
Inobuda Faith if you subscribe
Amen chamahara❤
Kuudzwachokwadi chamahara
powerful sermon maseva mufundisi,,,,,
asi pakuzotakura sofa re high table kugomo haaaaa vanhu vanhu vanhu. ini ndofunga kuti gomo kubva mune zvatakajaira like kunamatira tiri mu worldly comfort uyezve gomo inzvimbo inoera yatosangana navatumwa but kana tane vanotakura office munzvimbo dzakadai hmmmm ndanzwa kutya.
Ko vanonamata vakagara pasofa here hant kana vave kunamata vanosimuka here
@@hardliferusemo5352 mukoma azvidaro kana tava kumakomo. David aienda kuno umburuka mumadota muvhu kugomo asi he was rich. Aiziwa kuti pane nguva yekumbozvideredza panguva yakadai
@@keithoraclemuri David or you want pipo to copy David's style
Halleluya Ameen am Blessed l will recover all 🙏
Great preacher
Amen and Amen
Powerful Amen
Amen man of God
ukuu kunoda pwere isu madhara hatinaki pa chirungu apaa manjee uuuumm
Amen amen
Amen
tinotendaa Jesuuuu
What a powerful message
Amen😮
Iyi imbuva yeupenyu
Ichokwadi munhu waMwari
Powerful message
Poweful amen
Ko sei ma pastors vachipiwa ma drinks why tirivanhu vamwari kana tasvika manhau ye shoko ramwari
Powerful 👏👏
Amen powerful
Kana zviri zvekunamata wangu verengaika rechishona hapana varungu wani
Unemhepo
Chirungu is very good for us from Bulawayo
Nothing wrong in using English .it's the person 's choice.Learn to appreciate wangu
English Bible riri ryt some are ndebeles.panotaurwa verse munhu anozoongovhurawo rake either shona English or ndebele
@@p.ndlovuzvinhu zviri simple but pane vanhu vakajaira kushoraaa bedzi
Inga nyika yavekuguma kukwira nemachairs drinks for pastors namata mwari not munhu
Profound 👏👏👏🙏
Thanks for listening
Mugomo hamunamatwe wakapfeka Butsu
ndiani akadaro
Iye prophetess Deborah anenge ane bhutsu wani
Unonyepa iwe gomo ripi iroro
support your view
Uuuummm imi munenhongwawo imi tererai shoko makanyarara..
Machair mugomo kkkkkkkkk
Powerful message 🙏🙏🔥
Powerful Amen
Powerful word
Amen