Hurombwa ndohurimumhuri mamai ava ...vakafamba asi havadi kunongedza munhu ...kuzviuraya its not an option momz fight till kumagumo ...vabereki I blame you maibata bata tumushonga twemalucky now twakupanfuka twakutinyenga nyenga ..chatinobata hachioneki ..vabereki vaitsvaka mabasa nemushonga welucky kare ...now zvasiyana basa rakutsvakwa through fazh
No musazviuraya amai 😢 nyaya dzekurarwa nekzvikwambo iyi iri kunetsa vanhu vazhinji asi kt inyaya yekuti vabereki or madzinza aya mishonga hurombwa hwakazara henyu bvisai pfungwa yekufa
Nhai Karanganda how far nenyaya iya yevanhu wakawigwa pamusha vanhu wasingaziwe
Moti ichabuda hr sezvo yakazoenda kwamambo asingadi zveMedia
Musatye, neZita neRopa Jesu Kristu zvinoita zvakanaka. Ndokumbirawo phone number dzaamai avo kana zvichiita
Mother ko kuramba muchibara hupenyu hwakaoma kudai murikuda kuzodii?
Zvidhoma hazvisi zvekwahonde ndezvemumusha menyu.pane akatoromba nezita rengu zvake zvichiitoita imi muchitambura
Iwe baba Taps vamboripi ndasuva voice ravo
Taura hako 😂
Dheshe pa1 ipapo❤
Mmmm dei machimira kubara.
Dunhu remanicaland rakaremerwa Dambudziko guru ririkubva Mozambique hurombwa ndihwo hwakanyanyisa kubva vasingaiti zvechiwanhu Mapostori ndiwo wanoshanja kupfurikidza
Pakuzo ramba muchizvara apa hmm
KwaMambo Mutasa ndekwe Mabhinya ...zvikwambo nehuroyi ...KwaBushu ndekweMabishu nekurambana nxaaa
Vana Wasu munobata mishonga too much. You only hear of such stories from Manicaland.
Kumusha kwangu uko,hondevalley
ukuitei pano
Siyanana nevarume vevanhu urikurohwa neshamhu naMwari
Ipai musikana nzuzu yake🙏🙏🙏
Years Zvinoda Kuti Mubatsirwe
Ndikawana boy friend haindibatsire.
Vanenge vachida kubatsirwa nei chaizvo neboyfriend yacho?
😂😂 chikafu kuchengetwa
@EnniahMasaya ko kuzvitengera chikafu chacho ega munhu zvinodii?
Nhai baba taps vakaenda kuchando kasi, varipi?
pamwe havo hatichavaoni muma videos avo
Haisiyo type yaana "i know my rits as a woman kana zvaramba i move on" here iyi bt yaakuona kuti zuva raakudoka and the market is shrinking?
Apa tazivana apa bho hre hakaranganda
Hurombwa ndohurimumhuri mamai ava ...vakafamba asi havadi kunongedza munhu ...kuzviuraya its not an option momz fight till kumagumo ...vabereki I blame you maibata bata tumushonga twemalucky now twakupanfuka twakutinyenga nyenga ..chatinobata hachioneki ..vabereki vaitsvaka mabasa nemushonga welucky kare ...now zvasiyana basa rakutsvakwa through fazh
Munochinya kusanganisa zvinhu kun'anga kuchurch moti zvingabuda hr mirai panzwimbo imwe mumboona😢😢😢😢😢
endai kubasa muzvichengete or kubatsirwa nekunamata
❤❤
Ba Taps zviri kutsvobida ere haaa kuti dheshe sofa reshe 😂
Chivanhu chiriko uye chinoda kugadziriswa kuti zvifambe zvakanaka
Tingori pano wani dzimba dzaramba kumira singing 🎶 hangu
Hess Mercy parisey pajoni
No musazviuraya amai 😢 nyaya dzekurarwa nekzvikwambo iyi iri kunetsa vanhu vazhinji asi kt inyaya yekuti vabereki or madzinza aya mishonga hurombwa hwakazara henyu bvisai pfungwa yekufa
Ndozvazvinotoda zvikwambo zvacho ,I think zvinenge zvakuda ropa ,unotofunga kuzviuraya
Dai mambomira zvekuzvara izvi
Zvoreva kuti waroorwa hauchazvariri murume here dzingorio mhepo dzirikumutevera kuzvara hakuna kushata
Kwaka Shata if you can't feed your self we all know that you can't depend on man wish her all the best though 35:39 n@@linnetgambura9943
Mother kna muchiwona kuti ndozviripo chiregai kubata nhumbu chingoitai zvekufadza nyama yenyu chete
Panhumbu hapana kundiitirawo zvakanaka sure kumitiswa wakuma40's
Kana kutyawo zvirwere
Zvimwe imbotomirai naJesu mutsvake anodzorera kwazvabva plus kutsungirira pakunamata nesimba pakawana 1 wenyu unomira pamabvi munokunda chete anotiza satan amai dai ndikawana # yenyu ndimbotaura nemi zvishoma
Amen 🙏
Madzimai Miriam 🙏🏻
Please if possible, ndaidawo number dzamhamha avo