I just lost my father mazuva apera aya but with this sermon of Prophet miracle paul ,ndanzwa nweya wangu uchi nyaradzika marwadzo nemuvhunzo wandange ndichi zvibvunza kuti Mwari why after every thing i did to save him but i lost him
Amen prophet mataura chokwadi Dai vari maprofita aingotora Mari vachiziva Kuti hapachina hupenyu Dai maprofita n,anga ma prophet ose aidayi zvaifamba sure
Profet season yangu yekuchema my only son ndaipfurewo . Ndipindewo mu season yekugara ndigamutyirewo chipo chema twins vakomanana as restoration. Vana vangu vasara vasikana 2 vachengetwe nezita ra Jesu . Amen
Nemutsa nenyasha dzajehovha tinotenda mweya mutsvene uri mababa Miracle paul nyadenga arambe achivapa simba rekutiudza mazwi emweya Hama dzangu One on one i 500u s dollars hameno kana yakakwira ndatenda zvangu nyadenga akuchengetei akuvhumbamirei tosimbawo kuzvinyengetera kuitira kana tazoenda kuna baba Miracle Paul zvinhu zvedu zviendeke woo
Vanhu ngatisadaro. Kuti munhu angarwarwe kusvika pakufa musina kusuma hama dzavo. Do your part and let God do the rest. Vanhu vanochengetwa naMwari. Tisatya varonyi kana kuti vanhu vatinofunga kuti varoyi.

Ndadzidza chokwadi.Mwari ndokumbirawo kusangana nemuranda wenyu prophet Miracle Paul
Amen 🙏 APA mataura chokwadi chisina anoramba prophet
Powerful Prophet Miracle
One munhu wandatanga kuwona anoramba Mari owudza munhu chokwadi
Ndatya nazvo
Nguva ndeyaMwari amen Prophet makatumwa henyu itirwai nyasha.
Wow kubudirwa pachena uye kuchengetedzerwa maresources lots of respect
Amen prophet ichokwadi hatigone kumanikidza nguva nekuti nguva ndeyamwari. Powerful preaching
Amen prophet mataura chokwadi Dai vari maprofita aingotora Mari vachiziva Kuti hapachina hupenyu Dai maprofita n,anga ma prophet ose aidayi zvaifamba sure
Amen I receive God's will in my life thanks Prophet for good teaching and understanding the will of God in our life Amen
Amen prophet happy birthday and me too it's my birthday pray for me also I salute you man of God
Thank you Prophet with your teaching ,now i know the truth of life
Amen zvino rwadza hazvo asi prophet muri mukuru mwari ngave nemwi amen
Mwari ndibatsirewo ndisvikewo kumunhu wa Mwari wamakatuma
Amen Prophet hatina zvetingazviita kana mwari vati zvakwana
Mwari vakuwedzerei makore Prophet dai vari vamwe vaingotora mari.l wish kusangana nemi munhu waMwari
My Prophet, my teacher. Thank you Prophet
Mwari ndibatsireiwo ndisangane naprophet Miracle Paul
Kana Mwari vati nguva yakwana hapana angaramba maita henyu prophet mavaudza zviripo
But Mwazha ave né 106 yrs old ingawani
Thank you prophet nyaya iyi hatiidi asi kunenguva❤
Aah,you are truly a man of God,vamwe vedu nenyaya yemari
Chokwadi taurai zvenyu prophet amen
AMEN NDINOSVIKA CHETE KWAPROPHET MIRACLE PAUL NDINGAITEWO MUNHU PANE VANHU
Amen. Mashoko anodzidzisa nyika. Kune nguva yamwari.
Amen it's a good teaching thank you
Amen 🙏🙏🙏 prophet thank you nekutaura chokwadi
Amen and amen .Nguva ndiya ndeya Mwari .
Dai mwari mandisvitsawo pamutumwa wenyu pamwe ndingaitewo chinhu chinobatika muupenyu
Amen Prophet ne dzidzo yakanaka
Profet season yangu yekuchema my only son ndaipfurewo . Ndipindewo mu season yekugara ndigamutyirewo chipo chema twins vakomanana as restoration. Vana vangu vasara vasikana 2 vachengetwe nezita ra Jesu . Amen
Amen. May the Lord comfort you and grant you the desires of your heart.
Thank u servant of God for the will of God
Nemutsa nenyasha dzajehovha tinotenda mweya mutsvene uri mababa Miracle paul nyadenga arambe achivapa simba rekutiudza mazwi emweya Hama dzangu One on one i 500u s dollars hameno kana yakakwira ndatenda zvangu nyadenga akuchengetei akuvhumbamirei tosimbawo kuzvinyengetera kuitira kana tazoenda kuna baba Miracle Paul zvinhu zvedu zviendeke woo
How do get there
Ndinokutendai miracle paul nerimwe remazuva muchasunungura mhuri yekwanguwo
So painful chokwadi kana riri rufu runobva kunaMwari haro
This man...... ...is unique
Amen nyangwe zvichirwadza hazvo.
Thank you prophet
Thank you Prophet
Ndadzidza maita basa prophet
Amen mataura chokwadi chatisingadi kunzwa
Amen ndatenda hangu munhu wamwari
thank you prophet
Murisey vanhu vaMwari
One on One imarii kana paine anoziva
Vanoruma zvavo $500
@@chipomundava8735 thanks
Amen hama ndokumbirawo kubvudza ma 1on 1 imarii
$500
Unozodei mwari vakadai 🙏🙏🙏🙏
Amen mataura chokwadi
Listen to Dorcas moyo . Chirevo
Since ndakaona vaporofita uyu ndatangawo kunzwa atoti nguva yakwsna
Chero neni arimumwe aungoti ngaauye votora Mari ASI vataura chokwadi
very sad story. ..families should be understanding it's our way
Amen amen 🙌
Nguva ndeya Mwari
Amaii avoo vanenguva vachiuya vanoisa magrazi pahuma vashava avo
Amen all in God’s time. ‘TIME”
Time of God
Shuwa kana nguva yamwari yakwana hapana anoramba
Thanks for truth 🙌
Vanhu ngatisadaro. Kuti munhu angarwarwe kusvika pakufa musina kusuma hama dzavo. Do your part and let God do the rest. Vanhu vanochengetwa naMwari. Tisatya varonyi kana kuti vanhu vatinofunga kuti varoyi.
Amen munhu wamwari
Amen Prophet
Amen 🙏 Prophet
Kudzidza kuziva kuti nguva iri kuti kudii
Apo maziva chivanhu vaudzeyi vana vanhasi
Thanks for true
Hey mashoko anorwadza chaizvo asi hatina zvekuzviita ,,, very sorry sister
Thanx prophet
My Prophet
Ameeen ndadzidza
Amen prophet
Glory
Amen and Amen
Ko ma 1 on 1 imari kana pane arikuziva
Dai Mwari vatipa kusimba nekuziva ivo Mwari tidzidze kuti nguva iri kuti kudii.....
9🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
People want to leave earth but don’t want death
😢😢😢😢😢 zvakaoma veduwe
Help us
Powerful
Sending ❤
saka one on one i $700 here
Hapana anoramba chokwadi
Amen
AMEN
Prophet chokwadi chaicho munacho.Amen
Volume
💥💥💥💥💥💥🙏
Tinotenda nechokwadi
So one on one $700 chete chete
No volume
Shame
Amen munhu wamwari
Amen prophet
Amen
Shame
Amen prophet
Amen
Amen prophet
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen