Thanks Zigo & Sparks best interview. Chiremba ndichiremba zvavo asi mavari hamuna kana chekumasowe only that Masowe yanyanyisa kujairirwa nana tsikamutanda ava hapana kana chemasowe chinozikanwa apa. Masowe people believe in Jesus christ we are christians. This chiremba anotoda kunamatirwa zvake mugamuchidzei Jesu murume uyu aponeswe
DJ sparks showed great levels of reasoning, @Zigo you know even right now kuti its not munhu wese who is a true Christian so something could have happened during the war. Hapana akahwinha hondo, reason war had to be stopped vanhu vatema taingo urayana tega, vaishandira varungu vs magandanga. Cease fire was to just stop kufa kwevanhu, hakuna hondo inombohwinhiwa weeeh. Nekuti if you loose your relative you always wanna fight back
Sparks. When it comes to religion you need to go into the history of Christianity. Right now, Irsael do not believe in Christianity but Judaism but Christianity rose from religious protests against Judaism. Also, all other Christian churches branched from Catholic. Catholism is still different from other Christian religions. We go deeper than that if you go into history of religion. Do you know that catholic religion was strengthened through war and Roman conquest after conquest they wanted a universal religion and they rebranded the early church which followed the teachings of Jesus and termed it Christianity. The catholic religion was very oppressive, Bible could not be translated from Latin, Hebrew and Aramaic. Anyone who translated the Bible in any other language. Translation was termed blasphemous and a sin. The King James Version was when the king of England clashed with Catholic and used his influence and power to translate to English. Catholic monopoly on Bible was clever because they termed it a sin and blasphemous so that anyone who wanted a Bible can only be bought from catholic. Now all those other versions which you see have copy rights and royalties are paid. In the end it becomes big business through religion
No maBlacks haana hondo yavakahwina. Vanhu vatema vakafa in their thousands and varungu vakafa vashoma shoma. Thats why you find kuti we have mass graves evanhu vatema but akuna mamass graves evarungu. The Queen was not happy nekuuraiwa kwevanhu vatema and pushed them to agree to a Cease Fire. Hakuna ho do yakahwinhwa
Hondo yakaniswa because vaiziva kuty haipere but yakanisirwa for control. Tarisa hapana one murungu ari president we Africa but wakatarisa kuty ano controller whole world varudzii?🤔 varungu. Havasi kucontroller country but world rese.
@Namunyaa that's true. We also have to know that by the time ye war vanhu vedu vaifa heavy. And Britain yanga yatone experience ye war kare. Vakangobvumirana Kuti let's stop this. But knowing kt vanoramba vari in power. Dai takahwinha tisina kupinda time yaSmith.

boss Samson mune wisdom...mukutionesa apa...
Programme iyi ndeyekushaya
DJ sparks showed great levels of reasoning, @Zigo you know even right now kuti its not munhu wese who is a true Christian so something could have happened during the war. Hapana akahwinha hondo, reason war had to be stopped vanhu vatema taingo urayana tega, vaishandira varungu vs magandanga. Cease fire was to just stop kufa kwevanhu, hakuna hondo inombohwinhiwa weeeh. Nekuti if you loose your relative you always wanna fight back
😂😂😂😂haudze Chiremba zvekutaura🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾Sparks n Zigo mandinakidza
Zivanai tenga mic 🎤 iyo mmmmm amana kunge chikwambo here 😂😂😂😂😂
Face yaZigo naSparks manje 🤣🤣👌.....this podcast ndiyo yakabata nyika zvayo
Even the bible says kuti Lazarus akamuka awora imi aNehanda matofo
They worship Mwari Musikavanhu through ancestral spirits
Sparks more life to you and more blessings
Ko zvavarikuita kunge young mango
makuti drawer zviiiko izvi Zigo
Sparks. When it comes to religion you need to go into the history of Christianity. Right now, Irsael do not believe in Christianity but Judaism but Christianity rose from religious protests against Judaism. Also, all other Christian churches branched from Catholic. Catholism is still different from other Christian religions. We go deeper than that if you go into history of religion. Do you know that catholic religion was strengthened through war and Roman conquest after conquest they wanted a universal religion and they rebranded the early church which followed the teachings of Jesus and termed it Christianity. The catholic religion was very oppressive, Bible could not be translated from Latin, Hebrew and Aramaic. Anyone who translated the Bible in any other language. Translation was termed blasphemous and a sin. The King James Version was when the king of England clashed with Catholic and used his influence and power to translate to English. Catholic monopoly on Bible was clever because they termed it a sin and blasphemous so that anyone who wanted a Bible can only be bought from catholic. Now all those other versions which you see have copy rights and royalties are paid. In the end it becomes big business through religion
Mambo Samson, madii kuudza Vafana nenyaya yepoint of contact. Mushonga chaiwo mwari vakatouita point of contact vakaisa chemistry nesimba ravo Mari nokuti hapana mupositori kana n’anga yakasika gwenzi asi mwari ndivo vanorotesa nokutaridza mishonga yacho yaajasikira zvirere kuti zvipore
No maBlacks haana hondo yavakahwina. Vanhu vatema vakafa in their thousands and varungu vakafa vashoma shoma. Thats why you find kuti we have mass graves evanhu vatema but akuna mamass graves evarungu. The Queen was not happy nekuuraiwa kwevanhu vatema and pushed them to agree to a Cease Fire. Hakuna ho do yakahwinhwa
You know you History wamai.👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👍🏾
tag team ya zigo na sparks kaaaa ma1.
He acknowledged Jesus Christ
Inga mapositori anototi Jesu ndiye sabata wani nhai
ZIGO NASPARKS combination yenyu ma1 sparks anekakupokana neange auya zigo achiita kunge ari side neari painterview but murichinhu hwani murizvinhu hamusi chinhu zvinhu
ndimi ndimi
Zigo Na sparks nhas mukujairira madzibba 😂😂😂😂
madii zigo na sparks jaman maone fambai nawo
Zigo to the world 🌎
DJ Sparks unoziva zvako wangu. Hondo haina winner. Yakangomiswa. And the narrative yekuti vanhu vaiita masvikiro but hapana panonzi ma solder aSmith vaienda kunonamata. Varungu vaisatamboita izvozvo, vaitoita zvehondo.
Hondo yakaniswa because vaiziva kuty haipere but yakanisirwa for control. Tarisa hapana one murungu ari president we Africa but wakatarisa kuty ano controller whole world varudzii?🤔 varungu. Havasi kucontroller country but world rese.
@Namunyaa that's true. We also have to know that by the time ye war vanhu vedu vaifa heavy. And Britain yanga yatone experience ye war kare. Vakangobvumirana Kuti let's stop this. But knowing kt vanoramba vari in power. Dai takahwinha tisina kupinda time yaSmith.
Zigo, Pantene’s kuhondo, machristians versus Christians all pray to one God but for some reason one would be sorry
😂😂😂😂 zigo hanziii saka murikuti ropa rangu rakadhakwa
Yes Zigo ndokumbiravo number dzaSherpherd anoita maFnb acc kana uchiinayo .Thanks
Zigo unopisa wangu pfoo watsanangura maringe ne nyika yedu. Chivanhu tisachitorere pasi
Chese chiri spiritual wakaisa faith chinoshanda.
makatodhakwa muri pa7 ipapo anasparks
Chiremba ndikutsvagawo rubatsiro kumagitare kwanguwo
8:49 Sparks usade kuti drawer 33 iwewe Tateguru kudaro
haaaa 😂😂ndiro ka Ayizi😅rikucherwa kumvura
Taurira pasi😅😅😅😅
Haa sparks serious yako iyo bhoo here
haa sparks dzako ka kana nyangwe dai arimwna kumungonya
Saka muri kuti ropa rangu rakadhakwa😂
Zigo culture yedu unoiziva
Sparks apa wapedzerwa vakuru vedu vaitoti musikavanhu
Sparks unogona zvako kupindura mumwe wako uyo haaa inoise chete
Zigo mareligion haasiriwo ahwinha hondo, so if two Christians fight Mwari anohwinhisa ani saka, answer that. Vese they are praying to win truly
my wish is kumboswera naSparks naZigo vanenge vanongo nzwanana nguva shoma kkkkkkkk, vanombo fambana hava ana baba ava
Uyu ari behind camera ngaadzidze kunyarara please kana achida kuinerviewer ngaave neplatform
Ko maAkwa haazati awuya here
I blame Java
Zigo asi munin'na waMagaya kani kufanana
Sparks anotya nyuchi
VanaRombai
Kuroora iculture. Zvakatobvira pakashandirwa vanaRachel naLiah. Kwatobhadgarwa kana kushandira makore kuti powe mukadzi.
Haaaaa Sparks nhasi wandiSparka. Wanga uchida kugamuchidza Jesu kuN'anga
Vakomana munoisawoka mineral water munhu anyautse pahuro
DJ sparks Sando dzako kkkkkkkkkkkkkk
CAP BHOO HERE?
Podcast yacho isina mic
Ukuda mic or nyaya
More power to sparks 😂.
Pane akudzingwa basa (Tinashe) kkkkk
Makavharwa hamupiwe kana ma akwa na gwava uya haasisina kana cent apera kkkkkk
baba vanodhakwa sei
Tinashe ngaadzidze kunyarara😂
Go Sparks my G fire questions
Ko bottom
😂😂😂😂 HE IS SUCH A JOKE THIS LUNATIC
Sparks is not happy with this guy kkkkkkkk
Sparks hameno soo zvaari
lol angaite happy seyi nekudzungaira kwasekuru avo
Sparks hasi kuto nakirwa ne mufesi uyu
Kkkkkkkk
sparks zvaari dofo nhai.
Muendeseyi kuSunday school Sparks😂😂😂😂
Ha makamugara matunduru😂😂😂😂
zivai kut varikukobora chete
Sparks 33 years kunyepa chete hahahaha
Kkkkkkk zigo waseka kana neni ndaseka
Hapana anobvuma kuti anorombesa😂
Chitendero chedu chokutendeka chakadzama zvakanyanya kupfuura chechiKristu yedu... Knowing (Chivanhu) is better than believing (Christianity)...Udzai Pineapple head avo
😂😂😂😂😂😂😂Unorwara ndati believe muchivanhu mako imimi
@TeoFlexxy I don't believe I know
@ zviriko king chii chamakaona muchivanhu chakaipa
@TeoFlexxy kune chokwadi
@@MarshalT.Mutizira cool then brotherman say no more