Tirikuenda kumusha,but kaendero.😂😂😂.Denga harisi refugee camp.Evangelist Muparinga.

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 24 ต.ค. 2024
  • Hanzi kaendero kana nyaya.
    Takauya tisina,tinodzoka kumusha kudenga tisina hongu.
    Asi semutendi siyawo legacy.Ita zvakanaka nguva dzese.
    Ita zvinhu zvinofamba.
    Torwa Nashe vasiyawo zvinobatika.zvekuti unoramba uchirangarirwa.
    Kwete kuti kana vaenda vanhu vanofara.
    Nhasi vakanzi vaenda iwe unopinda here denga?
    Zvibvunze vega.

ความคิดเห็น • 64