Isaiah 46:9-11 New Living Translation 9 Remember the things I have done in the past. For I alone am God! I am God, and there is none like me. 10 Only I can tell you the future before it even happens. Everything I plan will come to pass, for I do whatever I wish. 11 I will call a swift bird of prey from the east- a leader from a distant land to come and do my bidding. I have said what I would do, and I will do it.
I just wish to have you mhamha Moyo on our wedding... please mom honor me .....your songs make me see things differently when ever I loose hope with life...
What a powerful worship... Nguva zhinji tinoudza Mwari nhamo dzedu at the expense of worshipping Him. Kungomuudza Mwari hukuru hwake, kurumidza mabasa ake anoita matiri
amen hama neshamwari munashe wedu kristu jesu tisakanganwe shoko remweya nderazvokwadi rakapupurwa nezvapupu zviviri kuti zvamunomuona acipinda mumakore acienda nenzira imwe cete anodzoka kristu but now full of glory and mighty
He will remain faithful..Nomatter wat he will remain faithful
Amen
Amen
He is YAHWEH
Amen
Things are not well i hope i will testify one day
Wamuri kuona achipinda mumakore nenzira imwe chete iyoyo ,ndiyo zvakare yaachadzoka nayo asingashanduke achingoramba ari Mwari
Amai vangu hamuimbe mega asi munoimbiswa nedenga🔥🔥🔥 munoshumiriswa nedenga mum 🙌🙌
Jesus Christ, the same yesterday, and today and for ever Hebrews 13:8
Anoramba ari Mwari kunyange zviome sei
Your songs are powerful ummmm I'm coming ne seed
Isaiah 46:9-11
New Living Translation
9 Remember the things I have done in the past.
For I alone am God!
I am God, and there is none like me.
10 Only I can tell you the future
before it even happens.
Everything I plan will come to pass,
for I do whatever I wish.
11 I will call a swift bird of prey from the east-
a leader from a distant land to come and do my bidding.
I have said what I would do,
and I will do it.
Umm powerful
Jesus Christ, the same yesterday, and today and forever more Hebrews 13:8
this women is a worshiper
Wow Wow the best of the best, it's you mummy 😍😍😘😘
Muhupenyu hwangu munoramba muri Mwari hamusanduke
Munoramba muri mwari hamushanduke
Mwari havachinje zvavaive zuro ,nhasi namangwana ndizvo zvavari nekusingaperi 🙏🙏
2 cor 12v9 minzwa irimo mandiri hamushanduki Mwari👌👌🙏🙏🙏
Eish this song inondifungisa nzvimbo yandisati ndambosvika inova nzvimbo tsvene isina kuchema asi mufaro usingazoperi nekusingaperi, Avemunzira kuuya mukuru wemazuva muridzi wenguva. Thank you mama Moyo voice renyu rinochemedza rinopa shungu nekuzvishora kuti sei ndichitadza neune
Tinotenda chose nemashoko ezvokwadi
Keep on going my dear sister
Ndanzwa kufara chose,I can't even explain the feeling,keep ti up.....
mmmmm wat a nice piece well done mai Dorcas Moyo
Ndiro voice rakaimbiswa na Mirriam mhiri kwe red sea tichipemberera kuparara kwehondo ya pharaoh ndaivapo
Kkkkk
Amen 🙏🏾
Paul anamanata hanzi bvisai minzwa....my grace is sufficient for you 2 cor 12v9
U hve always been my girl Dorcas
Thank you Liz
Amen munoramba muri mwari
Yasvika💃💃
Song inokomborera
Amen ..ndozvavari Mwari wedu ..Amen Amen
amen mufundisi
Haashandukeee mwariii zvesureee...mnondigonera mhmhaa Dorcas
Oh yes Nyasha dzakatiringana
Mwari weee Mwari weee Mwari weee.... Munoramba muri Mwari
Munoramba muri mwari 🙏
Ndaitombofunga kut zvinhu zvikaipa ndoti Mwari havako,bt now ndakuziya kut anoramba ari Mwari.paridzai Minister Dee
He remain a faithful God ...chero tikabva pamberi lake tinowana akatendeka ..haashanduke zuro nhas namangwana
Nyasha dzenyu dzangandiringana kuti simba renyu rizadziswe....🎤🎤🎤💃💃💃👌👌🥰🥰
Amen shuviro kumuonao paanodzoka haa Mwari havashanduke.His grace is sufficient muminzwa imomo mmmmm powerful
Vanoramba vari Mwari ....havashanduke🔥🔥🙏🙏🙏👌
Amen
Munoramba muri Mwari powerful
Dts my mom
Amen amen munoramba muriMwari
I just wish to have you mhamha Moyo on our wedding... please mom honor me .....your songs make me see things differently when ever I loose hope with life...
Amen Amen chokwadi Mwari hamushanduki
Amen!!!Hamushanduke munoramba muri Mwari.Ndasimudzirwa paTariro
uyo wamuri kuona achipinda mumakore nenzira imwe cete acadzoka .ndinokomborerwa hanku nemashoko aya
Munoramba muri Mwari 👏👏zvichirwadza hamushanduke
This song made me cry God is good I tell you.Thank you my daughter this is my song of the year.God bless you
He is Jehovah Elohim- the Living GOD-The Supreme God, The Mighty One
I love this God
Hebrews 13:8 Jesus Christ is the same yesterday today and forever...Glory be to God.
Sisi Docrcas , munondisvitsa pedyo na Mwari voice renyu rakazodzwa ,uye ndinoti Mwari wamasimba ose ngakusimudzirei zvizhinji..
Muramba muri Mwari Aĺleluya
halleluah amen achadzoka kristu jesu .......he remaim GOD PRAISE BE UNTO HIM WHO IS FAITHFUL
Ameen Vanoramba vari Mwari zuro nhasi mangwana nekusingaperi 🙏🙏
Akanga aripo , uye acharamba ari Mwari
Zvichirema vanoramba vari Mwari
Kana Jesu akanz akudzoka nhasi ini ndopinda denga cz I feel kut marara akabviswa muhupenyu hwangu
Munoramba muri mwari that's all I can say Jesus
Just found myself praying 🙏🙏
Amen
My song of the week only song playing my Playlist for more than a week
Amen..munoramba muri Mwari..hamushanduke
Mwari vasingashanduke. AMEN
Unondigonera munhu iwe
Makorokoto panoti ma views apa ummmm,munodiwa mhama vedu
Maraki 3:6
6“Ini Jehovha handishanduki. Saka imi, rudzi rwaJakobho, hamuna kuparadzwa
Chokwadi vanoramba variMwari in my situation thank you woman of God
God bless you, Dorcas moyo ,munondigonera chaizvo
Isaya 46 vs 9-11
9 Rangarirai zvinhu zvakare, zviya zvekare kare;
ndini Mwari, uye hakuna mumwe;
ndini Mwari, hakuna akafanana neni.
10 Ndinozivisa magumo kubva pakutanga,
kubva panguva yekare kare, izvo zvichiri kuuya.
Ndinoti: Zvandakaronga zvichaitika,
uye ndichaita zvose zvandinoda.
11 Kubva kumabvazuva ndinodana gondo;
kubva kunyika iri kure kure ndinodana munhu achazadzisa kuda kwangu.
Zvandakareva ndichaita kuti zviitike;
zvandakaronga, ndichazviita.
Powerful word
@@melodytom4437 Amen
Haaà this is a masterpiece may God continue blessing you with wisdom and knowledge
U never disappoint us mom.Moyo👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏❤❤❤❤❤u never change my Lord u remain the same
Munoramba muri Mwari Amen thank mum feeling blessed
This is extra hot🔥🔥🔥🔥🔥
I really like her songs though language barrier........ Buy with God nothing impossible 🙏🙏 thank mama Dorcas your fan from Zambia
He is the unchangeable changer of human beings
Oooh yes..Ummm ndachema hangu.This song is too much,
@@nonoetanakajunior9797 Inobata mweya chaiwo
Amen to that in all situations
Chokwadi munoramba muri Mwari nyangwe tikambobva pamuri tongowana muri Mwari.... Kudzwai Jesu and thank you Mum Dorcas for such a great message
Woow woow 💃💃💃
Amen amen 🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽
Amen amen muramba muri mwari
yesss munoramba muri Mwari ,,,,l failed to hold my tears this is powerfull Minister D Moyo
He is not a man that He can repent Numbers 23v19 welldone minister Dorcas Moyo 👌🤲🥰
thus our lord is not a man ndimwari pauzima
Hallelujah to our God...thank you woG for such an annoiting 🤲🥰🥰
Our God does not change..He is the same yesterday, today and forever
Hamushanduki Mwari
Mwari kudzwai
Am so uplifted
Yes mama He is God of yesterday ,today and tomorrow....forever faithfull.
Gospel Musician of the moment Amai Dorcas Moyo. Be Blessed mama.........Mwari hamushanduke munoramba muri Mwari 🙏🙏🙏
Vanoramba vari Mwari for sure!!!perfect song dropped on my birthday thank you MINISTER
am in love with your music mama moyo rambai muchishandiswa its on repeat all day long
Munoramba muri Mwari....I am blessed...thank you woman of God. Mwari ari kukushandisai mama Moyo
Amen my best song Thank u my sister Dorcas Moyo may God continued to bless u
🙏🙏same God yesterday..today and forever🙏🙏..
Amen
Keep it up . He will never change
powerful.thank u Lord.indeed havashanduke Mwari ava
Wonderful tune mama Moyo👌👌👌👌🔥🔥❤
You always bless me Mom... You are the best and am blessed to have lived this far to listen to your music... God Multiply your blessings.
Am blessed eish,munoramba muri mwari
Eish I feel fire shut up n ma bones,this is powerful worship
Ooooh yes, munoramba muri Mwari
What a powerful worship... Nguva zhinji tinoudza Mwari nhamo dzedu at the expense of worshipping Him. Kungomuudza Mwari hukuru hwake, kurumidza mabasa ake anoita matiri
Amen and Amen 🙏
All i can say is AMEN
Yes vanoramba vari Mwari, he is the same yesterday, today and forevermore, keep on keeping on my sister, i love DM Music 🔥
2 Timothy 2:13 If we are faithless, He remains faithful, for He cannot deny Himself
amen hama neshamwari munashe wedu kristu jesu tisakanganwe shoko remweya nderazvokwadi rakapupurwa nezvapupu zviviri kuti zvamunomuona acipinda mumakore acienda nenzira imwe cete anodzoka kristu but now full of glory and mighty
Yes yes yes chokwadi, tears are running down my cheeks, manyaradza moyo wangu shuwa🙏🙏🙏
Waaal
Amen. He is God nomatter what😭😭😭😭😭
Amen Amen
Dorca_Dorca.......🥰🥰🥰🥰🥰🥰
May God the creator of heavens and earth keep on using you
Uyo wamuri kuona achipinda mumakore, nenzira imwe chete achadzoka. POWERFUL
Your songs are always a melody to my soul