ไม่สามารถเล่นวิดีโอนี้
ขออภัยในความไม่สะดวก

REGINA JANE - MWARI WA PASTOR PRT 2 (OFFICIAL VIDEO)

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 15 พ.ค. 2017
  • REGINA JANE - MWARI WA PASTOR PRT 2

ความคิดเห็น • 65

  • @kenkibui3993
    @kenkibui3993 3 ปีที่แล้ว +1

    hapa ndipo.. gathee wanjeri mekuraya matininaga nyota. pita na pasii kesi badaye

  • @coulibalysiaka6162
    @coulibalysiaka6162 5 ปีที่แล้ว +3

    Kacou62 :1. Tichitaura pamusoro pekusakanganisa, ndakati chinofanira kuonekwa sechisimbiso, mupfungwa dzechidhindo: zvinoreva kuti muporofita asati apinda pabasa, Mwari vanoisa munembo paari, Vanonyora paari: " kusakanganisa". Zvoreva kuti chero chaachaita kana kutaura, haakanganisi. Uye Mwari vanobvumidza zvinhu kupatsanura shawi kubva kugorosi asi izvi hazvikanganisi kusakanganisa kwemuporofita uyu. Munoona ? Ndizvozvo, ndosaka Bhaibheri risingatauri hupenyu hwemuporofita nhume. Bhaibheri rinoti mambo ngana kana ngana akaita zvakaipa kana zvakanaka mumaziso aJehovha asi umwe angati muporofita nhume havana kufamba zvakanaka pamberi paMwari seyi? Munoona?
    2. ... Umwe munhu akandibvunza kuti tinofanira kumirira here Shoko remutariri weChina. Handizivi asi zvitakurei mumusoro menyu kuti kana Ishe vakanonoka, makore manomwe haapfuure shure kwangu kuti pave neumwe muporofita nhume panyika. Kukwaniswa kunodanidzira izvi.
    3. Pakurira kwejongwe, apo vana vaIshmael vachasimuka vakawanda vachipinda munezve chiKirisitu semaporofita kana vatumwa va Mwari, izvi ndizvo zvinhu zvicharatidza chechokwadi. Kuwedzera, apo pandakaparidza pamusoro pe chakavanzika chokusakanganisa, vanhu vazhinji vakati, "Oh! muporofita uchaita izvi kana izvo!". Vamwevo vakati, "Oh! Ari kugadzirira nzira yeumwe arikuuya shure kwake nokuti maMoziremu vane vakadzi vakawanda". Zivai kuti handizivi chinhu sezvamakangoita imwi. Mwari chete ndovanoziva! [Mup: ungano inoti, "Ameni!"].
    6. [Mup: Hama Phillipe anoverenga Mabasa 9:1-5: "Asi Sauro, achifemereka neshungu dzekutambudza nekuuraya vadzidzi vaIshe, akauya kumupurisita mukuru akakumbira tsamba dzekuyenda ku Damasikasi, kumasinagogi, kuitira kuti akawana umwe wenzira iyi, vose vakadzi nevarume, agovaunza vakasungwa kuJerusarema. Asi aripakufamba, zvakaitika kuti ave pedyo neDamasikasi; ipapo chiyedza chakamukomberedza chichibva kuDenga, uye akawira pasi akanzwa izwi richiti kwaari, Sauro, Sauro, ko unonditambudzireyiko? Iye akati, Ndimwi aniko, Ishe?"]
    7. Munoona? Pauro anoti kuchiyedza, " Ndimwi aniko, Ishe?" Uku ndiko Kutanga kwechiKirisitu uye hakungasiyani neKutanga kwechiJudha. Moses kune rumwe rutivi! Pauro kurutivi rwekuno! Ngirozi yeGwenzi Remhinzwa raipfuta aiva Mwari Pachavo uye kurutivi rwekuno, Ngirozi yepanzira yekuDamasikasi aiva Ishe Jesu Kirisitu, Mwari Pachavo. Munoona?

  • @kacoumonpere585
    @kacoumonpere585 5 ปีที่แล้ว +2

    Prophet Messenger Kacou Philippe:
    10. Mharidzo iyi inoti Iziramu, chiKirisitu uye chiJudha mweya mitatu yematatya emuna Zvakazarurwa 16:13. Zvinamato izvi zvitatu zvinozviti ndezvaAbraham. Zvinamato izvi zvitatu zvinotenda muna Moses. Zvinamato izvi zvitatu hazvitendi muvaporofita vapenyu asi chimwe nechimwe chinozviti ndechemuporofita wachisingazivi. Chimwe nechimwe chine bhuku dzvene racho. Uye zvose zviri zvitatu zvakamirira Messiah. Ndizvo mweya mitatu yematatya yemuna Zvakazarurwa 16:13. Mharidzo iyi inoti aya ndiwo madhimoni mamwechete akamutsa vana Elvis Presley, Bob Marley, James Brown, Madonna, Papa Wemba akamutsa, nhasi uno, mapoka evaimbi vechiKirisitu nevaimbi vakaita sa Tabitha Lemaire, Don Moen, Exo Eclats, Yolanda Adams naCeline Dion…

  • @janewanjiruwanjiru8402
    @janewanjiruwanjiru8402 5 ปีที่แล้ว +5

    😂😂😂😂😂😂nice one kunaswa nayo...kieleweke,wamlambez....part 3prt please

  • @njeriwanjiru
    @njeriwanjiru 3 ปีที่แล้ว +1

    Shiana shiakwa nishiedanire njike atya nii!

  • @puritygeorges3362
    @puritygeorges3362 3 ปีที่แล้ว +2

    Uuuuuuuiiiiii, kiheti kimeumana, nigutee. 😜

  • @christopherwangai4974
    @christopherwangai4974 4 ปีที่แล้ว +1

    Wendo na miaka ni indo igiri tofauti..../gathee pita na mtu mature

  • @jemimaahemin7971
    @jemimaahemin7971 5 ปีที่แล้ว +2

    7. Hapana chitendero chiri pedyo naMwari kupfuura chimwe. Nzira yeruponeso ndiye muporofita mupenyu. Uye munhu angave sei mukuda kwaMwari asina muporofita mupenyu? Mwari akandiudza musi waKubvumbi 24, 1993: "Uyo anotenda kwaamuri achauya kumvura yebhapatidzo. Inofanirwa kuva mvura chaiyo panenge pane hove. Uchamutaridza kumabvazuva womubhabhatidza nezita raJesu Kristu mukudzorerwa kwakapetwa. Urwu ndirwo ruchava rubhabhatidzwo rwenguva yako. "Uye imi maJuda, makiristu, maMuslim, maBuddha nemaHindu, makamboitawo here rubhabhatidzo rwenyu rwakadaro kubva musi waKubvumbi 24, 1993.

  • @valuruvlogs9092
    @valuruvlogs9092 6 ปีที่แล้ว +7

    The creativity😘 uko sawa😂😂😂
    We all expected ni daughter yake atapeana reply😂😂😂

  • @susanshyro1929
    @susanshyro1929 ปีที่แล้ว

    Waow daughter now

  • @kithinjinjue9028
    @kithinjinjue9028 3 ปีที่แล้ว

    Yaani huyu sister ya Gathee.....wa Njeri🖒🖒🖒👏👏👏👏

  • @alicenjerigithinji8951
    @alicenjerigithinji8951 2 ปีที่แล้ว +1

    😂😂😂😂😂 hii nimeona leo😆😆 soo nice

  • @angelinamercyful7217
    @angelinamercyful7217 3 ปีที่แล้ว

    Iyo imeweza teacher

  • @reginajane1557
    @reginajane1557  6 ปีที่แล้ว +9

    Thanks but poleni.Mmenaswa!

  • @josephwairimu6222
    @josephwairimu6222 2 ปีที่แล้ว

    Erokamano

  • @peterwanja3848
    @peterwanja3848 5 ปีที่แล้ว +1

    Wira mwega gathee wa Njeri,prt1 and Prt 2,,part 3plzz gathee, hehe

  • @mercymuthoni48
    @mercymuthoni48 4 ปีที่แล้ว +3

    Gathee wanjeri vitu kwa ground ni different

  • @kotchisheila3824
    @kotchisheila3824 5 ปีที่แล้ว

    33. Kubva kuzvizvarwa nezvizvarwa, Chokwadi chaive chiripo nemuporofita mutumwa mupenyu mumwechete pasi pano. Ndiye iye mumwe ane chizaruro cheHumambo; Iye ndiye uyo anova nzira, chokwadi uye hupenyu munguva yake. Uye kana mukazarura Bhaibheri, munoona Isaya, Jeremia, Amosi, Ezekieri, nezvakadaro. Ivo mazita evaporofita. Chokwadi, chinongova nemuporofita mutumwa, uye kwete mukereke. Asi iwe uri kuitei naizvozvo neBhaibheri iri mumaoko ako? Kana zvisina kudaro, kuenda kwaunoita kukereke ndekweruponeso here? Uye zvakadaro, kana Mwari achiponesa muBaptisti, muPentekositi, nhengo yekereke yemumamishinari kana kereke yavanamwari, Anogona sei kupa mhosva vaFarisi, Judhasi naKaini?
    36. Handiparidzi fungidziro kwamuri asi ini ndiri kutaura kwamuri muZita raShe Jesu Kirisitu musimba rechiratidzo chemusiwa April 24, 1993. SezvaJeremia 28, muna 1 Madzimambo 22, ndakapiwa kuona kutonga kwaMwari uye kuzvitaura. Musarega kereke, musarega munhu, chero ari ani zvake, achikunyengerai!

  • @rachelmike4615
    @rachelmike4615 6 ปีที่แล้ว

    Kafa kwiyari miaka ni number hapo sawa nice 1

  • @janewanguikiarie4457
    @janewanguikiarie4457 5 ปีที่แล้ว +1

    Gathee wa Njeri negucokia de mwari wa PST

  • @kioimedia254
    @kioimedia254 ปีที่แล้ว

    Well composed ... We Can't afford to wait for the daughter's to reply

  • @petersongichina3196
    @petersongichina3196 3 ปีที่แล้ว +1

    Great song Sir

  • @blessednjoki5450
    @blessednjoki5450 5 หลายเดือนก่อน

    ❤❤❤❤

  • @henoczoundi2986
    @henoczoundi2986 5 ปีที่แล้ว

    1. Evhangeri yeHumambo hweKudenga nguva dzose inobva kudenga kuburikidza nengirozi asi kune imwe evhangeri inobva mugomba risina chigadziko kuburikidza nechikoro chehufundisi chehumwari nokuti Mwari vanogutsa mwoyo apo dhiabhorosi anozadza musoro. Yeuka kuti musi waApril 24, 1993, mutinhimira weIzwi rake wakauya mukati mangu uye ndakawira pasi sekunge ndafa. Waonaka? Ndidhiyabhorosi uyo akaita kuti chikoro chehufundisi chivepo. Nokuti, kana ndikatumira mumwe munhu kundodana mudzimai wangu uyo ari parwendo kuenda kumusha, izvi hazvidi kuti mutumwa apiwe chero murairo kubva kuna ani zvake. Ndini ndoga ini ndinofanira kumuudza zvokundotaura kana kuudza mudzimai wangu uye ini ndinoziva kuti iye achamutenda. [Mup: Ungano inoti, "Ameni!"].

  • @maryshiru3109
    @maryshiru3109 3 ปีที่แล้ว

    iko chonjo

  • @peterkamau651
    @peterkamau651 5 ปีที่แล้ว +1

    I love ua songs keep it up

  • @monicakiarii7769
    @monicakiarii7769 2 ปีที่แล้ว

    Am proud of you teacher

  • @entrypass6705
    @entrypass6705 6 ปีที่แล้ว

    nilijuwa to lazma katiba itabadilishwa hapa.. gathee witu.. ukurora naku?#part3 waiting

  • @petersonedward3218
    @petersonedward3218 6 ปีที่แล้ว +1

    nice song keep it up ..guys

  • @marynjoki2956
    @marynjoki2956 6 ปีที่แล้ว

    Uuuuii thitima....good work guys...waiting prt3 plzzz

  • @estheralbrechtsen8999
    @estheralbrechtsen8999 5 ปีที่แล้ว +2

    Waiting for part 3 .2019

  • @kamaafundioriginal9172
    @kamaafundioriginal9172 4 ปีที่แล้ว

    Kabisa

  • @johnmwangi4682
    @johnmwangi4682 3 ปีที่แล้ว

    Haiya 2021 love the song 😍😍😍

  • @onesmusmbugua1868
    @onesmusmbugua1868 6 ปีที่แล้ว +2

    Hahaha.. pastor requesting for the love.. nowadays Mambo huhapen

  • @davidmwiti9420
    @davidmwiti9420 3 ปีที่แล้ว

    I like this

  • @josphinewanjohi1918
    @josphinewanjohi1918 6 ปีที่แล้ว

    hahaaaaaaa pastor....NYC one

  • @purityfelista1344
    @purityfelista1344 6 ปีที่แล้ว

    Uuuuuuuuuuuuuuuuuuuiiiiiii yaga thoko

  • @greatme30
    @greatme30 5 ปีที่แล้ว +1

    Ghai atii??????🙆🙆🙆 dunia imeharibika

  • @nelsonmuhia6729
    @nelsonmuhia6729 6 ปีที่แล้ว +1

    Part 3? I like the literature

  • @harry1573
    @harry1573 2 ปีที่แล้ว

    Let's subscribe to her TH-cam channel

  • @jerusanjeru339
    @jerusanjeru339 4 ปีที่แล้ว

    Hahaha Kali sana

  • @githigawagithiga4043
    @githigawagithiga4043 5 ปีที่แล้ว

    Gathee kuisha kumurikuo

  • @kihiuwanjira6921
    @kihiuwanjira6921 5 ปีที่แล้ว +1

    Gwathoka oremwe...hehehehe

  • @jeremiahmacharia4575
    @jeremiahmacharia4575 6 ปีที่แล้ว

    hau wina njiko igiri chiganainie makara...moto sana.

  • @wambuibwaweru6920
    @wambuibwaweru6920 5 ปีที่แล้ว +1

    prt 3, ni twetereire tuigue mwari wa pastor ekuga atia
    ama gathee wa njeri ujibu tujue Kama uliitikia pastor

  • @KAMLEXHMARTINOFFICIAL
    @KAMLEXHMARTINOFFICIAL 2 ปีที่แล้ว +1

    Good music

  • @cecilianjeri2109
    @cecilianjeri2109 6 ปีที่แล้ว

    Gathee witu nikiiye fiu..b creative apa

  • @valuruvlogs9092
    @valuruvlogs9092 6 ปีที่แล้ว

    Iko sawa❤

  • @njerimesh8651
    @njerimesh8651 3 ปีที่แล้ว +1

    Kwa ground mambo ni different 🤣🤣🤣

  • @janemathenge3004
    @janemathenge3004 5 ปีที่แล้ว

    Hehehe haha baba wina ngombe na kamukua kanyo..

  • @christopherwangai4974
    @christopherwangai4974 4 ปีที่แล้ว

    Part 3 iko wapi tujue kama kijana aliingia box ya Regina

  • @peterkabubi1734
    @peterkabubi1734 3 ปีที่แล้ว +1

    I love the song and the creativity

  • @wilfredmuigai6717
    @wilfredmuigai6717 2 ปีที่แล้ว +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 aki upando wa siku hizi aki 🤦🤦🤦🤦

  • @naomikamau777
    @naomikamau777 3 ปีที่แล้ว

    Wa njeri... Kwani iko nini pita na vitu brathy

  • @justgrace3455
    @justgrace3455 5 ปีที่แล้ว

    Fire

  • @naomirahmah5507
    @naomirahmah5507 7 ปีที่แล้ว +2

    hahahaaaa... mundu wa Ngai ny kwiyaria

  • @davidbrown484
    @davidbrown484 4 ปีที่แล้ว

    Pastor has fallen. But atlist the daughter should reply

  • @kouameerickonan3219
    @kouameerickonan3219 5 ปีที่แล้ว

    6. Zvino kana kereke yaita mapepa yagamuchira mvumo kubva kunyika hakusi kuzviisa Pasi chete asi chave chirwirangwe. Zvinoita seAmerika neHingirandi. Zvave seSiria ichinyorerana chibvumirano neIraki kubatsirana kana varwiswa neIsiraeri. Munoona?

  • @njerinjuguna9767
    @njerinjuguna9767 4 ปีที่แล้ว

    😂😂😂nice one

  • @sweetkim7051
    @sweetkim7051 6 ปีที่แล้ว

    Alafu utatoka kanisa au😆😆😆😆

  • @janewanguikiarie4457
    @janewanguikiarie4457 5 ปีที่แล้ว

    Gathee wa njeri haha ukuria guku na gacui kwisha maneno

  • @hellenwanja6745
    @hellenwanja6745 3 ปีที่แล้ว

    😅😅😅😅

  • @beatricejoe7245
    @beatricejoe7245 6 ปีที่แล้ว

    Hahahahahaha....