Zvivindi Zvekudzidzisa Mukadzi Kumwa Doro Unozviwanepi?? Chiona Nhasi Wakupinda Busy kkkkkk
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 31 พ.ค. 2024
- #makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder #jahprayzah #fyi #viral
- บันเทิง
The voice says it all vakuru vakushapira kkkk pitbull
DNA also needed apo and thank me later😊
Kkkk ama 2000 wife material inopfeka kachoti kakaonekwa namambo ,kabhuyukwa. Voice retumbwa makhoti usadero iwe tidzikamire.
Mukadzi uyu haana hunhu mwana mudiki asi chihure chamupinda
Apa mataura chokwadi chihure chamupinda
Voice rechapomba marinzwa here makhoti mudhara
Mambo ,madzishe ,maheadman ,madzisabhuku pliz don't allow any one anouya akasunga mucheka muchena pliz hatichadi
Vakadzi vemadhuku vanotinyadzisa yhoo
Zvinodzikisira ma postori
Ufunge hko 😢😢
Zigo maadverts ako akubhowa
Ko dhuku Jena mumusoro. Makuchipisa chipositori chihure chanyanya
Vakato chipisa kare chihure too much kuma sowe shame on them kuroya zvese
Mambo ndinongokufarirayi zvekudaro. Munoyedza kuseka zvenyu nekunzwisisa tuvana utwu haaa yaaas
Hapana muroora apo I bishu iro
Saka togarira maadverts aZigo haiwa rega tiende
Sure zvanyanya zve ma adverts e zigo
Mmm hwahwa ngausvuurwe mambo zororo kudenga
Vanhu vezvidhuku zvichena munemashavi echihure vese varikuhura ndeve zvidhuku zvichena
😂😂😂
Iwe unorwara nekunyepa iwe
Kkkkkk
Shuwa nekubleacher vanokuda zvekurevesa
Kkk haaa iwe 😂uri
Mai ava ratova bhawa ranger. Voice rakato kanganisika nekunwa doro.
Ratova remasese zvaro! Kkkk
Mkdzi atori right coz murume anonynga vanopfka tumashort wani regai madzimai vapfeke zvavada 😂😂😂 hndti hamuchengte ska siiwaii😂😂😂
Kana iriyo nyaya yacho yekutevedzera kana uri slender ndinotsvaka zidura regadzi ndoti tevedzera 😂😂😂😂😂😂😂😂
@@wisemantumbure8714 🤣🤣🤣 ndngoita zvinoenderana nobody ynku 🤣
Nevanakoma vedu kuzungaira kunge vakadyiswa
Sondo mukadzi ari kuMvurwi achiitei
😂😂😂😂 hoooyoo but alcohol is not bad kana partner yako ichikubvumidza chakaipa kuenda kubhawa chete kkkkkkkkkkkk
Kanoda shamhu kakadzi aka kapfambi sukaaaaa
Haaa mambo mune bsa sure vakadzi ngatidzikameyi kna mapinda mudzimba ummm muriktnyadzisa.vamwe tirkutoda dzimba dzamurikutamba nadzo idzi
"Ndandakabata kahunters"😂
Iwe murume wataura kuti mwana akaberekwa ne 7 months "DNA"you won't go wrong!
I like this girl. She refused to be bullied into admission of bullshit by a bunch of patriarchal fools who were trying to run away from the husband’s true agenda of marrying another woman
Makoti haikona kudaro😂😂😂😂😂ama 2000 mambo vasarenda
Dhuku jena ranetsa kumatare vari kuvhura hombe chaiko ahh 🙌🙌🙌🙌
zigo unonyanya kuisa maadvert ako,at the same time the story line continues on the back ground. chinjai maitiro.
Akula mfazi laa
Good mambo l like it when you laugh at this drama and you always try to help this confused generation 😅
Itai mwana ma DNA ,mai ibishu
Mambo vaseka
Mupei Nyamaropa vanoita right mwanasikana uyu
Madzimai echipostori chii nemi chaizvo kana mwana ngaende kumaDNA naye varume makaita sei chaizvo mkadzi wako anonogara sei naamwene vake achivati vanonyepa
Inonzi bhamshort dakorinenge rakarembera. Plus akutoda zvechihure hakeuyo and zvemba ahasikumbozvida zvachose kutorasorana nguva kukuita vana avo
Imba iyi ine nharo ukaona mkadzi anorsara hunhu pachaunga kuzoti muri 2
Haaa kubatwa naMambo uchinwa hwahwa here havasi kuteerera ma2k kutodarikwa nema90s shuwa imba yakakosha kudarika hwahwa
Kamwana hakana hunhu ako murume uyu chii naye chaizvo ngaasuye nzenza iende iyo haaa kudzokerana hakusi fair anoti amwene vanonyepa aaa
MaCider arikurohwa zvawo mudzimba umu
Haasi kuda Imba uyo
Chidhakwa changu ndochida,yooh voice rechidhakwa haridi uine dhuku rekuchechi
Ama 2000 haaa munonyadzisa dzikamai kupfeka mashorts ndookudiii.kuonekwa namambo hr wakabata hwahwa
Chief imi mune nhamo nemahure aya shuwa nzvimbo yenyu yakaoma nechihure
Dai mambo .arambidza vakadzi vevanhu kupfeka zvimabhurugwa huye kunwa doro mudunhu mavo Vanhu vakadai ngavaripiswe .nokuti vanokanganisa humai
Zvimwe ndezvimwe guys, mukadzi anodhakwa haaite!!
Apana hapana zvemukadzi marara chaiwo, iwe mukomana hawuna kukwana, kutambisa nghva kugara ne benzi remukadziand also chihure chemukadzi shit mhani!!!¡.
Mwana uyu ahana hunhu uyo
Man'an'a kamukadzi ako
Mambo munebasa zvokwadi uu
Manje baba vohovuya vachida pfuma ipapa? Pamunhu, ataura oga mudare kuti anopinda mubhawa achinoita Competition nemahure / girlfriends dzemurume shuwa? Mahure ngatisiye aite zvechihure; kwete kubatira vanakomana tichiti unoda pfuma yekurodza hure rinozikamwa.
Ama 2000k haibodo mambo mkadzi zvima2k kkkk mabasa nezvidhukuzvewhite bhanaizvimisuri zvemapositoridangerous😂😂😢😢
Vanhu vemadhuku e white vanovhura huru
Dhuku ijira rotengeswa kwese kwese kana newe unogona kusungawo
Dhuku rakungosungwa chero nemunhu wese wese
Musikana ane mukonyo uyo kkkkk ndoda kunogarawo kuSHAMVA ini
Vakaita zvebarika ndovairida musamanikidze mwanasikana uyo kana asingade barika. Musamumbunyikidze.
Chiiko naama2k nhaimi😢😢😢
Nyaya dzemahure dzanetsa...kanokwirisa kambwa ako. Muchinda ngaachengete mwana asiyane nehure
haaa kwaChakonda kune nyaya uko
Zigo bvisa maAdvert timboona face dzacho
Kkkk vahosi vs small house
Mukadzi uyo inzenza , njapisi, pfambi, chidhakwa uye haachagoneki uyo
Kari stubborn hakagarike nako
Voice rakutoshoshomara nekunwa hwahwa
Ko munosungirei doek reku church nhai veduwe ummm zvkaoma
Mukadzi uyo ari kutonhuhwa hwahwa nepafoni pese siyana naye
Hunhu chaihwo kakadzi ako hakana
Kuudza amwene mudare kuti munonyepa
Kunwa hwahwa hakuna kuipa murume wake kana achimubvumidza haazo pindar mubhawa
Voice rechidhakwa iri mfana play safe
Anotadza nei mwana mucheche kuita henia mai vachiedzerwa kubhawa.
Camera man kubva watorawo mambo vachishaman'ayi uneshuva hr
Akachenama
Muroora uyu haana hunhu
Ka2k akaa kadiki bt chihure chakapinda
Mwana mudiki zveshuwa but hiii hunhu chaihwo haana
Ungabhadhare roora pakadai unenge uchipenga
Chimananaback toschool ama2k😂🎉😢😢
My ex used to ask me to smoke with him mbanje but ndakatoramba
Mese comment section munopenga kamukadzi ako kanotapira ahhhh❤
Mwana anotadza kurwara neyi iye achinwa mukaka unekqmbwa kaunonwa ikoko
Pane basa hombe
Voice rapera netubwa makhoti wedhuku Chena 😢
Inini ndinokaputisa
Mash Central hatina zera nayo
Idi apa ndokumba nda surrender wo ini hayi hayi😂😂
😂😂😂😂😂 unotonyara kt ndiko kwandobvs
😂😂😂 haaa toonesa
Chihure varikuwanza majoki
Kanoda mari kamukadzi aka
Zigo akutokanganisa nema adverts
Wana wawakahura haunyare
Mkadzi ipfambi iyo
Ndikudawo number dzemurume anemukadzi uyo ATI mai vake panorama hernia
ndinodziwana # dzake
Ngavasiye zvake bishu iri hariite
Kambwa kamwana aka kana kusa respecta vanwene
🤣🤣🤣🤣🤣
AMA 2K Hatina zera nawo 😂😂😂😂
Kkkkkkkk
Ndozviri kutsvagwa nevarume izvo
Ko kungoita zvema adverts chete nhai
Kahure siyana nako
Mwana uyu pane basa
Muridzi wemukadzi iii
Bhushu Bhushu
Ma 2ks 2000s tichamaguta
Haarohwe mkadz uyu
Kokuzopfeka dhuku rekuchurch
Dare rese rabva rati aaaaaaaaaa😂😂😂😂😂😂
Chipositori chemadoek machena chachipiswa ichi
Uuuuuuummm havasi vese vanodaro
@@megmungate9639 havasi vese vanodaro shuwa asi fact remains chachipiswa🤣🤣🤣🤣🤣
Chief Bushu uku vanhu wenyu vakunyanya kukudzikisirai nenhau dzechihure nevakadzi ngavaripe Chief kuda zvingaita zvishoma