Jamukoko to the world vanhu imi munogonesa shemu dai muchingobuda movie everyday Kkk nemasong amoisa pamamovie enyu anonakidza uye zvinoenderana welldone vanhu vangu❤❤
Well done well done jamukoko tange tichi varaidza zvakanyanya keep up the good work Mai Maka 🔨🔨dzenyu baba Maka Hati Taure munozvigonera guys Tete Shami munogona wena 🔨🔨🔨dzenyu
...thank you ,thank you ,thank you so much for the series, aiwa rainaka iri ....Mai Maka komborerwai nekutendeka kwenyu kunyangwe murume aive benzi hakee😂😂😂🎉🎉❤🎉❤🎉❤
Umm guys mudzimba makaoma ummm. Mai Maka enda zvako unozorora wakaedza nepese paunogona kuvakiridza imba yako asi ummm yanga iri horror chaiyo. Keep it up Jamukoko Media we are supporting on you, munobata chimuti makanyanya padzidziso.
Tete shamy avapererwe akomana😂😂😂😂 hanzi ndabva ku church mai maka ndovarikupedza vanhu😂😂😂😂😂😂 yooo🙌🙌 sando dzenyu tete shamy vanopedza masports kkkkkkkkk
Tete Shamie degree ramataura kut baMaka vakatorerwa naMai Maka munorizivira kupi? Kufamily kwenyu mose hamutozive zvemadegree....hanty Mai Makah vakabva vakadzidza kumba kwavo. Kwenyu mose makazungaira mawana muroora anoda kukusimudzirai, ane rudo, anovavarira uye anomira panorema nepanorwadza zvose hamuoni hamuna ndagona. Kupinda busy yekutsindora mwoyo wemuroora haaa bt musadaro kani So mochifara ka muroora aenda nemadegree ake, kuvhundusira kwenyu Tete Shamie kwakanyanya ko kuzitaura zvekwamusina kuswera. Jackson waizonyanya arrogance he hey. The rudeness in you to Mai Makah was too much every hour and every minute. Hee " Jekiseni ndotorida tozoregererea zvimwe topota tichijuta" Nhai baMaka mukadzi aita Chido chekut munamatewo bt mongokoshesa jekiseni aaaah . She tolerated you for too long bt it's now over she is tired. Mumba menyu hanty ndivo vaive neyese Mai Maka now aenda murungu nezvake zvose uchadyei, uchapfekei haaa pafunge muzotiudza kupart 2 kkkkkkkkk. Mai Makah good maenda zvenyu makamboshingirira bt zvaramba ndaitokunzirai tsitsi . You tolerate everthi mumarriage yenyu yaivava kunge munhu aaaaaaah sorry wena you love you hubby so much, you liked your marriage. Hapana chamakatadza bt ndimi maitadzirwa every time. Wish you all the best kumba kwenyu kwamaenda . Live free life you have your degree so there is no problem. Regai mazungairwa ayo ambosara oga 😂😂😂. JAMUKOKO MUNOITA ZVINONWISA MVURA❤❤❤❤
Haaa pakuda part two or maifanha henyu kuti one year later kkkkk timboona baba Maka vari vega ne hama dzavo kuti vaizoziva chokwadi here kuti ndi tete Shamy vakazviita 😅😅😅😅
Mai Maka I fell in love with your natural acting. That was wonderful. Baba Maka, Tete shami, muzukuru Jojola naatezvara, well done. More time😮😮😮😮
munogona team makazodii pabarika apa vanotsigirana neni isa like
Sure tirikurida
This has been my fav series yenyu. Thank you guys
Well done Jamukoko.. pls we want PART 2.. we want to see kuti baba maka vachagara sei vasina mai maka.. 😂😂😂😂
Jamukoko to the world vanhu imi munogonesa shemu dai muchingobuda movie everyday Kkk nemasong amoisa pamamovie enyu anonakidza uye zvinoenderana welldone vanhu vangu❤❤
Mai Maka is the best I know in Zim so far for me , very natural ❤
❤❤❤thnk you
Munondigonera henyu ,Mai makah mukadzi anehushingi paimba yake asi murume wacho haaaa Shem kkkk
Jj &mujetwa makaura uuuuuumm
Well done guys mai Maka ❤❤❤
Excellent storyline. You need an award you people. Each actor is good!
Well done guys I learned more thanks a lot mai maka baba maka tete shami and everyone
Ini Kungoona Baba Maka kutotanga kuseka ndisati ndatombonzwa zvavataura😂😂😂😂😂
Aiwa thumps you mai Maka wakagonesa. Please bring season 2
You u
Aiwa amai Maka apa wakachi master❤❤❤❤
🥰🥰🥰
Yhooo that was a good lesson to all men out their who want kuydzirwa zvekuita muma marriages awo ❤❤❤
Jamukoko to the world kkkkkkkkk shami haapindire pasina horror
Mai Maka you are one of the best I have ever seen
❤❤❤ thnk you dear
Shami taura kwawaswera iwe😢
Ichoooo proudly Zimbabwean
Mmmm but paFair apa mandirwadzisa nekurigurira munzira ...pliz guys dzosai 2
Jackson hamugoni mhayiweee Aaaayaas Anhuwoyeee 😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Well done well done jamukoko tange tichi varaidza zvakanyanya keep up the good work Mai Maka 🔨🔨dzenyu baba Maka Hati Taure munozvigonera guys Tete Shami munogona wena 🔨🔨🔨dzenyu
Baba Maka. Vanoda jekiseni shame 😂
Kurida kwacho kwakanyanya yoooh
Awww it’s sad to say goodbye you guys did an amazing job we hope there will be a season 2 but I speak for me I enjoyed every episode ❤
Maimakawelldonechokwadiikutoshinga ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Kusvika pakubatwa nemunyaviri here nekuda jekiseni Baba Maka kkkk❤❤
...thank you ,thank you ,thank you so much for the series, aiwa rainaka iri ....Mai Maka komborerwai nekutendeka kwenyu kunyangwe murume aive benzi hakee😂😂😂🎉🎉❤🎉❤🎉❤
Haaa baba ma1 chairwo...in love with Mai Maka
Nai Maka u are good Avtar love ❤
Moyeuka bako manaiwa bamaka mukadzi uyu akashingirira chaizvo
Chitipai hedu Marwadzo the pain tipedzise 😁😁
Mai Maka yeyeye ❤❤😂😂😂😂
Request session 2 plz tiitireiwo veduwe matisiya moyo yakarembera
Pana shamiso hapava kna nezvatete 😂😂😂
Jamukoko munogona henyu but pana baba Maka ka haaa makagonesa rambai makadaro 👏👏👏
Tete shami kaa mwari ave nemi😂
Hoyo thanks guys😂😂😂😂 jekson haana basa nemitsanyo anebasa nejekisen kkkkkkkkk zvinotendwa guys basa murikugona henyu mai maka vanogona kuecter ❤❤❤
Bonde nehusimbe ibhurugwa nebhandi kkkkkkk
Baba Maka havadi mutsanyo wejekiseni vanogumbuka shem 😂😂😂❤u guyz
Well-done guys🎉
Mai Maka mondigonera❤
😢😢kujuta Mwari nekuda kwejekiseni nhai baba Maka😢
Nice jamukoko mai mak wane hushingi😊
Tte shami vabudikira well come
Haa baba maka namai maka mogonesa sando kwamuri apa murume wenyu momuda stereki
😂😂😂Jekiseni soo haa shungu ye musha inoti bye. Anyways guys tinokudai😘
Pakuzotadza kubaya baba Maka jekiseni hamuwirirane 😂😂😂😂😂
Mai Maka ndakuregerera chidzoka❤❤❤
Thanks this good ❤ season 2 guys.
Chikwambo hachingoonekwi nyore Jekiseni kkkk
Haifanirwi kperera apazve Toda kuona KT chiiwambo chakazodii bamaka vakazorarama sei uye Mai Maka vari sei kmusha kwavo kwavakaenda
Makufanira kusangana ne magtom noe haa panobuda bomber mai maka to the fullest na tete muzukuru jojo 😅😅
Jakisen Uri chamboko chaicho Uno gonhgona mhani ❤
Baba Maka mave kusvota imi Mai maka chaunogarira chii tsve kuenda kumusha kwenyu
Well done guys ...love you
Keep on doing good job
Iyi haisi final muchaenderera zvenyu mberi ne season two bcz tete shamie vanofanira kuzopupura
Sin too guys you the best guys
Umm guys mudzimba makaoma ummm. Mai Maka enda zvako unozorora wakaedza nepese paunogona kuvakiridza imba yako asi ummm yanga iri horror chaiyo. Keep it up Jamukoko Media we are supporting on you, munobata chimuti makanyanya padzidziso.
Love u all ,tinoshuvira kuti murambe makabatana muchitigadzirira nhapi tapi pasave nekupesana.
Tete Shami nabaMaka imika😂
Guys munogona basa haa ndabvuma ❤❤
Baba Maka vnongofunga jekiseni bedzi😅😅😅❤you guy
Thank you guys munodadisa 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Shame anoda shamhu mukoma vako vanotorwa sei kubasa vasina chikoro 😂😂vakaramba kuenda kuchikoro
Kkkkkk degree nderenyu kkkk hanzi dofo iri shami usazodaro
😢😢😢munyaviri,madzikirira nekuda kwejekiseni😢😢😢
Mai maka na baba maka welldone
Wamunoti baba Maka uyuuu anodashamhu 😂😂😂😂
Shamiso moyo wako uuuuuummmmmm ziva kuti urimunhukadzi iwe
Tete shamy avapererwe akomana😂😂😂😂 hanzi ndabva ku church mai maka ndovarikupedza vanhu😂😂😂😂😂😂 yooo🙌🙌 sando dzenyu tete shamy vanopedza masports kkkkkkkkk
Tete Shamie degree ramataura kut baMaka vakatorerwa naMai Maka munorizivira kupi? Kufamily kwenyu mose hamutozive zvemadegree....hanty Mai Makah vakabva vakadzidza kumba kwavo. Kwenyu mose makazungaira mawana muroora anoda kukusimudzirai, ane rudo, anovavarira uye anomira panorema nepanorwadza zvose hamuoni hamuna ndagona. Kupinda busy yekutsindora mwoyo wemuroora haaa bt musadaro kani So mochifara ka muroora aenda nemadegree ake, kuvhundusira kwenyu Tete Shamie kwakanyanya ko kuzitaura zvekwamusina kuswera. Jackson waizonyanya arrogance he hey. The rudeness in you to Mai Makah was too much every hour and every minute. Hee " Jekiseni ndotorida tozoregererea zvimwe topota tichijuta" Nhai baMaka mukadzi aita Chido chekut munamatewo bt mongokoshesa jekiseni aaaah . She tolerated you for too long bt it's now over she is tired. Mumba menyu hanty ndivo vaive neyese Mai Maka now aenda murungu nezvake zvose uchadyei, uchapfekei haaa pafunge muzotiudza kupart 2 kkkkkkkkk. Mai Makah good maenda zvenyu makamboshingirira bt zvaramba ndaitokunzirai tsitsi . You tolerate everthi mumarriage yenyu yaivava kunge munhu aaaaaaah sorry wena you love you hubby so much, you liked your marriage. Hapana chamakatadza bt ndimi maitadzirwa every time. Wish you all the best kumba kwenyu kwamaenda . Live free life you have your degree so there is no problem. Regai mazungairwa ayo ambosara oga 😂😂😂. JAMUKOKO MUNOITA ZVINONWISA MVURA❤❤❤❤
ℕ𝕕𝕒𝕗𝕒𝕣𝕒 𝕜𝕦𝕠𝕟𝕒 𝕓𝕒𝕓𝕒 𝕞𝕒𝕜𝕒 𝕧𝕒𝕔𝕙𝕚𝕔𝕙𝕖𝕞𝕒
Aiwa continue guys
Jekisen bba mka kkkk❤❤
Handiuyi kumba kwenyu kunopisa shamiso 😂😂😂
Thanks Jamukoko well done ❤❤❤
Ngavaise yechi2 hazvingangooera zvakadai gyz
😢😢😢😢asi Shami uri mharadzi sure
Shamiso hanzi ndirimunhu wemadotikomu
Zve this year mai Maka ndovanechimuti
Baba Maka makuzoona kukosha kwechikorobho mai Maka vaenda.
Munogona hama dzangu toda part 2❤
Good maimaka wagona
Mai Maka maidai makayenda kare takawona kuti baba Maka vaizodii kkkk chitotipai season 2
Tete Shamie makanganwa kt makambobva kujere muchadzokera munogona guys
Haaaaaaa yapereiko veduwee 😊
😢😢😢😢mmmmmmm destiny yenyu yakatorwa baba Maka😂😂😂😂
Mai Maka chaka dealer mhuri yese kkkk
Shami ndakutadza ini kkk😂😂😂
Munyaviri aaaaa hupenyu uyu pareal zvikuitika mudzimba izvi
But well done guys 👏🏻👏🏻
Ummm Well done guys ...Eishhh zvino tichavaraidzwa nei 😢
Shamiso ndaona warakashwa namai maka😂
Toda season 2 apa unofanira ku suffer jekiseni 😂😂😂
Maipedzerei nhai veduwe😢😢😢😢
HAAAA TETE SHAMI MURIMBUDZI YEMUMHO
Ummm panotoda season 2 apa cz payapera panzira apa
Haaa pakuda part two or maifanha henyu kuti one year later kkkkk timboona baba Maka vari vega ne hama dzavo kuti vaizoziva chokwadi here kuti ndi tete Shamy vakazviita 😅😅😅😅
Munogona gyz baba namai maka muri kumberi
Nhaim song yekuti nhamo nhamo iyo yakaimbiwa Nani ndibatsireiwo ndoda kuitsvaga
Hasso King boys