ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Aaah uyu anogona uyuuuuVakamu tangira chete kuita famous
big up ngwere🔥🔥
Arts taken to another level dombo kana no dombo he's completely completing the arts industry by being peculiar in terms of art...
Tanzwa nekunzwa ma same lyrix
Ngwere Ngwere
haaaa vanhu vakupindz nemafeelings 🤣🤣Bhanditi rikuwundurwa vakurwadziwa🤣🔥🔥big up Silent killer vaudze tikutonzwavmafeelings ekilling,Rrrrrrrufuuu🔥
Ngwere ma1
Kkkk dai ndiri COVID handaimiswa ne zumbane
Ngwere Yemulonyeni hoooyo
Arikumberi uyo
Ngwreeeee
Ngwere yemulonyeni baba😹😹🔥🔥🔥
Haa uyu arikuda rehabilitation yakasimba
Yaeh saka kusiyana kwaNgwere naElder Shambare kwabva kwatoita vanhu muvenge killer zvekudaro here amana. Some of yu vakudisser killer masong ake achiri naElder maimupa sando dzake zvekudaro. After futi zvavakaitirana naCalaz mabva mamuvenga zvakaoma hazvo. Then kubva elder shambare pavakati ndamubuka coz of drugs mabva matanga kuona madrugs not music
haaa ukaona varikumudissa havas kuterera mngoma vakuterera mafeelings🔥🔥🤣🤣🤣Ngwere yakalodha BADNESS iyo haimisike
Ngwere vanogona guys
Hazviko
Dem dead
Hapana zviripo ndingatoterera beans idzodzi
Wadziteerera wani
Akaipa uyu
Big up my yut Monster 🔥🔥🔥🔥
Thank my elder from day1
Ngwere yemuloyeni😂😂😂
New fans dzangwere ndakunyarirai saka this song its new to you??
Ummm hazvizodeo munhumukuru ndokuita sei manji ikoko
ska wakatoisa diss hre apa baba usandiwudze kuty wanga wakatoperera pakuimba song iyi😂😂😂
Haivavo ngasiye dombo uyo haazera na calaz pamangoma ngaende kana tips ndovezera rke
Adi Mikee zumbani
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 chiii chakadaro asi
Dai ambomira kudzokorodza ma lyric akuimva ne same rym
Soljah Love was the last person to dhomoka on these type of beats ende nefodya idzodzo he got honoured
Wakurasika kutaura kasi unoroja er
@@SeanCassper-jp4nq ehe saka
This is rubbish music. Ndikasangana naye mface uyu ndikumurova mbama
😂😂😂😂😂😂😂😂
Usarwadziwe ne ngwere😂😂
Uchimukwanisa her wakatadza kumisa diki mudiki diki
Aaah uyu anogona uyuuuu
Vakamu tangira chete kuita famous