ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Amen ndidzo hama dzangu shuwa dzinondinyeya ndisipo idi munondigonera henyu ❤❤
I love ❤️ this song pastor God bless you 🙏
Inlove with yor songs munhu waMwari ,the voice is purified🎉🎉🎉🎉
Pastor makadini nekunamata musandisiyawo pamunonyengetere ndiri pajoni apa hapana chiri kufamba.love your songs
Never give up shinga zvichaita Mwari ndewemunhu wese uye chimwe nechimwe chine nguva yacho
Yess with God nothing is impossible. Ndinokurangarira mu prayer hama yengu. Bless you
Ndiri kusuka ndiro dzemurungu haaa ndakudenga rechigumi chairo kuropafadzwa chaiko nhamo yese yatiza murikutiira zvikuru bba musadzokera Kuma Shure ❤❤❤❤❤❤❤❤
Powerful song
Chipostori chiya chadirwa sugar. Chonaka zvino. Thanks pastor N.Matende. A new brand of music with a sweet taste. ❤❤
Nziyo dzenyu dzinondikomborera keep on doing good pastor.
It's better off to trust in the load, than to trust in people nekhut mhunu Hanna chakanaka batunghamili.jabulani from Zambia
Hama dzinobaya and gamuchirai kupona songs is hot 🔥🔥🔥 🔥🔥🔥🔥 kubvira chaiko....tinotenda Jehovha nekupuhwa wakaita semi pastor .....munechipo
Makorokoto nekubura manew songs .....anokomborera zvakanyanya .....
Pastor manyama 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🙏
Ini ndaakutogona kuimba masongs aPastor Matende kuvapfuura... Ilike his music
Smart munochena Pastor
Wow what a beautiful song thank you @pastor n. matende for such a ministration
Amen Pastor, tinotenda nehushumiri hwenyu
Amen varipo vasingatendi hama dzinobaya ❤❤
Amen ....ndidzo hama dzangu dzinobaya💔💔
my favorite gospel artist 😊
Amen mudzidzi wangu shoko ngarivambe
Amen end emn nice pastor well greatest
i need to follow you for more
Oh thank you so much
Amen pastor,Mwari wekudenga ngava kupfudzei mberi ,,, type mnje tajaira gamuchirai kupona
That's Great song let's keep on spread good news of The Lord
Ndakanzwa Inzwi macharamba muchipisa pfuurirai mberi kkk
Mweyaautsvene waBabaa ndovimba newe!!Amen
Pfuurirai mberi mambooo wangu
Zvakaropafadzwa tinotenda munanzi uyu.
Mashoko makukutu munziyo🎉🎉🎉🎉🎉🎉
My best singer
baba mondigonera mhani
May God bless you ❤
Amen ❤❤❤❤❤❤ and amen 💖💖💖
Very true pastor 🤞
Pastor ndokutevererai Music yenyu ndeyekwaMwari inechokwadi ndakada kurohwa ndairidza pamaface angu kkkkkkkkk. God bless y
Oh yessss kkkk
ini ndichitomuka straight pano pachanel yekuropafadzwa
Pavanotaura nezvangu Ndovimba newe
Masongs enyu anokomborera God bless you
Vakanaka Mwari ava
Amen 🙏 🙏 🙏 🙏
Nice melody
Amen Amen mweya mutsvene wamwari ndovimba newe
Amen 🙏🏾
Voice zvaro munaro
Amen 🙏
Amen❤
amen amen
Amen
Truely
Kule makanyanya
Mzaya
Amen 🙏 ❤❤❤❤
Amen ❤❤❤
Amen 🙏🙏
Amen ❤❤