AIMUBATA BATA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 23
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 7 ก.ย. 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 12 Episode 23 GOMBAKOMBA, MUTARE
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our TH-cam Channel: th-cam.com/users/ch....
The parties are well mannered and showed a lot of maturity
Mai vanovaka ava❤ munotendwa mhai Njere dzakawandisa uye makarerwa zvinodadisa .Ndatodzidzawo shuwa .Best Detective ever. Chikoro munhu unongozvarwa unacho
Mapostori aya anogeza fani. So clean and glowing
Aiwa iyi ichurch iyi kwete zvekwa Mambo Ishue
Vanopinda GRG guta rajehovha
Eversmart
Kwete ekwa ishimaeri
Inenge mugodhi vekwa mugodhi vagara kugeza ,kuwacha noku ayina kubsa
Everyone needs someone like this mainini in his or her life
Vane respect
shame,thanks mainini,l was footing for a positive result.Baba vane moyo musvinu ava!
Good to see my people, though I was hoping for a positive result. Mkoma Paul, you have a good heart, my sister Tsitsi you have a sharp memory. Mwana waFungai ko asi unogeza ka5 pazuva? Keep shining, God will lead you kusvika baba vawanikwa.
Kkkkkkk makudaro Mai vangu
@@TendaiZamchiya 😂😂😂 Sorry
Best comment of the show, I love it.
Munovaziva zvedi vanhu venyu😊
Shym ndarwadziwa nhasi .Kana una mainini vakadii muhupenyu haumbofungi mai vakafa kare thank yu mainini nekumira nemwana wenyu ❤
Amai vemwana makatadza
Child in question manyama! She is so beautiful. Ndofunga mai vacho vaive vakanaka kuzonzi iwe nhumbu iyi haisi yangu here? 😂 chiri chitsiga waingoti Mwariiwe haana kuuya kwangu. They need to test munhu akaendeswa kuCourt. Muridzi aiziva.
Chitsiga here 😂😂usadaro
Kkkk vavakafanana neni ndimaiguru vangu
@@TendaiZamchiya hoo nhai 😂
Asi vakadzi vamwe munevana vasingazivi vana baba muudze nhasi chaiko uchirikufema ndarwadziwa 😢
Myb Mai vake vaitova confused vasingatoziviwo muridzi wayo ndarwadziwa shem
Zvorwadza sure
Plse we still await the forogonya part 3, asi Mai forogonya wakakuvhindutsai mukaisiya zvachose ? Mr DNA man we need a response
Best mainn ever🎉. Ko mainn ngavambotwe paternity test nemwana maybe they share the same father. Nemapengero aiita baba vavo as we heard why vakazvitora easy kuchengeta mwana wavasingazivi baba vake kumutorera birth nekumuendesa kuchikoro nekusambotaura nezvazvo kusvika mwana akure achiti baba kuna sekuru 😢.
Ichokwadi mwana wehama ukaona zvakadi
Mainini is a good story teller
She is very intelligent, she was my classmate @Primary
a very good one
She is good
Zvokuti
Amainn manga muchirova nemonemo chero zvenyu maiva mudiki asi mainge makachenjera. Mwana is very beautiful and mvura inokubvuma. Baba avo varwadziwa kukuruza nemanakiro ako ayo 😂. Mainn rambai muine moyo wekubatsira mwana azive dzinza rake Mwari vachatungamira dakara zvaita. Mr DNA man munotendwa nekubudisa chokwadi pachena . Rambai makadzvanya ipapo. I'm signing out😂.
haaa mainini nemo nemo chaimo kuita sevainyora manotes vachiwona sisi
Ndimai vangu mufunge kkkk chokwadi vanovaka
This woman is beautiful. Pure Zim beauty. I amost cried, Tinashe please help our sister to find her father.❤
Oh no!!! I was hopeful. Such good people they all seem. I hope anovawana baba vake mwana uyu. God bless them all
Am disturbed nxaa result baba was willing to take her in
Baba vanga vachitomuda
What a wise mainini just loved her humbleness
Very humble
I like it when there's no drama, well matured people
Ndarwadziwa neresult amana. I was hoping for 💯 probability of paternity. Much respect to all the partied involved. I pray that the daughter will one day find Closure.
True, this Gombakomba, kuGuta- GRJ, Chitakatira area, Mutare🇿🇼 is just walking distance to Leopard Rock Hotel & nearby Mozambique 🇲🇿 border! I attended boarding school at Eagle College right up the Vumba mountains at foothills of kopje that nestle Leopard Rock Hotel and know the area! Kwanzi ndi sis vangu ndingakwanisa kugara ndi Paul nezvaita zviya achiswera achiteera hute murwizi umo achitya baba vangu…lolest 😂😂😂!? Feel sorry for both the alleged father & daughter as DNA 🧬 result were negative😞!
Mainini mune rudo nemwana wasisi wenyu munotendwa zvakanyanya vakoma vangu👏👏
Marwadzo veduweee apa muridzi wenyaya hapasisina
The mother left her daughter in good hands. An aunt who’s willing to go above and beyond to help you find your roots and solve your problems is everything a motherless child needs. I pray she’s blessed and highly favoured.
I was really hoping for a positive result 😢 Mainini Ava is blessed shuwa vese na bamkuru Paul.
Mwana uyu akanaka ende anogeza. Wish you the best in your pursuit to know your father its your right
This life hey but vana Mai tisadaro wanaiwo kuda kana munhu 1 zvake wekuudza baba vemwana not kuti zvizodai.
But vakataura wani kuti vakabatwa na employer. She actually did a good thing haana kutizira mukomana asiriye
This was such a wholesome episode. It was refreshing to not see drama and kupopotedzana .All parties involved seem so lovely and level headed. What an unfortunate result! I hope mwana gets the peace she is looking for, whether she manages to find her father or not.
I'm Hurting..... These both people are so humane❤❤❤❤
I think murume wavakatizira uye wekuti ndakurara naye asi nhunbu haiisi yangu ndiye Baba vemwana uyu. Coz vairara nevanhu 2 Baba ava neiye wekuzoramba uyu. Then mimba yakabata vasiri kugara vese ndosaka vakatizira nenhumbu.
Uuh ini ndaiida hangu vaiite Baba vake❤❤
Yoh ndarwadziwa. I was hoping for a positive outcome. Lovely civil families right there.
Uuum this story is heartbreaking💔. The alleged father was going to be a good father to this child shame aaai. Salute to amainini though i wish they could find the biological father. By the way the child is so beautiful
Bless this child. What a loss to the parents mwana uyu zvishamiso, would love to know more about her life Mr Mugabe let her join your counselling team❤️❤️❤️
😂😂😂😂Mainini explain it very very well ❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂😂
😢😢😢😢😢
So sad 😭😭😭
Kusataura kwamai vemwana uyu kazhinni vanhu iwawa vanenge vamuitiswa nehama yepedo
Kuti haasi mwana wasekuru here baba wamai.Chavaizoswerera vakabata bhemba vachivhima mukomana wemwana chaiva chiiko,vanogona variivo vairara nemwana wavo.
She is very beautiful.
Natural beauty maiwee❤❤
Skin goals
Akanaka shame
So beautiful.Batsiraiwo the child in question this is what Defines this Show\
...
Dont worry my dear daughter nekusagara zvakanaka mumarriage. Chero vakabva mudzimba dzine vabereki kwavo vari kungozhamba. Usanetsekana
Zvinorwadza veduweee, hope baba vake vachawanikwa zvavo, thank you so much mainini you saw kutambudzika kwemwana mukaedza kubatsira , you are a rare gem, vamwe vana mai chaivo varikuzvitadza varikumutatisa mwana achirombenyeka kana kubatikana
These guys are good storytellers 😂😅, I can listen to them all day.
I think pavasikana 8 vakamitiswa nguva iyoyo dai pawana vairi vatatu vevana vacho voitwa siblingship DNA my thoughts pane munhu weku church mukuru aidya vasikana bota
My thoughts as well pane nyaya
My thoughts also
Well explained and remembered by mainini
Haa mama good story teller indeed unobva wazviona pazvaiitikira ❤❤
Haaaa ndabatikana nxiii vanamai ngatiudzei vana dzinza ravo before it's too late
Ndarwadziwa ini
Mwana is black beauty❤,God bless yu dai wawana dzinza rako
I think this is the high time yekuti madzimai echidiki vadzidze chidzidzo chaicho izvi zvorwadza moyo ndabatikana sterek
Chokwadi anamai ngavabude pachena kwete kuzosiira vana nhamo now vanotangira papi
Honestly how can someone hide the paternity of her child to the grave without a consequence. Women women women aaaaaaaa I have run out of words. I really hoped for a positive result, but hei
The alleged father really emphasised kuti nemusikana wangu taiwirirana. Vaimuda musikana wavo was really praying for a positive outcome. I really wanted her to be his daughter. Kudos to amainini full if wisdom indeed. Good luck in finding the real father.
Taura zvako zvorwadza
😢Ndarwadziwa what a good explanation from mainini
This is my church GRJ thank you Mr Mugabe 🎉🎉
Yaaaa l don't have more words apa gys
GRJ zvinorevei
@@maiyeukai9346Guta raJehovah
Guta RaJehovah@@maiyeukai9346
@@maiyeukai9346Guta rajehovha
Thank you Mr Mugabe but I think you also have to test mainin ne mwana wavo vakafanana
Kafananiro kacho kanogona kumge iri yemudamga yakadya bota
I wanted to say the same thing
Handiti ndimai here mukufungira kutii apa tivhurikewo
@@user-ey1qz6dv4ekufunga kuti vanogona vari baba or brother yakarara nemwanasikana azozvara mwana ari in question
@@anglechipfakachaMamwe ma theories ka. Mwana anotadza kufanana na mainini vake pakai.
Issue yakadai yotoda kuChitungwiza kuUnit L kwaProphet Miracle you come with an answer.
Uko ka1
I think baba vemusikana is the father of this child in question
1.why did he not want his daughter to date this man.
2.When his daughter gave birth why did he not pursue the alleged father,yet he clearly knew of this Paul man.
Mainini ava ndimai chaivo, and the alleged mother and stepmother too may God bless them❤
Kudiwa kunopa imwe coolness sooo, mkoma Pauro vanodadana na amaiguru fani
Ivo baba veku harare vakatestiwa here pamwe ndivo
yes he needs testing kana vasina
Ungawana zvese muhupenyu asi kana usingazivi dzinza rokakwo hapana rugare mumoyo😢. Thanx for a humble family, i wished kuti dai zvanga zvabhuda positive😢😢
Thank you mainini nechido chenyu chokubatsira mwana kuti awanewo dzidza rake chero hazvo zvaramba apa but musaneta rambai muchitsvaga zvinoita chete
I would advise them to go kwa prophet Miracle Paul Unit L Chitungwiza, or Prophet T, Freddy baba vanobuda ka hwani
Our culture iya yekuti aiita mimba ngaaende kumuridzi we mimba zvaibatsira sometimes kuti identity yemwana iziikanwe nekukasika ,manje zvemazuvaano zvekuti mwana anobvunzwa oramba kudura moti atinga mumanikidze zvinounza ma results akadai zvotambudza vana.
Mr Bota mwana uyu anogona ari munin’ina wamai wake.. muchishona ndiri kuti sekuru vanogona kunge varivo vakadya bota kumwana wavo sei vaiita shanje kumukomana wemwana??? Plus kafananiro namainini ndeke mukoma nemunin’ina
My thoughts as well
Ndazvionawo. Baba vacho vaitoita Shane pamwana wavo. That is why the mother did not say whose pregnancy it was. Shame mani.
My thoughts as well yoooh
But would you like it kuti mwana wako abatwe batwe mazamu ngetukomana kwemunharaunda ???
Ndatozvifungawo anogona kunge ari mwana wasekuru
Ummmm mainn vanga vagona kumirao nemwana wavo plus bba vanga vachiratidza kifarira mwana vese nemkadzi wavondonamatira kt mwana awane bba vake
Nhasi vaMugabe maita kunerwa nechirungu nanawasu, asi maresults arwadzisa dai cc vangowanirwa dzinza ravo
Behaviour of the mother had said it all. Kuti ndichakuudza kuti ndeyaani.
Uyo mwanasikana is beautiful cuteness overload
An example of African beauty ,pure ,original beauty .Nemoyo yenyu yakanakisa mhani
Watching my roots all the way from east London
Eish was hoping ndivo baba vemwana ndarwadziwa
pakanyatsobvunzisisa dzaiwe shamwari dzamai wemwana uyu panoita anoziva vakomana vaidanana namai wemwana uyu ,ngawaende kwese kwakamboshanda mai wemwana uyu,
muridzi wemwana anoonekwa chete
After listening to this Podcast l now respect Sniper Storm ...good character and composed
Ndarwadziwa mhani - this was onky supposed to have a positive ending
Eish kosei vanhu vane moyo yakanaka vana vachibuda vasiri vavo unoita seuchati mr Mugabe ungotii 99:99 Chero isiri uchaona izvezvi baba vachazonzi vacho vanenge vaneutsinye usingaite ipapa eish ndabatikana hangu baba vane moyo wakanaka havo ndatenda
Eishhh mwana haasi wemumhuri here uyu🤔🤔
Ndewekubasa kuHarare😅
@chenaimuzanenhamo8292 oooh yes, kwababa vaye vekumubata chibharo
They all looked dissapointed. They were hoping to become one family.
Painful hey mwana uyu anofanirwa kuwana baba vake zvorwadzwa
I think you have to test Sekuru vacho baba vaamai coz he was too protective for her daughter. Why kubva varwara kunge vachafa pavakanotora mari kumurume umwe uyo.
Ana Wasu let's gather here
Tisu anhu acho
Ndarwadziwa. I hoped she had found her family 😢
Tiri kwediyo 😂
Asi kuManicaland munomboita sei chaiko, munozarura hombe kuDNA uko kazhinji neMidlands province.
L5p0😊
0p
@@gayiekutakwananzi105😊😢0😊p😊
0😊p
😢
Ngavaende kwa Prophet Miracle Paul or Prophet Fred vanondoudziwa Baba vemwana
Mbavha idzo
Very true
Ngavaende kwaprophet pual miracle then owudzwa kt baba vake ihanzwadzi yamai vake then voenda kumaDNA nasekuru vake cos ndivo baba vake
😂😂😂😂 pakashaya chobuda kwaMiracle Paul haugone kana kuzozvitaura waakutya kunzi uri hure
Zvitori nani kuenda kun'anga pane kuenda kwana Papa unodyirwa mari pachena ugotukwa vanhu vachitokuseka aaaaa kwana Papa bodo
Support you
The view is very nice wow. Guta rakanaka iri 😊
I was surprised his age and form four age zvaisapindirana until he explained the war situation.
I was hoping for a positive result...ndabatikana
Iiiiiiiiii DNA iyi yandirwadza ndafunga Kuti ndibaba vake aaaaaa ndarwadziwa veduwe KO saka baba varipi
Izvi zvema nzwira nzwira muridzi wenyaya afa hazvimbobudi with a positive result. Only mother always knows the real father
Let's test uya akavatora achiti kwaita basa, that person ndiye chete hakuna mumwe
Ndarwadziwa hangu. Tinashe please follow up with that Harare man please
Thanks Mainin ne hunhu hwenyu makabva kune vanhu
Ndabatikana. Vakadzi ngatidzidzei kutaura vana baba vevana zvisazonetse mangwana muridzi wenyaya asisipo
Mr Mugabe may you try to go and test the man who went to court even persuade to test his children since that man neglected at first, till this day he can refuse to have DNA test. Please help this lady Mr Mugabe.
💔💔I'm broken...thanx to mainini, vakarairwa mai ava
Loving the episode..beautifully pple❤
That woman is so articulate and respectful.
Baba is a gentle man and warm hearted. Zvaibva zvati geje geje kupindirana nemwana dai result yaita positive.
Mukoma Tinashe bvunzai baba ivava Kuti hapana mumwe murume iyeyu Kuti hapana wavarikuziva here
Camera man and musikadzwa
Anamai pliz kana ngatisiyei taudza vana kunemadzinza avo pliz😢😢😢
Ndarwadziwa hangu ini coz storry yabuda apa kaa zvaifanirwa kungoenderana veduwee ka anamai ngatiudzei vana vana baba vavo ndabatikana hangu
Ndikunzwei muchiti ama2k vanetsa
Very sad indeed mai vemwana was totally wrong sure kufa vasina kuudza mwana the father 😢. Feel sorry for mainini she now dealing with the mercy 😢😢😢
Mai vangu nyakubereka munotendwa chokwadi ❤
Ndarwadziwa asi wish u gud luck guys