Nyadzi !! Vanhu vari kufa nenzara uye uyu idiot Mnangagwa ari kuita kunge mambo . Tinoda shanduko REVOLUTION MuZimbabwe . Hapana chingwa hapana hupfu pamasherufu ezvitoro uye Mnangagwa ari kuita samambo aine mabhiza uye anodhira royce , kunyangwe mambokadzi weEngland haaite seizvi , Hupfumi hwakadonha nekuda kwake , Vanhu vari kufa nenzara nekuda kwake , tinoda chimurenga senge sudan , kuunza uyu mudzvanyiriri pasi , Zimbabwe simuka simuka , VaMnangagwa vabira vanhu simba ravo , Isimba vanhu !! IT IS PEOPLE POWER HE IS HOLDING ON TO, PEOPLE POWER OUR POWER AND WE MUST TAKE IT BACK!! REVOLUTION REVOLUTION REVOLUTION!!
Remember to SUBSCRIBE to help us grow
Thank you all
I like my country so much zimbabwe .
Brings home memories long live Zimbabwe
The most stong people in africa
i like e music produced when e president was now inspecting e guard of honour
Pane kairohwa Mugabe achi inspector kaifaya manje
Good to see Morris Depot still does equitation!
Ed🔥😊
Better
Mwari ropafadzai mutungimire wenyika yedu ndiye ega wamakatipa naye tinoivaka zimbabwe
State money Gone .
Nxaaaa
Zvicartoon shuwa vakuridza lion jungle yepaSimba
ZANU PF Chiwororo,. Pamberi nayo
Kutuka pasingadi kutuka,Kunyomba pasingadi Kunyomba, ZANU PF ichingotonga
Long live President ED
chero ukafamba nemotorcade mukwende uchangofa ukatongwa woga
Tobias chaunoita
Tichingotonga shumba murambwi
Mmmm ngavaite havo zvavanoda nesu ko pachavoka
Excellent pamberi na baba vedu
Nxaaaaa
ALL THEY KNOW IS A DISPLAY OF LUXURY AND FORGET ABOUT THEIR PEOPLE
kokana bhiza rika misbehave r
Kasi nyama yeBhiza inonaka? Ma horses ayo ndamafungira braai
Kkkk. Maipa Cde
@@TeamZw Tingafe nenzara takatarisa nyama ?
Kkkkkkkk
Nyadzi
!! Vanhu vari kufa nenzara
uye uyu idiot Mnangagwa ari kuita kunge mambo
. Tinoda shanduko
REVOLUTION MuZimbabwe
. Hapana chingwa hapana hupfu
pamasherufu ezvitoro
uye Mnangagwa ari kuita samambo aine mabhiza uye anodhira royce
, kunyangwe mambokadzi weEngland haaite seizvi
, Hupfumi hwakadonha nekuda kwake
, Vanhu vari kufa nenzara nekuda kwake
, tinoda chimurenga senge sudan
, kuunza uyu mudzvanyiriri pasi
, Zimbabwe simuka simuka
, VaMnangagwa vabira vanhu simba ravo
, Isimba vanhu
!! IT IS PEOPLE POWER HE IS HOLDING ON TO, PEOPLE POWER OUR POWER AND WE MUST TAKE IT BACK!! REVOLUTION REVOLUTION REVOLUTION!!
Munonetsa vanh vasingad kushanda
Pfuti dzikuita noise eish
Nonsense
Ndokugona uku
Takaramba mambo ayivepo tikapiwwa Sauro mayiweee ndo fa nenhamu
Memorie Gomana kugonei zve
Chasarakugadzirisa zvinetswa nekuti colonial style ndiyo ndiyo chashaikwa mabrakuwacha majoniakakwira mahachi majakaranda ndozvo thatsour country
Imitating southafrica.
Shame apa kumanikidzira zvadzisingagone
Kkkkkkk idzi dzskapindawo nenyasha hazvina kana kufita
Mutemo
nonsense mbwende
Horses are not feeling comfortable at all !! And a fool in yellow berret is holding a Dragnov Rifle to scare poor people or what!!??
Shut up!
Diagnosis rifle ipikowo
@@pridetmtamiri6732 Dragnov not Diagnosis .. lol 😆 🤣 😂
@simbathomu6496 it's called auto correct🤣
@@pridetmtamiri6732 lol. You didn't see the Rifle I mean .. Auto is a firing System not the Name .. 😆 🤣 😂 😆 🤣
Actually Drgnv is Semi-Auto
Waste of space, money and time.
Fools have got problems of misunderstanding
Tobias chaunoita