Munhu wese Ane zuva rake rekuenda kana iye apedza vanhu kudai naiye achaenda chete. Kana akazogara 20 years apedza vanhu achavateera chete. Munhu iye he ngaagare achiziva kuti kutora kwehupenyu wemumwe munhu hazviitwe and zvinorwadza veduwee. Ivo vanotumwa kuita basa rakaipa kudaro vanokwanisa kurara here kana kufara panyika pano?
Shocking and scary stuff
Rega vafe coz zvidzoi ko kuhosiptal anga akuenda kunoitei ivo vasingade kuti zvipatara zvitengerwe mishonga
Kana tichivaudza ngatibvisei zanu vachiramba vanopera 😅
Iiiiii, top brass yeku Army yapera kufa, pakashata