That's how mean all you zanu pf people are! Ndozvamunogara muchitira vamwe everyday mose muchisapotana nekupurudzira hutsinye bwenyu ibwobwo. So, yes kana uri muZanu pf always be prepared to taste the zanu pf sour medicine kana wakandwa muWrong basket. Hatifi takuhwirayi tsitsi imwi - mapere akaurayana who cares; ndozvatinotoda avurayane kutopedzana chaiko.
Well done well there is God comrade Teurairopa,l love you
Mother ava mai Mujuru I salute you muchembere You are one of 16 million .Very humble and forgiving. may the lord grant her many more years
She was part and parcel of the suffering of the people of Zimbabwe.
You are a Reporter par excellent mkoma Robert
Mr robert chibaba icho best journalist
She is brave
Journalist uyo anopedza excellent
Aimboshandira zbc saka hapana zvaasingazive ipapa
Dzokai amai pindai paground pamwe.nyika.ikatungamirirwa.nemudzimai ingachinja
❤
Hameno ikoko
Tapfumanei sei uchidzokorora zvakudhara
Can we have more from Mai mujuru
this jounalist is bad ass kkkkk ko zvamakati you want to create 2million jobs imi makutondidzinga futi
Chaiseva chotemura
That's how mean all you zanu pf people are! Ndozvamunogara muchitira vamwe everyday mose muchisapotana nekupurudzira hutsinye bwenyu ibwobwo. So, yes kana uri muZanu pf always be prepared to taste the zanu pf sour medicine kana wakandwa muWrong basket. Hatifi takuhwirayi tsitsi imwi - mapere akaurayana who cares; ndozvatinotoda avurayane kutopedzana chaiko.
This explains why Zimbabwe is a basket case where each person puts theit interests firsts
Ko Zamu ramai mujuri kwachàdzwa maizvifambisa sei tine hama dzakarumwa magadziko nembwa kuchinzi wabata zamu ramai mujuru .
😂😂😂😂😂 taura hako
Asi mapererwa mazuva ano. Mavakungodzokorora zvinhu zvamakambotiburitsira. Mavakuzvidzikisira manje
Yaa panenge pamboita draught renyaya dzacho.
Kune vamwe vangavasati va subscriber
makutidzosera mashure zvadiiii zveeee
Amai venyika uye vakabhereka vanhu tinotenda nebasa ramakabata
Are you for real?
Tiudzei kut makauraya vanhu vangani kwaChiyadzwa zimuroyi