MWANA ARWARA

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 21 ต.ค. 2024
  • #comedy #nyarie #skits #community #family

ความคิดเห็น • 162

  • @jeanmajor1daughtermadziva
    @jeanmajor1daughtermadziva 3 หลายเดือนก่อน +8

    I love the way Nyarie supports the brother Lee 😂😂😂😂😂

  • @malvinmafati5976
    @malvinmafati5976 3 หลายเดือนก่อน +10

    Makumbo akuita kunge akuda kubva nemuzvitsitsinho😂😂😂😂😂

  • @ReubenMutyenzou-py1vr
    @ReubenMutyenzou-py1vr หลายเดือนก่อน +1

    😂😂😂saka wachayei kana pasina chabuda

  • @Hastings1810
    @Hastings1810 3 หลายเดือนก่อน +18

    Video quality hey on point, content well organized. Welldone guys keep it up.

  • @BhuduMabhudhula-d9y
    @BhuduMabhudhula-d9y 3 หลายเดือนก่อน +5

    Kwai ndachaya ka one but apana chabuda 😂😂 saka murikuchaya chii comic

  • @brianshiri7382
    @brianshiri7382 3 หลายเดือนก่อน +7

    Kikkkķkkkki Nyari mukushaya shamhu here yekumborova Lee here ayaaaas

  • @chipo6031
    @chipo6031 3 หลายเดือนก่อน +6

    Arutsa kahwani but hapana chabuda, makumbo ari kuita kunge arikuda kubva muzvitsitsinho😂😂. Lee so ka🙌🙌🙌

  • @maimunya_Zim
    @maimunya_Zim 3 หลายเดือนก่อน +23

    Vanhu Vamwari Pamusoroi, Ndirimukomana ane makore 16 Ndino Ector maComedy ndiri mukadzi, Ndokumbirawo anhuwee mundi supporteiwoo Channel yacho yakanzi Mai munya Zim Comedy, please Ndokumbirawo anhuwee izvezvi channel yanku ingorine 16 Subscribers since December

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 3 หลายเดือนก่อน +1

      @maimunya_Zim ko in your opening sentence you said you are a 16 year old boy and then after that you said you are a woman saka which is which are you a 16 year old boy that identifies as a woman or what

    • @pluckyzunza7604
      @pluckyzunza7604 3 หลายเดือนก่อน +2

      @@ShortCircuit05445 He is a boy who is 16 years old but ano acter as a woman just like mama Vee and maikuru mai Chihwa

    • @rumbidzaimusengezi5860
      @rumbidzaimusengezi5860 3 หลายเดือนก่อน +1

      ​@@ShortCircuit05445ataura same thing wani

    • @SiziweNyoni
      @SiziweNyoni 3 หลายเดือนก่อน +1

      Owk ndakuenda kuno subscriber nai kaa

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 3 หลายเดือนก่อน

      @@pluckyzunza7604 oh ok thanks for the clarification 👍

  • @Mufarowangushai-ju3be
    @Mufarowangushai-ju3be 2 หลายเดือนก่อน +1

    Kumberengwa natete vake😂😂

  • @collinchinoda3022
    @collinchinoda3022 3 หลายเดือนก่อน

    Kkkkk hakuna munhu akadai kunge comic elder 😅😅😅

  • @shawnanesu7935
    @shawnanesu7935 3 หลายเดือนก่อน +8

    Todawo ma behind the scenes because aah😂😂😂😂

    • @T33_0N3
      @T33_0N3 3 หลายเดือนก่อน

      I second you mabehind the scenes kunyanya😂😂😂

  • @YvonneNyamayaro-vz3uy
    @YvonneNyamayaro-vz3uy 3 หลายเดือนก่อน +1

    😂😂😂😂😂😂asi Leee soo hanzi iwewe chisara uchirwara😂😂😂😂😂

  • @TafadzwaMatongo-z1m
    @TafadzwaMatongo-z1m 3 หลายเดือนก่อน +2

    😂😂😂😅😅😅,,tsano vanopora vaona mukwasha here nhy Nyarie ndiwe une chimuti vanhu vakukurwira

  • @kudzaiganyani8269
    @kudzaiganyani8269 2 หลายเดือนก่อน

    Endai munogeza mota panze apo ndakubatai kuti manga muchinyepa kuti mukurwara kkkkk. Haa Danny akanyanya manje

  • @chijay_05
    @chijay_05 3 หลายเดือนก่อน +5

    Danny naLee chingorovanai

  • @Gutshie12
    @Gutshie12 3 หลายเดือนก่อน

    Simba rawanikwa coz tsano vavachinyepa kkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @MhofuShava-f2r
    @MhofuShava-f2r 2 หลายเดือนก่อน

    Nyarie anoda mwana waamai vake😂😂😂😂

  • @prosperCharuma
    @prosperCharuma 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂 Haaaa you nailed it, but Lee n Nyarie planned this kuda kurova Dan Mari

  • @TaropafadzwaMakichi
    @TaropafadzwaMakichi 3 หลายเดือนก่อน

    Bvisai bhutsu idzo anopora 😂😂😂

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 3 หลายเดือนก่อน

    Nyarie kaa anovhura hombe everytime

  • @JoeNyamuzhanje
    @JoeNyamuzhanje 3 หลายเดือนก่อน +5

    Guys muri team hombe😂😂😂😂😂😂keep it up

  • @pluckyzunza7604
    @pluckyzunza7604 3 หลายเดือนก่อน +2

    Iyi team ayas,Nyari nehanzvadzi yake ngavagare Vega

  • @violetdima1241
    @violetdima1241 3 หลายเดือนก่อน

    Nyarie wakajaidza Lee too much 😂😂

  • @Chiefwidzo
    @Chiefwidzo 3 หลายเดือนก่อน

    Hanzi iwe chisara uchirwara kkkk

  • @giftnyanhowo537
    @giftnyanhowo537 3 หลายเดือนก่อน

    Kkk iwe chisara uchirwara ini ndiende haa Lee panebasa rambai makabatana kusvika amen munogona guys

  • @Beebee20905
    @Beebee20905 3 หลายเดือนก่อน

    Haaa imi Lee ngaende kumusha chiiko asi 😅😅😅😅😅😅😅😅😂😂😂😂😂😂😂

  • @faithbungu9136
    @faithbungu9136 3 หลายเดือนก่อน +1

    Kkkkk haaa Nyarie uri padambudxiko nehama yako iyo

  • @lindiwemuchekayawa8846
    @lindiwemuchekayawa8846 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂 urikuchaya mweya here lee

  • @mylesletang8811
    @mylesletang8811 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂 munhu abva asimba pataurwa nyaya yekugocho

  • @theresataderera4833
    @theresataderera4833 3 หลายเดือนก่อน

    Hanzi chisara uchirwara ndiende kkkk

  • @farie_mj
    @farie_mj 3 หลายเดือนก่อน +3

    Ndachaya ka1😅😅😅

  • @TapiwaShumba-h6s
    @TapiwaShumba-h6s 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂munhu akurwara anesimba rakadaro

  • @moreblessinggweshero2096
    @moreblessinggweshero2096 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂 umm hanzi hapna chabuda makumbo akuda kubva zvinhu zvacho long ndisati ndaseka thanks 😊 guys

  • @priscillahchataurwa1773
    @priscillahchataurwa1773 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂Comic energy yamazomuka muchivhika zvaTimmy. Danny well set you know what triggers tsano
    Good acting guys
    Nyarie hapana mwana arikurwara apa

  • @tiffanybenesi1980
    @tiffanybenesi1980 3 หลายเดือนก่อน

    Makumbo akuita kunge arikuda kubva 😂😂😂😂😂😂😂

  • @monicasabaya3491
    @monicasabaya3491 3 หลายเดือนก่อน

    Haaaaa 😂😂😂😂 kuda zvinhu zvakunoita

  • @jonatebogo2493
    @jonatebogo2493 3 หลายเดือนก่อน

    Nyari kanozondipedza kanoita serious Seka mubereki kkkkkkkk

  • @francischarewa2195
    @francischarewa2195 3 หลายเดือนก่อน +1

    kkkkkk,hanzi endayi munogeza muende kubasa

  • @Namary2
    @Namary2 3 หลายเดือนก่อน

    Kugomera kwa lee😂😂😂

  • @Tanaka-d9j
    @Tanaka-d9j 3 หลายเดือนก่อน

    Kkkk makumbo arikuda kubva

  • @wistonchiyaka3649
    @wistonchiyaka3649 3 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkk voice remuhwere wacho hariratidze kurwara😅😅😅😅

  • @musaidasithole8510
    @musaidasithole8510 3 หลายเดือนก่อน

    Asi Leee ari ryt ryt here 😂

  • @priscamazoe694
    @priscamazoe694 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkk mwana arwara😅😅

  • @FaraiChihata-qe5no
    @FaraiChihata-qe5no 3 หลายเดือนก่อน

    Ukaon waita bhudhi vanenge lee 😂😂😂😂😂😂unebasa chairo

  • @desiretaremeredzwa8111
    @desiretaremeredzwa8111 3 หลายเดือนก่อน

    Makumbo aruita kunge aruda kubva kkkkkkkkkkkkkkkk

  • @RedeemBreakfast
    @RedeemBreakfast 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂 Leee no mhani!

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 3 หลายเดือนก่อน

    Ndachaya ka1 asi hapana chabuda saka kuchaya here nhai Comic 😂😂😂😂😂😂

  • @vimbisokandaba-ox7mm
    @vimbisokandaba-ox7mm 3 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkkkk 😂😂😂😂 yaaa tsano ma1

  • @PrimroseMoyo03
    @PrimroseMoyo03 3 หลายเดือนก่อน

    Makumbo akuita kunge akuda kubva aah makanyanya

  • @abigailmuneka442
    @abigailmuneka442 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂Nyarie nebrother yako mutori Tag Team yekuWWE chaiyo 😂😂😂

  • @BlessingShumba-d6f
    @BlessingShumba-d6f 3 หลายเดือนก่อน

    No comment.ndashaya wekutaura Mese magona

  • @adoremusadavatsva2703
    @adoremusadavatsva2703 3 หลายเดือนก่อน

    Uyu anonzi Dan anogona zvake

  • @innocentmupedzisi9009
    @innocentmupedzisi9009 3 หลายเดือนก่อน

    Simba rekumuka wariwanep 😂😂

  • @tapiwachidomaya4923
    @tapiwachidomaya4923 3 หลายเดือนก่อน

    Ndachaya ka1 but zvaramba kubuda😂

  • @patiencenyamushanya1879
    @patiencenyamushanya1879 3 หลายเดือนก่อน +1

    Hezvoooo 🙆😂😂😂

  • @sitokodzilechewura5567
    @sitokodzilechewura5567 3 หลายเดือนก่อน

    I feel for mkwasha Danie. Haiiii tsano Lee mabasa, and it's the mwana for me from Nyarie 😅😅😅😅
    Murwere anotaura akagwinya kudero....😅😅uyoooo abva asumuka kwaaaaks

  • @tawandamusava8043
    @tawandamusava8043 3 หลายเดือนก่อน

    Good things nyari. Pic is quality

  • @WashingtonMapurisa-z5c
    @WashingtonMapurisa-z5c 3 หลายเดือนก่อน

    Lee usadaro soo 😂😂😂

  • @brian_mbiriri
    @brian_mbiriri 3 หลายเดือนก่อน

    Ndachaya ka1 but hapana chabuda 😂😂😂. Makumbo arikuda kubva 😂😂

  • @shelterpamire5215
    @shelterpamire5215 3 หลายเดือนก่อน

    Hakuna murwere akadai😂😂😂

  • @enockmudewairi552
    @enockmudewairi552 3 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkk ndachaya ka1

  • @ruthmunoda5986
    @ruthmunoda5986 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂Leee ibasa

  • @PinielDondo
    @PinielDondo 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂 Lee wakuda kutorwa nemukwasha iwe uchirwara

  • @ShadreckElijah
    @ShadreckElijah 3 หลายเดือนก่อน

    Haaa Dan apa unekamufana tsano kakaoma musoro unofanirwa kudzoserwa pfumaimwe nekuti uripama one

  • @Que-07
    @Que-07 3 หลายเดือนก่อน

    Makumbo rikuda kubva😂😂😂😂😂😂

  • @josephmanyewe1679
    @josephmanyewe1679 3 หลายเดือนก่อน +1

    Hakunaa murwere akadai kkkkkk Comic kaaaa

  • @Gutshie12
    @Gutshie12 3 หลายเดือนก่อน +1

    Achaya ka1 but apana chabuda 😂😂😂 Lee kumberi

  • @RopafadzoZvirau
    @RopafadzoZvirau 3 หลายเดือนก่อน

    Murwere abva apora😂😂

  • @TakaMhonda
    @TakaMhonda 3 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkkk aaaah munondinakidza team❤

  • @patiencemunyaradzi1014
    @patiencemunyaradzi1014 3 หลายเดือนก่อน

    Saka warutsei pasina chabuda😂😂

  • @baba_thanos
    @baba_thanos 3 หลายเดือนก่อน

    Hanzi mwana ari critical 😂

  • @alpharazemba1443
    @alpharazemba1443 3 หลายเดือนก่อน

    Hanzi makumbo akuita kunge anoda kubva😂😂

  • @obiomambewe1252
    @obiomambewe1252 3 หลายเดือนก่อน

    Kana achigwinha I pfari kkkkkk😅

  • @rumbidzaimusengezi5860
    @rumbidzaimusengezi5860 3 หลายเดือนก่อน

    Mkoma Dan ndoda kuita cc venyu ndimbodzinga nyari nemwana wamai vake anozodzoka kana akuda zvemba ikozvino ambonoita zvemwana 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.ukanzwa achinzi mwana ungati munhu kwaye

  • @violamavhatu6434
    @violamavhatu6434 3 หลายเดือนก่อน

    Chokwadi nyarie ummm Lee unomutunhidza Danny azviona

  • @tinashenyangari282
    @tinashenyangari282 3 หลายเดือนก่อน

    Quality panaNyarie 🎉

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 3 หลายเดือนก่อน

    Ndye munhu arkurwara hr iyeyu😅😅

  • @djeddyzim
    @djeddyzim 3 หลายเดือนก่อน

    Tsano vazenge vatowana simba nekuda kwenharo 🤣🤣🤣

  • @stellamangwiro
    @stellamangwiro 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂😂😂Iee.... Hanzi akuita kunge akuda kubva, kuchaya ndachaya ka1 asi hapana chabuda.. Saka wachayei manje
    Iwe Nyarie usapota uchijaidza brother yako iyo... Apa kuzomuka fast zvekunyebera kurwara zvasiiwa😂😂😂😂😂Lee, Lee, lee

  • @williamsmpandaguta2643
    @williamsmpandaguta2643 3 หลายเดือนก่อน

    🤣🤣🤣🤣🤣nyama yekugocha kungotaurwa munhu anopora

  • @EagerBlueLake-nk2fh
    @EagerBlueLake-nk2fh 3 หลายเดือนก่อน

    Makumbo ada kubva kkk

  • @rudokaramba1127
    @rudokaramba1127 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂😂 iweee Lee ka

  • @BrianSibanda-qh6et
    @BrianSibanda-qh6et 3 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkk ndiye murdered here uyu

  • @fylasmandaza1928
    @fylasmandaza1928 3 หลายเดือนก่อน

    ❤ Nyari wakarukwa shame

  • @mazvie
    @mazvie 2 หลายเดือนก่อน

    Munogona guys😂😂😂😂

  • @raykaruru1144
    @raykaruru1144 3 หลายเดือนก่อน +1

    Quality moto

  • @Samyt04
    @Samyt04 3 หลายเดือนก่อน

    Mmmmmmm 😂😂😂haa lee kaa

  • @wmutizira
    @wmutizira 3 หลายเดือนก่อน

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣 endai munogeza mota tsano

  • @linchauxs4486
    @linchauxs4486 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂chirwere cha Lee huye bodo😂😂😂

  • @TakudzwaVengai-uo4pv
    @TakudzwaVengai-uo4pv 3 หลายเดือนก่อน

    Makumbo akuita kunge arikuda kubva😂

  • @sir_kay
    @sir_kay 3 หลายเดือนก่อน

    Iwewe chisara uchirwara🤣🤣🤣🤣🤣

  • @katingsartisan
    @katingsartisan 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂 hakuna zvakadaro

  • @PatricNyaku
    @PatricNyaku 3 หลายเดือนก่อน +2

    Tsano Lee 😂😂

  • @cleopatramak
    @cleopatramak 3 หลายเดือนก่อน

    Comela😂😂😂

  • @phineasshinso9629
    @phineasshinso9629 3 หลายเดือนก่อน +2

    Ziso rikuvhurwa na Comic ma1 kufa chayiko

  • @takudzwadzinduwa8088
    @takudzwadzinduwa8088 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂😂ndachaya ka1 but hapana chabuda

  • @rue-hz2qk
    @rue-hz2qk 3 หลายเดือนก่อน

    Love you Guys

  • @mcmillankasimo6208
    @mcmillankasimo6208 3 หลายเดือนก่อน

    Haaa tsano na Lee imvura ne oil😂😂😂

  • @memorymadyegasva1725
    @memorymadyegasva1725 3 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkk ende futi kkkk

  • @linah2099
    @linah2099 3 หลายเดือนก่อน

    Iyi team inogona zvayo.