Mbida didn’t go my clash cz mari dzaifana kubuda hadzina kubuda. Simple. 🤷🏾♂️ Kana muchiti kunyepa mirai kaa ngatiisiyei mari apa kuti $5 gida then todeedza konangale wacho naMbida apa muone kuti mari iyoyo inoswera yakuHaifiridzi😂patyora tyora munhu
Is there any problem if someone is inspired by soulja love ?asi munhu akati lm inspired by vybez kartel munofara ka lets support local content skiri ra jah love vanogona rambai muchitedzera ineed he was a legend
Zvemangoma siyai baba hazvisi zvenyu izvi
Hamusi makunyanya kuzvifonera here.
Be humble my guy hausati vaputika zvekudaro muchiri upcoming
Ndanakirwa zvangu anogona mbida
Failure to appear on shows only means 1 thing makakwata khonangale
Akakwata for real
Khonangale rakaipa riye 🎉🎉🎉
Mauto to the World
Khonangale Dai akumbira mbida Mukana besyd that anofa nenzara❤
Soul jah love was dynamic apa takupiwa the same style all over again
True bro style rake rakatsva
Copy cat ya Sauro
Blot ❤mbida siyanai nawo... Wanoouraya mboko hapana anowamisa
Unodyiwa nakholangale utori kaMusikana wagona wataura wega😅😅
Mauto kuseri wangu
Mbida uri mdhara wowo iwe wakagona usina kwenda ku cup clash wanga wakaku teya wese nema M S wacho
Wakatya kubatwa kwiyo na khonangale mauto
😂😂😂😂😂
Akatogona asina kuenda nekuti aitodawo kupa mukana vamwe
Haaa hauna nyaya iwe mauto i dhara rako wena
Uyo hapan uuuuuuuu uuu ndachema zvangu
Ehe chero mukamumaka asi mega muzviketa kuti mukomana is a good freestyler akaipa🔥💯
Khonangale kumberi
Mbida didn’t go my clash cz mari dzaifana kubuda hadzina kubuda. Simple. 🤷🏾♂️ Kana muchiti kunyepa mirai kaa ngatiisiyei mari apa kuti $5 gida then todeedza konangale wacho naMbida apa muone kuti mari iyoyo inoswera yakuHaifiridzi😂patyora tyora munhu
Pari kudiwa wanogona kwete wari nane
Mauto show more likes uyu ndewekumama
Saka Jah love ndiye Zim dance hall cz munomutedzera mese hamusi murikuto fanhirwa ngonopa zvimamhenduru paguva raSauro hre nemaBM cz Chibaba avo ana Mbida ma copie cats dai pasina Sauro vaisa imba cz havakwanise kupinda ne skirri style yavo zvinoitwa ne Ngwere ndongonzwa kuti Mbida ndazoona kuti ibota zveshuwa revarwere veTB vakutoda kufa handichada kutaura zvakawanda ndati Bota haana Chaanoimba haangone uchanzwa rimwe rakuda kuzvisimbisa ipapa kuti akaipa kuipa chii? iye achitedzera Sauro kanopenga ngaatibvirepo ngaanomama
Is there any problem if someone is inspired by soulja love ?asi munhu akati lm inspired by vybez kartel munofara ka lets support local content skiri ra jah love vanogona rambai muchitedzera ineed he was a legend
@@bigmoneyhustlersent1913 haa fair baba vanhu vanoda kurwadziwa hapana problem apa mface akaipa uyo isu totofara kuti Sauro ahana kufa ne skiri rake rakasara nevamwe ende tichiri kunakirwa naro.
💥💥💥💥💥
Siyanai Naye mbida anopedza❤❤❤sauro mudiki
Wakufarisa
Do you know Sauro or unongonzwa
Mbida haugone 😂
Mbida wakadzima kutopfura na kadiki
Vafambi vemadeko vanopisa kwete zvako izvi 😅
Iye mauto akaitei zvaaivako kupedzerwa nalibho saka nyararai
Libho. Aiita freestyle or aiimba zvaakaimba Pama songs
Remember Kuti
Libho was on BMW clash meaning Kuti this time akanzwigwa tsitsi nema MC ake
He not a artist l think he's a warlord
😂
Haukwikwidzane nevafana iwe urichibaba
Haaa ibvapa mauto anokurova
Haa iri idofo
Uyu anogona
Mhata yako hauko
Uyu anopisa🎉
Mbida waita mwana nemauto
Khonangale chimudhara
as long you are still copying the late great Saul Musaka l will never aknowledge you as an artist
Musango rwadziwe imi munhu anogona uyo chero aka kopera asi zviriku nakidza wani
@@Stallie-zb7bntrue anogona mfesi uyu mupei chance
Maka kwata mdaara