ความคิดเห็น •

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 ปีที่แล้ว +54

    Vese vari kuti why vasina kuona? Ndo secret yaMwari hakuna anoziya zuva rekufa kwemunhu or iwe kuona kuti uchafa rinhi nenzira ipi? Mwari nyaradzai mhuri dzarasikira 😔sad and painful.

    • @liamwilliam6650
      @liamwilliam6650 ปีที่แล้ว +3

      Vakaona Wani asi vanhu Havana kunyataoterera Mai avo vachitaura .....may his soul rest in peace😭

    • @confidencenhau
      @confidencenhau ปีที่แล้ว

      Munhu angaporofite rufu rwake hre imi zvavakaona muti wemukonde waoma kudurira rufuzve

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว

      @@liamwilliam6650 hapana chakawonekwa apo... He stated the obvious kufa kwagara kunotoitika one way or the other. If someone says kuchafiwa chiprofita here ichocho

    • @dadiraimandigo4004
      @dadiraimandigo4004 ปีที่แล้ว

      Inga wakatozvi porofita wani

    • @tauraidzengerere3158
      @tauraidzengerere3158 ปีที่แล้ว

      So painful hama ndinnoti mhuri dzarasikirwa Mwari akunyaradzei

  • @posterchivenge6583
    @posterchivenge6583 ปีที่แล้ว +3

    Th lady in white robe is so heavenly

  • @rangariraimancube8289
    @rangariraimancube8289 ปีที่แล้ว +3

    Jehovha wehondo nyaradzai vasiiwa nehama dzavo nenzira inorwadza chose iyi. Mweya wei chokwadi kuita sekutanha mashizha chokwadi kuri kuuraya vanhu.Mweya yavo ngaizorore netsitsi dzaChristu wedu.Ndarwadziwa zvikuru. Ndakakurira kwaGoneso .

  • @Welzim
    @Welzim ปีที่แล้ว +25

    Ever since the 2017 Coup, gun murders have become so rampant. What is happened to this former Jewel of Africa 🤦🤦🤦

    • @BenTsikwa
      @BenTsikwa ปีที่แล้ว +4

      Ed is the one who causing all these. Ed is not a leader. He caused genocide in Matebeleland so what do we expect?

    • @vivsibanda7115
      @vivsibanda7115 ปีที่แล้ว

      It's a regional problem.

    • @Try01
      @Try01 ปีที่แล้ว +5

      Zimbabwe was never a jewel, the majority of black people have always been suffering, though its only getting worse for the majority of black people, as always.

    • @charleschihobo5435
      @charleschihobo5435 ปีที่แล้ว

      That is very true,guns were stolen those are the same being used by ths monsters

    • @frankservant5754
      @frankservant5754 ปีที่แล้ว

      I think also before then social media was not so prominent plus it is possible these things used to happen but were more heavily censored that is what I see comparing the previous and the current administrations

  • @BenTsikwa
    @BenTsikwa ปีที่แล้ว +11

    There is a reason why he targeted those he killed ? He did not shoot randomly he selected his prey like a hunter that shows there was a
    Reason we are not told yet and we may never know it.
    We can’t stop speculation as humans; I think he killed those bcoz of prophets4Ed
    Poolice4Ed and shopkeepers4Ed…….
    People in Zimbabwe are hurting bcoz of misrule.
    More of that will prevail as long we keep evil rulers in power.
    Nemiwo mapositori itai mushe!
    Hamuchanamata makuita zveZanuPF ndosaka musisawone zveMweya. Makabuda mugwara since Ed captured your sects.
    Stop abusing followers forcing them to vote for ZANUpf. Allow Zimbabweans to make their own individual choices.
    Vazhinji muchapera nehasha dzaMwari mukaramba muchibuda mugwara raMwari.
    I blame ZANUpf.

  • @catherinemurambiwa4203
    @catherinemurambiwa4203 ปีที่แล้ว +12

    Ko sei nyaya chaiyo isiri kubuda yakakonzeresa kuti vanhu vese ava vaurawe, my condolences to the friends and family

    • @ellenmashava215
      @ellenmashava215 ปีที่แล้ว +2

      Based on what I saw kukaranganda tv baba vakaudza mai verume uyu kti mwana wavo akaromba mai vake ndokumudzosera mota yandakavatengera vachiti vakaudzwa namadzibaba vaakauraua

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว +1

      @@ellenmashava215 ko mapurisa aakazouraya

    • @trynesstryness5609
      @trynesstryness5609 ปีที่แล้ว

      hey wana washata

  • @es.u4144
    @es.u4144 ปีที่แล้ว +7

    Gold gold gold.
    Gold attracts greedy people. Greedy people will want gold at any cost kana kuromba chaiko. They end up killing people.

    • @hermisphasha5404
      @hermisphasha5404 ปีที่แล้ว +1

      Akaresvo romba mupfanha uyu, ngozi yasarira hama,

  • @kudakwasherembo3067
    @kudakwasherembo3067 ปีที่แล้ว +18

    Nyangwe munhu akatadzira zvinengei haufanhire Kutora hupenyu hwemumwe munhu. Nyika yedu yanemhepo inotyisa mazuva ano

  • @davidvushe3254
    @davidvushe3254 ปีที่แล้ว +1

    Sei vanhu vachiti munhu akauraya akatumwa nezanu

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 ปีที่แล้ว

    Ummmmmm zvakaoma , dai mweya vakaonawo kuti pachafa munhu , dai musina kuenda kuchurch zuva racho ,
    RIP 🙏🏻 🕊 kune vakafa ,vakafirwa nyaradzwai nashe

    • @soniamujaji7782
      @soniamujaji7782 ปีที่แล้ว

      Ndipo patinoda kuona kuti vanoona asi havana zambuko

  • @maishandymaishandy7865
    @maishandymaishandy7865 ปีที่แล้ว +1

    Zvakaoma hazvo dai Mwari vatibatsira

  • @eunicemajonga9296
    @eunicemajonga9296 ปีที่แล้ว +8

    Kubarira vedzinza rake matambudziko engozi kuuraya vanhu kudaro

    • @MutengesManuela
      @MutengesManuela ปีที่แล้ว

      Sad story though but inini actually Vana madzibaba ava vakonanisa mhuri zhinji nemashoko a we efake but to take someone's life it's not good

  • @emmanuelmuza7616
    @emmanuelmuza7616 ปีที่แล้ว

    Akapfura wrong people ko akadii kuyenda kuna munongorwa na chiwengwa.hi is a brave he could hv liberated us

  • @julietmatare4854
    @julietmatare4854 ปีที่แล้ว

    Zvinorwadza zvikuru mweya wasimuka munyika kune
    Vanoziva vaziva ,zvakuda kunamata kana une mhepo yedzidza rako zvino Batana nemhepo yenyika yedu,hama dzakafa zhinji vasina kuvingwa pachivanhu ngatinamatei dzisititevera.

  • @emmzmunjoma2603
    @emmzmunjoma2603 ปีที่แล้ว +12

    GOD IS EXPOSING THESE FAKE PASTORS!

    • @arnoldcrispen7563
      @arnoldcrispen7563 ปีที่แล้ว +1

      😂 why do u call him fake ... wakatadzirwa chii nema prophets

    • @emmzmunjoma2603
      @emmzmunjoma2603 ปีที่แล้ว

      He was sleeping with his wife

    • @vivsibanda7115
      @vivsibanda7115 ปีที่แล้ว

      Please don't involve God in this wickedness. So is it God who directed him to kill an additional 2 people?

    • @emmzmunjoma2603
      @emmzmunjoma2603 ปีที่แล้ว +1

      No God just allows certain things to be an example for others to learn from them

    • @emmzmunjoma2603
      @emmzmunjoma2603 ปีที่แล้ว +2

      Plus to expose hidden secrets in church for the bible says, what is kept in the dark shall come out in the light!

  • @sylviamacharangwanda2045
    @sylviamacharangwanda2045 ปีที่แล้ว

    Mai vacho havaziwe hr nyaya dzemwana wawo sherm

  • @norestmuganhu6354
    @norestmuganhu6354 ปีที่แล้ว

    Zvakaoma kusanyara kuuya kuuraya vanhu vanonamata namai vako chokwadi vanosara vachitarisana sei nevanhu

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 ปีที่แล้ว

    Ummm zvakaoma shuwa

  • @lshmaelngwenya642
    @lshmaelngwenya642 ปีที่แล้ว +2

    Usauraya , hama dzangu hatigare zvachose,kune nyika yaEmanuel inoera haipinde chakaipa kana chiri chimwe ,kutya Mwari ndohunhu, my condolences to the family

  • @pridemagetsi
    @pridemagetsi ปีที่แล้ว

    mwari dai atungamira kumazuva evanonamta tipihwe nzira

  • @zeinakilango8926
    @zeinakilango8926 ปีที่แล้ว

    Rlp

  • @lawnyon
    @lawnyon ปีที่แล้ว

    Barbaric

  • @adventistyouth-oldpaths
    @adventistyouth-oldpaths ปีที่แล้ว +3

    Mweya mutsvene upi koh amai, mademon aya.....

  • @lemueltanak4066
    @lemueltanak4066 ปีที่แล้ว +6

    Mweya waivepi kuchenjedza vapenyu hazviko izvi munhu aripamweya ofa firo yembunyikidzo iyi kwete

    • @TawazMarara
      @TawazMarara ปีที่แล้ว

      Kwekutanga mai awo hawana here kutaura kut akataura kut ndaona rufu, plus it's God's secret zverufu kana dai ukaoneswa ndiyani akazogona kunzvenga rufu, uye akati mufundisi, muporofiti, haafe ndiyani, Jesu akaporofita kutengeswa kwake naJudas zvikaitika toti here hazviko akadii kuoneswa, ko akati munzwi wemweya kana n'anga inoratidzwa rufu yotiza ndiyani? Dai zvaidaro hakuna muporofita aizofa aiti akaoneswa otiza zve. Bottom line hakuna anotiza kufa

    • @millicentmutandi4866
      @millicentmutandi4866 ปีที่แล้ว +2

      Inga pataurwa wani kut vakataura vakati ndaona rufu pasowe pano

    • @soniamujaji7782
      @soniamujaji7782 ปีที่แล้ว

      Saka zvawaka ona wakarega nei kumisa chimisikidzo chawanga waona

  • @jeniferchitupa9487
    @jeniferchitupa9487 ปีที่แล้ว +1

    Mweya wenyu unomboenda wozouya

  • @godwillmunyoro1520
    @godwillmunyoro1520 ปีที่แล้ว +2

    Saka mweya mutswene wayitaura nemi seyi usina kuwona mhondi? Ma shrine enyu awa

    • @soniamujaji7782
      @soniamujaji7782 ปีที่แล้ว

      Bvunzaipo kuswero nyepera vanhu chete

  • @mutututswablessed439
    @mutututswablessed439 ปีที่แล้ว +12

    What was the reason to kill those people...inyaya yei anyone ane information yakakwana.. May their souls rest in peace

    • @nancykasirori3637
      @nancykasirori3637 ปีที่แล้ว +2

      Hanz madzibaba vanga vakudya bota pamukadzi wake

    • @mutututswablessed439
      @mutututswablessed439 ปีที่แล้ว +1

      @@nancykasirori3637 mmm kasi mukadzi yaiva njapisi but kuuraya vanhu eeish ma 1

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว

      @@nancykasirori3637 ko vamwe vatatu vanga vaita sei futi

    • @nancykasirori3637
      @nancykasirori3637 ปีที่แล้ว +1

      Endayi kuyoutube coz kurikungobuda zvakasiyana siyana

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว

      Enda kukaranganda tv unzwe zvizere

  • @nevmunhanga1714
    @nevmunhanga1714 ปีที่แล้ว

    Inga zvakaoma

  • @calitormleya6780
    @calitormleya6780 ปีที่แล้ว +1

    Mama mawurayisa Banhu imi

    • @soniamujaji7782
      @soniamujaji7782 ปีที่แล้ว

      Ichokwadi mai ava ndivo honzeri yezvose izvi haungati une mwana anokuchengeta iwe woshora kusvika kunobvunzira kuma porofita vamwe vabereki vari kufa nenhamo vane vana vane mari asi vasinga chengetwi

  • @franktanakandlovu9797
    @franktanakandlovu9797 ปีที่แล้ว +9

    Ko munhu angangomuka opfura vanhu here there are two sides of a story

    • @vivsibanda7115
      @vivsibanda7115 ปีที่แล้ว

      So the killings were justifiable?

    • @franktanakandlovu9797
      @franktanakandlovu9797 ปีที่แล้ว

      @@vivsibanda7115 not even but wait until it unfolds

    • @soniamujaji7782
      @soniamujaji7782 ปีที่แล้ว

      Chokwadi vari kuchivanza kuti chisabude pachena

    • @catherinekangoya8964
      @catherinekangoya8964 ปีที่แล้ว

      Weather Dzikaita 8 Sides of the story don't kill simple ,he must rot his smelly Ass in jail

  • @sylviamacharangwanda2045
    @sylviamacharangwanda2045 ปีที่แล้ว

    Zvinorwadza

  • @gracechikanda4159
    @gracechikanda4159 ปีที่แล้ว +1

    mota ichiridza dhindindi part killed me😏

  • @patiencenegombwe8637
    @patiencenegombwe8637 ปีที่แล้ว

    Zvakaoma

  • @gracegushto3926
    @gracegushto3926 ปีที่แล้ว +1

    Mazuva ekudzoka kwemwana vaMwari aswedera

  • @thulanishamuti4345
    @thulanishamuti4345 ปีที่แล้ว

    Tsvagai camera irinani

  • @eriesikhakhane8376
    @eriesikhakhane8376 ปีที่แล้ว +4

    My relative Shadreck Chisora.😍😍

  • @frankservant5754
    @frankservant5754 ปีที่แล้ว +1

    Mai vati vaitiza vachidzoka kuzorinda mutumbi vachitadza kutiza, Rufu runosiririsa harwo asi kudzungaira uku kunokonzwera nemasowe. Ko tadii kumbovhara nekuti zvanyanya

    • @soniamujaji7782
      @soniamujaji7782 ปีที่แล้ว

      😹😹😹🤣 taura hako kudzungaira kuri pachena

  • @mamaneegrace2110
    @mamaneegrace2110 ปีที่แล้ว

    Chikonzero chakaurairwa vahnu chiii

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 ปีที่แล้ว +1

    No comment zvngu just in pain

  • @victormmbewe961
    @victormmbewe961 ปีที่แล้ว

    No presence of Holy Spirit there.

  • @ritagwati6742
    @ritagwati6742 ปีที่แล้ว +1

    Shame marwadzo

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 ปีที่แล้ว

    Hamusi imu masowe eZanu Pf here?

  • @gertrudemutandwagertz7213
    @gertrudemutandwagertz7213 ปีที่แล้ว +1

    Saireji anonzi akazviporofita kare kare ega mafiro ake achaita vabati ve tsananguro vaku zvitaura vaivepo achi zviporofita. Asi vazhinji vacho havasi pa media bt vari kuzvitaura kuti akazvitaura kare kare

    • @tman0486
      @tman0486 ปีที่แล้ว

      wanzwisisa pakati pevashoma veruzhinji ndiwe mumwe wavo chete

    • @Ben-xq1eu
      @Ben-xq1eu ปีที่แล้ว

      Chii chinofadza pakufa kwevanhu, sei muchingobvotomoka.

  • @khulekaninyoni8677
    @khulekaninyoni8677 ปีที่แล้ว

    Inini zwinondinetsa huum. Mowona sei kuti moya mutswene

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 ปีที่แล้ว

    Kuisirw ngozi mumusha

  • @giftalutadosipani3637
    @giftalutadosipani3637 ปีที่แล้ว +5

    Mapostory for ED otherwise ndezveko ikokoo kwana Ed venyu.

    • @erisherm.8451
      @erisherm.8451 ปีที่แล้ว

      🤣🤣🤣😂😂

    • @jusacrynos9949
      @jusacrynos9949 ปีที่แล้ว

      Musazosanganisa nyaya dzenyu nekufa kwemunhu idambudziko iri kufa hakujairike

    • @normanalumando1434
      @normanalumando1434 ปีที่แล้ว

      Kwenyu kuchafiwavo rufu arusarudze ende afiro mwari ndiye anoziva

    • @erisherm.8451
      @erisherm.8451 ปีที่แล้ว

      @@normanalumando1434 kudii ko iwe ? Benzi

    • @aronkufa5247
      @aronkufa5247 ปีที่แล้ว

      Jaison ngaabatwe asungwe ibwa yemunhu

  • @loveledgemandazamandaza6640
    @loveledgemandazamandaza6640 ปีที่แล้ว +2

    Gara zvie death sentence ichiri kushanda here pamutemo weZimbabwe?
    Kungobvunzawo zvangu🙃🙃

    • @mwaichikuse9637
      @mwaichikuse9637 ปีที่แล้ว

      Kkkkkk

    • @sashamandaza1250
      @sashamandaza1250 ปีที่แล้ว

      Ehe ichiri kushanda asi ano uraya ndiye andisiri kuziva aripo here ndakaona someone pa Tilda's behind bars ayiti ari pa death sentence

    • @talenttapiwanashe6329
      @talenttapiwanashe6329 ปีที่แล้ว

      Hakuna hangman wacho for years

    • @jacquelinebenza3538
      @jacquelinebenza3538 ปีที่แล้ว

      @@talenttapiwanashe6329 havachaheng vanongoti life

    • @botafamily
      @botafamily ปีที่แล้ว

      @@jacquelinebenza3538 🤝

  • @charlesmazorodze5424
    @charlesmazorodze5424 ปีที่แล้ว

    Chete vanhu vekumasowe havana kunyatsokwana kwana chaiko

  • @mucherorichard4670
    @mucherorichard4670 ปีที่แล้ว +3

    Ko madzibaba vakakoniwa nei kuona kuti pamasowe paipa kana vainge vakabatwa nemweya haaaaaaa zvinonetsa kunzwisisa izvi

    • @patiencetofa7273
      @patiencetofa7273 ปีที่แล้ว

      Hkuna munhy anoona zuva remunhu yanga yangova nguva yamwari

    • @trymorechikangaiwamhofela4273
      @trymorechikangaiwamhofela4273 ปีที่แล้ว +1

      Mweya wakatadza kuona mazuwa ose kumashure kwese uku...obvious mweya waifanira kutaura kundiso yacho before incident.....

    • @costainmutambara
      @costainmutambara ปีที่แล้ว

      @@trymorechikangaiwamhofela4273 no one can overcum death wen the tym is due guys

    • @trymorechikangaiwamhofela4273
      @trymorechikangaiwamhofela4273 ปีที่แล้ว +1

      @@costainmutambara bt kushaiwa kana mumwe chete pasowe rese anoroteswa....hongu kana nguwa yakwana zvayo hapana anoziwa.... ishe jesu wani waikaitwa saizvozvo kunyangwe waizviziwa..

    • @costainmutambara
      @costainmutambara ปีที่แล้ว +1

      @@trymorechikangaiwamhofela4273 now u see but according to the video I heard that the prophet prophesied the event b4 which they were all aware of the event but it's only that the prophet didn't specify the date of the event

  • @oswellmuranda4721
    @oswellmuranda4721 ปีที่แล้ว

    This goes to show that maporofita ekumasowe are fools,,,how can you condemn someone kuti anechikwambo paruzhinji... ngaafe idofo zvakatovharana nomore service musondosi zvapera

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว

      Ko kana anacho anachozve dai asina ingadai asina kuuraya aivaregerera

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว

      @@gracie2world zvatoratidza kuti kupumha munhu kunogona kuwurayisa

    • @ropafadzokwangware1941
      @ropafadzokwangware1941 ปีที่แล้ว

      Hazvina kunaka kutaura zvehuroi hwevanhu pahekerere vanhu ngavazvisiye hazvina kunaka

    • @felixmadakufa4642
      @felixmadakufa4642 ปีที่แล้ว

      Be respectful. Even Jesus condemned pharisees and everyone Infront of their faces. Was he a fool too

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว

      @@felixmadakufa4642 well not everyone is into that religion.... And even if it was the case ipapo pakuzviyenzanisa najeso ndopamarasika

  • @tapuwamandebvu
    @tapuwamandebvu ปีที่แล้ว

    After that coup the country of ours thugs are doing as they please

  • @makaitamasendu7802
    @makaitamasendu7802 ปีที่แล้ว +4

    Very sad
    Mwari ivai nenyika yedu we arrest that devil spirit in Jesus’s name and we speak the love of Jesus among the people of our nation
    My condolences to families and friends of the deceased
    Have comfort in Jesus’s Christ

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 ปีที่แล้ว

    Zvakaoma hazvo

  • @apostleben5253
    @apostleben5253 ปีที่แล้ว

    Baba vezvemweya !!

    • @specialchild775
      @specialchild775 ปีที่แล้ว

      zvakaoma zvinhu zvacho

    • @dove5584
      @dove5584 ปีที่แล้ว

      Mapositori Mapositori Mapositori Mapositori Mapositori Mapositori Mapositori soooooo ka

    • @veemuthasavee3379
      @veemuthasavee3379 ปีที่แล้ว

      Nyange hazvo zvainzi aiva akaromba aisafanira kungouraya uraya vanhu uye zvekuromba kwake zvange zvisinei navo

  • @nyashachigs
    @nyashachigs ปีที่แล้ว

    Ko madzibaba vakaona rufu rwekumwe vasina kuona rwavo

  • @rodneystoddard2014
    @rodneystoddard2014 ปีที่แล้ว

    Aka gonesa chaizvo Dai akato dambura nemukadzi hure racho futi

    • @garikaichuru160
      @garikaichuru160 ปีที่แล้ว +7

      Ummmm dzorai mashoko enyu mukoma. Hapana munhu anekodzero yekuuraya munhu , uyu murawo waMwari. Ukaona mukadzi akuhurira ziva kuti haachakude. Kuuraya munhu doesn't solve anything but kusiira vamwe ngozi. Hezvo mhuri yese yekwa Muvhevhi ichapukutwa nengozi.

    • @dhereckmherekumombe1945
      @dhereckmherekumombe1945 ปีที่แล้ว

      This headline yakaiswa ndeyenhema aana kumbodanana nemukadzi weuyu akapfuura nyaya ndeyekuti akanzi akaromba mfanha akauraya vanhu uyo l suggest this channel retracts its headline and false story please vanhu vasafamba nemakuhwa akaiswa pano

    • @sekaimashaira1655
      @sekaimashaira1655 ปีที่แล้ว

      Makanzwa naani kuti inyaya yechihure musataure manyepo

    • @rodneystoddard2014
      @rodneystoddard2014 ปีที่แล้ว

      @@sekaimashaira1655 kikikikikiiiiiiiii ndoda kuku wona iwe sekai

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว

      @@sekaimashaira1655 anorwara uyu iye ari kunzwa kuti akauya nemota vamwe vanga vasisamuzive nekuti anenge abva kumusha kare saka mkadzi wake vanga vamuonera kupi

  • @sheronsandratashaya1075
    @sheronsandratashaya1075 ปีที่แล้ว

    Friday the 13th ma1

  • @patriciapatricia676
    @patriciapatricia676 ปีที่แล้ว

    Yoo zvakaoma

  • @tineichinyanga5247
    @tineichinyanga5247 ปีที่แล้ว

    Kkkkkkk

  • @marcussok6469
    @marcussok6469 ปีที่แล้ว +1

    Since ED got in power , vanhu vakutamba nepfuti heavy , hameno kuti demon rina ED rakadii

  • @tinashemachando6308
    @tinashemachando6308 ปีที่แล้ว

    Ko madzibaba havana kuoneswa chiga cherufu here

  • @dyanadeechikondo2903
    @dyanadeechikondo2903 ปีที่แล้ว

    Munhu anonamata haafi rufu rwekupondwa or rwekupfurwa nepfuti nekumhuri yekwabadzibaba kune zvakowo

    • @MuseveTV
      @MuseveTV ปีที่แล้ว +1

      Are you sure?

    • @dyanadeechikondo2903
      @dyanadeechikondo2903 ปีที่แล้ว

      @@MuseveTV yes please vamwe vanototi munhu waMwari haafi ne accident nekupondwa nekupfurwa nepfuti unofanira kungorwara wofa chete

    • @jessicanyaman8295
      @jessicanyaman8295 ปีที่แล้ว +2

      @@MuseveTV ask him about john the Baptist and isiah

    • @peacemaker1586
      @peacemaker1586 ปีที่แล้ว +1

      Read the new testament on how the apostles died

    • @shingimukogomtero1092
      @shingimukogomtero1092 ปีที่แล้ว

      Haa kutaura mutauro we kumasowe sekuti mukadzi akazvitakura haafanirwe kufa asi vanhu vanongofa