Let me honestly put this clear my brother, you are a revivalist and we are looking for people like you. we are ready to support you. Your message is unique.
uuuummmm sad truth ,tangosara tiri vangu vemucheno ,this is happening in our churches today ,mari yakukosheswa kudarika Mwari muchurch ,kupihwa chigaro according to yr pocket ,vane mari yakawanda havachatsiurwe muchurch 😭😭😭😭Mwari tibatsirei
God bless yu my brother.My heart is overwhelmed ,ndiri umwe anga atoti zvekuchurch kwete nekurwadziswa bt am reconsidering.Thank u mr Mazanamombe the song is too deep
yaaaaaaaah anorova malead guitars enyu mumusimbise the person is too mellodic ....your music is alwys the true gospel nditendereyi ndikudze mwari makuseni ana mkoma benny
Hazvisi zvega izvi .God is still using vanhu vake . Mwari arambe achikugonesai My best gospel artist
zve kukudza Mwari nekubata moyo yevanhu pa Chokwadi chaipo, zvaikozvino Benny Mznamombe ndiye arikurira zvake.I salute you, Mwari dai varamba vachikugonesa
Uyu anogona uyu
Amen
Mimanzi yenyu munhu waMwari inondikomborera, Mwari ngavakupfudzeimberi ndicharamba ndichikusapotai nepandokwanisa.stay blessed
Munhu uyu akasheyedzwa. Sir don't stop 🙏😭😭
mukoma munogona, your voice and word is strong, rinobata, music yenyu ikasvika kuvanhu vanotendeuka
MR BENNY mmm munonyora nziyo you are talented my brother
Mwari akupei mamwe manzwi anehuchenjeri titendeuke sure munondiitira mukoma . Mufundisi vachatsiura sei vanasesu Ivo ziso riripapfuma yedu Mwari vave nerudo
Let me honestly put this clear my brother, you are a revivalist and we are looking for people like you. we are ready to support you. Your message is unique.
Amen to that
❤haaaya I feel the presence of God wen this man sings ,very humble 🙏
very true indeed. sweet melodies. i do listen over and over again
Mwari warambe wachipfuurira mberi nekukungonesai ,munogona zvenyu
uuuummmm sad truth ,tangosara tiri vangu vemucheno ,this is happening in our churches today ,mari yakukosheswa kudarika Mwari muchurch ,kupihwa chigaro according to yr pocket ,vane mari yakawanda havachatsiurwe muchurch 😭😭😭😭Mwari tibatsirei
God bless yu my brother.My heart is overwhelmed ,ndiri umwe anga atoti zvekuchurch kwete nekurwadziswa bt am reconsidering.Thank u mr Mazanamombe the song is too deep
Tangosara tiri vanhu vemucheno nechijairira chekutaura nendimi. Tibatsirei Mwari. Mashoko arimurwiyo urwu anotisimutdzira nekutinongedzera parutendo rwekutanga rwatakadavira narwo
Unondigonera murume sando dzako kuti taaaaaaaah
Shuwa tangova vemicheno chokwadi, vafudzi vongotarisawo homwe dzemakwayi hey pakaipa.
May God have mercy upon us otherwise denga richaGuguliwa iri.
“ ndiani achine utano pamweya
Tangosara tiri vanhu vemucheno nechijaira chekutaura ndimi …. Ummmn he wrote the lyrics spiritually. He’s anointed
Sure akanyora akazadzwa namweya mutsvene
I do agree ukaona chinhu chakupinza umwe munhu pamweya zvoreva kuti chakaitwa namweyawo anga aripi. This is spuritual
Tinokukokai mudzoke kunaMwari.
yaaaaaaaah anorova malead guitars enyu mumusimbise the person is too mellodic ....your music is alwys the true gospel nditendereyi ndikudze mwari makuseni ana mkoma benny
I felt energized spiritual after listening to uplifting track
Mutinamatireo mutinyengetetere hapana chinhu chatinombogona pasina munamato
Spiritually inspired
The lyrics are anointed ❤❤❤❤
From a long way ndichitsvaga zita renyu , finally ndariwana.munoimba zvinondibaya moyo chaipo ,munamato wangu mukuru kuna Mwari kukumbira moyo wakanaka ndiitewo kuda kwavo ndivadze mumweya numuzvokwadi
Baba komborerwai zvenyu uye musashanduka padama irori
God bless
Benny Hadhassa you're a true Christian. 🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤
Apostle Benny may the dear lord bless you abundantly,.... Tangosara tiri vanhu vemucheno nechijaira chekutaura nendimi......x100000
May God bless you endlessly...You're called to serve lost souls
Ndikutsvagawo zita re song yekuti kana wakafa wazomuka mundiratidzewo Amai wangu
NYARADZANAI
Keep on burning fire 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💃💃💃💃💃💃
this is masterclass my brother this is wonderful. what a song. tangosara tiri vemucheno, nechijaira chekutaura nendimi. God bless you
Homie good music totenda🤝💥💥💥
If maturity was a person ,this song is mature
Sarudzai ari nani pakati pedu mumuite mbeu.... haa these are simple words bt with a deeper meaning
Musazonowira mudziva remoto imi makamboravidza ruponeso.... You sing in spirit!! Kana neniwo mundinamatirewo, mundinyengeterewo!
Sarudzai arinani pakati pedu, mumuchengete mumuite wembeu, uuummm shoko🙌🙌
Watikanganwira chokwadi Jehovha... Mutinamatirewo.
Thanks Benny Mwari varambe vachikupai mashoko esimba neruponeso.
Tinoshuva musha unouya
This is spirit filled song and singer too. I can listen this 100 tyms to uplift my spirit. Keep up the good work brother
Wonderful mybrother,rambawakadero....usazofa Waka mixer Nana zimdancehall pakuimba kwako kose
Clear message from above ,my brother you are a messenger, keep humble yourself you are going far
More grace n wisdom mukoma bennie
Mutinamatirewo takatadziswa kunamata 😭
Powerful message brother ,,thnk u so much
Powerful massage
Great song Sir. May God increase your Ministry
Ndachema neshoko iri rinobaya semunondo ❤😂
Maita zvenyu Mwari nekumutsa muporofita wechidiki uyu ,achatiudza kufara kwenyu nekutsamwa kwenyu
Ooh yes akadyara ropa rake paCalvary well done Benny May God Bless You
What a nice song with powerful sms 🔄 pabatwa basa apa
Wakatumwa na mwari
"muchamutsiura seiko mutendi, ziso renyu riri papfuma yake" line hit hard🫡
❤
This gospel is the living waters, you are Godsend to this generation man of God.
Very living bcz he is on point of what is really happening today
Simbisai mweya yaneta Mwari .tega hatichagona❤❤ 4:54 ❤ 4:57 4:58
Unique message
Mwari ngaarambe achitaura newe, this is good
So powerful and touching eeey 😭😭...Keep up spreading the gospel i
Mwari akutaura naye uyu
Powerful man of God keep it up
He wrote this song spiritual 🙌
Thanks for opening our eyes
My brother honestly speaking you are blessed in voice and writing let God continue using you as a right versel
Excellent
This song is the best l love your message I'm blessed may God continue to bless you
So uplifting well done brother urikurira mwana wamai
Mmmmm munoparidza henyu, God bless you!
Sir you are blessed!
I feel the presence of God whenever I listen his songs
Well-done
"Tine hana dzisingacharovi"😢
Mutinamatirewo mutinyengeteretewo
Hapana chinhu chatinombogona pasina minamato
Makashumira baba
Powerful and Touching Song. Well Done
The right Gospel.Chokwadi zhizha rasvika.Kana mukaona muonde wakubukira zivai kuti mazuva angu aswedera.Israeri muonde wangu.Rakwana Zhizha Benny!!
Tur
Keep the good work up. lm in love with your music
This is a calling
Nice broo munogona
Keep this standard up mkoma Benny.I am blessed
😭😭😭😭😭😭Mwari anenyasha,ndikunzwa Mwari nemasongs aya
May the good Lord continue to use you as a vessel
voice bho ne massage
Powerful message Kombererwai NaIshe.
Munogona broo
May God bless you man of God your songs takes my soul closer to holy spirit
You are sent cary on the good work
So uplifting
Well done 👏👏🔥🔥🔥
Powerful uuuum too much words Amen God bless you man of God 🔥🔥🔥🔥🙏
God bless you brother. Your music revives me. The lyrics are super!
Respect , keep on sir 🙏
Powerful Amen
This guy is good
Touching song indeed keep the fire burning bro❤❤
awesome
Thank you Man of God powerful songs
Ishoko iri not mashoko❤
Mazanamombe zvaizvozvo ndiwe wandiri kutengera data music yako ndoiridza 6 to 6
You are talented my brother ❤
im here everymorning❤❤❤❤❤❤
Mmh mashoko ❤❤😊
Dzese 3 dzandanzwa makagona dzese
i like your songs
❤
The music is good
Ummmm Haaaaa maone 😭😭😭😭 This album rakatorerwa nguva