Evangelist Trymore Muparinga - Rudo .unity .ku sowe full sermon

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 1 ต.ค. 2024
  • ...be blessed #EvangelistMuparinga #muparingasermons #muparingalatest2023sermons #bryanmafuwamedia #muparingalatest2024sermons #trymoremuparinga

ความคิดเห็น • 52

  • @almsdeeds2003
    @almsdeeds2003 5 หลายเดือนก่อน +5

    Dai ndine Mari saSir wicknel ndaikutengera GD6 iwe murume waparidza uye hatina kumboona muparidzi wekusinagogo achiparidza kumasowe akabvisawo bhutsu vazhinji vanotosvora god bless you Evangelist Muparinga mwari afambe nemi shuviro dzenyu dai dzazadziswa

  • @lucyzhou3488
    @lucyzhou3488 19 วันที่ผ่านมา

    Powerful preaching Evengelist Glory to God

  • @Blessing-f6m
    @Blessing-f6m 15 วันที่ผ่านมา

    Vanhu ngavaparidzwe vatendeuke
    Tinotenda nerudo rwenyu

  • @mudadiify
    @mudadiify หลายเดือนก่อน

    Mharidzo yakanaka munhu wamwari🎉❤

  • @tinamambodza2251
    @tinamambodza2251 6 หลายเดือนก่อน +1

    For God so loved the world that he gave his only begotten son TO LOVE IS TO GIVE GOD LOVED US HE GAVE US HIS SON SO WE MIGHT OBTAIN ETERNAL LIFE

  • @SophiaMwanza-h4f
    @SophiaMwanza-h4f 6 หลายเดือนก่อน +1

    Hazvinzi rugare kubevanotenda pastor...zvinonzi rufaro kwamuri

  • @GraceMapfumo-ep9tx
    @GraceMapfumo-ep9tx 4 หลายเดือนก่อน +1

    Amen madzibaba Trymore Maparinga mukuparidzira nyika chaiko!!!

  • @tsitsi852
    @tsitsi852 2 หลายเดือนก่อน

    Amen and amen

  • @nokuthulaannamanyangadze
    @nokuthulaannamanyangadze 3 หลายเดือนก่อน +1

    Uumm Evangelist makatumwa kuvanhu
    Rugare ngaruwande

  • @tinamambodza2251
    @tinamambodza2251 6 หลายเดือนก่อน +2

    Coherent preaching in a down to earth demeanour with a humble tone which seethes respect to the adherents of the apostolic faith what a gifted preacher Evangelist Muparinga is FAITH HOPE AND LOVE BUT THE GREATEST IS LOVE

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @juliuskamwaya9254
    @juliuskamwaya9254 5 หลายเดือนก่อน +1

    I salute Wisdom yamakaipihwa naMwari.. vashoma vanozvininipisa pabasa raMwari.

  • @GodfreyMuchemwa-kd2jj
    @GodfreyMuchemwa-kd2jj 2 หลายเดือนก่อน

    Amen 🙏

  • @ChenjeraiJonasi
    @ChenjeraiJonasi 2 หลายเดือนก่อน

    Amen

  • @nandimthunzi1416
    @nandimthunzi1416 3 หลายเดือนก่อน +1

    Paridzai henyu mhunu WaMwari vhanu vatendeuke

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @tinamambodza2251
    @tinamambodza2251 6 หลายเดือนก่อน

    Chinhu chose ukatarisa chichikufza dzidza kuvonga Mwari nokuti INYASHA DZAMWARI ZHINJISA

  • @simbelievemutsago
    @simbelievemutsago 3 หลายเดือนก่อน

    Makanyanya apostle

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @rangamahosi9611
    @rangamahosi9611 10 หลายเดือนก่อน +1

    Yeaa maparidza semunhu wekumasowe... maparidza shoko👏👏

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @tinamambodza2251
    @tinamambodza2251 6 หลายเดือนก่อน

    KUBATANA KUVA NEPFUNGWA IMWE CHETE RUDO RUMWE NON FACTIONALISM LOVE OF ONE ANOTHER PANE NYASHA DZAKAVIGWA MUKUBATSIRA VAMWE VANHU KUNE ROPAFADZO DZAVIGWA MUTSITSI DZUNOITA NEVAMWE VANHU

  • @Mike.fridge.repair
    @Mike.fridge.repair 3 หลายเดือนก่อน

    Good work Evangelist

  • @gondaichiridereno7528
    @gondaichiridereno7528 5 หลายเดือนก่อน

    I like your preaching Pastor

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 ปีที่แล้ว

    Ndafara ndatoona vekuziva paSowe raBiggie Makanjera.

  • @esiterymunzvengwa7878
    @esiterymunzvengwa7878 3 หลายเดือนก่อน

    Amen and Amen Mr Mparinga❤❤❤

  • @pastorjj5226
    @pastorjj5226 4 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkkkk I I like the masowe language yamai taura kkkkkkkkkk imagine kut murumbwana you are sent God
    Aaaaaaaaaaaaaa muno kwana pese

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @tinamambodza2251
    @tinamambodza2251 6 หลายเดือนก่อน

    Charismatic preaching at its best

  • @beaulahkonde6158
    @beaulahkonde6158 2 ปีที่แล้ว

    Pamberi nevhangeri, Much Grace 🙏

  • @ajasitheboy
    @ajasitheboy 2 ปีที่แล้ว

    I feel happy hearing such coherence of your preaching. Very nice abhudhi

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 3 หลายเดือนก่อน

    Chokwadi rugare ngaruwande❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @tinamambodza2251
    @tinamambodza2251 6 หลายเดือนก่อน

    I love the apostolic faith there is absolute humility equality and fraternity which mighty be absent in some faith public prophecy though it might be uncomfortable or clumsy is a gossip flame quecher which promotes oneness and focus in worship

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @badduncebaddabaddestmusic5791
    @badduncebaddabaddestmusic5791 2 ปีที่แล้ว +1

    True man of God

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @kudzaikasira9643
    @kudzaikasira9643 8 หลายเดือนก่อน

    maturity is when u ddnt object to the way the worship God but rather you were concurrent with their belief and still dd preached

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @AliceMuzengezi
    @AliceMuzengezi 3 หลายเดือนก่อน

    What a powerful word 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @MandivavariraNyakudya
    @MandivavariraNyakudya 9 หลายเดือนก่อน

    Centenary sect pfee zvake mukomana

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @LindiweMusonza
    @LindiweMusonza ปีที่แล้ว

    Shoko ngarikushwe kwese Mwana waMwari

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @marlenemtandagai1576
    @marlenemtandagai1576 2 ปีที่แล้ว

    Amen Amen madzibaba🙏🙏🙏

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @evelynzulu6684
    @evelynzulu6684 4 หลายเดือนก่อน

    Amen 🙏

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru

  • @Kingshumba-w7n
    @Kingshumba-w7n ปีที่แล้ว

    Shoko

    • @trymoremuparinga
      @trymoremuparinga  3 หลายเดือนก่อน

      Thank you for listening to the word.Be blessed. Muropafadzwe zvikuru