when i am under a very stressful situation i really play daidzai Jesu part and i feel so relieved . i was taught to pray by this album and when i feel happy and impressed by the works of the Lord in my life i play ndicherechedzei part and i feel kuti Mwari vaneni........kana zvorema daidzai hama dzangu nekuti ndiye mutungamiri akanaka.....thank u very much thunder family ...i really love you may God bless u in abundance
Everyday ndichienda kubasa i go to youtube and play this live performance all my way to work its a 30min drive so 25 min i will be listening to these songs may God bless you guys. Especially the first song i feel like you sang this song for me i was about to give up life yekuva in a foreign land but now ndinodana Jesu kana zvorema and zvinhu zvakuendeka. ❤❤ Hosho mengoma izvo zvinondiitira ❤❤🤝🤝
Chokwadi zita rajesu was my granmas fav song..thank you nekuiimba ne tune iyi..my grandmother used to sing it pese pataienda kumusha or takudzoka kubva kumusha or pese pavationera votanga kuchema singing it..I miss you mbuya va fadzai continue to rest in peace
Thank you Guysl watched this video the day rarakaitwa but right now Moyo wangu wanga wakaneta l have to go back paTH-cam kunoritsvaga🙏 Chokwadi Zita RaJesu Rakanaka kwazvo Rinonyaradza Mutendi Rinofusa kutya🙏.... Rest In Peace Allen🥀
@@TendaiChinyama,short guy aifarira zvekutamba apa check pasong Iri Izwi raMambo,ari pa middle row standing pamberi peakapfeka maspecs,also ari paseri pethat girl
I liked the coordination between the lead vocalists in the Song Ndinobva Kamuri ndoenda kudenga. Guys honestly you have taken the Methodist music to another level. God Bless the ThunderFAmily...
Thank you so much for these songs. I love worship songs and I was feeling kuti something is happening within me. I have listened to most of your songs, but there is something chiri pa album iri chiri different. May God continue to take you far. Ndovada Mwari ava sahwira anomira neni vamwe vese vafufatira.
Kana zvorema daidzai Jesu sure. It all starts by knowing who to call or turn to in need of hour Thank you Thunder. Thanks for the invite Saux was life changing. Glad to see you ministering guys it's a pleasure
As always, Noone was disappointed. The glory of GOD was uplifted, hutsvene was established. Dai zvaibvira taikaka matende pano🙌🙌..... Powerful ministration Boys of Thunder!🎉🎉
Connecting with self in the spiritual realm whilst we traverse through this life pilgrimage as we celebrate the power of music through the Thunder family
Wow!! What awesome, soothing, healing and uplifting Worship Vashumiri vekuimba 🙏 era era era RIP Manu mwanangu 😪💔till we meet mumazambara Pamusoro Pakudenga 🙏🏼
For us who are in the hour of need tinoti muri kushumira muhupenyu hwedu vakomana rambai makadaro..... Ini naAmai tichakutengerai ngoma new1 ndipeiwo number dzemujekeresi wenyu..
when i am under a very stressful situation i really play daidzai Jesu part and i feel so relieved . i was taught to pray by this album and when i feel happy and impressed by the works of the Lord in my life i play ndicherechedzei part and i feel kuti Mwari vaneni........kana zvorema daidzai hama dzangu nekuti ndiye mutungamiri akanaka.....thank u very much thunder family ...i really love you may God bless u in abundance
Mmmmmmm ndagadziriswa. Amen!
Anyone listening to this good music❤
Everyday ndichienda kubasa i go to youtube and play this live performance all my way to work its a 30min drive so 25 min i will be listening to these songs may God bless you guys. Especially the first song i feel like you sang this song for me i was about to give up life yekuva in a foreign land but now ndinodana Jesu kana zvorema and zvinhu zvakuendeka. ❤❤ Hosho mengoma izvo zvinondiitira ❤❤🤝🤝
N ndri weAFM munoimba hyme sezvairi hamuwedzereri zvekut hyme songs dzoita sedzoimbwa kudancehall
ma hwisiri manyama
Ndo kuimba gospel uku kwete zvekujamba ma speaker negitare. This you can find in the Scripture
Proudly methodist😊❤
29 september 2024 l am here❤
Panenge moyo waneta usisadziirwe asi kana ndawonemi ndotunidza kwazvo ndinogoparidza rudo nguva dzangu dzose zita renyu rindifadze panguva yorufu 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
You heal my soul
Walking in a season of uncertainty and change, but His peace is keeping my mind sane. Maita nekuti kurudzira mumweya
Hymn 17
Chokwadi zita raJesu
Rakanaka kwazvo;
Rinonyaradza mutendi,
Rinofusa kutya.
Rinorapa mweya wake,
Rinomunyaradza;
Rinomupa kuzorora
Nokudya komweya.
Dombo randinovakira,
Nzvimbo yokuvanda;
Dura risingacheredze
Rizere nengoni.
Jesu, Mambo noMuprista.
Sahwira, mufudzi,
Nzira yangu, noUpenyu,
Ndokurumbidzai.
Panenge mwoyo waneta,
Usisadziyirwe,
Asi kana ndaone’mi
Ndotunhidza kwazvo.
Ndinogoparidza rudo
Nguva dzangu dzose,
zita renyu rindifadze
Panguva yorufu.
Tinotenda nekuti simidzira in the spirit 🔥🔥🔥ndichereichedzei baba
Jesu Mutungamiri Wakanaka❤
Chokwadi Zita raJesu🔥🔥🙏
Amen 🙏 mwari wangu
Chokwadi zita rajesu was my granmas fav song..thank you nekuiimba ne tune iyi..my grandmother used to sing it pese pataienda kumusha or takudzoka kubva kumusha or pese pavationera votanga kuchema singing it..I miss you mbuya va fadzai continue to rest in peace
Listening to this collection in 2024. Let me acknowledge that am Catholic but your songs lift my spirit. Thank you and to God be the glory!
Ndicherechedzei baba in this season kumwe kwese kune jecha powerful ministering song
Rest in peace Allan will miss you amongst the group , you have run your race and you will be always in our thoughts .
Thank you Guysl watched this video the day rarakaitwa but right now Moyo wangu wanga wakaneta l have to go back paTH-cam kunoritsvaga🙏 Chokwadi Zita RaJesu Rakanaka kwazvo Rinonyaradza Mutendi Rinofusa kutya🙏....
Rest In Peace Allen🥀
Allan rest easy dear
It's so painful
Nhai sister Allen ndeupi nhaimi ndarwadziwa hangu chero ndisingasingamuzivi
@@TendaiChinyama,short guy aifarira zvekutamba apa check pasong Iri Izwi raMambo,ari pa middle row standing pamberi peakapfeka maspecs,also ari paseri pethat girl
Panenge moyo waneta,
Usisadziyirwe,
Asi kana ndaonemi,
Ndotunhidza kwazvo😢❤🔥🔥
Hym 17 ndikaremererwa kana kudzamirwa ndoiridza song iyoyi nemisodzi especially panoti panenge moyo waneta bt ichipera ndonzwa kurerukirwa presence dzaMwari dzasvika panzvimbo❤
hwisiri yangu... keep the fire burning boys
Munondisimudzira vana imi dai Mwari vakuwedzerai makore ekurarama ndirikuatsvaga maVedio enyu ari ma disk nenziyo ndodii
I liked the coordination between the lead vocalists in the Song Ndinobva Kamuri ndoenda kudenga. Guys honestly you have taken the Methodist music to another level. God Bless the ThunderFAmily...
Chokwadi zita rajesu rakanaka thank you so much ndanzwa kusimudzirwa
Panenge moyo waneta usisadziyirwe Mwarii😭😭😭
Mokomborera vakomana
Mubhosvi webhosvo arikubhosva mubhosvero webhotsvotsvo😊
😂😂😂😂😂😂
Thunder kutinhira Famba mwana wemuhwisiri
Thank you Jesus 😊Tinozviziva henyu kuti makaenda henyu asi muchadzoka muchititora kuti mugotipinza mu denga sezvatinoimba
Taikushuvira kuti uve pamwe nevamwe muchirumbidza
Panenge moyo waneta usisadziirwe kana ndaonemi ndotunzi kwazvo
Amen
Thank you so much for these songs. I love worship songs and I was feeling kuti something is happening within me. I have listened to most of your songs, but there is something chiri pa album iri chiri different. May God continue to take you far. Ndovada Mwari ava sahwira anomira neni vamwe vese vafufatira.
Ndicherechedzei Baba inondiitira zvakanaka ndikazonzwa mumwe ariko kumsoro haaa ndakaona nyasha ini through your album
Stay blessed boys of thunder
Vanhu ava vanogona may the lord keep on blessing you guys one day l would like to sing along even paAll night l will be blessed ❤
Ini ndadzikirwa nengoni nealbum iri
I testify 😢
Smarts murikumberi henyu, you rock guys🔥🔥🔥 #hatidinemi😎
Thank you so much
Ma Methodist anoita zvine method smart manyama
Seriously guys l feel relieved with your songs keep moving God bless you🙏
Kana zvorema daidzai Jesu sure. It all starts by knowing who to call or turn to in need of hour Thank you Thunder. Thanks for the invite Saux was life changing. Glad to see you ministering guys it's a pleasure
Chakachaya 🙏🙏🙏
Not only hour of need, we have to seek him in good times by praising him 🙏
Chokwadi zita raJesu🙏. My favorite on this album
I am in tears.
Thnk u so much my favourite this song really 😭😭😭😭😭😭😭
Mukoma Simba 🙏🏾
Musimutsa mweya yawira pasi itirwai zvakana boys rangu
😢rest in muparidzi muna christu
As always, Noone was disappointed. The glory of GOD was uplifted, hutsvene was established. Dai zvaibvira taikaka matende pano🙌🙌.....
Powerful ministration Boys of Thunder!🎉🎉
Panenge mwoyo waneta,
Usisadziyirwe,
Asi kana ndaone’mi
Ndotunhidza kwazvo
This verse is powerful.
Dombo randinovakira,
Nzvimbo yokuvanda;
Dura risingacheredze
Rizere nengoni.
Profound!!!
Boys of thunder for life❤, toramba tichirumbidza kusvika atiropafadza
jesu mutungamiri wakanaka
Hymn 68
Ndinobva kwamuri, ndoenda kudenga,
Ndoenda kuimba yababa;
Mumba yavo tsvene, imba yorufaro,
Ndinokugadzirirai nzvimbo.
Kana ndichienda, ndinozouyazve,
Handikusiye muri moga;
Asi ndinozokugamchirai ini,
Kuti mugovapowo pandiri.
Iri’zwi raMambo, izwi rorufaro,
Farai,vaKristu farai!
Ishe wakaenda, asi achadzoka,
Apinze kudenga imi mose.
Ipapo tinozogara pautsvene,
Navazhinjizhinji chokwadi;
Tinozoimbawo, tiri pamwe chete,
Tichikudza Ishe wokudenga.
thank you guys ur music inondidzoreredza keep on ministering
You are the best thunder boys❤
Awesome Thunder Boys👏🏽👏🏽👏🏽
Ndinogo paridza rudo nguva dzangu dzose.
Zita renyu rindifadze, panguva yo rufu🙏🏽
Munondikomborera kwazvo asi tine matambiro edu semawesiri vanangu aripiko
U are the best guys
Chokwadi, izita ra Jesu, thank you for reminding me . I needed this
Connecting with self in the spiritual realm whilst we traverse through this life pilgrimage as we celebrate the power of music through the Thunder family
Munogona guys👏. Thanks so much. Be Blessed🙏
Takamirira, takatiwira
Daidzai Jesu did it for me,especially the drum ❤
amen amen daidzai jesu
Hwisiri yangu mhaiii
proudly hwisiri 🙏thank you for the word and songs ey
You the best thunder family,kunyanya Elliot and dion🔥🔥🔥
Matononoka team rangu chitiratidzai
Amen 👏proudly Methodist
Wow!! What awesome, soothing, healing and uplifting Worship Vashumiri vekuimba 🙏 era era era RIP Manu mwanangu 😪💔till we meet mumazambara Pamusoro Pakudenga 🙏🏼
Chokwadi zita raJesu rakanaka kwazvo
My favourite singers....komborerwai vakomana
God bless you 🙏
Chokwadi zita rajesu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥❤️🔥
Panenge moyo waneta am proud of my church thank y guyz
Thank you so much moyo yakaneta yosimudzirika mwari vakuendesei mberi
Kunyangwe zvorema daidzai Jesu ndiye mutungamiri wakanaka... when words fail to come out oooh Lord hear me singing this song 👏👏
Ndicherechedzei baba
Thank you Simba for the word 🥹🙏🙏
❤Ndaitirwa zvakanaka mufunge.
Beautiful.May the Lord continue to give you wisdom as boys of thunder.Your group is Blessed.Very uplifting.
Wow u guys are good ....u are really raising the Methodist church flag higher...keep it up boys
Hymn 17 inondiitira thank you thunder family ❤❤❤
Dion my girl, your voice is incredible !!!!😍
For us who are in the hour of need tinoti muri kushumira muhupenyu hwedu vakomana rambai makadaro..... Ini naAmai tichakutengerai ngoma new1 ndipeiwo number dzemujekeresi wenyu..
Jesu ndiye mutungamiri akanaka.
Kana zvakakwana zvasvika zvisakakwana zvinosuduruka 1Corinthians 13 vs 10
Hallelujah Amen . Zvinorema. zvinoda Jesu. Amen, Amen and Amen 🤲🙏🙏🙏
Music inonyaradza iyi
Tapindira team iri rogonesa
Zvirokwazvo ndicherechedzeiwo baba, thank you boys of thunder ⚡
Im blessed weduweeee
Kana zvorema ndodaidza Jesu...thank you nekutaura nehupenyu hwangu
I am blessed by this group.Your singing nourishes the soul.
Ndikabuda wisiri ndopinda methodist
Panenge moyo waneta usisadziirwe asi kana ndawanemi ndotunhidza kwazvo ooooh yessss
Here for Bro Allen
Thank u for ministering to us...Kana zvorema daidzai Jeso
Ndicherechechedzei Baba
soul soothing songs
Iri Izwi raMambo...
Kana zvorema 😭😭😭🤲❤Mucci nhaimi ....aluta continua thunder family
Twinny I am happy to see you... Rambai muchishumira Mwari...
Welldone guyz
God bless you all
Famba hwisiri!!!!
I enjoyed this honestly. Keep moving varume.
Kana zvorema 🙏