Ndarwadziwa ndachema hangu ndosaka ndisina Kuda kuzoroorwa zvakare mushure mekufirwa nemurume baba vevana vangu at age of 31 now I'm 46 moyo unoda asi ndikafunga hutsinye hunevarume pama step vana aaa kana, sorry zvenyu mama mwana wenyu ibenzi chayiro
Asi varume tisazodaro. As a man, neniwo ndarwadzirwa amai avo. Zvinenge zvanyanyoita sei kunze kwakangozara vakadzi kana uchida zvokubira. This is irrepairable.
Mwana uyu ahana kukwana kumitiswa her nababa isu takakura nastep father wani mai vachitoenda kubasa kutondisiya nastep father pasina kana zvavaitiita kana kutibata havo kutoroorwa munhu wakazara chiiko naye mwana uyu nxaa
😢😢😢😢 so painful une chokwadi here mwanangu kuti you want to share a man namai vako waramba kuramba your step daddy saka unoda kuti mai vako vadii?mwari vakurange mwanangu wakaoma moyo
Zvinorwadza sure mwana wako womuita mukadzi washorei mai vake inga vakakuzvarira vana 3 ndanzwa hura kurira varume musadaro pandakaona kt mwari vatonga havo ndakazvigamuchira ndaive ve40years now 46 Oct zvekuda kuroorwa kepiri unoda vana dambudziko hombe uye vanobata zvisizvo nastep father wozopedzisira dzangove hondo mumba
Ndarwadziwa ndachema hangu ndosaka ndisina Kuda kuzoroorwa zvakare mushure mekufirwa nemurume baba vevana vangu at age of 31 now I'm 46 moyo unoda asi ndikafunga hutsinye hunevarume pama step vana aaa kana, sorry zvenyu mama mwana wenyu ibenzi chayiro
Asi varume tisazodaro. As a man, neniwo ndarwadzirwa amai avo. Zvinenge zvanyanyoita sei kunze kwakangozara vakadzi kana uchida zvokubira. This is irrepairable.
Zvinorwadza izvi Mwari nyaradzaiwo Mai avo poresaiwo moyo wavo.
Ummm mwana uyu haasi rght uyo achairayisa mhamha vake ❤
Kamwana ka hure ako yoo amai nemwana pamurume 1 namatirai mhamha awo wasazviuraye😥😥
Mwana uyu ahana kukwana kumitiswa her nababa isu takakura nastep father wani mai vachitoenda kubasa kutondisiya nastep father pasina kana zvavaitiita kana kutibata havo kutoroorwa munhu wakazara chiiko naye mwana uyu nxaa
Ndarwadziwa mufunge. It's so tense 😭. We must never trust step dad towards our teenage girls 😭.So touching
Im heart broken lm very sorry mama Mwari vakunyaradzei mwana uyo atozviparira ngoz
Am Speechless and Shocked......This Is The End Of Time Surely, Soul 😭 Touching Song.....Ndingagone Kuzvishingisa ,Veduvee Ndirikurwadziwa......
I have two girls lm a single mom I told myself kuti kuroorwa kwete
The way e praise lady crying she once be a victim
Mweya MUNYARADZI ndiwo chete unogona kutowa nyaradza amai awa
😢😢😢😢 so painful une chokwadi here mwanangu kuti you want to share a man namai vako waramba kuramba your step daddy saka unoda kuti mai vako vadii?mwari vakurange mwanangu wakaoma moyo
1 Prophet varikubuditsa zvinhu zvirikuutika zvinengezvakawanda,Mwari ngavakuropfadzai more prophet
Chandibata panyaya iyi mai ava vaiuya kuchurch every sunday asi mwana omitisiwa sei zvaifanira kuonekwa asati amitisiwa mwana uyu zvinogwadza izvi
Amen.moyo unoremerwa waunoti murume wako utora zve nemwana wako here.Mwari pindirai vabatsirei
That's why I never get married , I did this for the sake of my child
Zvakaoma sure kupihwa nhumbu na stepfather tinotenda Prophet nekuburitsa zvakavanzika pachena l love it 🙏🙏
Apa panoda Mweya Mtsvene kunyaradza,for sure! Pandibata kana ini! God help her heal of this wound..
Ama 2000 its a cursed generation Mwari pindirai
Mmmmh nhasi prophet mavura hombe haaa zwandirwadza zwaitwa na baba ne mwava . Atidzikisira mfesi uyo😢
Ane mhosva ndistep dad he took advantage of the situation. Nekuti harisi ropa rake though its a sign he is dangerous heartless brutal
Uuuuuuu ASI murume uyu kaaa anehutsinye sure. Saka achagara sei namai nemwana 😢😢
Makanyanya prophet munogona Basa ramakatumwa
This is so touchy alongside the song,,,prophet maimba tinotenda
Chipo chekuimba chizere apa,keep on doing the Lord's work Prophet
Mai nemwana vese kuzoti vaakabereka vacho.Asi ane mari here TK uyu
May the Lord give you strength mama
So sad vana vedu ava vachatiurayisa nenhliziyo be strong mom😢
Prophet sando dzenyu live long live long sure
Uuuummmm ndabatikana hangu vachafa riiniko varume tizorore, mwana ndiye anoda kutorowa zvaritori hure chairo mwari ngavandiregerere hangu ndovaisira poison vakafa
Yaa zvakaoma tibatsireiwo pavana vedu 😢😢😢
Baba t Freddie cela ukubuza hay Kabi lomntwana uthi ngeke ahlukane lostapsakhe Mina bengithi urashiwe Kanti yikuthandana
My Prophet watching you from Gaborone Botswana 🇧🇼 ❤❤i love it
Shame ndarwadziwa ndachema amai varwadziswa😢😢😢😢😢
Uyu Mwana anezvivindi uyu Anga rwadzise Mai vake kudaro.ndarwadziwa
Chinhu chinonzi murume chaida kutoitwa mhuka .Ropafadzwai prophet makaoma
Vana vedu nevarume vedu ava zvakaoma chokwadi. Mwari pindirai Saka ini disina hangu kuzoita mumwe murume kana mumwe mwana daitya izvozvi
Aaaah ndabatikana ummmmm Mwari tibatsireiwo pasi pe zuva.
Im all tears this is so painful 😢😢we pray for you mumy be strong
Mmmm zvinorwadza veduwee ndabatikana yoh😢😢😢😢
Munhu va Mwari can please do a prayer that will punish that Man, You truly God send
Tinotenda muporofita washe Jesu. Mwari vekudenga ngavakuchengeteyi mutibatsire senyika tinoda kupona
May the Lord give you strength mhamha.
😢😢😢😢😢😢😢😢😢zvakaoma hazvooo Mwari nganyaradze mai avo vasabatwa nemweya wakaipa
Prophet mwari wenyu mukuru ❤❤❤ one of the days kana ndikawana mari ndoda kuzonamata nemi one of your services
Yaa zvinorwadza izvi mwari vasimbiseyi mai ava zvinorwadza asi mwari Valarie xuwa pakurwadziwa kwavaita
Hura hwangu hwapara thought zvoitika kuno SA nezimbabwe hrre iii mwana uyo imbwa zvake😢😢😢😢
Yoh i'm so emotional mwana uyu anorwadzisa💔💔😭😭
Thank you man of God 🙏 zvinobata ,Mwari varambe vachikushandisai
Yaaaa zvin̈ongoda mwari vapindire mwan akadati anokuuraya😢😢😢😢😢
Ndarwadziwa veduwe zvakaooma hazvo ndomuripo here shuwa baba stepdad
Mwana aizvida kambwa kemunhu mai wako so painful
Asi unenge wakaberekawo mwana musikana asina kukwana.kudaisoo mai vake shuwa
Haa prophet vanoimba havo💪
Profet makanyanya, ndinoitwa Meza Kuno Kumozambique
Mwarii vana vedu musatidaŕooo
I was looking for this video on Facebook cos i didn't finish to watch it.💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔
Haaaa asi chii nhai zvakaoma chokwadi 😮ndapererwa apa unenge uchiti ukugara ne mwana wako achiita zvisina bsa Mwari ngatibatsire nyika yatiri yaoma
Ndarwadziwa .unozviudza ani😢😢😢
Iiiih nhai veduwee ndarwadziwa asi chii nhaiwe mwana 😢😢
Baba ava havana Moyo shuwa zvakaoma hazvo!!!!
Mweya mutsvene ndinyaradze zvinorwadza shuwa
U never disappoint my Prophet munotsvaga mega
Saka kana asingagoni akaita mwana anozomuudza kt chiii nhai Prophet
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭, ndarwadziwa ini.
Hiii zvakaoma, kuti ndaona baba wemwana hiii
I think ka meshonga yaka shandiswa pangwana apo! So very sad! 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Zvopedza simba izvi.asi prophet makanyanya.
Haa azvina kumira mushe Mai nemwana pamurume one
😢😢😢😢😢😢😢😢 ndachema Kani vana
Batsirai Mai avo vashinge vasazviuraye vabve havo pamurume wacho hazvo hazvichaita baba avo vasadaro mwana here
Maitabasa prophet, chengetwai namwari
Izvi zvakaoma veduwe uuum yaah
Zvinorwadza kurera Imbwa nemukaka mangwana inofuma yokuruma ndarwadziwa
Ndapererwa, zvinorwadza 😭😭
Zvakaoma hazvo dai mwari ati batsira chokwadi takuenda kumagumo enyika😊
Mmmm ndarwadziwa😭😭😭
So touching ndanzwira mai avo tsitsi
💔💔💔💔💔 ...zvinorwadza shuwa
Doctor of prophecy...
Yoooh mwariwee nyaradzai mai awa
Mwana woramba kumba stepfather
Mwari bastirai mai avo shuwa mwana wawakazvara anokuuraisa
Zvinorwadza sure mwana wako womuita mukadzi washorei mai vake inga vakakuzvarira vana 3 ndanzwa hura kurira varume musadaro pandakaona kt mwari vatonga havo ndakazvigamuchira ndaive ve40years now 46 Oct zvekuda kuroorwa kepiri unoda vana dambudziko hombe uye vanobata zvisizvo nastep father wozopedzisira dzangove hondo mumba
Baba ndibatsirei mupenyu wangu
Im very sorry mhamha this song is touching 😢
Baba itirwaii nyasha nekubata kwamunoita basa raMwariii
Ndapererwa ini prophetmai hweee
Varume vanoita zvinoshoresa umm
Zvakaoma ichokwadi here ichoo mmmmmm marwadzo
Moyo wangu waremerwa
Prophets murisei henyu
This is very emotional for me guys 😢
Mmm zvorwadza dai makanovatengesa bond paper
Maiwe zvangu vana ava ndarwadziwa zvangu
Aaaaah amana kaaaa ma1 awa
Ndavarwadzirwa mai ava. Mwanasikana na stepfather havana moyo
Man will humble u❤
ndarwadziwa 😭😭😭😭
Amen Mweya mutsvene ndinyaradzei