REV CHITSVARE - AFM TURNING POINT CONFERENCE (rufaro April 2019)

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 4 พ.ย. 2024

ความคิดเห็น • 38

  • @tonderaigwarega3129
    @tonderaigwarega3129 3 ปีที่แล้ว

    This was really a turning point .... Powerful ... Can't wait to be back pa Rufaro after Covid

  • @shyletgondo3673
    @shyletgondo3673 5 ปีที่แล้ว +1

    the annointing to shezheu, eyyy this is powerful may the lord restore vakadyiwa namupedza chose....... muroyi ndiye ngaafe woooooowwww hw i wish i was there mmmm but am enjoying hanku

  • @sachihera1743
    @sachihera1743 4 ปีที่แล้ว

    Powerful sermon l am blessed God bless you abundantly

  • @thelmablack2252
    @thelmablack2252 2 ปีที่แล้ว

    💥💥💥Gotekwa reMadzibaba

  • @poisetv2169
    @poisetv2169 3 ปีที่แล้ว

    AFM is my church we preserve the WORD OF GOD

  • @esychirikuutsi6701
    @esychirikuutsi6701 5 ปีที่แล้ว +2

    Ndafarira shoko it's was my Turing point at Rufaro

  • @chitsidzomarema8059
    @chitsidzomarema8059 5 ปีที่แล้ว +4

    Uuuuuuuum zvinhu zve vanhu vakapanduka zvinonetsa kna kuri kukura kwe basa sure chipatsuranai muti old Afm ne new Afm basa ramwari rifambe zvakanaka zviriko izvi kuna acts vakaparadzana basa ramwari rikakura zviitei izvozvo vanhu varege kuita confusion zvakanaka zvose hazvichaoneki varume zvinzwimbo hazviendese kudenga
    Hallelujah 🙌

    • @simbarasheblessingchoto2700
      @simbarasheblessingchoto2700 5 ปีที่แล้ว

      kasi kune vachine confusion kani

    • @privybennett7867
      @privybennett7867 5 ปีที่แล้ว +1

      Chitsidzo Marema I agree, AFM has been my church that’s where I was baptised but now I stopped going there after drama ravo. Too much confusion, I just wonder kuti zvichiri zvamwari here. It pains me, kuti what really went wrong. Remember going ku Rufaro as a one family. God command a blessing where there is love, peace and unity

  • @tnporu
    @tnporu 7 หลายเดือนก่อน

    Powerful

  • @mercymaita6117
    @mercymaita6117 5 ปีที่แล้ว +1

    M the 3 aaa zvakarongeka izvi.thank you national.youth leader mashandiswa zvemhando yepamusoro..

  • @gracegrace1339
    @gracegrace1339 5 ปีที่แล้ว +2

    Ngakuitwe kuda kwenyu, let thy kingdom come. We decrease increase the Spirit of the living God.

  • @munambap7395
    @munambap7395 5 ปีที่แล้ว +1

    This is grace at highest level

  • @phillipzimbizi8705
    @phillipzimbizi8705 5 ปีที่แล้ว

    Thank u chamhamha ndaropafadzwa

  • @yeukaiprimrose4124
    @yeukaiprimrose4124 5 ปีที่แล้ว

    Itsika yevanhu, pane chakanaka you always see the bad part...Appreciate the good and you will manifest God' s goodness in your life. John 1v12 to those who believed and received Him, He gave them the power to be called children of God. Follow your heart, your instincts can tell you kuti where do you really find the presence of the Lord. Isu toti shoko ngarifambe baba...our faith comes by hearing the Word.

  • @kennethchikuma6683
    @kennethchikuma6683 5 ปีที่แล้ว +2

    Video riri kujamba jamba. Please tigadzirireiwo mavideo akanaka with good sound

  • @shelterjasi4762
    @shelterjasi4762 5 ปีที่แล้ว +1

    Vemberi vachave veshure youth on fire hallelujah

  • @phillipkums2243
    @phillipkums2243 5 ปีที่แล้ว +1

    This z pwrfl yooooo

  • @chiedzakadzutu7849
    @chiedzakadzutu7849 5 ปีที่แล้ว

    Ameeen shoko ngariendeee

  • @lovenessamenndhlela4418
    @lovenessamenndhlela4418 5 ปีที่แล้ว +1

    Ko iyo ndoyakabuda here

    • @theodorahgamba9523
      @theodorahgamba9523 5 ปีที่แล้ว +1

      kubuda kupi my ccta?vakagadzira new doctrine ndivo vaakuda zvitsva so automatically ndivo vanofanirwa kubuda, iyi yakaramba ine old constitution so judge yourself!

    • @lovenessamenndhlela4418
      @lovenessamenndhlela4418 5 ปีที่แล้ว

      Oky ndakanzwa kuti pane 2 ma Afm

  • @lovenessamenndhlela4418
    @lovenessamenndhlela4418 5 ปีที่แล้ว +1

    Am the first

  • @tapiwanyika3543
    @tapiwanyika3543 5 ปีที่แล้ว +2

    Motooo paGotekwa

  • @chailinimussaco6798
    @chailinimussaco6798 5 ปีที่แล้ว +4

    No matter how we preach or kukarara I don't see huMwari wacho vamwe hatichatozivi kit which conference to attend pandinongoona kupatsanuka kwekereke ndinoona kut hapana wekutevera APA nekuti dai Paine anemweya waMwari aikoshesa kereke yaMwari kudarika zvigaro or whatever other thing

    • @simbarasheblessingchoto2700
      @simbarasheblessingchoto2700 5 ปีที่แล้ว +4

      kana una Mwari hama yangu haaregi kukuudza kwekuenda, Paul and Barnabas vakapatsanuka wani asi vose vanhu vaMwari

    • @chailinimussaco6798
      @chailinimussaco6798 5 ปีที่แล้ว +1

      Simbarashe Blessing Choto as I hakuna akazonoshumira achishumira umwe and they were never enemies what do we preach the real word is no longer there since last August conference hapana chirikushumirwa as I kushumirana

    • @simbarasheblessingchoto2700
      @simbarasheblessingchoto2700 5 ปีที่แล้ว

      @@chailinimussaco6798 maonerowo ako Mwari anogona kukubatsira hama yangu kuwana imwe church isingashumirane sezvawataura ndinofara kut Mwari haasi wechech imwechete

    • @simbarasheblessingchoto2700
      @simbarasheblessingchoto2700 5 ปีที่แล้ว

      @@chailinimussaco6798 kana muchiti hapana chiri kushumirwa kureva kah kut matove kumaka kut uyu agona uyu atadza

    • @sirgonhovi
      @sirgonhovi 5 ปีที่แล้ว +1

      Well said!!!

  • @masondaka1859
    @masondaka1859 5 ปีที่แล้ว +2

    Aaaa iri level iri kaa 😂😂

  • @grsctit2217
    @grsctit2217 5 ปีที่แล้ว +1

    U are seeing chaos but vamwe tatoropafadzwa .

    • @ishaantonio1134
      @ishaantonio1134 5 ปีที่แล้ว +1

      Taura hako vamwe tiri kuropafadzwa hatitarise izvo

  • @doabel2061
    @doabel2061 5 ปีที่แล้ว +2

    Satan anoita mahomunya nhaka