#1:..your lady knows everything, your suspicions are very CORRECT....ane ka busket.. Regai titi uyu muroyi*** #LETS PRAY, but are you ready to face the truth....??
Bro really, maakutopenga, makaratidzwa kuhope chionay maakuitana nechirwemwaremwa. You own mother saod lets pray and fast iwe kwete. What should we tell you. Hamheno, zvichasvika pakukukwekweta ropa. Nekuti akanaka chete
Toku adviser seyi iwe wakato gamuchira mushonga yayo n'nga iyi? how do you feel kudeura ropa remunhu akakupa mweya wekufema vachikuunza panyika they called you their bundle of joy.saka pafunge ipapo.
Run with ur life iwe hide uda help yei after mwari akuratidza zvese izvi kufira kunaka ikoko zvauchapedza nzinza ivo vakadzi vamunoti vakanaka hee andide kusiyana naye akanaka ndovakaitaseiko
Uyo we1st confession, pfungwa dzake dzichiri right here? Kana zvikanzi une chivindi , ungati chivindi chakadaro? Mmmm . plus munhu vausingazive vaakutoti mukadzi wangu, apa vakabva kubirwa mari. Haa kana zvashata pakadayi ndoopanonzi indomene.
1st confession mukoma sei muri slow kudaro, vakadzi vese vamunodanana navo are evil and munozviratidzwa pane nguva asi you just ignore. Dai materera amai venyu.
Iiii nyaya dze ma dating sites idzi apa hamuna kudzidzana it's abvious vanhu ava vanouya vakanaka zvino mwisa mvura.makaunza mu satanists mumhuri, she's always ahead of you run for your life!!! Give her mari yekuti eda unotora passport then block her.
Ndini hangu ndaita fest ndipeio malike
Mukoma imi changamukai and pray 🙏
It looks like matogadzirwa
Imi hazvadzi ve mukadzi uyu muroyi wamuri kugara naye but muchamuramba seyi nekuti munoroiwa suwa
#1:..your lady knows everything, your suspicions are very CORRECT....ane ka busket..
Regai titi uyu muroyi***
#LETS PRAY, but are you ready to face the truth....??
Lord protect evry parent vana vaipa munyika umu nenungo,havachazeza kuuraya vabereki.
😮😮😮 tiza iwe. Iiii .zvivindi zvacho
Kutoita nungo dzekutsanya
Pakaipa! Kudira munhu kuti vanhu vakuone kuti une munhu akanaka😂 ayas, vamwe vanhu so
1st confession uchafa iwe wadii kusiya nhai vakadzi vapera here
Mufunge
Bag rakatovigwa mukoma... Namatai
Lol, vanhu vanezvivindi zvakayita sei ku ignowa hope nekuti munhu akanaka.
Vakadzi vakanaka ungavapedza here..
To make matters worse, he ignores his prayerful mother
Mukoma hope dzenyul dzri kutokurakidzay zvakawanda...
Last confession madii madzorera chitokoloshe ,advise yamoda ndeyei pakuuraya ,dai matsvaga Jesu nguva ichiripo ,mukuda tikuudzei kuti chekeresai here nhaimi nhaimi ,saka imi mumoyo menyu mukuona zvichiita ,maconfessions ese evanhu wakaromba nezvawanozosangana nazvo hamusi kuqnzwawo here iiih musadaro ,,dzorerai chitokoloshe icho munamate Mwari mupenyu ,chitokoloshe icho chinozokuparirai,,,
hope chiphofet chikuru mukoma
Munezvivindi mkoma,anenge asiairi iye mukurara nedemon ummmm apa mukuvanza mai venyu imika.
Bro really, maakutopenga, makaratidzwa kuhope chionay maakuitana nechirwemwaremwa. You own mother saod lets pray and fast iwe kwete. What should we tell you. Hamheno, zvichasvika pakukukwekweta ropa. Nekuti akanaka chete
Pakaipa
Toku adviser seyi iwe wakato gamuchira mushonga yayo n'nga iyi? how do you feel kudeura ropa remunhu akakupa mweya wekufema vachikuunza panyika they called you their bundle of joy.saka pafunge ipapo.
Kupusa chayiko kunovurayisa apa unamai vanotokuyambira...uchasvinura wavamu mochari straight 😅
Run with ur life iwe hide uda help yei after mwari akuratidza zvese izvi kufira kunaka ikoko zvauchapedza nzinza ivo vakadzi vamunoti vakanaka hee andide kusiyana naye akanaka ndovakaitaseiko
Uyo we1st confession, pfungwa dzake dzichiri right here? Kana zvikanzi une chivindi , ungati chivindi chakadaro? Mmmm . plus munhu vausingazive vaakutoti mukadzi wangu, apa vakabva kubirwa mari. Haa kana zvashata pakadayi ndoopanonzi indomene.
1st confession mukoma sei muri slow kudaro, vakadzi vese vamunodanana navo are evil and munozviratidzwa pane nguva asi you just ignore. Dai materera amai venyu.
Zvivindi unozviwanepi zvekugara nemunhu akadaro unotoroteswa urinani pliz tell yr Mom vakubatsire kunamata abve munhu uyo
Ko iwe unonotora chikwambo chakadzoswa neumww chirudziii...ko kuzvibvunza kut munhu uyu arikuda kundiitira favor nemhaka yei..muchapedza dzinza..enda unodzosera nguva uchiripo
Makagarira nhamo.asi matorazve imwe nhamo
Endai ku Zim or mai venyu vaende kwa T freddy or Miracle Paul
Nhai ko vakadzi vapera hre siyai mukadzi uyo mukoma muroyi mukuru
Chibag akanoviga chingabiwe nani icho choga mumba,go to church try to fast evryday anoenda ega uyo nehuroyi hwake.
1st ko nhai mukoma ko madii kusiyana naye mkadzi wamurikugara naye
Muroi or chikwambo
Zviri pachena wani kuti munhu wenyu chitopota nambuya vake
Nothing serious yeiko nhaiwe iwe wakato udzwa kuti chikwambo nxah. Iwo madiro enyu zvakapfava kunge honye aya. Siyana nazvo izvi utsvage basa ushande
Iiii nyaya dze ma dating sites idzi apa hamuna kudzidzana it's abvious vanhu ava vanouya vakanaka zvino mwisa mvura.makaunza mu satanists mumhuri, she's always ahead of you run for your life!!! Give her mari yekuti eda unotora passport then block her.
Ummm zvakaoma munhu wenyu anobuda husiku uyu or mukadzi wechikwambo uyu muchenjere bhudhi