Vana ava vatorasa bond namai and experience yavakaita after mai vavatiza pamusika inorwadza even strangers , mai ava chokwadi havana mwoyo. Murume akashinga uyu he went through a lot nevana vake.
Kuramba imba munhu anakirwa ne Mjolo. Ko zvakunonzi vana vanogara na amai kana vanhu vaparadzana saka amai ngavasungwe vaiswe kujeri vagoziva kuti munyika mune mutemo
Ummm zvakaoma
Mukadzi muroyi uyu kusiya mwana ane 3years pamusika kuoma moyo
Zvinorwadza dea wngu mwana akasiya mwana vandakachengeta kubva iri nhumbu murume ati siya mwana wngu uri mukdzi wechikwambo bt mari ndinongotumira mukwasha yechikafu haabvumi kt mwana wngu ataure nemwana hanzi anorwara zvakaoma
Zvakaoma ndarwadziwa hangu
Vana ava vatorasa bond namai and experience yavakaita after mai vavatiza pamusika inorwadza even strangers , mai ava chokwadi havana mwoyo. Murume akashinga uyu he went through a lot nevana vake.
Zvakaoma veduwee, moyo wekubereka washaikwa apa zvachose
Please interviewer show more compassion and patience when interviewing children
Ini nyange zviome zvirwadze vangu ndofa vano
Kuramba imba munhu anakirwa ne Mjolo. Ko zvakunonzi vana vanogara na amai kana vanhu vaparadzana saka amai ngavasungwe vaiswe kujeri vagoziva kuti munyika mune mutemo
Guys mamicrophone enyu avakutyisa akuita kunge zvikwambo
Ummmm ndarwadziwa vamwe vakadzi avana moyo chokwadi kutiza vana .
Zvkaoma hazvo ummm
Shemu 😭😭😭😭