Team iri zvazvino ndiro rine chimuti Chivhayo haasi kuvaonao ere vanhu ava N Mukombe .S Mukombe .Wine .bishop Matanhike .Sibanda na Nduna itirwai nyasha naMwari
So i played this song on the 5th of November 2024 and my mom passed on peacefully on the 7th. Playing this song now reminds me of her and I also get the consolation that God is God in all situations. RIP mama ❤
Inondisimudzira song iyi ...Muri Mwari🙏🙏
Team iri zvazvino ndiro rine chimuti Chivhayo haasi kuvaonao ere vanhu ava N Mukombe .S Mukombe .Wine .bishop Matanhike .Sibanda na Nduna itirwai nyasha naMwari
TINOTENDA CHOSE NE SUPPORTER
Chivhayo aasi Mwari my dear, Mwari ngaa vaone mu any situation of their life is God they need not any human
Pfuma yapanyika haina maturo,mwari wedu achavarangarira pamabasa akanaka avari kuita
Kristu achavaropafadzwa pamweya yavo kuti varambe vachipfurira mberi nekushumira,kuti zita ramwari rirumbidzwe.
Amen
Nokuti ndivo Mwari
VaMatanhike Mwari vakusimbisei pabasa rekutungamira mbiru dzebasa raMwari pakuimba rambai makamira nesimba pabasa iri Pauro unoti kunaVaFiripi Asi fambai bedzi zvakafanira Evhangeri yaKristu neniwo ndinoti fambaiwo zvakafanira kuda kweMuponesi wedu Jesu Kristu kuti tisvike pakuchibata chatakambobatiswa naIshe Jesu Kristu
Ndinobva ndapinda munyasha ini thanks nekusimbisawo mweya yakaneta , muzita renyuBaba,mwanakomana neremweyamutsvene ,Mwari ndinoti komborerai chikwata ichi cheFollowers of Christ chizadzise shuvo yemoyo yamumwe namumwe arimachiri Amen
Mazviita chose itirwai zvakanaka chose
Munhu akavamba nziyo iyi ari talented pakuimba also lam sure ane chipo chekuita mabasa esimba...kwaari ikoko imbomupaiwo mukana wekunyengetererera vanorwara nekudzinga mweya yakaipa mozodzoka pa comment yangu....munondigonera mese
amen, dai Mwari aita sekuda kwake mazuva ose. ndatenda zvangu
😭😭😭😭ndinodzamirwa ne song iyi ndobva ndafunga my background ne current situation mwari zvamusingashanduke ndinovimba nemi🙏🙏🙏
Mambo Jesu muri Mwari. Vasingashanduke.
Singing this whilst by the hospital bedside with my mom.
So i played this song on the 5th of November 2024 and my mom passed on peacefully on the 7th. Playing this song now reminds me of her and I also get the consolation that God is God in all situations. RIP mama ❤
Playing this song today 3rd of February 2025. In memory of of mum.
Inguva inorema yehupenyu asi tinofara tiri muna kristu nguva dzose Amen Amen Amen
Muri mwari vasingashanduke zuro nanhasi
Indeed he is God amen
Moyo unoenda kurefu zvangu ummmm Mweya mutsvene akamushandisai apa, nyasha ngadziwanzwe
Amen 🙏 Mwari wedu haashanduke
Nziyo dzenyu dzinondi chemedza , , dzondi wedzera simba rekunamata
Zvakadaro muri Mwari vasinganyadzise Mwari
Keep up thé great job
Shwaaaa 🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽
Well done team munondipinza mumweya nenziyo dzenyu
Anesu misi yose🙏
Jeso muri mwarii❤❤❤❤
Amen 🙏.he is God 🙏🙏
Mambo jesu muriMwari❤
Thank you nyangwe zvakadaro vanongoramba variMwari
Well done ✅✅ more life more life
Amen
Amen munondikomborera.
Haashanduke🙏💫
This is way beyond excellence. Keep the gud work guys. Munokomborera big time
Mwari wakuitirei nyasha
Glory be unto Jesus. Munoramba muchikomborera mweya wangu pose pamunoimba. Your voices are amazing,keep up the good work vanhu vatendeuke❤
Amen amen
Mambo muri mwari ndinoitirwa zvakanaka hangu
Ooh yes you are unchangeable God
Amen amen 🙏🙏
Amen murimwari asingashanduke🙏🙏
yeah anoramba ari Mwari chokwadi akatendeka nguva dzose🙏
MuriMwari vasingashanduke🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Basa basa akomana ndodadanemi mhani❤
Ngarifambe shoko
Yaaar itirwai nyasha hama totendeuka nevhangeri kandai zvizhinji kwazvo ndodawo ishe
Chokwadi He remains God 😢
🙏🙏🙏🙏MuriMwari asingashanduke
Ndibva ndanzwa kudakudzokera kupositori
Amen Mwari hashanduke
👌🍒👑
Masterpiece
Amen nguva dzose ndiMwari havashanduke
Amen mwari weruponeso rwangu
Basa basa
Amen
Itirwai zvakanaka magamba ekutenda.....
munondisvitsa pane chimwe chinhanho
Well done
👌👌👌👌👌
Amen muri mwari
Amen 🙏 🙏 🙏 ❤
❤❤
Ava vanhu vanogona zvavo ummm
Amen😢
🙏🙏
yes amen
Munowanikwa kupi?
Muri Mwari Jehovha❤ hamushanduke🙏
Stay blessed team
Amen amen
Amen amen amen 🙏🙏🙏
Amen
🙏🙏🙏
Amen amen 🙏🙏
Amen
Amen
Amen