ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/DI2r1w0Pa6u6vlfJGeOMQb
Mukoma Robert idai mhuri iyo kwasekuru tasvu
Muroora akavachengetera mai vavo nhasi vomuti murooi vatsvaga ngozi uye anoda kuripwa akachengeta mai vavo
Muri kujoni wamwe Yukeyi mochengeterwa amai ,pedzezvo motuka nekupumha akakubatsirai ,ingorambanaizve kana musiri kuwirirana mumba menyu than kupumha vanhu
Shasha iyi haigone kutsanangura nyaya yayo
Endai kwa prophet Miracle Paul
tokumbirawo mupote muchipa varikutaura microphone tinatsonzwisisa nyanya.Hatisikunzwa
Chief Tonga nyaya iyo fair fair mutungamiriri we nyika ndiuye adii
Mainini vave biased nepound,plus winnet kusauya kuzochengeta mai uchaita munyama
Yoh akuverenga zvekuseri kwechuru akapusa pusa nei kudaro
Waiva uripo here mama vachirwara wakapusa kunda kurohwa idya mari ye UK wakayarara
Mukadzi akachengeta mhuri zvakasimba akasimba mwana iyeye ....mai ava vakaita cancer
System akazviimba izvi akati mukoma wangu munhu haatende, muroora akavachengetera mai vavo nhasi kwave kunzi ndiye muroyi.
Iwe taurisa kani iwe mutauri abva kuseri kwe chuuru
Iro zimunhu rikuverenga zvabva kuseri kwechuru pliz richinjei mupe munhu anogona kuverenga and anodaidzira zvaari kuverenga
Rakango water water 💧 😂😂😂😂 kuita kunge ari ko foswa 😂
Siyai amai vazorore.makachengeterwa amai nhasi akutaurisa
Ka small boy kakaita dzungu kumhanya kudare
Musiyano uripo pakati pamambo naishe ndewechii,just asking
Ishe mubatsiri wamambo ,let's say nzvimbo yakakura vanogadza ishe kuti nyaya dzese dzisaenda kwamambo dziende kunaishe
Ishe ndisabhuku..mambo ndoking
Ngavaende kwa Tasvu,kanengo or Mukotsanjera tumwe twese uko hatuoni
Mambo ngavavaise kwasekuru tasvo ku 7 andasoni zvinonobatwa
Iri ndodare rematuzvi Mambo neteam yenyu muchakati netei pakutonga ,hameno maonere angu
One of the worst anodhakwa too much
Vanhu vaifanira kumbogadzirisana kumba first
Vakaura vana sekuru namainini
WeUK uyo uuuuuu aparadza vamwe
Zvakaoma penyu makagona makachengeta mai
Baba avo vakapusa varikunda kuti mukoma abatwe chete
Kwa sekuru tasvu zvinobatwa
Vaendesei kwasekuru Tofa kana kwaka Nengo
Ngavaende kwa Sekuru Tasvu kana Kanengo
Mkoma sly
Ngavaende ku 3
Dare repanze iri harina dhiri ngawafambe kumwe
Kuchiru hakuna chabatwa chine musoro manyepo ega kumhanya kuti ndoda mombe 2 ne mbudzi 2 udyire chete
Uri stupid iwe mufana doctor we uk anopa diagnosis nebepa here
Nhy zxako paper ringaonese cancer hr kupfuura pamnhu vacho aiwe nayo cancer yacho